Wataura chokwadi Andrew ibhishu iro. Baba ava vachafa nechirwere ivo vachembera havo. Baba ava ngavaende kwaTinashe Mugabe mwana uyu anogona kunge akaita nhodzera iye asiri wake.
@LoveQueen5647 ай бұрын
Shame baba vakaperera pamukadzi nzenza. Sorry henyu baba. Rega pfambi iende hayo aitozokuurayisai.
Baba ava ndivo vari kuda kubatsirwa vakafuratidzwa
@josephchenjerai10757 ай бұрын
Say that again
@josephined89317 ай бұрын
Ko vanogoti mwana wangu haangagari ega ko haasiriye wemukadzi akaenda here, naivoo baba ava vane munyama wavo, ngavasiyane naye mukadzi uyo vambonyanyo shayeyi
@elizabethbvekerwa81407 ай бұрын
Vati vakaita 1 naye mukadzi wacho mwana ane12yrs
@mariamjafali54817 ай бұрын
Hanzi nhamo yavasvuura 😂😂😂😂😂 ka life kemu komboni karii so funny kkkk
@melodymutsvairo7 ай бұрын
Vanhu wekumapurazi wanomover on sewifi 😂😂😂
@rachelntini42527 ай бұрын
Neshamba I can only hope kuti he’s not thinking kuzoita zvinogara zvaka daro. I m scarred
On point! Vakaudzwa chokwadi; asi mukadzi akataura pachikuru. Kana mudhara asina kuReader panguva iyoyo manje azobudirwa pachena through action kkkkkkk.
@kingsdaughtersaltoftheeart51947 ай бұрын
Baba ava vari right here mubrain🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽
@beautympofu4037 ай бұрын
Kkkkk
@patriciamatina57737 ай бұрын
Vanenge vakadyiswa baba Ava
@tariroshonhe22687 ай бұрын
Haasi ma minor psychological problems here asiri kuadresswer
@afronews70347 ай бұрын
PanZiyo ma nyama no2 no1 sahwira yoyemuti imbirewo canweget these songs pajikele
@josephinematambanadzo33977 ай бұрын
Baba vakadyiswa ava heeee ngava pe mudzimai uyu mwana wake agare naye vatange patsva ne munyowani
@Seamusmtepa7 ай бұрын
Nofunga anechikapa chakapenga vamuhure ava 😂😂😂😂😂😂😂😂. Aiyaa sarenda
Baba ava vanonamata ava but kumasowe hakubatsiri imba inofa nembiya dzavanopiwa
@pellagiamukora4267 ай бұрын
Iko kungoti mukadzi wese aitambura
@emenjildavioletdzama88867 ай бұрын
Thanks Drewmas,kwaBora ndookwedu❤
@fadzaidickson587 ай бұрын
Rutsisai hanzvadzi yangu veduwe
@ClarahMakusiro-nv9ue6 күн бұрын
Baba vakaperera ava Kani Shame ndarwadziwa zvangu baba vane musha here pasiri papurazi ngavaende kumusha kwavo varoore mukadzi musvinu anoshanda zvisvinu shame kani
@MrMuziva7 ай бұрын
Baba ava kuchemera pfambi kkkkkk
@WendyDlamini-yr6fk7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂two loaves dzechingwa.
@tapiwachiguvare26057 ай бұрын
Kozvamurimunhu mukuru Wani siyanai nenzenza idzo
@kelvinmarongwe28447 ай бұрын
Baba imi munechipfambi imi aaah vakadzi vose avo ummmmm
@WendyDlamini-yr6fk7 ай бұрын
Paita baba vezvirudo .baba ndiripo ndoda two loaves dzchingwa 😂😂😂😂😂😂
@antoniodomingo74337 ай бұрын
Baba omo muribenzi. Kida kisimbisa chihure. Pfutseki. Wenyu shandiswai. Saka mkadzi wechi two. Uyu i pain killer chete. But hure renyu mukurida. Kichenera vhudzi mahara
@takundanashepemhiwa89247 ай бұрын
mukadzi anorambirwa hupfambi , mana kuna amai vake shes under 18 . women like this vanokuurayisa 🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️maziso ngaavhurike😠 pliiiizzz🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️kudyiswa here😒ko kuenda kwamambo?
Chituro chemubhawa hachinji ndechangu agara agarawo asi kune vanozoda kutakura chituro icho kuinda nacho kumba kkkkk tinosvika kuzochigara mumba mako imomo. Haasi mkadzi wako uyo siya chero akakunakira sei
@pellagiatigere46427 ай бұрын
Munhu ari kudzoka aenda kumurume munopenga baba imi
@user-ic6td6lr3w7 ай бұрын
Vanhu havazive kodzero dzavo. Media haina ma rights pa yard yevanhu. Munhu kungo ti ibvai pano chete, asi they are sold a narrative yekuti ito taurai nyaya.