KAROI............NYOKA YATSIKAMUTANDA YONYANGARIKA

  Рет қаралды 20,939

Drewmas Media

Drewmas Media

9 ай бұрын

SABHUKU VAKASIIRWA NYOKA MUMBA (PART 2)

Пікірлер: 148
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 9 ай бұрын
Kudayi ndaikwanisa kuziva kuti Gogo vanobatika sei ndaida kuvapa Grocery rekuvatenda nekuti vakaramba kubirwa nembwa idzo. Tsikamutandas are Koronyeras vanoita tsika yekubira vanhu pfuma. Varume vaviri vanogara mu village munogara Gogo vanofanirwa kusungiswa nekuti ndivo ma agents ana Tsikamutandas.
@Olcool
@Olcool 9 ай бұрын
Taura na Andrew anoku connector, please. that will help alot
@user-ec2jx3tj1k
@user-ec2jx3tj1k 9 ай бұрын
Kupa kune mufaro... Vabatsire sure Mwari anokurangarirai
@lovenessnkomeni
@lovenessnkomeni 9 ай бұрын
Thina kumuli yethu we need inyanga or prophet wangempela sesikhathel ukudliwa yilaba abe fake besithathel mahara iproblem kazipheli
@vimbaibhokoro5439
@vimbaibhokoro5439 9 ай бұрын
Hakuna anombogona kungwarirana nemunhu ane mishonga muno vhiringidzwa mese 🙌🙌🙌
@LetwinMauka
@LetwinMauka 9 ай бұрын
Nyaya inonetsa ndeyekuti mbavha idzi dzinenge dziine matsamba avanopiwa ne gvt e zinatha
@Olcool
@Olcool 9 ай бұрын
Ko Andrew ko madii kutsvaga vane ma video emusi wabatwa nyoka and vaka recorder gogo vachitaura. ? why muchitsvaga zvema shortcuts. tsvagai information yese.
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Kunyepa musapomera gogo nhema Imi mushonga Uyo
@jonathansewera9872
@jonathansewera9872 9 ай бұрын
There's an episode pa Tilda Behind Bars yatsikamutanda achitsanangura magadziriro avanoita nyoka neshinda kana gavi, asi vaiti tsvimbo yavanenge vainayo ndiyo inenge inesimba rekuita mashiripiti ese, meaning to say its all fake
@memorygoche2574
@memorygoche2574 9 ай бұрын
Inonzi chii episode yacho ndoda kuzoitsvaga
@nokueganya6258
@nokueganya6258 9 ай бұрын
Post iya inoiswa mutown inenge yakanyorwa.kuti example welcome to city of Harare,,,post yekaroi yaive yakanyorwa welcome to city of karoi ndokubva pa drowewa murume ane nyoka mumaoko nemukadzi akagara pabere akabata musoro wemunhu,zvichireva kt city of varoi for sure,, bt post yazogadziriswa zvayo,karoi is my town
@nondochirau9664
@nondochirau9664 9 ай бұрын
Ana gaura vanoshanda nemasabhuku nanamambo nokuti vanozopiwawo zvinhu zvavanenge vaba.
@fortunatepaida2
@fortunatepaida2 9 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level ❤❤❤ gogo vakagonesa vakarambira mbavha idzi nxaa
@mandlas.4305
@mandlas.4305 9 ай бұрын
Inyoka leyo ngeyabo tsikamutanda. Abantu laba ngamatsotsi
@freedommukutulu6630
@freedommukutulu6630 9 ай бұрын
Amasela
@chengetaimupatule9313
@chengetaimupatule9313 9 ай бұрын
Kuda kuda zvevapfupi nekureba ,well-done gogo I salute 😅ngavasungwe ana tsikamutanda ava nyoka ndedzavo dzemapipi idzo kusatonzwa tsitsi kutorera chembere zvinhu zvavo shame
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Hapana nyoka yakabatwa mudzidze kusatora vanhu vemasaramusi
@user-xs5im7dn2o
@user-xs5im7dn2o 2 ай бұрын
Nyoka yakabuda it's a spiritual snake zviri real yawari kurota ndiyo chaiyo that's Drewmas media we love ❤️ 💖 you
@tmatz6467
@tmatz6467 9 ай бұрын
Masaramusi, Mashiripiti, hapana nyoka. Tsikamutanda Aida kurova vanhu mari, used Gogo to say wrong things.
