Vese vanofarira ma documentary huyai tiungane pano
@lizyncubeАй бұрын
😢😢😢😢Ndakama marker personally 😊
@RueMukАй бұрын
Vakuda bholato ndiye anogona kusorter mbit
@Hands81mАй бұрын
Pakada papaer spray
@sophiatamayi8728Ай бұрын
@@lizyncubesaka wavingei pano cz panzi wanoada
@barbramazarire1054Ай бұрын
@@lizyncube why
@tecnólogo2Ай бұрын
Lets agree upon one thing, Every episode ine mapotsori mukati, the result is 99.9%. Mapotsori are causing havoc in the society, not only on paternity issues but in every aspect of people's livelihood. Vanokonzeresa vanhu ava.
@gladyschivanga2017Ай бұрын
Absolutely true, and now imagine kuti how many people have been made to suffer vachinzi vanoroya nemaporofita.
@clary5561Ай бұрын
Vanhu ndoovari stupid. Maporofita are just making their money
@nyarendaelizabethАй бұрын
@@tecnólogo2 haunyepi mpostori too much lies nekunyepera kunzi vanotaura naMwari
@Winter27498Ай бұрын
zvisingaite they are bringing divisions in families …. simbe zhinji dzisingadi kushanda dzakungoenda kumaporofita dzototi ndinotambura nekut nhingi wangu arikundishandisa haaaaa 😂😂
@jessicanyaman8295Ай бұрын
@@tecnólogo2 well articulated
@MichelleRunyowaАй бұрын
Poor girl is pain im happy you realise your mistake and don't hesitate to accept your faults mwana anobvuma patadza ane potential to a bright future ende one mistake doesn't have to ruin your life accept your faults and aim higher make your mum and dad proud move on my daughter utori mwana wangu my last daughter anonzi Chelsea as well so uri mwana wangu l love the way you see pawakaresva never regret having your child atovepo mude stereki mwana iyeye akanetsa tell God to give you mother's tolerance motherhood inonamatirwa dont allow your pain to take away love from your child ida mwana iyeye zvesvoto mwana mude zvekumuda zviiya mude zvekuti chero akachema the sound becomes music in your ears i want you to aquire rudo rwaamai see how you disappointed your parents but your mum is there like a tiger fighting for you ida mwana wako the same way my child❤❤❤
@VongaiMАй бұрын
Hope comment inosvika kuna Tracy thank you for the wise words
@cathymtelo9691Ай бұрын
Soo profound..so heart felt..so motivating..I pray Chelsea reads and emulate this...
@MufarowasheMinzwaАй бұрын
God is a God of second chances
@MufarowasheMinzwaАй бұрын
ASI Mai iyi inoda kumboroverwa hope dzayo Mai iyi marabishi emayi
@AliyaH-w8qАй бұрын
This is coming from the heart, i felt it ndatodzidzao.. wise words momy stay blessed ❤
@DeanHendricks-zd1wyАй бұрын
Life imprisonment for mai Ranga as she requested earlier on😂😂😂😂😂😂 kunze uku tikuyereswa nemademon😢
@chiefmawere3241Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@MutenhaFam3Ай бұрын
Feel pit for those vanoenda
@tanyakelly8242Ай бұрын
Hanzi mudzimu ngausufuruke 😂 kana akabuda mwana ari wake
@nobuhlechiguvare7777Ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣 Kujeri straight
@lydiakaremba349Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@chipo6031Ай бұрын
Amai vegore rino 2024:- Mai Ranga Mai Dickson Mai Nomsa Ngatiomberere ana mai ava maoko 👏👏👏.
