Huyai Munzwe Mhondi Ichireurura Irikutsvakawo Rubatsiro A Must Listen

  Рет қаралды 4,564

Aunty Mamoyo

Aunty Mamoyo

Күн бұрын

Huyai Munzwe Mhondi
Ichireurura Irikutsvakawo
Rubatsiro
A Must Listen

Пікірлер: 77
@SiziweMacheza
@SiziweMacheza 7 ай бұрын
Rega amuke wakamurwadzisa waimuurairei uchafa uchitambura iwe nemhaka yekuuraya vanhu
@zanele905
@zanele905 Жыл бұрын
Bamnini yamakapinda ihombe saka dzokerai kumusha Munotanga upenyu henyu patsva Nokuti ngozi ndeyenyu kwete akutumai Havana ngozi akutodya. Zvinonaka kumba kwake
@chiponyosi3241
@chiponyosi3241 6 ай бұрын
Ifa hako
@PriscillarNcube-lh9gd
@PriscillarNcube-lh9gd 8 ай бұрын
Ko iwe unotya kufa sei iwe uchi uraya vamwe
@SiziweMacheza
@SiziweMacheza 7 ай бұрын
Enda kwasekuru tasvu ubviswe dimon iro
@nyonisehlulekile8607
@nyonisehlulekile8607 Жыл бұрын
I think ingozviuraya sezvo wakadeura ropa
@beautytenthani8488
@beautytenthani8488 6 ай бұрын
Yah mukoma kohwayi zvamakadyara
@ip8271
@ip8271 Жыл бұрын
Dzoka kumusha pane kuramba uchiuraya vanhu. Itya Mwari and Repent for the kingdom of heaven is close at hand
@ChinaeMazara
@ChinaeMazara Жыл бұрын
Makapinda muchifunga kudini dii wakatanga wafunga Kuti zvinobetsera hre muupenyu
@VIMBAIMAKOKO
@VIMBAIMAKOKO 6 ай бұрын
Zvisungirire ufe unotyeyi kufa iwe uri mhondi
@VIMBAIMAKOKO
@VIMBAIMAKOKO 6 ай бұрын
Urikuda rubatsiro rweyi nhai mhondi
@margaretnyarambi7066
@margaretnyarambi7066 7 ай бұрын
Enda kumusha unobatsirwa
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
Last comment on this matter: Let me presume that you took some seriously intoxicating drug, and combined with jail pain, you joined this system 'involuntarily/unconsciously. So, here is the best solution: under Law, if you can prove that you were coerced into murder, say by force/threats induced by drunkenness (also forced/involuntary), you can be acquitted of all these crimes, or in the worst, you get just a minimal sentence (with state security in the prison). What you need to do is (A) Buy a sophisticated recording system, tape-recording, and wear this everywhere and let it record your 'bosses' instructions and discussions so that when you report it to the police they will not find a defence and they will be sentenced to life-imprisonment. (B) Armed with that evidence, go and surrender yourself to the police and say "I have come to seek refugee/shelter/protection from these murderers who are threatening me/my family with death while giving me instructions to kill people." Then give them the evidence.
@bornjustin7521
@bornjustin7521 Жыл бұрын
Make sense
@MamaAfricaVacho
@MamaAfricaVacho 8 ай бұрын
Uribenzi munyori buda munyika imomo ndiwe wasara kuurawa. Dai wauraiwa uriiwe hako urimhondi
@lazarusndirarami4090
@lazarusndirarami4090 Жыл бұрын
Zviuraye iwe kana vakuru
@carolinechirima
@carolinechirima Жыл бұрын
Daibwainda hako ku zimbabwe wonoreurura umhondi wotsvaka rubatsiro cz wakatouraya ndikati dai haibatsiri
@chidzombapearl6641
@chidzombapearl6641 Ай бұрын
Tete ende mune basa maiweee 😱
@tangaitandi
@tangaitandi Жыл бұрын
Uraya vanhu vari kukutuma zvobva zvapera.
@MamaAfricaVacho
@MamaAfricaVacho 8 ай бұрын
Wadiii kubva ikoko
@MamaAfricaVacho
@MamaAfricaVacho 8 ай бұрын
🙌🏾🙌🏾🙌🏾
@zanele905
@zanele905 Жыл бұрын
Mubvunzo wangu zvakare Saka kuuraya ndobasa renyu here Munobhadharwa here kuuraya uku Uye maienderei kuhama imi muchiziva mitemo yenyu Zvino hama dzenyu makadziudza here kuti nave muurai
@christabelhakunavanhu
@christabelhakunavanhu Жыл бұрын
Yowee kuramba mongouraya vanhu tendeukai munamate mukoma mureurure zvitadzo zvenyu ngozi dzamurikupara fungaiwo hama dzenyu dzamurikuparira ngozi chasara kuti iwe upfugwe nepfuti ufe
@ChrianaMatope
@ChrianaMatope 5 ай бұрын
Unoda rubetsero rweyi pawaiura vanhu waifungei hausati wataga dayi atokuonesa moto
