Bota family let's gather together and give thumbs up tó the DNA man ❤
@josiahnyanda53265 ай бұрын
I am a man. I have problems with men who find it difficult to say I am sorry. Kuti kuna amai "ngavandiregerere" is not an apology. Bitterness always eats and destroys its owner. Handinzarwo destroys, hazvineyi anovaka. I love sekuru avo vapadzidziso about church dzemweya. Thank you mukoma wangu for your words of wisdom.
@mbizi45735 ай бұрын
Shona yenyu makaitira kupiko?😅 Kana munhu ati ndiregererei zvorevei? Asi Manga muchida zviri muchirungu kuti I am sorry. Zvanzi please forgive me/ ndiregererei. The context is the same. Yose inongori sorry. Makungotsvaga drama nepasina
@maiyeukai93465 ай бұрын
Yes the man has anger and bitterness sah
@kinduvabigdeal1005 ай бұрын
@@mbizi4573 ngaandiregerere is not even nearly the same as ndiregerere. It's passive, insincere and often used sarcastically, hameno kuti yenyu makaitirepi?
@JudahSanhangaTondo5 ай бұрын
But moms iyo inototyisa even mwana anzi ndewake munhu anogara nemaUsed pads,anoda kubvisa dumbu murume asingaziwe
Shame.. she is fighting tears....women sometimes go thru the most in this life.. but i think it was best she was devorced... it was a blessing in diguise❤❤❤
@julesngoni67885 ай бұрын
Rasta hanakukwana
@BridgieTaaKasvondo5 ай бұрын
When an innocent women cries the whole women folk cries with her 😢😢😢 I'm saddened Fr this lady and thankful at the same time at least she has been vindicated
@christieultd5 ай бұрын
Ndarwadziwa and l cried. Kana murume asisakude nyaya hadzishaikwe. I walked the road. Makorokoto my sister u never disappointed. Maporofita acho handiti vanozivana and vanenge vapuwa information. I love how my sister is composed versus stinky attitide yarasta. Zvimwe tinorwadziwa asi tanzvengeswa zvizhinji kubudiswa marelationships ari toxic aya. Mwari vatibatsire nekutisimbisa. Just look at the woman, beautiful and well kept. Rasta haachakwana apa netuhasha tusina basa. God continue to bless my sister nevana.
@destinyabels85485 ай бұрын
Ini ndakarambiwa nekuda kwawo maprofets iwaya murume akaenda kumasowe akanosvikonzi mkdz wenyu ijoki ari kurara nevanhu musipo nepo in kn chikomba chacho ndisina Maprofets denga haaripinde
@SmilingGamingHeadset-ep2ww5 ай бұрын
Mai avaitsotsi havasi kumbokatyamara nezvirikutaurwa
@SmilingGamingHeadset-ep2ww5 ай бұрын
Ma pads haachengetwe inhema
@ForgiveChipp5 ай бұрын
Zvakaomawo ummm.varume ngavafe tizorore
@PaidamoyoMudzanaАй бұрын
Me too ndakarambirwa nhumbu coz of maporofita iwaya @@destinyabels8548
@@GraceMapfumo-ep9txmapostori haunatso aziva iwe. Kune vatinotoziva vakatoramba vana amai vakavabhara, wozotiudza zvemukadzi. Avo vanoti mwana auya iri 0% vongoita continue, ndokuzungaira kwacho ka. What kind of man does that
@babava22635 ай бұрын
Mapostan'a maJunk vanhu. Don't believe their nonsense.
