VaNeShamba Always smilling zvavo thank you for Gud work
@shupimurambidzi30406 ай бұрын
Mudzi , pamusha pedu , thank you
@trmangena24632 жыл бұрын
Kwaziwai Drewmas media ndiyo another level ka iyi wow wow ndiro rinoihwa tarenda ka
@jpslabbert69812 жыл бұрын
Kkkkkk zvanzi mukowasha imboko here apa. Aaaa vanogona zvavo
@trishkucherera17392 жыл бұрын
Nyatsodzidziswai ne vanogona shungu munadzo.
@josephkatato30924 ай бұрын
Congratulations brothers
@azurecoast15372 жыл бұрын
Another level mukoma Neshamba ne Dreams ka 1
@user-og7bd3ln3l10 ай бұрын
Idzo dance dzinoda vene magaro anotamba zvinozonakidza avovorkutamba havana chinhu
@beautyadaarewa21762 жыл бұрын
Mazimba tinoda kunakidzwa disco redu rekumusha
@hermisphasha5404 Жыл бұрын
Pa nyamapanda apa
@elascomunamati97432 жыл бұрын
Good performance dai mazopfeka hanzu dzebasa manje mada smart
@HealthonDemandTG2 ай бұрын
Hanzu dzino chinja kuenderana nezvatiri kupfeka now. Remember culture evolves. Zvaipfekwa nguva yasvika varungu zviya zvatino ziva hazvisizvo zvaipfekwa 100 years earlier. zvinhu zvino chinja. every culture borrows from others.
@moskane26178 ай бұрын
Pamwe ndarasika. i jiti here kana kuti katekwe.
@moseskatsvairo19242 жыл бұрын
Ewooo Onisimo my next door vandirakanisa kumuyi ine
@gamtrans88862 жыл бұрын
Hakuna jiti rakadai ngava bvunze baba Harare
@wholeagain Жыл бұрын
Ma zimbo rise up 🇿🇼🇨🇦
@godwinchiutsi91832 жыл бұрын
Nice nice. Lets preserve our culture.
@user-ne2qv3qc1o9 ай бұрын
Well done keep it up
@nashchamhuma24722 жыл бұрын
Matauriro ake andifungisa Matumbu wemaDrama
@abbiegailnhlabathi21772 жыл бұрын
Oooh i have to travel the whole nation because it's very important
@websterkunhe37812 жыл бұрын
Kausindi, jenje, mtumba, ndafunga kumuyi.
@moseskatsvairo19242 жыл бұрын
Ranga dzvako nainembo ndabvaita usoma ine
@karotakarontinahgandu88372 жыл бұрын
Ngoma ndamufarira inenge ineka Ngororombe
@juliaherbet20632 жыл бұрын
You reminded me when I lived in katerere. That's how they speak. When I first lived there I couldn't hear them since was coming from Rusape it was a culture shock chaiyo. Sekuti ndaisanzwa zvavaitaura ndaingoti nevewo, hahaha
Tell this media people to look for real jiti, not this one . Go to chiweshe, Glendale, mupfurudzi, madzuwa , we need to watch real jiti not this one . This is mapfuwe, more like gure
@patiencejoe35872 жыл бұрын
Nyamapanda bheriya ndaona vaimbowe ma neighbour angu kwatsonga village uko munofara hre
@moseskatsvairo19242 жыл бұрын
Kapambadze area tapindira penu mudoma
@patiencejoe35872 жыл бұрын
@@moseskatsvairo1924 kkkkkk mudoma mudoma
@lindahfarikai11522 жыл бұрын
Ko sei varume vasingatambiwo kumusha kwandinobva jiti varume vanotoitawo zvidawado mudariro
@gracenkomo46662 жыл бұрын
Ko why varume kusadaira rwumbo kukushota base
@cephasdzambasi67422 жыл бұрын
Thanks mr Neshamba ndokumusha ikoko paMudzi Denda school Marodza village toibaya jiti more thanks
