Kuromba Kwakaita Vamwe Prophet Vane Mbiri Mu Zimbabwe

  Рет қаралды 3,234

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 31
@Tinashe-i9g
@Tinashe-i9g Күн бұрын
Tengesa mota upemuridzi mari yake iwe. Ndokuzo royiwa
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 Күн бұрын
Tengesa mota ubhadhare chikwereti tinoiwanepi Mari isu tiri kuitsvagawo Mari usapuse iwe hezvo
@ommsmunyaz8046
@ommsmunyaz8046 Күн бұрын
Utone mota zvako aaa mupe mota zveee utange patsva thats life.Pano moda kubatsirwa nei
@ommsmunyaz8046
@ommsmunyaz8046 Күн бұрын
Iwe mhondi iwe dai Mwari vakutonga zvinorwadza wandirwadzisa kuuraya mwana here😢😢
@2206Rob
@2206Rob Күн бұрын
Last confession-Fear women first , Then Tinashe Mugabe after! One war vet told me kuti kuhondo vanhu vaiurawa ne ma female combatants. Hanzi waiti ukatongerwa rufu ukaitwa assigned to a female combatant unotofa chete!
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 Күн бұрын
Last haufanire kuenda for counselling unofanira kuenda ku jeri
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Күн бұрын
Last confection uuuuu ndatya
@miriammuluku3049
@miriammuluku3049 Күн бұрын
Moyo wangu waenda kure kureeeee mmmm nhai Mwari wanguuùuu 😢
@maitrevor
@maitrevor Күн бұрын
Mungati prophet vamataura ndavaziva. But musafananidze kuti varungu havaende kuchurch, chiripo ndechekuti varungu vanotoenda kudenga zvekudaro coz havarombere zviporofita
@JudyMambano-dh8gv
@JudyMambano-dh8gv 11 сағат бұрын
Mvura yonzi ngainaye zvakanaka munhu achomonya mwana wokandira imbwa Sodom and Gomorah😢😢
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu Күн бұрын
Gegegege pwatii ndaseka zvangu vechembere avo ummmm
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 Күн бұрын
We chembera wakavharwa cash bucks😂
@busimazambani2898
@busimazambani2898 Күн бұрын
Last confession 😢
@ThelmaChaparadza
@ThelmaChaparadza Күн бұрын
Last confession chiii nhyiwe ndazopedza kuterera ndichierera misodzi😭😭😭😭
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 Күн бұрын
Asi zvimwe zvacho vanakomana munozviititisa, ndogaratukana nehazvadzi dzangu. Vanoda kuti vakwasha vawo vabvise apa iwo kana one wawo akabvisa zvinemusoro hapana. Roorai imi stop complaining unoda kuti vana vako ndoovinozoroora mai vawo
@taffydimples
@taffydimples Күн бұрын
Mozambique and Magaya zvinofambidzana stereki
@walterechetemu9910
@walterechetemu9910 Күн бұрын
But haana kuenda kuBible school saka apa anenge asiriye unless paiswa detail rekurasisa.
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e Күн бұрын
😢😢😢😢 last confession
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Күн бұрын
Maswera sei vedare
@rosezulu-ng6jn
@rosezulu-ng6jn Күн бұрын
Kkk munonyanya kuda zvinhu kudanana nechembere
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza Күн бұрын
Good evening wader's
@peterphiri9590
@peterphiri9590 Күн бұрын
Mukoma vamachonisa dai matengesa mota mupe munhu mari yake munotosara nechange,asi mukamirira kurorerwa munosara musina mari zvese nemota.
@mekong7529
@mekong7529 Күн бұрын
MaProphet ane mbiri muZim they are less than 10.
@maitrevor
@maitrevor Күн бұрын
Mabva mawanawo answer yenyu ka kkkk. Ini ndaiwana pakuti "can I prophesy" uko. So far mumwe chete wandooziva anodaro kana ave kuda kuprofita
@anndrew7958
@anndrew7958 Күн бұрын
Shamwari tengesa mota hapana rimwe rubatsiro rwaunga wane, iwe ungatange kutenga mota usati waroora mwana wevanhu waugere naye? does it make sense
@SandraShamisoDerah
@SandraShamisoDerah Күн бұрын
Sis avo vakauuraya mwana you need to give your life to Jesus Chtist do u believe kuti its true about kufa kwa jesu pamuchinjikwa kuti muri mutadzi uye Jesu paakaroverwa pamuchinjikwa akakufirai imimi if kana uchitenda kuti shuwa it happened uchiona ma churches/pastors vachiparidza kuti tendeukai gamuchirai jesu vanenge vachitaura chokwadi KANA UCHITENDA kneel down in your room do the SINNERS PRAYER kumbira Jesu kuti vakuregerewo kutadza kwako after that look true pastor/ pentecostal church and repent confess everything be baptized tanga kurarama upenyu hwekutya Mwari nekunamata uchiverenga bible to be a Christian is a lifestyle u live 24/7 a life of prayer Dai wakanga uchitya Mwari ungadai usina kudanana / kurara nemurume asina kukuroora but anywhere God is merciful in Isiah God says HUYA TITAURIRANE KUNYANGE ZVIVI ZVAKO ZVATSVUKA SEMUCHEKA MUTSVUKU NDICHAKUSUKA UCHACHENA SEMAZEYA ECHANDO udza Mwari zvese
@bernardenechikurunhe8194
@bernardenechikurunhe8194 Күн бұрын
Amen🙏
@rosezulu-ng6jn
@rosezulu-ng6jn Күн бұрын
I'm first
Kurombeswa Kwandakaitwa Neimwe N’anga Yepa Youtube
18:13
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,3 М.
Mbinga Yangu Yakaromba My  Confession
19:16
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,8 М.
Каха и дочка
00:28
К-Media
Рет қаралды 3,4 МЛН
Kuromba Kwandakaita Mu South Africa Huyai Munzwe Nyaya Yangu
16:41
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 997
Kuromba Kwangu Ku Mozambique Nekuuraya Amai Vangu Muna August
19:31
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,5 М.
Kurombeswa na Pastor kwandaida kuitwa 🇿🇼
10:04
Secrets & Confessions Shared
Рет қаралды 7 М.
Huyai Munzwe Nyaya Yemukadzi Uyu Akauraya Varume 9
19:24
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,7 М.
Ndakaona Nyoka Yakadonha Muchiuno Ma Gogo Vangu My Story
17:04
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,1 М.
Huyai Munzwe Zvakaipira Kushandisa Mafuta Ekutsvukisa Skin Bleaching
13:31
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 891
Huyai Munzwe Zvandakaitwa Na Prophet Vepa Youtube Is He A Fake Prophet?
16:24
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,1 М.
Kuromba Kwangu Kwandakaita Ku South Africa
18:15
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2 М.
Huyai Munzwe Zvakaitwa Guva Ra Baba Vangu Pataida Kuisa Tombstone Paguva Ravo
17:51
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,6 М.