@tawandamukasikasi75875 ай бұрын
imba yakanga yaparara kare not because of maporofita
@FunnyAtom-hf7og5 ай бұрын
Masowe anofanira kubhaniwa munyika , because vanyanya kunyepa mweya wa Mwari mutsvene haunyepi , izvozvi imba yakaputsika Vana dzave nherera nokuda kwe nhema , muporofita mazhinji denga havarioni
@honestrufu53545 ай бұрын
Kwadzinorohwa matumbu ndookwadzinomhanyira
@jephinosmakasi40434 ай бұрын
Masowe anobhaniwa ndiwo anonyepa here. Nyika yazara n'anga dzenhema dzinohwanda nekupfeka magaements otherwise kumasowe hakuna chakaipa. People are trying to mordenise chin'anga vachipfeka magemenzi. It's only that nhunzi ikawira mumukaka inoonekwa more than iri munyama. Musatitukira masowe edu
Poor child had faced so much rejection 😢thank God for DNA tests🙏🏾
@Seamusmtepa5 ай бұрын
Best news ever congratulations mwana ndewenyu imi baba musorobhangu nxaaaaa. Muri mboko baba imi chupeti. Congratulations mwanasikana hauna kuti nyadzisa. Maporofita enyu aya nxaaaa. Good nyt
@Personal_Favorite_ZW5 ай бұрын
What did the father do wrong and what did the mother do right that you're insulting him?
@babava22635 ай бұрын
Chibaba cheDhob
@SikholiweMasamba5 ай бұрын
Ndarwadziwa Baba Ava vanoshusha ndatenda hangu
@shingiraitrevormboto21055 ай бұрын
Ashusha nekuti adini?
@Grace-rg7dc5 ай бұрын
Apa havaudzirwe apa zvikutaurwa zvacho haa ma1.
@babava22635 ай бұрын
Ngaarege mbanje.
@PeeMoyo-qu1wn5 ай бұрын
yeah kanoshusha karume aka type yekuti inoziva zvese apa kutadza kukumbira ruregerero
@NyararaiBvu5 ай бұрын
Aaaah imagine how soft is the mother l hope vakakazowana murume akanakisa mupenyu h wavo
@cassandraker5 ай бұрын
Rasta could look handsome if he takes off those mops in his head..the mother on the other hand is soo cool calm and collected...wish them better days ahead😊
@engelbertmazvidza58145 ай бұрын
You can say that again ❤...those mops makes him look like an old man
@babava22635 ай бұрын
Rasta iro rine tsvina mhani. Ngaagerwe, anyatsoita chipositori chake zvakanaka.
@anashe.j5 ай бұрын
True
@RyanMachache-kg8mk5 ай бұрын
Ndazvionawo kut baba varipo asi chikorobho chemop icho haaaa
@amandachitukura17305 ай бұрын
mop inoshandiswa kuma public toilets in town chaiyo kkkk
@ThandiweMacheka-c8h5 ай бұрын
Kuchemerwa pamberi penyu vaMugabe masunungura vanhu kondichemedza ini veduwe Koimivo munohwasei apa vaMugambe zvokwadi Panorema ndozviziva Todada nemi More life to yu VaMugabe God bless yu honestly yor team ad family Makatikoshera munyika pazvose Ndoda kuti muzvizive Yor program is one if the best to me coz it brings peace of mind which is important in everyone’s life Yu can have everything in life kana usina peace life is meaningless Therefore peace is important in life With peace of mind yu gain strength health love mentain them so many Thank yu so much
@catherinemurambiwa42035 ай бұрын
Ahhhh kuzochema kwaita amai ava kwandishungurudza
@markmax31125 ай бұрын
Women always cry even if they are at faulty it's their nature
@ProgressMutandwa5 ай бұрын
Kunyeperwa kunorwadza kunzi mwana haasi wangu iwe uchinyatsoziva kuti ndiwe baba vake
@OjessChipega5 ай бұрын
Aaaaa ini ndazobuda misodzi ndikaidzora dzora pachema amai ava
@@princemanyota1768 PAUSED pad ndavhunduka uchingosungirira muplastic uschiisa munehembe here muwardeobe haaa apo vairesva nyaya dzese dziri two sided vese vane maproblems avo i cannot take sides vese vane zvavaitadzirana
@amaisimba84465 ай бұрын
Va Mugabe, please, please ipayi baba paper results yawo and amai ma results awowo Handifungi kuti extra paper ringa dhure
Easy Rasta. Steady ne banga ma chunks haachekwi. This women went through hell! She is really struggling to control her emotions, arikuita ma flashbacks and fighting the urge to scream at this guy. You are strong my sister!