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 9 ай бұрын
Kurota nyoka iyi kuifunga bcz iripo pamba ipapo
@nicoserima2101
@nicoserima2101 9 ай бұрын
Ana tsikamitanda ma magicians avo, anokuudza chokwadi chaunoziva asi harisi Simba re midzimu kana ra mwari . Kune school of magicians iri Ku Cape town. Munhu unotoenda usina zvaunogona ugobvako wave Kuti udza vanhu number dzavo dzechitupa,neku buritsa tsuro mu hat
@aginelah6387
@aginelah6387 9 ай бұрын
😮😮😮
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 9 ай бұрын
Nyoka yakatorwa nemuridzi wayo akadzoka husiku akatora iye tsikamutanda
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 9 ай бұрын
Imagic dzemishonga yanamhata avo .iwe sabhuku makatadza nei kuramba kt nyoka isare bcoz imhosva kusara nechikara.
@paige007
@paige007 9 ай бұрын
Nyoka ndeya tsikamutanda yakadzokera kumuridzi...
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 9 ай бұрын
Nyoka yakatorwa naGaurani arikutoishandisa munerimwe dunhu achipomera vamwe mbuya vachembera. Well done Sabhuku makaramba kuitiswa mudunhu renyu. Those guys they collect mari yevanhu.
@ellenmusanjeya8222
@ellenmusanjeya8222 9 ай бұрын
Handiti vakaenda ne key yacho ye door racho here. Vakadzoka husiku vakatora nyoka yavoka vakasiya vakiya futi. Imbwa dzaito hukura tsika mutanda achitora nyoka yake husiku osiya akiya futi. Hope ndedzetya kutya idzo
@constancendumo2373
@constancendumo2373 9 ай бұрын
VaneShamba imi shato inga vharirwa sai zvozvo here kkkkkkkkkk shato inoenda ,,,,,kana kuti mapipi ,,taneta navo vanhu vanonyepa ava
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Muchazvirega zvekutora vanatsika mutanda
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 9 ай бұрын
Akatora nyoka yake tsikamutanda😂😂
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 9 ай бұрын
Kkkkkkk saka vanhu Moti nyokayaigara mumba ichidyei igotadza kubuda here mumba yeuswa kkkkkk musaitiswe vanhu imi
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Tsika mutanda uyu ngasungiswe
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 9 ай бұрын
Vakatambwa chadonha natsika mutanda akaenda nenyoka yake kunotsvaga vamwe vekubira🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 9 ай бұрын
T😅😅😅😅
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 9 ай бұрын
Eish ndasvika now ..... ndogara ndichinonoka hangu asi ndichiuya
@Olcool
@Olcool 9 ай бұрын
Shato inobuda apo. ma window asina kuvharwa ayo. shato inokwira mumuti chaimo. But nyoka yacho yaiva yema shiripiti,
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 9 ай бұрын
Tsika mutanda ngaasungwe
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 9 ай бұрын
Vana tsikamutanda information vanotaurirwa nevamwe vanhu vemudunhu vavanoshanda navo
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 9 ай бұрын
Ana tsikamutanda ngavasungwe, vajaira kunyebera vanhu
@tinomzeni420
@tinomzeni420 9 ай бұрын
Gogo avo ndavapa sando dzavo vanhu vaneta nekubirwa nemambavha gororo
@paige007
@paige007 9 ай бұрын
Andrew hanzi Karoi yaiva nekambuya kainetsa nehuroyi ndosaka yakanzi KAROI.... hanzi kakanga kakanyanya
@LeoMunyari
@LeoMunyari 9 ай бұрын
Drewmas media murichidadiso....ndangandichinonoka ndangandichiuya
@Katherine2022
@Katherine2022 9 ай бұрын
Vakatora nyoka hati vakaenda nemakeys
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 9 ай бұрын
Andrew Neshamba. Une mabasa. Mandipedza. Nyoka yakaendepi.