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw Жыл бұрын
Wakajoinirei zvakaipa kudaro manje ingozi yevanhu vese vawakauraya muchapera dzinza rese vanhu ivavo unonovaripa how iwe usingazive kwavanogara ko tiza udzokere kumusha chokwadi regai zvinzi mazimba ndoarikuuraya vanhu muno
@TapiwaChingema
@TapiwaChingema Жыл бұрын
Mhondi aina rubatsiro rwainopiwa unofanira kugara mujere upenyu hwese
@ellenjinjika1399
@ellenjinjika1399 Жыл бұрын
Ingofavo iwe hauchina bsa panyika rubatsiro rwaunoda nderwei iwe uchipedza vanhu vasina mhosva
@TafadzwaMoyo-hm6bi
@TafadzwaMoyo-hm6bi Жыл бұрын
Kure uko iwe .... kn wafa wafa ndezveko ....hpn rubatsiro rwaunoda imbwa iwe
@kelvinchiwazeni7346
@kelvinchiwazeni7346 Жыл бұрын
Bamunini dai zvaibvira vese vamakauraya vakumukirai makuda help imi maiuraya vanhu moti vanga vasingadewo hupenyu kowhai zvamakadyara vakasiya mhuri dzavo dzichitambura waive ne choice kubva pakutanga ndiwe wakazvida izvi it's your turn to suffer papa
@carolynmashingaidze3365
@carolynmashingaidze3365 Жыл бұрын
Right, chipoko shungurudza munhu kusvika zvanaka. Uri zimhondi risina remorse urikutofunga zvekunopedzisa mukadzi nemwana wemufi. Kuuraya kuuraya hatina basa nekuti hapana muZimba. Uri mhondi!!!!
@nokueganya6258
@nokueganya6258 Жыл бұрын
Tsano vari kunyepa avooo from 2015 to 2018 pane 3 years ahasi kuzviva zvaarikutaura ,kana chiri chokwadi vese vanhu vawakuuraya ngavamuke zvipoko vese nxaaaa
@choicendoro7937
@choicendoro7937 Жыл бұрын
Maths idzi ndakadzionawo kuti dzakabhaiza.
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya Жыл бұрын
Handiti wakabvuma , hauone here Kuti urikushandiswa iwe ndiwe unouraya wakabvumirei Ngozi shamwari unadzo zvakaoma ifawo wakabvumirei benzi
@angelamahlaule835
@angelamahlaule835 Жыл бұрын
Correct Jeri one month is 20 days.Forty days it's two month
@BlessingMasango-lj4po
@BlessingMasango-lj4po 17 күн бұрын
Uri musatanisitika uraya vamwe vako ivavo
@MamaAfricaVacho
@MamaAfricaVacho 8 ай бұрын
Buda munyika imomo ka urikuzviitisa iwee
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 Жыл бұрын
Dai pasina uyo ari kupfuka dai usina kumbouya pano hide
@innocentmadzivanyika8467
@innocentmadzivanyika8467 Жыл бұрын
Iyi mhondi haibatsorike coz kana kudzokera kumusha irikuti hazviite. Iwemhondi the best solution for you kuzviuraya coz handisikuona chanofanira kuraramira. Plus pfungwa dzako hadzisiri normal
@florencemasasa5463
@florencemasasa5463 Жыл бұрын
Iwe ifa chte munozvinyaya vana vekumba .hapana munhu anokubatsira humhondi wamunoita iwe chingofa chte zvipere
@vaidachipere977
@vaidachipere977 Жыл бұрын
Uraya vese wobva wasiyana nazvo
@ngoniegotore1492
@ngoniegotore1492 Жыл бұрын
Asi kumba kuzimbabwe haukuzive here or wakasiya watuka vabereki dzoka kumba
@RebeccaManzinde
@RebeccaManzinde Жыл бұрын
Tiza nemusikana vako chienda Botswana vobvavapinda muNamibia usaende kumusha votendeùka
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
😂😂😂😂 inga wamunzwira tsitsi
@sisternjanji2526
@sisternjanji2526 Жыл бұрын
Aunt vanomuziva sei kana asina kubvisa hembe zvinooneka sei kuti ndobasa rake
@sheillamunyanyi7165
@sheillamunyanyi7165 5 ай бұрын
Iiii confession yacho
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 Жыл бұрын
Uraya vakuru if u can simple
@nyaraikaiyo5482
@nyaraikaiyo5482 Жыл бұрын
Inga nyika yarema pakaipa
@vaidachipere977
@vaidachipere977 Жыл бұрын
Ummm uyu zvaatotanga kumuka chipoko achakuuraya zvinorwadza .hapana kwekutizira
@lindahozheri3026
@lindahozheri3026 Жыл бұрын
Mhondi iyi ngaifewo
@tawarr6081
@tawarr6081 6 ай бұрын
Inwa poison ufe mhondi iwe ,ukutyei kufa iwe wakaurayawo
3 ай бұрын
Kkkk pfuti haina ngozi adhala nyaya yenyu ndeyekunyepa and hauzi john wick.
@franciscademberere-6653
@franciscademberere-6653 Жыл бұрын