Pamakabuda muri PA pumpkin hotel ndakangoti heyo nzira yokuenda Nyamapanda ini ndakatombogara masabhuku Mutesva nxt to Goronga iyeye 12yrs ago was ounce married there
@lubelihlesibanda6368 Жыл бұрын
Wwwwwww good
@pharoah-ahmose607510 ай бұрын
Women naturally beautiful, no makeup 👏👏👏
@Shumba_2632 жыл бұрын
Tikumbodawo kana zvigure
@shupikaiziwange30792 жыл бұрын
Jiti hwai iroro Jiti mnoriziva here hanzi jazz va Neshamba ogede music
Zvakanaka chaizvo, mabhaudhi anga sununguka muwaist me vana varikukura
@phonehuaw17032 жыл бұрын
Panoda vakadzi vechidik Apa vanosumudza chiuno
@mataxyjoe18182 жыл бұрын
Ndanakidzwa aaaaah
@tendaichimudzura33632 жыл бұрын
Yes yes dats my language
@barbrachinocheka96962 жыл бұрын
💃💃💃💃💃💃💃💃💃
@eugeniamuza68962 жыл бұрын
Endai pamhondoro vanopedza masports iyi haisi jiti vachikudzidzira kutamba
@faraimudoni92262 жыл бұрын
Kkkk vaudze
@elliotchembe81152 жыл бұрын
Aiwa endai kwa Darwin pliz
@ennyrungayi76052 жыл бұрын
Mmmmm hanyatso tamba
@lydiachikudzula70772 жыл бұрын
Ndafunga DNDANDA
@jacobbest76172 жыл бұрын
Good dress yakatsiga Amen
@amaramudi10682 жыл бұрын
Kubvunzawo is that jiti chaiyo inenge nyawu,????
@hermisphasha5404 Жыл бұрын
Original bums or sikasure , original Africa n women anobata Gejo chairo, magandanga echimurenga
@christinakatema69222 жыл бұрын
Huyai pamurewa apa tikurakidzei rinonji jiti
@fansofdhafu85012 жыл бұрын
VAUDZE IWE HARISI JITI IRO.... RINENGE ZVIGURE
@jacobbest76172 жыл бұрын
Yaaa panotambwa zvakasimba zvimai izvo yoo
@trmangena24632 жыл бұрын
I like the hanzu dzenyu dzakanaka zvokuti
@shyletmakwiranzou14822 жыл бұрын
Wers Opah
@tinachikwanda194110 ай бұрын
I am looking for Chinamira Dance videos and music and all I get is Jag Prayse. Haibo I am too old for that
@trustsalama28072 жыл бұрын
Mudhara neshamba ndipeiwo babe iro
@Ladypradaful2 жыл бұрын
Ngoma dzakurira voice asi zvanga zvichinakidza zvekuti pashota magavhu nerimwe giya riya
@ralucasimona6812 Жыл бұрын
I don't understand what they are saying,but what I saw was very beautiful ladies and gorgeous men. The music played raw is so cool. I like those videos a lot , are very educative. It will be nice if they had translation,but is good that we can find them even like this. I love African cultures ,and I love learning new things about every country,tribe and cultures there. Greetings from Romania. It's a small country in Europe and has the state flag similar to Chad,almost the same only the shade of the blue color differs a little bit 🤗☺️
@tichaonagwese45022 жыл бұрын
Shumba magona apa.....
@meshiechirasha81602 жыл бұрын
wooooooooooooooyooooo dreeeeeew
@lydiachikudzula70772 жыл бұрын
Sevakadzi vevanhu kkkkkkk
@user-bc1wx3vg7x9 ай бұрын
Pamberi ne jit
@user-og7bd3ln3l10 ай бұрын
chokwadi giti inoda dakorichitamba
@mabidzogurupira50462 жыл бұрын
Hakuna jiti ikadai makamboona tekwamurewa here
@makanakamaenzanise36022 жыл бұрын
Pamwe ndiyo jiti yekwavo vo, mati kwenyu ndiko kwega kune jiti here musharukwa? Chamunoti 'chembere', kuneimwe nzvimbo ndicho chinonzi 'mhandara'.