@ChiedzaMudzingwa-vg1ng5 ай бұрын
Mxmm ndarwadziwa.chokwadi she went thru hell.baba vane pamuromo avo .ahhhh ahhhh kana vana vacho vari patight
@lilmap72865 ай бұрын
@@ChiedzaMudzingwa-vg1ng hazvidi munhu wechirume mufunge! Second wife yake iri munhamo chaimo. Mamwe má marriages mmm kupikira jeri wakapfeka hembe dzako!
@maudkaitano87155 ай бұрын
the woman is composed. respectful (mkoma Tinashe ). I like the part she said "mubvunzo hausi wenyu , haikona kuganira kkkk" pamwe pacho unenge wanyarara for too long. she deserves a better man that lady. i also cried😭
@Nakathabo5 ай бұрын
The parents are both so naturally beautiful. The mother is so soft-spoken that I didn't know what to think. But pakuzosiya vana vadiki apa, I did not chenesa you. Ukuwo Rasta had narrated his version so well, andibelievisa 😂😂😂. Am happy with the result. How I wish they could sue maporofita ayo and get back together
@YonathaMakanda5 ай бұрын
Haaa pakudzokerana hazvibudi😂 mommy deserves better, rasta ngavangoita yavarikuita🤣🤣🤣
@mbizi45735 ай бұрын
@YonathaMakanda I think rasta deserves better too. Mai who shows no care for her kids is a red flag for me. I am a father of 2 and I can't emagine my puppies growing in my absence.
@Fayrwa065 ай бұрын
@@YonathaMakanda Rasta is passively aggressive. Kudzokerana kwete this woman was traumatised by Rasta to point of taking pills when she was pregnant. She was also told to go alone the way she came. Rasta ndowe Drama. Mums is steady and looks well looked after.
@kinduvabigdeal1005 ай бұрын
Problem yaRasta ndeyekuti hapana balance, he's a man of extremes... pabeer airovesesa, paakazosiya akabva aita extreme futi zvemasowe zvacho. Munhu ngaave reasonable, ukaona mapads why is your first instinct kuti urikusortwa?
@Fayrwa065 ай бұрын
@@kinduvabigdeal100 Rasta anogona kukwana kwa Madzibaba Ishmael
@mariettamuchekeni37055 ай бұрын
Ummh asi mapostori musadero shuwa ,maparadza dzimba dzevanhu nenhema dzenyu..i love the mother's character, shez really a wife material,soft spoken havo.happy w the results thnx Bota dad ❤❤
@leveniamaregere45735 ай бұрын
Ndashungurudzwa nekuchema kwamai ava 😢😢almost believed that mambara nekunyarara kwamai avo ndatoti kamukono ketsambarafuta ako kanonyepa yepu yepu kuita kunge mukadzi nxaa he is very toxic, thank you the cerevita family for the great job🎉
@CynthiaMaster-fg2zs5 ай бұрын
Wise words from uncle maprofitaa kana musina chamunenge mapihwa pamweya nyararai ,xem usacheme dear so long chokwadi chabuda pachena dear Yu are such an innocent soul une respect dear pese wanga uchingoti mkoma Tinashe❤
@cassandraker5 ай бұрын
All I can see is I see a shattered woman a broken spirit and a contride heart😢God be with her and comfort her in her journey hope she finds someone who will love her nevana vake😢
@munyaradzimuzavati91025 ай бұрын
She is a stupid there are ways woman can use to have kids. Kids need motherly love
@lydiat76365 ай бұрын
Amen hope she. Found someone who loves her
@tafadzwakajayi41165 ай бұрын
maporofita arikukonzeresa noise nekurambanisa vanhu nekuda kuporofita nyaya dzepaternity. Thank you DNA man mukuexposer maporofita enhema kunze uku cz vanhu vaneta nekuudzwa nhema
@PedzieGwata5 ай бұрын