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 9 ай бұрын
Tsika mutanda ngaarohwe
@mamzo38
@mamzo38 9 ай бұрын
Makombe uyu ndiye anodya nagawurani. Something is fishy about makombe
@dhereckmherekumombe1945
@dhereckmherekumombe1945 9 ай бұрын
Mozvidirei zven,anga izvo dzave mbavha vanoita mapipi ava nxaaaa kuda kuvenga mbuya vazvikurira zvavo its a blessing kukurirwa nana gogo kusvika that age ngaasungwe iye gaurani uyo useless thieves
@user-ic6td6lr3w
@user-ic6td6lr3w 9 ай бұрын
Sister avo variku vhumuka zvinotyisa zvavaka ona😂 nightmares
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Mushonga Uyo mapipi chaiwo
@skhoemalele9715
@skhoemalele9715 9 ай бұрын
Mhuri irikushipiwa nembuya iyo yakapfekanmasaramusi ezvikipa zvezanu.
@mindjamesmatazhu7347
@mindjamesmatazhu7347 9 ай бұрын
Taura hako vagovenga munhu nokuti achembera why why
@user-jt4xx7mo1z
@user-jt4xx7mo1z 9 ай бұрын
Tsvagai mabasa vana gaurani
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 9 ай бұрын
I mbavha ana gaura avo vanida kurohwa mhani ngavazviitere kwedu kumisha tova kwapaidza
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Vanoprofita nemusoro wegora ndozvanenge vakarombera vanhu siyanai nagogo imi
@PortiaBizabani
@PortiaBizabani 9 ай бұрын
Masaramusi Ayo kkkk
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 9 ай бұрын
Haaaaa mazitsotsi ava
@godknowsmimu-uq2jl
@godknowsmimu-uq2jl 9 ай бұрын
Haaa karoi siyanai naro zita iroro kkkkkk gogo manyama
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Hakuna zvakadaro Imi mushonga waanoshandisa
@user-il2vu6qc9z
@user-il2vu6qc9z 9 ай бұрын
Mashura chaiwo chaiwo muchiri kure nawo anyway vhurayi imbaka kkkkkkk
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 9 ай бұрын
Vanonyepa avo
@talentmugweni9714
@talentmugweni9714 9 ай бұрын
Ngasungwe tsika
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Ko iyo nyoka inochengeterwei pachinhambo chekupisa
@jacquelinebenza3538
@jacquelinebenza3538 9 ай бұрын
Mkwasha mboko
@tatetilers4746
@tatetilers4746 9 ай бұрын
Kkkkkkk team padane kkkkkk tsika mutanda to there fullest
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 yoweee zvakaoma ini pidigu dhiii zvngu
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 9 ай бұрын
Ini ndaizviziva hangu kuti hamuna chinhu
@sheilazulu5470
@sheilazulu5470 9 ай бұрын
Ende nhau iyi yashamisa gogo baya bakaita kuramba, hapana chiripo apo
@rumbiechikos4363
@rumbiechikos4363 9 ай бұрын
Pamwe yakwira padenga uku kuhuswa
@LetwinMauka
@LetwinMauka 9 ай бұрын
Haaa vanemishonga yekuti manhunt abvume vanoputira vanhu nemishonga kut munhu abvume imbavha idzoo ngadzirohwe
@plaxedesgariyano3304
@plaxedesgariyano3304 9 ай бұрын
Ehe vakaputirwa kuti vabvume
@pkchims8565
@pkchims8565 9 ай бұрын
Haana chekugaura
@talentwakurewa5456
@talentwakurewa5456 9 ай бұрын
Aaah hakuna ana Gaura vazhinji ndevenhema paisatombova kana ne nyoka gogo vaitonyeperwa vaya vanhu vakabatwa maziso nemishonga
@talentmugweni9714
