Uyo ari kutaura nyaya yemunhu ari kuuya kuzoona munhu wake iwe tsaga Mwari usiye kuita godo rega munhu azorora munhu wake Verenga bible muprofita hosiya akatonzi enda uno roora chipfeve wani
@torie7963Ай бұрын
It doesn’t matter the guy wacho who is 41 what if he also had a crazy past , he is 41 and not married for a reason . Let them date and figure out things Vega
Taurai henyu, pane wandinoziva aitopinda mu mubhawa akatoroorwa ne munhu we kumaraini i kwedu nanhasi vari vese vatova nemhuri yavo akatosiya hunhu hwe chihure. Rave godo iri kuti awana murume ari ku chando
@Ruthmbewe-sp9xzАй бұрын
Nhai nhai arwadziwa nei godo racho ada kuti aroore iye mbwa
@rhodabodo7360Ай бұрын
Mashamwari aya hausiri kubatsira asi godo rakubaya
@prod.deluc9965Ай бұрын
It's disappointing to see such negativity. Instead of blaming others, let's focus on supporting one another. Everyone deserves kindness and understanding, especially in our community. We can uplift each other rather than tear each other down.
1st confession ukuti mukadzi wakarorq here haasi mukadzi uyu aripatsvaka mari
@lilliansithole753Ай бұрын
Moyo weruchiva wabata frend ,tsvaka wako iwe usiyane nezvisineyi newe
@wadzanai1992Ай бұрын
Anodiwa iluck rake aduwa usamuzonde 🎶 haa kunze uko hakuna chinonzi friend ndati.Bamukuru vako kudiiko iwe muroyi wemunhu
@yeukaimusunza3023Ай бұрын
To Second Confession: uu Pfutseke iwe Uneshanje iwe .Saka Munhu kana asiya ChiHure chacho oda kuroora ,Saka iwewe varwadziva nei makuhwa ako Nxa-a 😠
@ShellarOtengАй бұрын
❤❤❤❤❤❤
@Nightgamer5_13Ай бұрын
Number 3 confession mind your own business zvinei newe kuti anotengesa muviri wake sei vakadzi ndichiitirana jealous iwe uchafa usina kuroorwa because of jealous
@Ruthmbewe-sp9xzАй бұрын
Akuudza here kuti arikuda help godo
@ZambiziNetАй бұрын
Mamuka cei mukoma
@MsNdiniАй бұрын
Jealous jealous kani shamwari iyo. Ngaazvibatire ega kuti muskana wake ibhishu. Iwe chakunetsa chii? 🤷🏽♀️
@LizzyMarowaАй бұрын
Bhishu rinororwa wanik.iwe hautadzi here unegodo iwe
1st confession: if u re not happy with the marriage don't force matters
@tinamakasa7493Ай бұрын
Pachipamwe mkoma Nash
@nunuraijabangwe5336Ай бұрын
Uyo we basket ita fast and praying so that you won't be initiated in witchcraft
@breem5414Ай бұрын
Hidey yekuti anoda kubatsira boyfriend yeshamwari i hope u are doing it for the right reasons kwete negodo.I hope kuti bamukuru vako vachabatsirika kana chiri chokwadi
@esterdube8894Ай бұрын
Igodo chete hapana zvema right reasons apa
@tendaichinorinda5134Ай бұрын
Kana iri pfambi iwe wapinda papi, unomubatsira akumbira help here, uri a bad friend Siya zvakadaro ,ko kana afunga kuchinja hunhu hwake .Mind your business please
@esterdube8894Ай бұрын
Evil friend!! That's what you are, Saka waakurwarira murume weku UK??
@miriammafiyamafiya20 күн бұрын
Kumuda kwaaniko zvekushandisirwa mushonga uko urirombe chairo izvo zvekurora mukadzi vekudananar pá facer book zvakambobbepiko
@hildachiunda4581Ай бұрын
Mmmmm ccc makubatwa ne godo l think it’s better u mind yr business ndosaka akati mukomana wake akublock be á good friend utomuonesa zvakanaka.imi makuda kti arambwe auye kwamuri Ko imi munotamba n munhu wekutengesa muviri wake imi musiri sei.? Musazovaka imba nekuparadza yemumwe…play fr yrslf mweya uyo we shanje wekusada kuona vamwe vachiyambuka imi muchisara.pasi nazvo zvamuri kuroga
@charitebotsa1318Ай бұрын
Munhu haangaroore hure veduwee majoki emuJoburg aya munhu ongowira here
Iwe shamwari une jerasi unorwadziwa end unoroya zvineyi newe uri shamwari yerudzi shamwari warwadzi
@torie7963Ай бұрын
Last confession, not to scare you but I think gogo vako Waida kukupa huroi hwavo . I heard varoyi always look for a successor after they die . You need to pray
@JamiaSamuАй бұрын
No3 une godo iwe tsvaga wako. Ndosaka wakablokwa mnxmm. Asi ukuda aroore iwe.
@evernicekambudzi5636Ай бұрын
Thats why i dont have friends
@Macharangwana6505Ай бұрын
une uchida kuhura here ko dei uriwe ukuudzwa kuti mkomana wako anechirwere waiyizvitora sey
@evernicekambudzi5636Ай бұрын
@@Macharangwana6505 ndangoti handidi mafriends drama rese iro itai nehama dzenyu
@evernicekambudzi5636Ай бұрын
@@Macharangwana6505 handingodi mafriends
@brendaziyenge207Ай бұрын
@@Macharangwana6505zvine makuva mukati izvo siyai vanhu vazvibatire ko kana mukomana wacho achizviziva unonyarira pai?