Tsvee kutenga mombe, makunopa ve DNA mari mahara nezvinhu zvamoziva, mainn vakanyepa kut mweya wawaudza kut mwana haasi wepo, Kuda kuti mhuri iiteshoma
@irenemudzingwa2995 ай бұрын
Kutsvaga mbiri chte
@ArshaChemugarira-oi8wp5 ай бұрын
This lady is very soft,very composed, Jah hamuna brain munofunga reverse,But yue will never find a beautiful soft and composed lady like this one, And tht complain yekut mukadzi akaenda achisiya vana vadiki,Eheka akaenda cz wakange wati hauchamuda,Saka waida kut adzoke kuona chii yet iwe baba vacho uriwe wasara nevana, Waida kumuhwandira makumbo fut, Your facts are valueless chengeta vana vako,don't confuse tht little innocent lady,She is very right in all aspects.. I love tht lady she calm,composed and so soft, She always always patiently waits fr turn to talk,Thumps up to yue my ssta😏
Thank God she left. Poverty makes a man think with his legs. That man is narcissistic. His body language is scary. What a calm woman she is. That man deserves someone who is angry by nature. He displays my word goes he needs help
@SKunetsa14 күн бұрын
Poverty yeiko??
@douglastshuma71395 ай бұрын
I don't know how to thank the DNA man,You are teaching the world at its axis.Hatifanirwi kutenda maporofita kupfuura upenyu hwedu.Imba yarasta yakatoputswa nekunyeba kwemaporofita.Mataurire aiita rasta neniwo ndakatodai ndaiti mukadzi akahura amana ka zvakaoma hazvo.....Thank you Tinashe Mugabe vanhu vakawanda tirikudzidza.
@valentinemazaka69115 ай бұрын
To us who never miss an episode 🎉
@Beloved55 ай бұрын
It's high time people start to sue maporofita...People should normalise recording maporofita aya, call them kuma results and ask them questions and also kwirai dare kuma chiefs... Panodiwawo mutemo wenyika wakanyorwa makore ejeri racho.... honai manje imba yakapara , vana vokura vasina mai vavo and mai ava imba yavo vaiida
@charliedickie59455 ай бұрын
Exactly Keep recording then sue them They belong behind bars
@trinityhuckleberry851Ай бұрын
Is it not easier to just stop going kumapostori kwacho? Kupinda chipostori ndo kuzungaira kweku pedzeseresa. Ngava nyeperwe stereki because people just join these satanic white garment sects without researching how Suspence Gandanzara started this demonic movement. Ukangoita zungairwa rinoda kuporofitwa chete nyeperwa stereki nemapostori sarasta uyu.
@MishChats5 ай бұрын
Jahman dzungu munoriwanza, munoita kunge makangwara izvo mumusoro muzere mvura. Mazvionaka kuti makarasiswa wife material nekuda kwechurch dzevaporofita venhema?. Amai you are so humble and i hope murume akakuroorai iyezvino arikugutsikana kuti ndakawana mudzimai chaiye. Mwari vakunyaradzei musashungurudzika zvakare kwamakaenda. Sekuru vapfupi avo haaa ndafarira mashoko makukutu amataura, DNA yega ndiyo inogona kutipa peace of mind kwete tuvaporofita twunoti twukazvimbirwa nebeans twodzvovera pavanhu twuchiputsa dzimba dzevanhu. Amwene kana kumboti sorry kumuroora haaa mune utsinye mai imi😂😂. MR DNA man sando torai ndedzenyu munotigonera. Bota family pasina imi hapana bota 😂😂😂😂😂.
@luciahtariromunyikwa42805 ай бұрын
Nyaya manyatsoiteerera here or mangobhowekana na Rasta. Chakanetsa ndechekuda kubvisa mimba, ma used pads nekuendera tuuu. Kwanzi itai rudo nevana venyu. Mai vakungonzi vari right nekuti yaita 99.99%.