@talentmugweni9714 9 ай бұрын
Vhurai mukova
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 9 ай бұрын
Gaurani ndi magician uyo
@LeoMunyari
@LeoMunyari 9 ай бұрын
Caroline Dodzo zvisei sei
@user-by5vo3mj3j
@user-by5vo3mj3j 9 ай бұрын
Ko vhurai door zvee pamwe ririmo mumba umo
@PediusMayura-mu4hd
@PediusMayura-mu4hd 9 ай бұрын
Neshamba ziva kuti na'nga idzi ndedze feki ini ndakabva kuno kuZambia kuuya kuzo batsirwa na Tasvu akandidjira Mari cos ndakaona fake dzese dzaaita Ndaka muudza zvauri kuita ndezve fake akti huya tishande tose so care ful nembavha idzi
@brendamberi-mw7ci
@brendamberi-mw7ci 9 ай бұрын
Ummm iwe
@ladyvee21
@ladyvee21 9 ай бұрын
Dead by huya tishande tese 😂😂😂😂 akatoona kuti unotoona kumupfuura
@PediusMayura-mu4hd
@PediusMayura-mu4hd 9 ай бұрын
@@ladyvee21 sure Shamwari kuno kulusaka fake vanoswera vakumamisa
@LeslieBridge-xs9gf
@LeslieBridge-xs9gf 9 ай бұрын
Shofe paTractor kkkkk
@neversoza8795
@neversoza8795 9 ай бұрын
Plz terai tsikamutanda tibate chokwadi
@oniasmukamba2711
@oniasmukamba2711 9 ай бұрын
Mbavha idzo
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 9 ай бұрын
Varoi vazvinji in Masvingo vakatizira kuGogwe nguva yehondo, hence mutauro wavo Chikaranga chakazara. Apparently nguva yehondo varoi vaiuraiwa in Gutu and other parts of Masvingo. Saka vazhinji vakatamira kuGogwe
@fortunatemadzimbamuto5614
@fortunatemadzimbamuto5614 9 ай бұрын
Daidzai vegame park vatore nyoka finish
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 9 ай бұрын
Kwedu gaurani akambouya .....akatora mombe dzevanhu dzakawanda ....but medu muraini kkkkk vakaramba kut asvike .....
@Maigerald04
@Maigerald04 9 ай бұрын
Drewmas media sando dzenyu
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 9 ай бұрын
I don't believe this gawura I think when he spoke to gogo maybe she told her to say it is yakhe but gogo was so strong she did refuse well done ntombi edala you're the best gogo
@dobbsarthur2182
@dobbsarthur2182 9 ай бұрын
Drewmas ndipiwo number dzaGogo vanotendwa kuramba mashiripiti.
@fikilesilombe7242
@fikilesilombe7242 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 svikai kuGokwe kwedu uko my roots
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Kkkkkkkkkk inyoka yavo takakuudzai
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Mambo ngavabvise nyoka iyoyo
@constancendumo2373
@constancendumo2373 9 ай бұрын
Kkkkkkkkkk siyanai nesu neGokwe yedu kkkkk gokwe tichikura varoyi vaidzingwa
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 8 ай бұрын
vaikandwa kunonzi kuGandavaroi
@plaxedesgariyano3304
@plaxedesgariyano3304 9 ай бұрын
Vanoda kudaidzwa kuti muripo wavepo movarova nxaaaa vanhu vakavharwa nemushonga 😂😂😂😂ko kuzosiya vakiya door
@fortunatemadzimbamuto5614
@fortunatemadzimbamuto5614 9 ай бұрын
Kana varamba kudzoka mari pasina last option
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 9 ай бұрын
Ogawula yizixwali bayenza asalamus pliz libananzelele lizokulwa lodwa esigaben
