Ini chandavinga pano ndikukutsvakaiwo Hama we rubatsiro ndorwandiri kutsvaka ndinemwana wemun,ina anemwana ane13 years anotaura zvekuti anoroya zvaanotaura veduwe zvinotyisa kunzwa kana mugona kumbotererawo ndineoudio yemwana achitaura 🙏🙏🙏 ndikutsvaka vanobatsira mwana uyu
@PaulineMuzanenhamo Жыл бұрын
Shadow uribenzi remakoko mai vako kuita makuna kuna akadaro but mama munogona kutsanangura nemazvo.iwe mukadzi washadow murume haarambirwi kana wazogara uu
@eustinadinhiri52482 жыл бұрын
thank you so much drewmas media nyaya iyi ndeye kuma raini kwangu ndatoionawo pano ndaingonzwawo nemakuhwa
Mateerera here? Handiti muzukuru and t-shirt ataura kuti vakaudzwa.
@faraigappah98412 жыл бұрын
Imbotipai full song iyo ummmm anenge ma1
@shellymanda90472 жыл бұрын
Shadow ane mishonga yakaipisa and mukadzi wacho anoiziva
@evamondoka94642 жыл бұрын
Shadow need deliverance cz there's a shadow following him
@jetmazodze3482 жыл бұрын
uuummm zvinonyadzisa kupfimba amai here Kuda kupinda pazvidya zvababa😨😨
@ellenchibisa79012 жыл бұрын
Kkkkkkk
@rue55482 жыл бұрын
Shadow moves fast like Wi-fii kungoti ndakuda wakutorova bonde ipapo ipapo aaah nhy veduwe. Nyika yapanduka. Mai Chinyere moto ngwarira mungapondwe since uriwo mugariro. Kuvakadzi vevakoma kana aktosvikira pakaipa
@sashamare17222 жыл бұрын
Zvake zvadhakwa 🤣 Gogo vakairongera ngwarati
@leewekwamhako87982 жыл бұрын
Musha hauna haranga here uyu shadow kwana iwe
@raymondchinoda73612 жыл бұрын
Ane haranga uyu🤣🤣🤣
@knoxmafuwu4412 жыл бұрын
I like that part too unadzo haranga🤣🤣🤣🤣
@meddeimuchenje81412 жыл бұрын
Thank drewmas media takeing ys to onther level kumusha kwedu
@wilfrednizira98992 жыл бұрын
Mushonga wamaoabata muchikura wakukanganisa vana ambuya
@tendaimashingaidze78232 жыл бұрын
Let's take a moment to appreciate ma genes a amai,9 children and 25 children and her body still looks awesome ❤️🇿🇼 Hoo Shadow mwana we kwa babamkuru not her real son.... maybe Shadho mubvandiripo🤦🤔
@chiherachashe82082 жыл бұрын
Awesome genes indeed. Plus vanoonekwa kuti i her heyday she was a beauty
@lauraberlamma22622 жыл бұрын
True
@Ubuntu-72 жыл бұрын
What does mubvandiripo mean
@pamelamutsamwira64042 жыл бұрын
@@Ubuntu-7mwana asina DNA yemumusha imomo
@BigboyTope5 ай бұрын
Well done Gogo with the trap vanhu vanorasa hunhu hativadi ungada bonde namai sure.
@nancym79362 жыл бұрын
Ndomakunakuna Aya .muonde kubara mauyu 🤔🤔🤔👏
@salomechipfuwa55502 жыл бұрын
Kugona mbavha kuirongengera.Akabatwa zvinonakidza
@wilfrednizira98992 жыл бұрын
Mbuya ava ngavataure chokwadi vanenge vaida kudyisa murume chikafu chikadyiwa nemwana ongororai nyaya iyi mwana haana mhosva panezvirikuitika
@theyjustwantyourmoney45392 жыл бұрын
Maihweee.... 🙆 mashura chaiwo
@brianmazorodze48602 жыл бұрын
nothing is as refreshing as the young man's chilling voice at 26:29 "ndopatakamurova ha takangomurovawo mambama, semukoma 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vana shadow ava vakomana vemu ma village vanenge vachiziva yese inenge ichitambika kuti ma mom's aya anenge achirovesa zvinhu nevakomana vemuraini saka iye aida kuedzawo luck rake
@child__of_God2 жыл бұрын
The kingdom of heaven is at hand and Jesus is returning soon! Turn away from your sins and your past and receive Him as your LORD and Saviour. The Bible says that if you confess with your mouth the LORD Jesus and believe in your heart that God has raised Him from the dead, you will be saved. I pray that you may receive the Lord Jesus and that you may know Him. Here is a prayer of salvation: Dear Lord Jesus I believe that You are the Son of God I believe that You came to earth and died on the cross for my sins I believe that You shed Your blood for my redemption And I believe that You were buried and that You rose from the dead on the third day, and that You are now seated at the right hand of the throne of God I am a sinner and I need You Lord I ask that You may forgive my sins and wash me with Your blood I repent of my ways, of my sin, and of the world And turn whole to You today I give You my life I surrender all that I am and all that I have to You right now Come into my heart Lord Save my soul Make me whole Fill me with Your Holy Spirit And enable me to live the Christian life victoriously and in its fullness In Jesus name, amen
@brightonphiri20002 жыл бұрын
Zvakaoma
@ruthbwanauzi25422 жыл бұрын
be careful when you name your children,shadow izita rerudzii iroro rekupa mwana munotevedza vana nemabvuri
@ip82712 жыл бұрын
Wanted to say the same thing as well.
@solomonmachokoto12742 жыл бұрын
Shadow sounds like his nickname,Givemore is his real name. Shadow ndere undururani hwake😂😂😂😂😂
@neversonbutau52323 ай бұрын
Zvangu zvaita for gogo fome me kkkkk. Its a great lesson not only to shadow but to the entire family members of shadow, muroora akawuya ne nyaya simudzai musoro tigadzirise such behavior ine hama yedu b4 the damage escalate. 💔
@mitchellmagaya73202 жыл бұрын
Kana vana angatadze ku raper here shadow uyu
@ashygrace29562 жыл бұрын
Yhaaa zvakaoma shuwa shadow itoromhondi iyo
@rachmietiger41222 жыл бұрын
There's a shadow behind Shadow .ini ndinoti daidzai Tinashe Mugabe panhau iyi first tizive kuti shadow ndewe mumusha uyu here pada sabhuku varikufemerwa shadow angobva arova hake pasi zvachose akananga kudzinza rake 🏃🏃🏃
@taitmasocha22482 жыл бұрын
Tinashe mugabe arikudiwa apa it seems haasi wendzinzwa iri
Mkadzi waShadow ane ma anger issues apa kunyepa futi yoooo. Gogo did a gd job trspping dat evil shadow asi ngavatame coz Shadow achavarepa or kuuraya i tel u