@MichykeayАй бұрын
@patiencerizzie6887Ай бұрын
Mai ranga fake… mai Dickinson- hater
@PriviledgeZaranyikaАй бұрын
Mai nomsa ndovapi zviye
@CynclaireRutendomakopeАй бұрын
@@PriviledgeZaranyika vaya ve bulawayo
@priscasibangamanzi1348Ай бұрын
Mai Nomsa ka1
@fellistastarirorukuni3376Ай бұрын
Im happy with the DNA closure show ,a lot of cults will be exposed ,mai Ranga hadzimo mumusoro zvachose ,imagine how many families were lied to nemweya iwoyo Thank you soo much Tinashe Mugabe for this vana vevhu vanga vanzwa nenhema dzezvimaporofita zvefake
@Zoeysarah-h3dАй бұрын
Imagine kuti vanhu vese vavaishandira vari kunzwa sei madzimai vanyepa 🤣🤣
@CharletteChihelele-d5vАй бұрын
Mawona ka ma postori enyu🙌 Ati netsa nekupesanisa vanhu Amai ,son wenyu ndiye dhara racho rama karota xaa Rasai gemenzi mutsvage Jesu achawnikwa
Anoda kuitwa zvekutotsvakwa chaiko? Pai? Akambohwandei? Ndokumwe kupusa sekwatiri kuona vamwe vachibheja nehope neizwi ravakanzwa. Be real guys! Wamumoti jesu iyi is just a character created by the authour wenovel timonzi bhaibheri. Hazvina kumbosiyana na Kusasana Kunoparira randakanyora paform 4. 😂😂😂😂😂😂
@shingiraitrevormboto2105Ай бұрын
Anoda kuitwa zvekutotsvakwa chaiko? Pai? Akambohwandei? Ndokumwe kupusa sekwatiri kuona vamwe vachibheja nehope neizwi ravakanzwa. Be real guys! Wamumoti jesu iyi is just a character created by the authour wenovel timonzi bhaibheri. Hazvina kumbosiyana na Kusasana Kunoparira randakanyora paform 4. 😂😂😂😂😂😂
@helenmuringayi5485Ай бұрын
Mai Chelsea chengetai mzukuru wenyu daughter aende ku skul. Mukana uchiripo.
@aamiyanaАй бұрын
Chokwadi. Because chero akaroorwa naRanga, kumusha kuna mai avo imoto chete chete. Anotamburira kuda kamurume kasina kana chii zvacho
@darkskinneddutchess4007Ай бұрын
Amen time iripo yakawandisa...ne lesson yaadzidza she will do good in life
@ChiedzaSofaАй бұрын
sisi vane outfit ye yellow awo sisterhood is happy .you represent us well
@christieultdАй бұрын
Dai apiwa mkana demon raimai Ranga rabuda
@tapiwamanyika9274Ай бұрын
Tavapa chigaro cha Chair we Security kuWomens Conference
@rumbidzaikakuni3414Ай бұрын
Tobatana tabuda gate
@julietgarabwa5149Ай бұрын
Vatimiririra zvisina mubvunzo
@princemanyota1768Ай бұрын
So you're supporting GBV nekuti murume ndiye arohwa, would say the same if it was vice vesa
@Sammy-tc6xp29 күн бұрын
sister of the year🏆🏆 goes to sis vane yellow outfit🥰🥰🥰
@Prochid-y2t4 күн бұрын
She wins the Ballon D'or 🤣🤣
@MaiMukudzeiАй бұрын
Chiporofita chakutizai Mai Ranga kkkkkk musarambire vana pavanodyana cerelac munenge musipo.thank you Mr DNA man.🙏
@sheronchari1522Ай бұрын
Mai ranga ngavabvise ma garments.nxaaaa
@violetmatenga7721Ай бұрын
😂😂Hanzi chidhindoooo
@DudzaiTseriwaАй бұрын
Vnodanana Chelsea naRangq problem chiporofit dondo ichoooo
@tsitsi1974Ай бұрын
Tinashe should go into film making. The quality of this doccie is top notch. The story line however is tragic and depressing. From portrayal of the harshness of life , religion to the issues of early sex. The girl child needs to understand that sex can wait and establishing a solid foundation is important.
