Ma all white enyu aya nema dhuku nonsence itai henyu mega hayi🙌
@Sunshine-555sАй бұрын
Amen .. muporofita mukuru ihana yako. Well said tete
@CraigMlambo-b2iАй бұрын
Endai kwa Prophet Miracle Paul, Unit L Kuchitungwiza.
@ZANDIJOHNSON27 күн бұрын
1st time pamakaendako pamakamanikidzwa kumwa wine dayi makasumuka kuti hana irove ndi mwari vakanga vachitaura nemi .mutemo wangu handimanikidzwe zvandi singade hushamwari unopera zvawo
@FlorenceCount-nl1uc10 күн бұрын
Happy new year
@MONICA-x7zАй бұрын
Maswerasei mhuri yeZimbabwe
@auntymamoyoАй бұрын
Hey love
@GraceNkomo-jp5ki24 күн бұрын
Vakadzi vakutyisa asikana endai Kwa profert Teddy ku Harare
@anonymous-u8b8pАй бұрын
Kurumidzai kuenda kwa kwaprophet Jose !!!
@PricillaChidhanguro21 күн бұрын
Mikando naiwo maparty ana all chakadaro kwazorombwa yooo
@loycemazhindu878216 күн бұрын
Rombayi menga
@kundaimaruva362820 күн бұрын
Mmmmm zvakaoma zvokwadi
@enesynyaruvenda962124 күн бұрын
Holy Spirit take over🙇♀️
@NatsikaiGaranounga28 күн бұрын
Shamwari chii lni ndotamba ndega
@comfortdondo27 күн бұрын
Hindava vanhu muchipusa so ! Mondipa hasha aunt I need a workshop with some of my sisters. Munhu ngaazvimirire Inini I walk out of things I don’t understand and no human being anoshevha can convince me to do anything my spirit doesn’t agree with aikaka
Zvimwe Dai wakangosiya pekutanga pa wakatadza kunzwisisa
@Tapiwanashe-o1q29 күн бұрын
Kounenge uchixiveyi
@FlorenceCount-nl1uc10 күн бұрын
Yellow yellow aunt
@ReginaWhizaАй бұрын
Ko nhai asikana maitadza kuita mega mukando. Muchingoisa $500 yacho pa side every month. Zvanga zvakasiyana nei? Kana iri ten months waingo server $5000. Difference yacho chii?
@faraimusakuro9090Ай бұрын
Nhai nhai
@preciousmatenzenichatukuta728829 күн бұрын
Exactly! And that’s what I do.
@lionofjudah204529 күн бұрын
Yes very true ini I told myself kuti handiite round I save my money on my own nyika yashata
@Sunshine-555sАй бұрын
Umm satan is everwhere. Ngatishingei kunamata. Ngwarirai masahwira aya Ummm asi zvivindi zvacho.
@TonderaiGubi11 күн бұрын
Ngatinamatei hama dzangu
@remember-zv2fkАй бұрын
Hide mazita evana nemurume mumukando anoshandei uye mari mucoffin ini hngu ndaibva ndasiya ndakanda mari yekutanga iyoyo
@AliceMadziroАй бұрын
Zvanga zvisisabatiri cz anga atonyoresa mazita uye atokanda kare manzwa here pakanzi neshamwari dai waka quitter usati wanyoreda mazita Saka no reverse dill
@Tapiwanashe-o1q29 күн бұрын
Izvi zviri srs yoooo uuuum
@AngelaChisiyamatara28 күн бұрын
Nyika yashata namatai
@ConstanceChihwiza27 күн бұрын
Zviiko zvakuitika munyika weduwee
@elliotmaguchu2438Ай бұрын
Ummm endee zvakaoma
@chiedzamatumba913028 күн бұрын
Mikando yeiko mukore uno hakuna zvema round vanhu vatema vari kugan'a nemari dzidza kungorongeka nemari yako.
