Huyai Munzwe Zvakaitika Kwandiri Mushunge Mekunge Nda Sangana Ne Umwe Musikana Pa Whatsapp Becareful

  Рет қаралды 6,127

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Huyai Munzwe Zvakaitika Kwandiri Mushunge Mekunge Nda Sangana Ne Umwe Musikana Pa Whatsapp Becareful

Пікірлер: 50
@PerfectMdza-jm1no
@PerfectMdza-jm1no 6 ай бұрын
Not all single mums are bad guys ini zvangu im one in a million kungoti mdakutya zvangu paper 2 ye heart break bt even heaven knows im a good wife n a good mother
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Mee too
@CSSMS1
@CSSMS1 6 ай бұрын
Itai ka ti witness isisu hedu ma single dad
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
@@CSSMS1 kkkkk
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
@@CSSMS1social Media inotyisa ummm Handina kobhowa akapupura kuti ndakachata kkkkk
@TradeLikeStee
@TradeLikeStee 6 ай бұрын
Lol perfectmdz
@Bmw_fansr
@Bmw_fansr 6 ай бұрын
Haa iwe unotsvaga mkadzi kunge cabbage wat do u expect
@ellenchihwai5670
@ellenchihwai5670 5 ай бұрын
Havasi vese vanodaro dear variko varikutosvagawo vanhu kwawo but hawawanikwe
@breem5414
@breem5414 6 ай бұрын
Dambudziko renyu vamwe varume hamudi kuroora munoda kushandisira vana vevanhu mahara.Plus munoti masingle mothers ari muno mujoni mahure which is not true.Plus munoda vanhu vasingakudei vanokudai vacho hamuvade
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 6 ай бұрын
Veduwe Ka rombai mega ko hama dzapinda papi iwe uchidya mari wega ifa wega plz mwari pindirai udyiwe nezvi kwambo zvako
@nomsaprosper6385
@nomsaprosper6385 6 ай бұрын
Basa rinorema ibasa ripi iroro ??
@2GOLDZ
@2GOLDZ 6 ай бұрын
#2 sorry mukoma wakaita munyama wakasangana negindagoria
@FortuMutandwa
@FortuMutandwa 6 ай бұрын
Basa rinorema nderipiko
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 6 ай бұрын
Dambudziko varume kana mauya kuno munorova Musina kudzokera kumusha zvinopa kuzongowira mufambi kana Moda kuroora . Plus ukoona mkadzi urimuno muJoni either wakafirwa nemurume , kana kuti wakatiza murume , kana kuti isvuura muromo wakadzingwa kumurume , kana kuti wakagadzwa chikwambo haaroorwi ukaona mkadzi watadza kupinda pamupanda uyu ukasangana naye muka unamate mwari vanokuda 95% isvuura muromo musabata .
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 6 ай бұрын
Havasi vese vasinga rooreke ma single mom's ava unenge wangoita munyama wekushangana nehure hure uchamuwana ari bho even muno veku zim vari serious
@richardgame3359
@richardgame3359 6 ай бұрын
Nyika ino inemweya wechipfambi, vabereki vanaa venyu havachina mugoni, mjolo pandemic, vakadzi vavakuhura nekunwa kudarika isu ana baba.
@Mslui01
@Mslui01 6 ай бұрын
Iiii isu tirimo, hatizi kugara, hating vana… been here for 4 yrs ndakatoita degree ndikapedza.No alcohol no smoking ,kept morals from back home.Ameno type dzenyu modziwanepi. Don’t paint us wth the same brush😂. Imimi problem munonotora munhu kuZim Anga agara achida kuuya kuno but asina plan ,so you will be just another bridge to cross Limpopo,love pane pasina…. ,kodwa ke,you will learn zvenyu.Rumour has it that vakadz vari kuZim vanotohura ( not all)kudarika vari muno,
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Kwete tese hama yangu tiri kutoshayawo masingle father Ari srs
@joycemagariro3613
@joycemagariro3613 5 ай бұрын