@tendaimashingaidze7823Ай бұрын
This episode is so interesting...apa apa pane nyaya apa *in marks sibanda's voice*
Good luck Daughter Enda kuschool and take care of the baby....gd luck
@lmstrongАй бұрын
Its my.1st time kuona tinashe mugabe achisumuka pachigaro chake chehumambo kkkk kwanga kwakaipa nhasi
@Tendai-y3iАй бұрын
Kkk kutya kurohwa kuMbareka uku
@PromiseDemba-qg7moАй бұрын
Ko papaipa iiii
@EthelsanyangaАй бұрын
zvinenge zvakanaka panotoyeva zvake paya kkkk
@CharletteChihelele-d5vАй бұрын
Mai mazvipa judgment, mati kana maka nyepa life imprisonment or mopa mai Chelsea $ 2 thousand 🎯 Witnesses we're here
@KingBrito-d2wАй бұрын
Udzai Mai Horo yemupostori iyo Kut mnorota dhodhi manzwa.mhata yenyu
@shingiraitrevormboto2105Ай бұрын
Taura hako. Tazvinzwa vachizvitaurira vega. Ngavape vanhu 2 thaza yavo. Chelsea is rich!!!
@moleenmutopo3411Ай бұрын
Mai ranga imhutsa chaiyo mai vepi vanonyepa kudaro kurambira ranga kunge ndivo vaiswera naranga pese paari. Hope dzamai ranga ummm hadzisi dzekwamwari
@CharletteChihelele-d5vАй бұрын
@shingiraitrevormboto2105 Sure, i will witness mu court Muromo wsvo wava parira 😅
@CharletteChihelele-d5vАй бұрын
@KingBrito-d2w Vanoda Jesu mai ava
@barbramazarire1054Ай бұрын
Mama Ranga.. nyaya yenyu yekuziva who has disvirgined who inoiya here kunge maivepo...? the only person you should testify for is yourself and no one else. Mr DNA great documentary..Bravo
@fadzaijinga4048Ай бұрын
Great documentary indeed
@700QuinceАй бұрын
Don’t give up on her 🙌🏾🙌🏾🙌🏾she will make it for sure Nursing iyoyo yacho🤍
Thanks God andina mai vasina kukwana samai Rangai,muri duzvi zvenyu amai. Vana achimwene munonetsa.
@fadzaijinga4048Ай бұрын
😂😂😂
@matiengamonica9940Ай бұрын
Vanoda Ana mercy vanyatsorohwe😂
@petrocociousmatsangaise4542Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@takuwafawanaka9800Ай бұрын
Nhasi ndaseka shame😂😂😂😂
@StellaKudzunga-eg1wiАй бұрын
Duzvi remagwavha chairo and vanoroya
@webeenChikwezezeАй бұрын
Mai Chelsie kuenda kwemwana kuchurch doesn't mean kuti kuvhara haaende, vana havarevererwi.
@johanesstafadzwachibamu3191Ай бұрын
Thank u increase volume plz vana vanetsa let's agree
@Elimuh-g5jАй бұрын
Madzimai Ava Havana wisdom zvachose ngavatsvage Jesu achawanikwa
@chiedzamadembo906Ай бұрын
I pray, kwaticha wanikwa tiwane vana mum in law vanotya ?Mwari zvema chokwadi 😢 sending love to you Chelsea ❤
@beemando9470Ай бұрын
i pray for that, along with a good husband may God give a good in-laws
@Kuda-v9hАй бұрын
Tinotenda waMugabe nebasa guru ramuno shanda mune hushingi pamwe neunyoro ...more thanks to Global DNA...mai ranga hawana mweya wa mwari kwete wane mweya wekuputsa mweya we rima wanongo dzotomoka
@shellymatambo8899Ай бұрын
Anofadza ma results thanks Chelsea ❤❤❤ mai Ranga namatisai mupiwe chokwadi kwete zvepfungwa dzenyu nekuti hamude mroora aaa musanyepe ma postori
Vanonyepa mai ava vane kwavainzwa tunyaya vonyepera kuporofita makuhwa
@priscapodini644Ай бұрын
Mai iyi ikuda kuhwanda nekumasowe nyaya dzevana hadzidi kuganza kudai vachanyarira kupi so mweya wakanyepanezviroto kkkkkkkkkkkk ngavakurure gemenzi vaende kujeri k
@nyashagachange-ii4ziАй бұрын
Tsanangudzo dzamadzimai manje😂😂😂
@Serenity16-s97Ай бұрын
❤When i heard the daughter with twins her story. I felt for the mother. Choosing for her daughter and pushing her to the wrong person. Apa voti ndakarota chidhindo. Madzimai aya guess she has psychological problem. Tenzi pindirai vana venyu vapera kuvengana coz of what they call mweya wati....