@@rumbidzaimamhungo4332 kana mwana ari mudiki ouraya munhu anotori nemurume wake arikutoti ngatichengete? Saka ndizvo zvinopa kuzoenda asingadzoki kuvana nekuti akazvara ari mudiki? Mochengeta mapads achinhuhwa imba yese muchimirira kuzorasa Awanda hunhui ihoho. Humwe hutsvina huri pamberi. Murume ofungira hake zvonzi akashata
@SKunetsa14 күн бұрын
@@luciahtariromunyikwa4280 imagine
@ethelsawadye40235 ай бұрын
Vaporofiti dai masiyana nekuporofita zvekuti mwana hasi wemumusha muchakonzeresa kuurana kwevanhu.hakuna chiporofiti chakadaro ngavadzikame maporofiti enhema aya ngagare pasi
Ko kuporofita zvino pa vanhu mari vaney kwawo kutorine arikuchengeta mwana asriwake, sika sika nezve amwe, vanhu ndawadzidze kunamata Mwari wega izvi zvekuteera munhu anotowe wo ne mhosva dzake naMwari
@AnyShonha5 ай бұрын
Mukoma Mugabe pamhino makakuvara riinizve 😢 Thank you nebasa ramunobata keep on your excellence🎉
@mutsaipmuguta59545 ай бұрын
Vakabhagamurwa naMadam 😂😂😂
@PriviledgeHove-mf8sv5 ай бұрын
😂😂😂Wawatozuma
@SeanDelight5 ай бұрын
This woman dodged a bullet Pana Raster avo
@SKunetsa14 күн бұрын
Aaargh
@teekay07.5 ай бұрын
Rasta ava ndini ndega ndakavaona kwamambo here vachiti havana kuona ma results.😂😂
@TebohoMaxwell5 ай бұрын
Me too ndakavaona kwamambo ende vakanyadziswa namambo😂😂😂
@Amarahonyt5 ай бұрын
Takavaona kwamambo Bushu ava baba aba 😂😂 kunyepa
@tsitsimuchechetere17425 ай бұрын
Raster takavaona kwamambo vane pamuromo kunge munhu kadzi aah mukadzi ari soft mhosva dzose anongodzipihwa vakazoudzwa namambo kut dzikama iwe apa kwamambo vakaramba kut handisi muporofita bt apo vataura voga kut ndinonzwa denga aah zvinhu zvacho soo
@margiendlela83565 ай бұрын
😂😂😂😂 ndivo
@charliedickie59455 ай бұрын
Neni ndakavawona kkkk
@TembiweMakuyana-ec6gq5 ай бұрын
Sekuru magonesa pakutaura.kushungurudza innocent soul zvandirwadza.sister kudenga Kuna Mwari.hakuna Mai vanofuratira vana...pasina chikonzero.akarambidzwa kuenda nevana.God be with you .
@SheStoicForLife775 ай бұрын
Ndarwadziwa nenyaya iyi chaizvo. My tears came down. Madzimambo tongai neruoko rwakasimba to those so-called maporofita akonzeresa kuparara kwemba dzakawanda for no basis at all. Munyika mazara nhunzvatunzva dzinoda kunyepera vanhu vane meso emweya yesvina inoparadza. Hakuna mweya waMwari usingaone. Haa im so frustrated kutoona kuti this marriage yakatoparadzwa cos muporofita said! It is high time maporofita asungwa nemurawo wechivanhu abhadhariswe kuripira madzimai ese aendeswa for DNA for nothing. Hapana chinhu chinorwadza chekufungirwa kuti you’ve been promiscuous to bring babies to homes that they don’t belong. Madzimai arikubviswa chimiro with baseless cases
@japhetrunganga86645 ай бұрын
Maporofita anonyepa chaiko
@joycebenhura28365 ай бұрын
Haaa amai vakatadza havo pakusiya mwana ini mwana handisiye chero takanetsana zvakadii
Nekutaurisa kwarasta .Anoita kuti vanhu vafunge kuti ari kutaura chokwadi.Murume uyu anonyepa uyu ano abuser imorrtionally
@SheStoicForLife775 ай бұрын
@@joycebenhura2836 yes I get that semunhukadzi ane vanawo. You’re very right there. Asizve matauriro ake murume uyu is as if vana were abandoned vasina muchengeti. He’s capable of looking after the kids as well. The problem is aifunga kuti kuchengeta vana is an easy thing. 😅 There’s something we don’t know kuti mukadzi uyu akambobva sei cos mwoyo wekubereka wedu ana amai we don’t just dessert our kids. She don’t look or sound like a neglectful mother to me. He sounds like an abusive man and I have no doubt he said leave my kids. Enda kumusha kwako and that’s what she did.