Zvinoshamisa kuti 1st confession urikuraira vakomana chete ko vakadzi vanonyeperwa wani vachidanana pasocial ipapa. Zviri both sides wangu. Chiripo nyika yangoipa. Waugere naye chaiye anokuitira mabasa makuru angave mukadzi angave murume. Ngatinamatei Mwari vatibatsire
@Eva3rt
@Eva3rt 5 ай бұрын
Mataura chokwadi
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON 6 ай бұрын
1st confession sorry henyu mukoma majoki haabhastirikani achasanfana neumwe achamudeda achakudemba .plus zvirinani kubhastira hama
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 6 ай бұрын
Not all single woman does that
@SthembisoBhebhe
@SthembisoBhebhe 6 ай бұрын
No job is more than your feelings he must say the truth
@fafietavarwisa3481
@fafietavarwisa3481 5 ай бұрын
Hapana mukadzi asingade kuroorwa. Imbozvitarisai imimi hanzvadzi. Hamushushe here. I smell trouble from u
@miguelnehm5791
@miguelnehm5791 4 ай бұрын
Iwewe wakapusa how can you meet someone online then wotomubvisa from zim apa already you saw red flags 🚩 uchiri in zim. You start with friendship then woziva her friends then her family cousins etc wotomboona behavior yake akatsamwa. But you rushed into everything dzungu rega rega until wapinda busy nepolice. Desparation kills my brother kunaka kuri muropa kunaka kuri muhunhu
@chiedzadube
@chiedzadube 6 ай бұрын
Morning mkoma Nash
@esterdube8894
@esterdube8894 5 ай бұрын
From Whatsapp 2 weeks waakubhadharira munhu kubva kuzim. Wakange wamuziva zvariini??
@stephaniejones7438
@stephaniejones7438 6 ай бұрын
Hava rooreke ma singles ejoni unoyitiswa kwiranayi chete kana achida kubhadharwa
@truelychadoka2528
@truelychadoka2528 6 ай бұрын
Dzidzanai musati matorana. Dont rush to move in. Red flags are real dont ignore them
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 6 ай бұрын
Very true
@JuniorMbiri
@JuniorMbiri 6 ай бұрын
First confession..koo pa 2 weeks kunetsana nei yooo
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Ini chandokurudzira vanhu sanganai kumusha mongwarira vanoroja ava nekuti.Maid akazvibata chaiye anogara pabasa pake ndozvandoziva ini
@FortuMutandwa
@FortuMutandwa 6 ай бұрын
Second confession zvakaoma
@sheltermaponga
@sheltermaponga 6 ай бұрын
Vakutoraba zveadvantage chete
@Eva3rt
@Eva3rt 5 ай бұрын
No hazvisi zvepa WhatsApp zvega bro wakangosangana netsotsi live chaiyo unotodanan nemusikana achibvisa nhumbu dzisiri dzako ukasazviziva
Ko Unga Chata Sei Neumwe Murume Iwewe Wakadya Mari Yangu? Ndakaroya X-girlfreind Yangu Confessions
21:01
Ndaka Baya Chidhori Che Dhaga Ne Sono Vamwene Vangu Vakabva Vafa Confessions Zim
18:59
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,9 М.
Inside Out 2: ENVY & DISGUST STOLE JOY's DRINKS!!
00:32
AnythingAlexia
Рет қаралды 15 МЛН
GIANT Gummy Worm Pt.6 #shorts
00:46
Mr DegrEE
Рет қаралды 118 МЛН
Huyai Munzwe Zvakaitika Mushure Mekunge Ndakakwira Mota Ye Chipoko
17:58
Huyai Munzwe Zvandakaitwa Na Boss Vangu Pavakandi Bata Ndichi Kwira@ Mukadzi Wavo
10:00
Chakafukidza Dzimba Matenga
Рет қаралды 6 М.
Huya Munzwe Ndino danana Ne Njuzu Ndiri Muroora Weku Ma Dziva
13:34
Huyai Munzwe Zvakaitika Pandaka Danana Nevamwe Pastor Mbinga Vane Channel Pa Dstv Zim Confessions
16:56
Inzwaiwo Nhamo Yandaka Woneswa Nechipoko Ku UK
14:02
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 4,8 М.