Yes apostle you are the only one who speaks the truth
@ngonidzashenelsonminzi77562 ай бұрын
i have never seen Apostle Chiwenga telling this much truth as he did this time around, i am 100% behind him, he is soooooo correct, right on point, vabaya dede nemukanwa
@sibusisiwendlovu98772 ай бұрын
Indeed A (ZIMBABWEAN) for a reason, like that statement.
@munyaradzimakaza5732 ай бұрын
Inharo chete asi chokwadi tachinzwa
@JCTVAfrica2 ай бұрын
Kkkk yeah
@ndatadzeizinatsa712 ай бұрын
Chapiinda
@Mashinge2 ай бұрын
Candid talking
@tanakazinyama11592 ай бұрын
Havanzwe madhara acho anofunga kuti power hariperi aai zvichapera chete mwari havadhakwe thanking you apostle Chiwenga
@loverschits92992 ай бұрын
😂😂😂😂
@squarecrafts92452 ай бұрын
❤
@HilaryMzenda2 ай бұрын
Makuita muchivhurika manje mazimbabwe.musanyarare mufundisi taneta nemhondi nembavha dzezanu idzi
@loverschits92992 ай бұрын
Pakaipa zveshuwa
@gloriakapfu2 ай бұрын
No volume
@ndatadzeizinatsa712 ай бұрын
😂😂😂😂😂hanzi anorohwa haadzorere
@ManuelGwande2 ай бұрын
Ko imi munhu "wamwari" makaitawo chii kuarea kwenyu given the flamboyance you portray
@oliantoemakaveli3331Ай бұрын
do you even know the meaning of the word flamboyance?
@UserVan-ms7xe2 ай бұрын
Haa wakuma mupfanha
@user-ln4we8um1w2 ай бұрын
yaaa anombodhomoka zvake but apa wataura since
@davidmuzondiwa58922 ай бұрын
unevanhu vanochinja mari mustreet usadaro iwe tsotsi iwe
@mosestogarepi24272 ай бұрын
Madzishe haaiswe naMwari here? Kana kuti tinoda kuisa vatinoda. VaChiwenga havana kusvika pavari nemistake. Vaitovawo junior wamajunior vakaenda. tarirai pavari. Naizvozvo kuvada kana kusavada kwedu hazvina zvazvinochinja. VaMunangagwa havana kungopindawo nemistake. Pane zvaitovapo uyezve vaChiwenga pakatoita chibvumirano. Zvino kana current President vakapinda kubudikidza nechibvumirano, chibvumirano ichocho chaitaseyi. The reason pasina mumwe munhu akapinda pane vakapinda musarudzo ndechekuti Mwari akatoona kuti vanhu vakanga vaita chibvumirano. Therefore chibvumirano stands. Whatever we want. Tinoda vanhu vari noble. We should learn to be noble nekuti bhaibheri rinoti vanhu vaviri havangafambe pamwe chete pasina chibvumirano. Our country is different from USA. Kune zvako zvisingashande despite their democracy. Mwari ndiye anoziva saka ngaaite zvaanoda asi this country needs to be fixed. Tingangoramba anenge asarudzwa naMwari kwenguva ino iye ari suitable for the role. Hatingaregedze mamoney changers nevanhu vari corrupt vachiuraya economy vachiita zvavanoda takatarisa. Dayi vaizviuraya taiti pachavo, asi kana vavakuda kuuraya nyika yese vasina chavanoitwa for such a long time, it takes varume vane simba rekuva misa. On this matter, Chiwenga is right.
@alexmoyo7542 ай бұрын
You are not seeing straight, ma momey changers auraya nyika are you serious? Your mental competencies are questionable ufunge hako! If you were sober, waiona kuti chauraya nyika icorruption, nepotism, abuse of state power, and political crises! 15 Billion yakabiwa ne ma momey changers? Gold reku RBZ rakabiwa navo? Ita Dzamara akauraiwa navo? Nyarai mufunge, pane zvimwe zvisinga defendwe mevane dzakakwana
@leroyg23122 ай бұрын
Driven by intra-family jealousy
@alexiopanyumba90582 ай бұрын
It is good for us to know,what kind of leadership we have.