@Tsitsi414Ай бұрын
Pedzezvo tozoona Robson akuendesa mwana iyeye kumaDNA with white-doek mother-in-law witnessing kuti vakaratidzwa hope kuti mwana ndewake, as if that changes anything😢
@AffectionateForest-xk8jxАй бұрын
Mai Ranga ngavasungwe please. 😅😅😅
@bettymudarikwa7496Ай бұрын
Its very true Mai Ranga hamunamati. Regai church iyoyo. Saka endai kujeri nekuti manyepa
@christinegweredza9635Ай бұрын
Ndanga ndakamirira kuti vatorwe sei munhu ati ndoita life in prison 🤣🤣🤣
@AnotidaChisomaАй бұрын
Thumbs up kuna video director wema Documentary...........Wakaipaaaah🤛🤛
@brightmavedzenge4664Ай бұрын
Mai Ranga brain dzavo ndedze kuCanaan straight kwana madzidaddy ishmael. Confidence dzacho so dofo last number🤣
@tendaievelynАй бұрын
waeva wena, ava ndeve kwa Ishimaeri chaiko, bcoz pfungwa chaidzo mudehenya mavo hamuna
@vhenekaimakamureАй бұрын
True
@Winter27498Ай бұрын
very true😂😂😂
@RinaKalambiraАй бұрын
😂l😂l😂😅comment section 🙈😅
@getrudechantel6067Ай бұрын
you can say that again
@kudzaimakwangudze5616Ай бұрын
Madocumentary Closure Production sando dzenyu....I always enjoy them. Keep it up
@PreciousChifamba-t2sАй бұрын
Amai ava vakanatsoperera here njere chaidzo. I mean mai va Ranga😢😢
@veronicamathabire5803Ай бұрын
Madzimai ngavapise magemenzi, vanorota hope dzenhemha. Thank God, I really wanted those results to be 99.99%. Vachanyarirepi manje????
@babava2263Ай бұрын
Vane dzungu kani Madzimai. Vanoshandira vanhu zvekunyepa. DNA yechipostang'a iFekuldo yegayega. Ngavatsvage basa Madzimai Dzungugirl avo.
@Winter27498Ай бұрын
@@babava2263😂😂
@TichManuelАй бұрын
Ngavambomira kunyepera kuvhumuka
@carolmadambi3264Ай бұрын
Imagine uchishandirwa namai ranga
@beemando9470Ай бұрын
@@carolmadambi3264 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@evelyngumede7551Ай бұрын
Maruva kuna mai Chelsea 🎉🎉🎉🎉 . Makagonesa kudzosera mwana kuchikoro. Mai vaRanga vanorwara njere zviri pachena, vari kukanganisa hupenyu hwevana hwavo. Vanonamata murume upiko wavanongoti "murume wandino namata"
Chelsea has learnt her lesson. Kudos for nt throwing in coz u underwent a painful ordeal. Empower urself girl. Good thing is u have a very strong support system. Mother in law needs psych evaluation vari kuto kobonoka all in the name of church. Sister ve yellow ava haaa can u be my friend and monya.
@timbazchivakanenyama5380Ай бұрын
Mai Ranga vanosapota Zanu Pf . Ndiri pano pa Gokwe Nembudziya 🇿🇼 ❤
@TrabablasАй бұрын
Taura hako ibenzi iro
@evelynemutemachani71007 күн бұрын
Zvepolitics zvazobvepiwo imi ..tsvee kune nyaya takarasima nezvimwe.😂😂. Mazosiyana papi namai Ranga kurasika chiporofita??
@Trabablas6 күн бұрын
@@evelynemutemachani7100 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@preciousmachaka7148Ай бұрын
Thank you, Mr Mugabe ❤ Well done, Chelsea ❤🎉 wanaka kuti ukuziva kuti wakatadza kuterera vakuru ndovimba uchaita good girl uenderere mberi nechikoro .Amai vemukomana anotaura pamuri anokurotesai ndiye Handirea ere kana harawa huru Aburama 😂😂😂 saka muchaita sei nadzo hope dzekumadokero dzamunorota 😂😂😂...
