i visited hurunge kunonzwa nyaya yagogo vari kupedza vanhu | vachiuraya vanhu vari kufa tumbuya utu

  Рет қаралды 8,321

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

26 күн бұрын

Пікірлер: 39
@EdithMatimise-lz3lz
@EdithMatimise-lz3lz 25 күн бұрын
Iyi yava advertisement iyi chete yamadzibaba. Hapana nyaya apa.
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 25 күн бұрын
Chinorwadza kufa kwakaita vanhu mu mhuri iyi ,kunyangwe zvazogadziriswa asi amai makaparadza upenyu hwe vamwe nokuda kwekunyengerwa na sahwira wenyu.kwenyu kumusha hama dzenyu dzakakwana
@comfortsadieq
@comfortsadieq 22 күн бұрын
😮😮😮mishonga inenyaya
@arammorapa330
@arammorapa330 24 күн бұрын
Kumbiravo nmbr dza madzibaba Rest
@cliffordarchie8058
@cliffordarchie8058 25 күн бұрын
Thanks madzibaba norest mapedza bhora mowanikwa kupi rambai maka tsika chepakati
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 24 күн бұрын
Advertisement zvakadhakwa izvi
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 25 күн бұрын
Tisada tichida kudiwa Mwari vatibetsere zveshuwa
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 25 күн бұрын
Aaa zvakaoma hakuna mushonga waunopihwa usingapanduke pakaip ko kana zvaramba kusiya
@madalitsomorris6566
@madalitsomorris6566 21 күн бұрын
Madzibaba vanobhadharisa???
@user-ex6qw6cj5c
@user-ex6qw6cj5c 23 күн бұрын
Yooh imi maitova mukadzi wechitatu apa motsvaga mushonga imika ,imi makauya painevamwe vakadzi
@peembano253
@peembano253 23 күн бұрын
Ko isu tisinawo mombe 4 tichazobatsirikawo here pakada
@miriam489
@miriam489 24 күн бұрын
Zim reality norest rest uyundikumutsvaga Anogarepi muzukuru wangu zvesure
@user-yt1wu9md6c
@user-yt1wu9md6c 22 күн бұрын
Ummm hamusi kutsvaga fame here kumadzibaba
@nathanmakuni1750
@nathanmakuni1750 19 күн бұрын
saka shamwari iyi yaive ku hurungwe here kamutauriro kagogo kanenge kekuudzirwa zvekutaurwa
@graceb7253
@graceb7253 18 күн бұрын
Ummn.. ini ndobvawo ku Hurungwe but accent yagogo haitorina kana chikore Kore mukati. Because ku Kajekache ikoko ndakambokugara havataure shona iri straight kudai
@blessingmutiniwa
@blessingmutiniwa 25 күн бұрын
Ma1 ayo sparks
@AsanteMedia795
@AsanteMedia795 22 күн бұрын
Hello huyai inbox bro
@user-xd6ys2ut3o
@user-xd6ys2ut3o 25 күн бұрын
Thanks mkoma sparks nekuenzanisawo masides ose maendawo kumusha kwedu kuhurungwe
@JuniorKariyana
@JuniorKariyana 25 күн бұрын
Wakadii hommie
@pellioncemugoba9911
@pellioncemugoba9911 24 күн бұрын
nyika yakatakura kurema iyi
@phresh-will-zim-reacts
@phresh-will-zim-reacts 24 күн бұрын
NICE CONTENT. NYAYA DZEMUSHONGA IDZI 😅😅
@user-hw9xu8wl3w
@user-hw9xu8wl3w 23 күн бұрын
Kunzima lokhu🙌🙌, Imithi le🙆🙆
@phresh-will-zim-reacts
@phresh-will-zim-reacts 23 күн бұрын
@@user-hw9xu8wl3w ziyahamba kanjani izinto
@SeleYusuf
@SeleYusuf 25 күн бұрын
.mmmmmmmm mbuya ava
@spencermachingauta7549
@spencermachingauta7549 25 күн бұрын
Thanks to madzibaba nebasa ramakabata pakubatsira mhuri But my question is ko kana muri munhu wamwari munobhadharisa mombe two hre 😂😂😂
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 25 күн бұрын
Makandiwa charges 1 on 1 munhu wa satan here?
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 25 күн бұрын
😂😂😂😂😂​@@bonuspawari7819
@spencermachingauta7549
@spencermachingauta7549 25 күн бұрын
@@bonuspawari7819 munhu wese munhu wamwari but panevana vaSatan
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 25 күн бұрын
@@spencermachingauta7549 munoshandisa chikero chipi kuera vanhu
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 25 күн бұрын
Dzese ingozi idzi
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 25 күн бұрын
Saka vakadzi vazhinji vakaromba
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 25 күн бұрын
Nekuda murume
@SeleYusuf
@SeleYusuf 25 күн бұрын
Eheh dear mmmm zvinotyisa
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 25 күн бұрын
Ingozi dzese idzodzo inguva chete
@bongimasaa8257
@bongimasaa8257 23 күн бұрын
Payed by Norest to advertise,mbiri nemari.
@JuniorKariyana
@JuniorKariyana 25 күн бұрын
Tipiwo # dzamadzibaba
@lloydmahlareni190
@lloydmahlareni190 24 күн бұрын
Pa you tube dziripo ungati madzibaba norest dzinobuda
@JuniorKariyana
@JuniorKariyana 24 күн бұрын
@@lloydmahlareni190 Thnx dea
50 YouTubers Fight For $1,000,000
41:27
MrBeast
Рет қаралды 168 МЛН
Heartwarming moment as priest rescues ceremony with kindness #shorts
00:33
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 37 МЛН
Mlilo homestead _MATOPO                                The future is rural
20:31
Ezakithi Tv
Рет қаралды 49 М.
MWANAKOMANA ODA BONDE NAMAI MUKADZI PASI TSVEE
37:21
Drewmas Media
Рет қаралды 266 М.
Зловив цю істоту в себе на городі
0:26
РІКАРДО
Рет қаралды 2,2 МЛН
Sigma Kid Hair #funny #sigma #comedy
0:33
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 31 МЛН
Помог🤣#сериалы #фильмы
0:28
Кинокомбо
Рет қаралды 2,7 МЛН
УГАДАЙ ГДЕ ПРАВИЛЬНЫЙ ЦВЕТ?😱
0:14
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,8 МЛН
Помог🤣#сериалы #фильмы
0:28
Кинокомбо
Рет қаралды 2,7 МЛН