@@forexkingmaster5680 ko pamidzimu uri kutsvakei there are many Christian channels to view
@marylynchad4 күн бұрын
Thanks for always updating and coming back with the latests
@user-su5uc1uh1s3 күн бұрын
Ndiwo matare. Kwete zvekunzi bira rinoitirwa kwaSahwira. Machira anotengwa chihwande hwande dzinza risingaziwe . Thank you Tsoka Tiri kudzidza 👏👏👏👏
@mo_ink14523 күн бұрын
Ko kana vachiramba
@GetrudeMaredza4 күн бұрын
Ini ndakati dheshe shofa reshe,in baba taps's voice🎉🎉🎉😂❤❤
@judx344 күн бұрын
Imi muri kuti kune nyaya dzisati dzapera, hanty makanzwa Mukotsaz achiti zvinhu zvoitwa in stages.. Mhuri dzotofanira kutevera the right protocols kusvika pekupedzisira. So ba Taps vangangonotora here kana mhuri dzisati dza ready nehuripwa?
@tanyamubaiwa15304 күн бұрын
😂😂😂😂😂 dance yemuridzi we mutambo ayiii
@truthhurts41004 күн бұрын
Patittle garai manyora kuti Mukotsanjera tikasike kuzowona
@thobelikhayandlobvu7654 күн бұрын
True
@PhildahMumba-fg9zi3 күн бұрын
😂😂😂 Taura hako
@nondochirau96644 күн бұрын
Hooo yembudzi iye iyee thanks Karanganda makatikoshera
@jabulanimutasa42674 күн бұрын
Isai ma subtitles ba Taps. Just a tip Watching from South America
@user-sz9yn5sq8d4 күн бұрын
I was waiting for this story🎉🎉🎉
@user-wi9wk7fy8t4 күн бұрын
Wonzwa rimwe richiti hakuna chinhau nenhau ye church masowe akazoti dzokerai munoita chivanhu modzoka moreurura imiii ini ndirikwese kumasowe nekuchivanhu
@Tinto44904 күн бұрын
Taurisa iwe anhu azwe aya
@user-wi9wk7fy8t4 күн бұрын
Chisingazive vanhu ndechekuti mu profit wekumasowe akasiya chinamato anonorapa kuchivanhu svikiro rikauya kumasowe rosvikoita mu profit so hameno vanobva vazviita anatinonamata chaivo
@TonyBoyHairdresser-tj6nj4 күн бұрын
I use to say that until ndazoona zvirikuitwa naTsoka.Chivanhu chiriko🙌🙏
@marthachinyanga4664Күн бұрын
Mukomana uyu aita mwana mudiki ....dzungu racho haana respect......ngadzidze kubva kuna sekuru hawambotuke vanhu
@nomsanyika1513 сағат бұрын
Vanosvika pavari ndivo vanotuka saka haisi mhosva yake