@LindaMungwariАй бұрын
Imagine vanenge vachikuporofita zvekunyepa
@preciousmachaka7148Ай бұрын
@LindaMungwari Haaa zvakaoma ndivo vanopesanisa vanhu ava uuuu
😂😂😂 vanoroteswa nani amai Ava vati pane anotaura pavari Havana kujekesa Ava
@cynthia2570Ай бұрын
From the time the show started I could see kuti paita a case yezimbuya repakona. Mmm ndabatikana seeing how Chelsea was treated.i believed Chelsea from get so. Sorry hako my sis. Dust yourself up and continue ne kuwedzera masubjects ako. You are good to take responsibility for your mistakes . I pray God heals you from the trauma. .
@patriciamujuru6546Ай бұрын
Saka vachizorohwa nevaroora type idzi
@LeeMoongaАй бұрын
Neva a dull moment with the closure show yu are guaranteed 💯mufaro bedzi bedzi😂😂
@stanleymadanha570816 күн бұрын
Uyuuu musikana uyuuu muchamuona henyu shez strong and when she just got one chance she will be on top-notch
@HildahZinyongoАй бұрын
Mai vaRanga vakutoda rehab fast fast
@Faithshava-z8lАй бұрын
Kkkkkk
@PrincosMarekwaАй бұрын
Kkkk dai wasiya madzimai wamboshandirwa 😂😂😂😂
@desperkutoka7161Ай бұрын
Amai va Ranga vaka gumira grade ani. Kusanyara kudaro. Taneta neva porofita VENHEMA. NXAAA
@ChristinahMuchenaАй бұрын
Ndo maporofita enhema anoparadza dzimba dzevanhu
@charlienize4635Ай бұрын
and no one is talking about Tinashe Mugabe standing up FOR THE FIRST TIME during a fight 😂😂😂😂😂
@CarolDokaАй бұрын
Tinashe Mugabe thank you so much for the good work you are doing..Mwari vawedzere zivo nehuchenjeri pabasa renyu,especially ma documentary style the are excellent
@VimbaiChenana6 күн бұрын
Haàa zvechokwadi amwene Vaisada muroora..Akusikuguma kwehupenyu mwanasikana zvidzidzire uchengete vabereki vako pamwe nemwana nekuti rudo rwavainarwo paupenyu hwako akuna kwaunozviwana ..lm glad u have admitted your mistakes dust yourself up all shall be well❤..all the best
@MbegabulaweАй бұрын
Eish kule Part2, yeah eMbare ziyabuya shame!
@jadelorna490226 күн бұрын
Luyazibona kodwa into zamapostoli.... Ngabaxabanisi
@dianasanyanga8334Ай бұрын
Team Chelsea takaenda takaenda ,someone get sis vakapfeka orange a drink please 😂
@sharondongonda7406Ай бұрын
aiwa vamirira mufunge
@PrincosMarekwaАй бұрын
Kkkk haaa dhafu akwapaidzwa
@aamiyanaАй бұрын
Sisi veorange na Bolato vanofanira kuvhura club yeboxing
@PrescaParadzayiАй бұрын
Avo ma1 dai ndiri kuzim ndotype yabdinoda kutamba nayo
@kedditausha55628 күн бұрын
I think these such kind of Documentaries must be used in schools. In times of guidance and counselling sessions, these are whole lectures..thank thats what i can say❤
@KimmieBaeАй бұрын
May God bless this girl, it's painful kuwana amwene muroyi nxaaa ndarwadziwa
This is the 3rd most interesting show Tinashe after Kakonoketsambarafuta and Mercy story...😂😂😂😂❤
@misheckbanda1307Ай бұрын
And forogonyo kkkkk
@melindahtshuma7663Ай бұрын
And also ka drone😂😂
@misheckbanda1307Ай бұрын
@@melindahtshuma7663 kkkkkk
@ltm454Ай бұрын
Ko iya yekuti, iwe iwe iwe😂😂😂😂😂😂
@lynahmundayi3138Ай бұрын
You can say that again, iyi yanga iri kuseri. Ndafara hangu kuti amai vaChelsea vati mwana wavo haana kwaanoenda. Ngavachengete mwana nemuzukuru as long vaakuziva baba vemwana chaivo. Chelsea ochinda kuchikoro zvakanaka.