@mishaelandireku5 ай бұрын
Maporofita monzwa sei makaparadzanisa such a beautiful family. all the best to both parties, ratsa hanzi nakule siyai chipotsori kkk
@Rene-u5r5 ай бұрын
Veduweehhh after all that. This man needs to apologise to this humble lady. The father should have thought about that first. Well done sekuru a very good approach. Macomments anovaka haikona zvekungoti nekuti mukadzi okandirwa hondo dzese. Zvakaoma idi what women have to go through in life
@artcordeinvestments5 ай бұрын
Kuzoti 3 maporifita vakati mwana haasi wavo woramba uchidzokera kusowe haaaa pfungwa dzacho ..thank you so much uncle for the wise words hope raster vanzwa ..special thanx to DNA show basa sebasa
@freegracesibanda6905 ай бұрын
I never cried when watching these shows but on this one I couldn't control myself 😢😢😢
@yeumoyo382 ай бұрын
Thank u nekutaura neshona zvese nechirungu vaMugabe...ndazoona reaction yamainini after mataura neshona💞💞💞💞
@MusiyiwaMutowo5 ай бұрын
Baba ava is getting into my nerves, talks too much believing his own lies. He's so dramatic and ignorant apa sis is so composed and real wife material not sure why good people meet such man. Hope she will get the right one.
@wendytarusenga86945 ай бұрын
Nhy zvako ndanzwa hasha apa ngaanake mwana wevanhu
@ropafadzohlatshwayo5575 ай бұрын
Anonzwisa hasha murume uyo anoshusha
@Siaz11475 ай бұрын
Hamina kujambawo huchapa hwemukadzi, kukanganwa paari wrong and only remembers paari correct. Both are wrong but umwe akuzonyanya kuita victim
One team yanzwa meaning ye word excluded vamwe vange vakangoti tuzu kusvika zvanzi muchishona tirikuti .....murume uyu haagarike zvake naye aiwa mukadzi uyu is good wout this man maporofita enyu aya sure muchazvirega 1 by 1
Uyu mukadzi akuchema coz of guilty yekusiya vana for many years
@MirrieChikata5 ай бұрын
Jah man mukati havasi venguwo tsuku
@faraitrevorzaba78985 ай бұрын
Ndeve nguwo tsvuku vakatombo buda kwa Mambo Bushu vaka ripiswa nenyaya iyoyi yeku pumha mukadzi.@@MirrieChikata
@AngelineNemukuyu-dv4sc5 ай бұрын
Ndinotenda hangu vaMugabe masunungura amai ava ndarwadziwa mufunge thanks vaMugabe keep it up stay blessed God bless
@Actorshito5 ай бұрын
Baba rasta mune nhema hapana tsanangudzo dzamakawana kumasowe dzakadaro taurai idi kunyepa hakutenderwi. kumasowe
@artisanm_mathy3 ай бұрын
Murume akaripa uyo kwa Chief bushu
@elvistalent575 ай бұрын
Raster is a very good narrator ❤️🤣🤣🤣
@ronicamutuka7145 ай бұрын
He is a pathological liar
@floriannyikadzino2 ай бұрын
Rasta usazvifadze nenhema vana kana vakura vanotsvaga mai vavo vochengeta mai vavo so relax rasta shaaa
@VirginiaMapindu5 ай бұрын
Ini muhupenyu ndakadzidza kt murume kana asingachadi mukadzi anokupomera mhosva yausina haaa varume vanorwadzisa ava haa nxaa
@gracemushayi76585 ай бұрын
Very true my dear...ini ndakatoramwa zvachose 😢 handichadi chinhu chinonzi munhurume nxaaaa
@felistasmurapa71835 ай бұрын
True vanhu ava vanonetsa shame@@gracemushayi7658
@mbizi45735 ай бұрын
Zviri kwese izvi, hazvina kuti murume. Dai ma results aya auya iri 0% dai makati tonhooo
@lovenessdhliwayo86075 ай бұрын
Ahh guys . This is one of the best reality shows in the whole world. Thumbs u Tinashe n your crew
@evelyngumede75515 ай бұрын
Pane dzimwe nyaya dzisina basa kt dzitaurwe pa DNA Show.....