@stormshadow1992
@stormshadow1992 9 ай бұрын
Mibvunzo inowanda kudarika mhinduro
@mariazulu6805
@mariazulu6805 9 ай бұрын
Pisai tyre muone kuti hamuioni here kana iriko
@lindytv3075
@lindytv3075 9 ай бұрын
Mukore uno pane vacha believer vana tsikamutanda
@tatendamhofu-ml2py
@tatendamhofu-ml2py 9 ай бұрын
Baba ava vanovenga gogo vaya kutaura chokwadi mukwasha benzi
@user-ic6td6lr3w
@user-ic6td6lr3w 9 ай бұрын
Hezvo ko imba yacho iri kubata ZII nyoka 🐍 inema open windows??? 😂😂😂 iyi ndiyo drama. Nyoka yakaenda back to nature 😂😂😂😂
@user-jt4xx7mo1z
@user-jt4xx7mo1z 9 ай бұрын
Havana chavakasiya makabhayizwa tools dzebasa hadzisari
@user-ic6td6lr3w
@user-ic6td6lr3w 9 ай бұрын
@@user-jt4xx7mo1z ehe zvavo ufunge! Zvakaoma kani
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 9 ай бұрын
Gaurani haana tsitsi nemachembere.zvareva here kuchembera wakuroya
@tatetilers4746
@tatetilers4746 9 ай бұрын
Ko vanhu vekumaine how fat nhai
@victormuhwati-ni3zf
@victormuhwati-ni3zf 9 ай бұрын
Akaiba handiti makati akaenda nema key
@nondochirau9664
@nondochirau9664 9 ай бұрын
Muchatenda riinhi kuti vanhu ava imbavha nhy
@kudakwasherembo3067
@kudakwasherembo3067 9 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣vanhu tichadzidza zvakawanda hedu.
@user-tc5he9ty3x
@user-tc5he9ty3x 9 ай бұрын
Why sabhuku kubvuma kuti nyoka isiri yavo isare pamba pavo nhy imi ungasara nechikara chevaridzi
@faraimbawa7312
@faraimbawa7312 9 ай бұрын
Bozho
@abigailmachaka498
@abigailmachaka498 9 ай бұрын
Gaura itsotsi kubira vanhu nokuti vakapusa it's a shame. Nyoka ndeyagaura yaakagadzira nemishonga yake Sabhuku vakabvumasei kuti nyoka isiiwe pamba pavo iyo isiri yavo aah zvinhu zvacho so
@haroldmukomberanwa2827
@haroldmukomberanwa2827 9 ай бұрын
Pakaipa
@gurasRudumbu
@gurasRudumbu 7 ай бұрын
Imbavha
MHONDORO...........DZIMBA DZOTSVA NEMOTO UNOSHAMISA
23:13
Drewmas Media
Рет қаралды 8 М.
MHONDORO.............GONZO NACHIN'AI ZVATOSVORANA
26:17
Drewmas Media
Рет қаралды 4 М.
КАК ДУМАЕТЕ КТО ВЫЙГРАЕТ😂
00:29
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 9 МЛН
RUSHINGA..............ZVIBHAKERA MUMHURI NENYAYA  YEHUROMBWA (PART 2)
33:13
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 55 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
Headman Chigodora Mombe dzakadya mumunda ndoda kuripwa ne……
50:44
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 33 М.
Dare raChief Mutasa Nhombo yangu Ft Sekuru Mukotsanjera
1:06:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 38 М.
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 23 М.
Mukadzi Wako Akandinyenga Tiri MuZUPCO Tichienda KuRally YeZANU
34:10
NORTON ....RWENDO KUNOTORA MAPFUPA RWATANGA
16:53
Drewmas Media
Рет қаралды 15 М.
Waka waka #4 🤣 #shorts
0:15
Adani Family
Рет қаралды 14 МЛН
Жалко эту собаку 😥
0:34
Awesome Cuts
Рет қаралды 3,9 МЛН
He Used All The Sauce On 1 Slice Of Pizza🤪😂
0:12
BorisKateFamily
Рет қаралды 8 МЛН
Приятного аппетита 🤣
0:15
Dragon Нургелды 🐉
Рет қаралды 8 МЛН