@monalisagwiri4211Ай бұрын
Thank you Chelsea nekusanyadzisa amai vako.
@Ann-brittchidoNyamombeАй бұрын
Mai avo havapengi here can't wait for part two yechi dhindo
@rue5548Ай бұрын
Ndokumbirawo number dzemusikana ane tan uyo ati ndinemi mhamha. Bcoz kana ndakuda kurohwa she will be my go to person
@darlingtongorogodoАй бұрын
Me too Sista vane Fight irinatural reminds me of the good old days kuvhinziii ...
Madzimai vati kana mwana alanzi ndewa Ranga ndiisei mujeri for LIFE
@tenduchess5865Ай бұрын
😂😂😂😂 vatori mujeri remweya
@tendaimashingaidze7823Ай бұрын
Lol Tinashe replaying mother in laws message😅😅😅
@VikkiRajah-z3vАй бұрын
😂 replaying chiporofita
@veezienhamoruhwande99Ай бұрын
Kkkkk
@mufaronyaberekaАй бұрын
Tinashe ane muskanzwa
@MillicentKasambarareАй бұрын
Thank God ndakawana amwene vanonamata plus vakadzidza.... Type yana amwene ava unoita ngozi
@PatriciaKambwiliАй бұрын
Pliz people Chelsea haatore zvinodhaka musataure zvisirizvo Chelsea's mom here❤
@nai6474Ай бұрын
Oh l feel bad for vanhu vakaporofitwa namai Ranga kuti mwana haasi wenyu, mukadzi/murume arikuita chipfambi, nhingi ndiye arikukuroyai, muriikushandiswa… Mwari weee tootaseiko nevanhu venyu vanonyepera kukunzwai😢
@PhilJenyuraАй бұрын
Kurwisanisa vanhu
@ProgressMutandwaАй бұрын
2nd episode of the year and 1st one ndeya Mercy 😂😂😂😂😂😂😂
@MutenhaFam3Ай бұрын
Haa kubva January maimaona here imi munoti 2 aya ndiwo mabest?
@ProgressMutandwaАй бұрын
@MutenhaFam3 for me ndiwo ma best and I don't miss any episode and highlights
@patiencechitsunge-o1rАй бұрын
Tru😂😂😂@@ProgressMutandwa
@LoraineP5050Ай бұрын
Ndaisawo chidhindo vamwene muri nhikwi😂
@RuerueforeverАй бұрын
Kkkkk Gogo Nhikwi 🤷🏾♀️
@rufarosharonborerwe3689Ай бұрын
😂😂😂😂
@rebeccamaccamahlanu4601Ай бұрын
Ini l love documentary episodes more❤❤❤❤ They are hilarious 😂 😂😂 Asi Mapostori shuwa musadaro soooooooo Madzimai ava vanopesanisa ...ndonzwira tsitsi vose vakaporofitwa navo Shem.chaiyo More Documentary episodes pliz
@teeliving4Ай бұрын
Chelsea rambira uri pachikoro, zvishuwo zvehupenyu hwako zvizadziswe our future nurse/lawyer. Please usadzokere kwana Ranga uko usiye madrugs . But every family needs that sister vakapfeka orange vano dherera vanhu😅
@belindatafadzwa4156Ай бұрын
lol maonero angu Chelsea anoita zvemadrugs hake this episode reminded me of our sister wekumbare uya from bota family aiita madrugs her speech was exactly the same as ya Chelsea. Ngatichengetedzei our kids kuenda naye kuchurch every Sunday is not enough tell her kut your friends should come home too not kut iwewe ndiwe unongoenda because ikoko ndiko kuri kuzoitwa madrugs nekudyiwa kwebota
@mellisamhonda4035Ай бұрын
True, Chelsea madrugs anoita hake
@mercymatope96Ай бұрын
Very true madrugs anorova hake
@KimberlyMbofanaАй бұрын
Yea I also noticed that too. I think naRanga wacho also does drugs cuz anga akasticker in some of the shots
@artwellkaseke872216 күн бұрын
there is a big difference between kukurira mughetto nekuita ma drugs tone or language dsnt mean munhu wena drugs ukakurira enviroment yeslang yu end up wakushandisa slang
@belindatafadzwa415615 күн бұрын
@@artwellkaseke8722 it’s not slang, takambogara nevanhu vanomaita 24/7 we know how they look chero vakataura slang or not we still know them plus I said maonero angu
@tsitsikufa7083Ай бұрын
Hope madzimai avasi kuporofita vanhu kuchurch uko ndikutogaya how many pple vakaiswa musango navo mai ava nxaaa mai ranga ndevekukanani chaiko
@Chairman_18Ай бұрын
Vabereki ipai vana venyu dzidziso yakanaka kuita kuti musazonyara navo mangwana. Both Chelsea and Ranga havana kurairwa. The generation of parents we have today is a total disgrace. Mwana haarambirwi mhosva. Ranga uyo achavanetsa. Chelsea anotora zvinodhaka, haana respect zvachose.