@alexmoyo7542 ай бұрын
Jealousy of what? A psychopath who has not raised even one child of his from grade one to form four? Ndeupi mwana waJenarari wavakarera kubva achizvarwa kusvika anyora Ordinary level waunoziva? And why are you always saying stupid things to oppose Apostle Chiwenga? Asi uri murakashi? We all saw what he did to Marry Mubaiwa, that is not president material, nomatter what she did. A few days ago you wrote a message to despise Apostle’s wife, why don’t you tell us your true motive? Wakamborara nemukadzi wavo munyowani kupi iwe? Uri rombe.
@leroyg23122 ай бұрын
@@alexmoyo754 Crying more than the bereaved kkkkk. Asi uri kudana naApostle here iwe. Unofarira iye achiwundura vamwe chete
@leroyg23122 ай бұрын
@@alexiopanyumba9058 Hamuna kwenyu. Recently maichema kuti ED awanza hama dzake mu government, now mava kuchema kuti General havaise hama muhurumende!? Munoda zvipi manje. Ndiyani asina chipomerwa kumhuri kwaanobva? Iko kari kushamatata aka kakaita zvinganiwo kumhuri ikoko. Nditwo twusina zvatwunoita itwotwu. Basa kupesvedzera vamwe chete nekutaura iko kobva kahwanda. nxaaa
@alexmoyo7542 ай бұрын
@@leroyg2312 Clearly you are a lost cause. You love useless conversations. 1) What the apostle said is true, its unpresidential to threaten people with violence in a country with rule of law. He never said illegal forex dealing is okay, but hamuzvinzwe nekuti muri twuma praise singers tweZanu! Whether or not you like Apostle Chiwenga, a reasonable person would not condone the VP’s uncultured approach to governance. The guy has no sense of decorum, he always threatens people. Zuro ndizuro aiti doctors are not professionals. That is rubbish. We deserve a better calibre of leadership. 2) The Apostle did not advocate that the generari brings the Chiwenga family to government, he simply said the guys does not take care of his true relatives, anongodyiwa mari nehama dzevakadzi hobho vaanoroora achiramba. I also agree with that. Do you know how much Jocelyn got in their divorce settlement? What about the list brought to court by Mary achida her share of the loot? This time barely a year aroora new wife he builds a school in Bulawayo kwaatezvara, who does that? The apostle has his own life and he does not need a cent from looted government money, from Yowa Ekzarensi😂😂😂😂
@EhudMcRuach2 ай бұрын
Chiwenga views himself as God
@vie792 ай бұрын
Who are you to talk like that. Leaders are chosen by God. Read Isaiah 55 v 8-9. Also Never judge other people a prophet or prophet of doom etc
@jeffreymakwarimba2 ай бұрын
Ihama yake saka anotaura zvaanoda iwe ihama yako here
@vie792 ай бұрын
@@jeffreymakwarimba same surname doesn't mean kuti ihama yakeo....iwe zvaunonzi Chimuti Saka anachimuti wese ihama dzako
@jeffreymakwarimba2 ай бұрын
Urikuibata wrong they are related zvandotoziva not zvenyu zvekuverenga we are from same village
@vie792 ай бұрын
@@jeffreymakwarimba related in what sense.... I am also related to President Chiwenga.
@jeffreymakwarimba2 ай бұрын
@vie79 good for you
@RangaChapi2 ай бұрын
the TRUTH! Iwe Talent Chiwenga UNONGOWENGA BABAMUDIKI vako! SHAME! Stop using the Bible to hide behind your hatred of General Chiwenga. In every country, criminals will be warned, just like he did. Police in US, Japan, France, UK, everywhere, will chase and beat criminals!. We have seen it, that it is common in Africa that relatives end up being VAROYI who HATE their relatives because of Jealousy. Ungaitire Babamudiki vako jealousy kudaro????. Ngazvitibvire pano!!! Preach Jesus, otherwise your politics and hiding behind the bible makes you USELESS!
@Rose-fy9bv2 ай бұрын
Point of correction, Generari is not bamdiki to apostle, he is a cousin brother, meaning their father were brothers. Criminals who must be arrested start with the generari himself, he was part of the people who looted 15 billion from diamonds. Mnangagwa is selling all the gold with his sons, who are also the mafias in the forex black market business. Who will arrest them? What happened to Henrieta Rushwaya? Was she not convicted? Where in the world did you hear a vice president using violent threats against citizens? Are you saying that when something wrong is done, it becomes right because who has done it is your relative? You are a fool of note! Rule by law is not rule of law, witless ‘educated’ Zimbanweans, Cis!