Inwa wemako nzo uzorore
@nyaraikaiyo5482
@nyaraikaiyo5482 Жыл бұрын
Hey aunt Mamoe
@auntymamoyo
@auntymamoyo Жыл бұрын
Hey nyarie
@PatienceMachuma
@PatienceMachuma Ай бұрын
Dai makarima mbambaira zvaive nani pane kuita game rekuuraya vanhu chii chakadaro nhaiwe mukoma chiona chingofa hako pane upeny hr apa
@choicendoro7937
@choicendoro7937 Жыл бұрын
Ko kudzoka kuZim wotanga patsva.
@vaidachipere977
@vaidachipere977 Жыл бұрын
Anosvikopedza vanhu ikoko
@choicendoro7937
@choicendoro7937 Жыл бұрын
@@vaidachipere977 taura hako, moyo wake hauchina matyira.
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 Жыл бұрын
😂😂Ku flasher munhu how hide 😂😂😂 uraya vakuru
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
Ndanzwa urombo chaizvo mujaya nedambudziko rako pakuuraya vanhu apa. Ndinoda kukubatsira Ngozi dzose idzodzo dzipere. Wait !!! Wati iwe Team yenyu iyi inevatungamiriri vauri kutevera uye kutererera? Right. Vaudze dambudziko rako rakaoma iri vachakuudza solution. Kana vatadza, wodzoka zvakare mudare rino, uchipupura mafambire azvaita nezvese zvavakudzidzisa, tozotangira ipapo.
@tre642
@tre642 Жыл бұрын
Hausi mukomana ane32 uri murume mukuru. Muri murwere bro you need spiritual and psychological help wangu. If it's true ngozi woripa
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Жыл бұрын
Ko kungofawo unei vanhu tizorore fokofu satan
@Cc-io5xm
@Cc-io5xm Жыл бұрын
😂😂 you can say that again .
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 Жыл бұрын
Iwe waiurairei vanhu wanzwa butter...
@nancyncube2656
@nancyncube2656 Жыл бұрын
Kkkkkk veduwe
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
On a different NOTE, I can't see any problems apa. Urikutya kuuraiwa, urikuttya kuti mudzimai wako (girlfriend) ingaitwa gang-rape? Aaah, zvinhu zvakaipa here izvozvo? Wakazoona kuipa kwazvo rinhi?
@heatherchitukutu9011
@heatherchitukutu9011 Жыл бұрын
Ummmm
@princessmamthe
@princessmamthe Жыл бұрын
Eat your medicine 💊 please
@HazvineiMudzengerere
@HazvineiMudzengerere Жыл бұрын
Ummmmm iwe kkkkk mbanjee too much
@mendysithole569
@mendysithole569 2 ай бұрын
You should have ask for help before you start killing ,. Dai uyu munhu asina kupfuka ungadayi usina kuuya pachirongwa. You can go home and you don't sound remorseful
@SolomonZivanaiNgwerume
@SolomonZivanaiNgwerume Жыл бұрын
Devil
@nancyncube2656
@nancyncube2656 Жыл бұрын
You thought you were very smart and clean . Munamwari kutenga vakakutarisa every movement bhasi chabvondoka
@MamaAfricaVacho
@MamaAfricaVacho 8 ай бұрын
Uribenzi munyori buda munyika imomo ndiwe wasara kuurawa. Dai wauraiwa uriiwe hako urimhondi
@tangaitandi
@tangaitandi Жыл бұрын
Uraya vanhu vari kukutuma zvobva zvapera.
@MamaAfricaVacho
@MamaAfricaVacho 8 ай бұрын
Uribenzi munyori buda munyika imomo ndiwe wasara kuurawa. Dai wauraiwa uriiwe hako urimhondi
@MamaAfricaVacho
@MamaAfricaVacho 8 ай бұрын
Uribenzi munyori buda munyika imomo ndiwe wasara kuurawa. Dai wauraiwa uriiwe hako urimhondi
NDAKAROMBERA MA BUS ANGU ANOTYAIRWA NEVANHU VAKAFA
15:41
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 1,1 М.
Running With Bigger And Bigger Lunchlys
00:18
MrBeast
Рет қаралды 125 МЛН
哈哈大家为了进去也是想尽办法!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:33
pumpkins #shorts
00:39
Mr DegrEE
Рет қаралды 70 МЛН
Mbuya musadetembe zvenyu ndakuyera Jesu
4:40
Kuda Rashman
Рет қаралды 5 М.
Ndino Shanda Ku Motuary Ndinotengesa Ma Parts Ezvitunha
14:48
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 8 М.
Huyai Munzwe Zvakaitika Pandakaba Mari Ku Zambia A Must Listen
17:41
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 4,4 М.
Mukoma Vangu Vakaromba Nema Svada eMbudzi Vanoma Chengetera Mu Dish Rinogara Rakazara Ne Ropa Ravaka
15:49
Running With Bigger And Bigger Lunchlys
00:18
MrBeast
Рет қаралды 125 МЛН