@lianamadzikanga8713Ай бұрын
I was looking for this type of comment both Families varikuoneka kuti havana hunhu havana order ndezve hovhiyo zvega zvega zero parenting skills chii chakadaro chinenge ngozi zvekuti mwana ndewa Ranga yes ndizvo but uuh panebasa Chelsea and her family theg lack respect and emotional intelligence kuita mombe dzemashanga musha wese
@ChantelAwaliАй бұрын
@@lianamadzikanga8713upbringing yacho plus environment.....for Chelsea inin those type of people don't deserve respect from her
@MelisaMzengeza-uo2dwАй бұрын
@@lianamadzikanga8713respect kumba kwana Chelsea hakutorina vanhu vezvigure havana respect apa tsvina ayo hapana asingavazive kuMbare uku
@blessingkumona-tz3tbАй бұрын
Come on Chidhindo pana Robson😂😂😂 can't wait for the upcoming episode...Mai ava im sure varikusanganisa chipostori nemutoriro chete 😂😂
@magretshaibu139Ай бұрын
Haunyepi
@MunasheMaereka9 күн бұрын
Mai Ranga musatanyoko wenyu nxaaa thanx Chelsea kkkk sisi in yellow to the world kutamba nembare inokupedzera😊
@lazarusfabion1464Ай бұрын
Aah ndozvakaita vana amai vevamwe izvi😅. Yuwi God I thank you for the parents you gave me. Handina kusarudza makandipawo vakakwana kwete zvamai Ranga izvi😂😂
@tendaimashingaidze7823Ай бұрын
Cherusi * in mother inlaws* voice Hanzi ranga ane musikana waakabvisa musikana..hwako husikana huripi kkkk Moms maive maive makabata torch here Ranga achidya bota
@shingiraitrevormboto2105Ай бұрын
Kunge ivo vakabviswa nemurume wavo apa vakabviswawo neumwe murume vane 12 years. Nonsense yamai!!