@mbizi45735 ай бұрын
Say that again!
@tmatz64675 ай бұрын
Presenter ndiye anokurudzira nekubvunza nyaya dzisineyi ne DNA. He needs to STOP IT.
@paidamoyomadzitire5 ай бұрын
Especially that the wife is now married again ummm dzimwe nyaya ngawasiye
@emmzy32965 ай бұрын
Taura hako
@MadzudzoChihwa2 ай бұрын
This guy can talk shem. Muporofita chaiye ane tsvimbomutauro
@edinakagumbo96555 ай бұрын
Inga imi vana baba munosiya vana iri nhumbu chaiyo wani. Nhasi zvarwadza nekuti ndimai vasiya vana
@blessingmapiku98315 ай бұрын
Nhai nhai henyu
@yeukaichinamaringa5 ай бұрын
Senyika todiniko nemaporofita enhema akuparadza dzimba dzevanhu.thumb up to both families they are mature.episode iyi yaisapera mushe.Rasta has narrated the story very well.amai ko moyo wekubereka makaisepi shuwa kufuratira 2 and 3 yrs mmmm ndatya nemi
@JahCure-zh4dt5 ай бұрын
This Madzibaba sect is so toxic sometimes. Under normal circumstances they must be sued. If it was me the lady.... I could sue both the guy and the prophets.
Always not sometimes. They thrive on making families disfunctional
@BeaulaChipoyera5 ай бұрын
Ndarwadzirwa mukadzi uyu, she is beautiful and has been through a lot. Murume uyu idambudziko chairo, wakagona hako wakasiyana naye. Murume wawave naye ane lucky to have you as his wife. Iiiiii, mapostori aparadzanisa vanhu mumisha. Ndianiko anganyatsoudza team rechipostori kuti siyanai nazvo izvi. Nharo dzine karume ako sooo.
