Mukoma Vangu Vakaromba Nema Svada eMbudzi Vanoma Chengetera Mu Dish Rinogara Rakazara Ne Ropa Ravaka

  Рет қаралды 3,235

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Mukoma Vangu Vakaromba Nema Svada eMbudzi Vanoma Chengetera Mu Dish Rinogara Rakazara Ne Ropa Ravaka Chekeresa
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.

Пікірлер: 10
@MONICA-x7z
@MONICA-x7z 8 ай бұрын
Mkoma madii mamover ikoko kwamuri kugara motanga new life nekuti mkoma venyu varikuziva zvese zvirikuitika pakati penyu nemukadzi wenyu
@TryletMagaisa-r3r
@TryletMagaisa-r3r 8 ай бұрын
Aaaa hanzvadzi Ini ndinoti famba mwana wamai asi enda kunevanhu vakaitenge vana sekuru tasvu
@PaulineMuzanenhamo
@PaulineMuzanenhamo 8 ай бұрын
Uuuum zvakaoma mukoma
@preciousprecious263
@preciousprecious263 8 ай бұрын
Ibvapo mukoma wangu chiyi chaunogarira, usataurira munhu, ita rwendo rwembwa fungira mumoyo tiza utsvake upenyu hwako uye farira chiporofita c
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw 8 ай бұрын
Mkoma imbodzokerai kuzim mumbonotvaga vabatsiri vanasekuru tasvu or kuona bhozhongora munowana vabatsiri mukadzi wamurikugara kagame kakarongwa namkoma venyu vanotoziva kuti hapana hapana kwamuri siyana nemukadzi uyo mumbonobatsirwa kuzim uyo wekuda 75000 arikuda kutokuvharai hakuna zvakadaro mukoma venyu vakagadzirwa kare muchange muchingodyirwa mari tvagai yebus muende kuzim muchauraiyiswa namkoma venyu vanozivana nemukadzi uyo
@tre642
@tre642 8 ай бұрын
Mukoma kokuzama mapostori vano gona back to sender
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 8 ай бұрын
Mukoma itai go back to sender endai kwasekuru tasvu kana kanengo...munobatsirikana musarege nekuti muri kushandiswa mahara
@chiedzamatumba9130
@chiedzamatumba9130 8 ай бұрын
Iwe ndiwe uri kuda kushandiswa ngwara wakura mai vako vakatadza kudanana nemurume wemunhu. Maiguru vakavauraya mai vako vanasikana dzidzai kuroorwa nemurume asina mkadzi wake. Munosiira vana nhamo chibva pamba pawakakurira unozvivakira kure navo . Ku SA ikoko enda unogara kwako wega usiye hure iro iwe kounonoita mkadzi wekupiwa haugoni kuzvitsvagira mkadzi kwaye wega? Uri mwana wemusango hapana anokuda pamhuri iyoyo ibva pamba pavo uzvigarire wega n'anga yeMalawi siyana nayo enda KwaTasvu or Kanengo upiwe back to sender wakura zvekugona kuzvichengeta wega siyana nezvevanhu havakudi Saka vachikuita yeye yese siya chero mkadzi wekupiwa uyo urongere ramangwana akoo.
@AliceTambudzayi
@AliceTambudzayi 7 ай бұрын
Endai kunonamata musiye zvekuda vanhu vemuno mu joni endai kunonamata kunamwari hakuna chinoramba
@esterdube8894
@esterdube8894 8 ай бұрын
Hey ma zimba hutsinye soo, what's wrong with us??
Vochekana Hukama KuDare KwaMambo Nyamaropa
24:29
SlyMediaTv
Рет қаралды 11 М.
Ndogadzira Zvese
4:45
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 25 М.
Incredible: Teacher builds airplane to teach kids behavior! #shorts
00:32
Fabiosa Stories
Рет қаралды 11 МЛН
Players vs Corner Flags 🤯
00:28
LE FOOT EN VIDÉO
Рет қаралды 89 МЛН
Inside Out 2: ENVY & DISGUST STOLE JOY's DRINKS!!
00:32
AnythingAlexia
Рет қаралды 15 МЛН
Mwana Wavatete Wangu Anongozvara Vana Vakaremara Nekuti Akaroyiwa Na Amai Vangu
19:13
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,3 М.
THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 24 (KADRONE) #theclosurednashow #tinashemugabe
1:25:22
Baba Vangu Vakaita 9 Days Varasika Mugomo Vainge Vatorwa Nezvikwambo Zvavo
17:34
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,1 М.
Girlfriend Yangu Yakaponda Mukadzi Wangu Huyai Munzwe Nyaya Yangu
18:28
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,6 М.
Pfuma Ye Nhaka Inoparira Huyai Munzwe Kuuraya Kwandakaita Sisi Vangu
17:00
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 582
MAMBO OROVA SVIKIRO- PART 2 (UPDATE)
14:01
Drewmas Media
Рет қаралды 52 М.
Inzwai Zvakaitika Mushure Mekunge Inini Ne Ex-Wife Yangu Tabatsirwa Na Madzimai Veku Capetown
21:31
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
😅😅
0:22
Andrey Grechka
Рет қаралды 3,4 МЛН
АЗАРТНИК 4 |СЕЗОН 5 Серия
31:20
Inter Production
Рет қаралды 515 М.