Taura hako harisi jiti iri ngoma yejiti haiiridzwe nezvimiti
@patiencejoe35872 жыл бұрын
Mai gidha kkkkkkk naamai mary munofara hre
@faithmbakureya66692 жыл бұрын
Wooow kumusha chaiko
@giftchinyoka63502 жыл бұрын
Pamusha chaipo pandakakurira Thanks Drewmas Media
@nathanbaureeny51452 жыл бұрын
Ini ndaigara MA Mutesva kwa a Champion
@StabelorutendoPrimmubaiwa4 ай бұрын
Hawana magaro
@buhlejeche18352 жыл бұрын
Zvavakangomira havo kk
@fansofdhafu85012 жыл бұрын
BABA NE SHAMBA PFUURAI NEKU UZUMBA MOTSVAGA VANO ROVA RINONZI JITI CHAIRO. JITI TSAWA YE UZUMBA RINORIDZWA NGOMA ONE OR 2. TSVAGAI KUNONZI KWA CHIKUWIRA MOMBOROWERWA NGOMA ONE NE MUNHU ONE KUCHIROHWA NZIYO SEIDZODZO YES BUT NGOMA MUCHIROWERWA YE MA NOTES NGOMA 1. NE JERUSALEMA (MBENDE) MOROWERWA NGOMA 2 NE MUNHU 1 JERUSALEM RIYA RE ZBC MORITSVAGA KUNONZI KWA MAGUNJE KUNOVA KWAKARIDZWA RIIYA RE NEWS NA THE LATE DOUGLAS VAMBE. AVA VARIKURIDZA STYLE DZE ZVIGURE. HARISI JITI IROO
Manhanga matete ndodya maruba. This is reserved, censored for the camera 😀. Give them chikokiyana, at night, 🤣 😂😂😂, u ain’t seen nothing. Kuzoti if it’s young boys and girls - unekuvara.
@josephchenjerai10752 жыл бұрын
Mkoma Andrew muri kushanda ne simpi yemwana
@donaldikomo49322 жыл бұрын
Drewmas media munogona
@shiyeliainkorea2 жыл бұрын
Vanotamba chose
@amaramudi10682 жыл бұрын
Ini ndikunzwa kunge Nyawu dance ,,,or jiti dzosiyana
@userdeleted56 Жыл бұрын
Is this dance style related to Jerusarema or a different genre all together?
@trmangena24632 жыл бұрын
Dresscode excellent
@lydiachikudzula70772 жыл бұрын
Good dancing and respectful
@leighlee6812 жыл бұрын
Sazita hesi 😄
@tabethmandeve70282 жыл бұрын
💥💥💥💥💥
@elishagrey9632 жыл бұрын
This girl her ndebele is good than tht other girl who use to talk
@nicksongift32912 жыл бұрын
Iweeee iweeee oda kudiii iwe ☝️
@lydiachikudzula70772 жыл бұрын
Dressing good
@leighlee6812 жыл бұрын
Ini traditional dance yandinoziva panotambwa kwete izvo vanoitawo yavo woo
@marciebhiri45542 жыл бұрын
Iri hanzi ijesse traditional dance haisi muchongoyo here
@chipochakamanga78132 жыл бұрын
Nice one
@baechps29612 жыл бұрын
Hes andrew long time
@drewmasmedia38562 жыл бұрын
Get hold of me 0713394932
@newtondaisychipunza9915 Жыл бұрын
❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@user-qj8bt1jp7t2 жыл бұрын
Omw what language is that
@bettybettypeterbetty44892 жыл бұрын
Group 3 mai vegaro sando dzavo
@ChuckTheMack2 жыл бұрын
Andrew honawo hako chibharanzi chinoitwa naShepherd Yuda, shuwa munhu mukuru akadero atochena ndebvu ndiye anoswera achivhairira vanhu varikutamba nhamo kuZimbabwe because he sold out nekuda chirungu. Vanhu vakadero vakaiswa in a position of power munomuka Zimbabwe yakunzi Rhodesia futi. Honawo wega kzbin.info/www/bejne/jITJlJ9retuojZo