Am glad this lady left this marriage rasta ava havagarike navo, vari dunderhead plus kungopfungira huroyi pese pese. You are beautiful girl, glad you moved on. Look how clean you are, look at the dirt inarasta
@munmagezi5 ай бұрын
But pekuisa pad muwardrobe ini ndine mubvunzo ipapo
@sibamm20125 ай бұрын
@@munmagezi maybe akakanganwa zveshuwa. Unenge uri uchapa asi haungati first thing chinosvika mumusoro mako kuti munhu akuiisa ropa rema period
@yeumoyo382 ай бұрын
Ndopaifanira kubuda "Sorry" yekurevesa..n i can see she is well kept kwaari mheno mainini 🤭🤭ndaida kuvaona😂
@priscillataona59385 ай бұрын
Thank you gogo for being a pillar of strength kuna mama avo ndaona aita easy kuchemera imimi and it shows and mean a lot..be strong mummy
@ProgressMutandwa5 ай бұрын
Ana sekuru vemkadzi welldone mataura sevarume apa makunda mhuri yemurume vari evil
@TraceShanje5 ай бұрын
Mukadzi uyo ari humble
@ThembelaniMgutshini5 ай бұрын
❤❤❤Tinashe Mugabe to the world comgrats mama was doubting you the way Jah yavange vachi explainer 😂😂😂 ndandaona mafoira 😂😂😂 Congratulations mummy 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Amai ava is soft but pakutadza kudzokera kunoona vana vavo ,Itsno good vana vato ne bond na step mother
@tafadzwanyika93015 ай бұрын
Aikudzokera seiko nekarume mpengo ako.. That guy aitorambidza vana kunoona Mai vavo
@loreenmapenduka80015 ай бұрын
She should have filed for shared custody and or access simple because zvimwe zvirume hazvitaurike nazvo.Asi kusiya vana haaaaa maone hadzingauyi usiku.Ladies kune malawyers anomirira nyaya idzi for free lets spread the word to our sisters out there
@PraiseZvirevo5 ай бұрын
Team remazingundu iri renguwo tsvuku mix uroyi hwega hwega hapana zveumwari pasi nezviporofita zvenhema my sister this man doesn't deserve you ❤ you are beautiful
@Fayrwa065 ай бұрын
Baba Ava vane Hasha. Why so. Let me wait for the results then l can figure out why.
@LonaZoeАй бұрын
It’s so sad that this man does not regret, humble himself, or apologize despite having mistreated this woman so much. Many men should leave behind their arrogance; it has destroyed the nation.”
@SheStoicForLife775 ай бұрын
Mwana haana kurasirirwa if they are left with their father. You can raise your kids as well. Stop moaning and start being a man. You’re a grown man enough to look after any child. If you can make a baby, you can take care of them. Unoshungurudza mukadzi womudzinga asi kana waona kuti you cannot do what a woman does on a daily, woda futhi kutukirira mukadzi uya. Kumhura hwai ikoko baba imi? Don’t do that. Mwana asiiwa kuna baba vake should be considered safe and well taken care of.
@lisamoyo59695 ай бұрын
Chokwadi
@julesngoni67885 ай бұрын
Maporofita aparadza dzimba apa rasta kushamisika nekusimba kwe mwana apa dziriko hama dzake ma giant aaaaah Well done sis ur so calm too
@couragewadzingenyama83025 ай бұрын
I respect the guy in white 👏👏👏👏
@KundaiRukovo3 ай бұрын
Thank you cci hamuna kunyadzisa
@cynthiatomu5245 ай бұрын
Maposori are responsible for this family breakdown. Rasta and team Rovai vanhu wakakunyeperai
@EppieMuranda5 ай бұрын
I shed tears 😢 for the woman.....akadzikama sure zvinorwadza. Kana akarambidzwa kutoraana vake iiiish marwadzo😢😢
Thanks Mr Mugabe for giving those two closure❤❤❤❤pasta man chengeta bangeta Bana as usual 😂😂😂😂kkkk dafara sure mama your voice is soft like cotton🎉🎉🎉🎉prophets please stop misleading couples. Thanks Mr Mugabe for everything God bless you and your beautiful family ❤❤❤❤
@michellenhende97295 ай бұрын
Cant wait
@jaykandai99205 ай бұрын
Ndangofarira kakunyarara ka mai havana nharo vakadzikama zvavo vanotaura zvinyoro nyoro
@nyarendaelizabeth5 ай бұрын
Ka Baba kanotaurisawo aka hai hai hai yooooo hamungagarike mumba machi
@florencechabanga40105 ай бұрын
She is a good woman chero mukutaura kwake with respect
@lazieharsh5 ай бұрын
Ndoo zvimwe zvinokonzera kuti tizovenga rasta izvozvi.
@lawrencechiwanga35005 ай бұрын
I like that one" scientifically muporofita haana zvaanoziva"😅😅😅😅😅