@NobuhleMoyo-n7u29 күн бұрын
Eish zvakaoma
@ElizabethZimuto7 күн бұрын
Mmm jesus
@NyaraiNyoni19 күн бұрын
Dzokerai pana Mwari mainn munamate then moinda kunaana prophet Miracle or Freddy avo vanoita zvinhu pajikerere.There is still hope.musarase tariro
@Chichi_Lyons08Ай бұрын
Inga zwakaoma
@maximumdube295324 күн бұрын
The husband is right, most women have many secrets and listen to friends more than their own husbands
@cricket69427 күн бұрын
waroya vana vako shaa
@CeciliaMahenbe21 күн бұрын
Haaa iwe mukando wekunyoresa mazita emhuri yangu never
@givenmunyuki6235Ай бұрын
Thank you tete
@carolinechirima26 күн бұрын
Kudya uroi nekunyara.hana inotaura zvakawanda
@AliceMadziroАй бұрын
Mwari titungamirei matinofamba tiri tega hatigone
@kevzamsАй бұрын
The inconsistencies in these stories so ka 😅😅😅
@marthavellem29 күн бұрын
Yuhwi kovanhu vapindwa neyi pakurombesa vanhu vasingazive 😢what are Zimbabweans becoming,haaa denga ririkure Dayi wakaita mabudgets ako without mkando,ini at my age l don't know chinonzi mukando in my life iiiiiii
@shupikaiziwange3079Ай бұрын
You welcome tete inini handigone kusaita like and comment
@julietmugwagwa580927 күн бұрын
Mmmmm zvakaoma
@evajani638528 күн бұрын
Tendeukai amai nguva ichiripo musati madyirwa vana chasara pachadiwa ropa
@comfortdondo27 күн бұрын
You should have excused yourself the moment they forced you to drink ! That was Mweya Mutsvene warning you to run
Chimwe chinhu chichatikuvadzisa kuti "I just decided to keep quiet..." Ndiko kunonzi kudyira huroyi kunyara literally... Dai Mwari atibatsira
@jasonharlott886029 күн бұрын
Imagine,kupusa kwakaita sei ikoko?Ndirini ndai jamuka from wine,I stick with my beliefs not kuti pano tinodai.
@fideliskaremba790025 күн бұрын
Pane chokwadi chinozotizwa nevanhu kana zvinhu zvakuvaremera
@lynnetchimwaza940814 күн бұрын
Mikando inongoda muri ma friends kwete zvekunzi maleader nema founder emikando enyu aya😰 the process was suspicious kubva pakutotanga idzo nyaya dzenyu dzekuda zviri classy izvi. hayas maclub enyu aya vanhu vapera ku initiatiatwa nazvo.
@tenduchess586529 күн бұрын
Ndosaka ndisingade zveshamwari dai ndrini ndakatosiya zvese ne Mari yacho I know ndandatovapa mazita asi I didn’t know Shem
@christinakanyemba279727 күн бұрын
Chokwadi hana yako muprofita mukuru.endai kwaMiracle Paul zvinopera
@TarisaiGwenzi-gv3em28 күн бұрын
Enda unosiya kwa tasvu
@khotsomakokotlela8002Ай бұрын
Hie aunty Mamoe, yuhwiiiiiiiii maivangu moyowoyee, vanhu ngatidzidzei kusada zvinhu too much, mukore uno akuna chinonzi Shamwari, its either pa friendship yenyu pane anenge achitonyura mumwe aripachokwadi, vahazvanzi let's hope you will find help, please go to any white or red garment church or Zcc munowana deliverance, or kuenda kwa Kanhengo please, wishing you the best , nekuti makaita musingazive
Kurumidza kusiyana ne vanhu ivavo isatanism iyo. Endai kwa t freddy or Miracle Paul musagare and its not too late
@ZvikoChonga13 күн бұрын
Tete this stories are happening in outside countries right Coz kunevanhu vanoita mushonga vanemanyemwe muZim munenyanga dzinotyisa Tidakuziva zvikufasei coz vamwe tidakudzorera
@ZvikoChonga13 күн бұрын
Mambotaura nezvezai kuti rineropa rako vakadzidza I know you know this kuti zai rese remuchibereko rineropa rako
@NyazozoMaSibs29 күн бұрын
Haaaaaya
@tatendamaramba-m8r23 күн бұрын
Umm so sad
@elishamuranda5793Ай бұрын
endai kunoona sekuru tasvu 7 Anderson meboreighn harare kana kuti sekuru kanengo
@nicolaasra-nq6dw16 күн бұрын
Ini ndirombese zvangu ndoda
@Tinashe-i9gАй бұрын
Sisterhood yevaroi nyika yashata iyi . Enda kuchurch n tell your pastor
@LoiceMtisi29 күн бұрын
Kunamat imboma
@ommsmunyaz8046Ай бұрын
Pamwe pacho unoona ma red flags wodzokera why? Learn to say NO in life
@PelonceNyamadzawo29 күн бұрын
Ummmm
@Maslenechesa24 күн бұрын
Hidey contact me, i know where you can go, a true man of God, who can assist you zvisina payment