@emelykapita4181Ай бұрын
Mai ranga ndivo vakatobvisa ranga hujaya ndosaka varikupupa kudaro kumusuri kwenyu mai ranga
@emelykapita4181Ай бұрын
Mai ranga vakaitirwa weti na Ishmael mukanwa chaimo nekuti tsanangudxo dzavo ndedzeku canan
@fredahama3957Ай бұрын
@@emelykapita4181😂😂😂😂😂 haayaas
@ChristinahMuchenaАй бұрын
@@emelykapita4181😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu ini
@brendaR05Ай бұрын
Imi mai vekadhuku jena ava pfungwa dzavo dzinonyatsoshanda here because hey 😂😂
@petronelladube7859Ай бұрын
Avana kukwana avo
@FebbieMawere-e2fАй бұрын
Wakati Mai havapenge here Mai mupostori vanzwirei tsitsi nemurume wavanoona🙆🙆🙆🙆🙆
@W3ZhiraАй бұрын
This DNA format shud be the way forward not zvekuswera makagarisana nevanhu muchiti makadya Bota here. The visuals are top notch. Well done
@tendaimashingaidze7823Ай бұрын
Nyaya yavo iri kutenderera kunge roundabout rekuMbudzi too many pple😮
@tendaimashingaidze7823Ай бұрын
The best we ever had...thanks Tinashe
@beccasperceptionАй бұрын
I just love how they fought for Chelsea.... Dhuku rewrite never disappoints 😂😂😂... Apa ndiri madzimai wo ndavanyarira 😅
@lesleymutseka8816Ай бұрын
Dhuku rewhite ndofunga rinosonwa rakazara drama nakare
@EmeldaMuroveАй бұрын
May God bless you Chelsea akupe simba rekuchengeta mwana wako
@MelodyMusasanya25 күн бұрын
Amwene ava musoro wavo unopenga chete nechipostori 🙌🙌🙌
@AishaMunemoАй бұрын
Ndarwadziwa nemhuri iyi inovimba chiporofita chenhema
@monicaasefa3810Ай бұрын
I don't think mai ava vane chiporofita. I think vane shungu dze kuporofita so she just talks zvavari kufunga. I hope hakuna vakawanda wavakaporofita vakavenganisa vanhu, So sad.
@TinasheSidhunaАй бұрын
Haa Ma Drama ndo edu manje🎉🎉🎉❤❤😂 takatojegera kusvika zvaita
@lizyncubeАй бұрын
😂😂😂😂Ma bhazuka
@afronews7034Ай бұрын
Hee zvema basa overseas kuindia k a I 😂😂😂😂😂
@aidook5791Ай бұрын
😂😂😂😂
@tinashejajiАй бұрын
Iiiii MAPOSITORI TSIURANAIO PLIZ POLICE MUST PUT A FINE FOR SUCH DUBIOUS FALSE PROPHETS 😢😢😢😢😢😢 LIKE JAIL TIME IRI SERIOUS COZ THE PROOF IS UNDENIABLE
@mwanawapauro2944Ай бұрын
She isbt a false prophet..dudziro rehope ndiro ravasina kuona...
But look like she's on drugs I think anotoda rehab first
@lemmelemme313Ай бұрын
Tinashe's programmes now need full Gvt sponsored security. One day someone will bring weapon which can overwhelm Tinashe security. He is doing a good job which Gvt should even appreciate and support. Matching the child to own father is such an important process.
@sandrakudzaimapurisa2543Ай бұрын
True you can say that again
@mswilfurАй бұрын
Keep your corrupt gvt out of private enterprises
@donaldmadondo3508Ай бұрын
Haurevi nhema pfuti, chaiyo kana bhemba vanhu vari ku boiler ne hasha munhu anogurwa or kuiswa nyere
@patriciamujuru6546Ай бұрын
Kane yellow ako kanehondo semago hanzi makanyeperwa kkkkk
@nyashatsokota5391Ай бұрын
Aaaaaa imi mai awo mpotsori (mai Ranga )ndaona sevanototenderera pfungwa ini ,pliz Hama dzacho endai nawo kuma Doctors
@edissonzibwowa933425 күн бұрын
Taurai zvamadzimai avo not kuti mapositori ese ,ko kuma DNA vanobuda vari 0% mapositori futi here
@tatendanyambawaro4080Ай бұрын
Team Mbare has done it again.... I think people should wait for the results
@naturezw3655Ай бұрын
With it's current form this season 😂 there was no way Chelsea was going to suffer defeat in this episode 😅. So many times on Closure DNA show, we have seen those who claim to see things from the spiritual realm losing at the end. Especially vemadhuku machena Ava vanogara vakarohwa defeat. Chelsea is intelligent and she just needs to recover from this, pick her broken pieces and rediscover herself. It might be a lesson to her but definitely the future looks brighter for her akadzokera kuchikoro.
@pelagiamuguti8693Ай бұрын
Mai vaRanga varikutoda kudzidziswa chaiko. I pray that child grows up to become a better person in life vazomutsvaga havo.
@retinamberikwazvoАй бұрын
Mai Ranga ,Mai Dickson ,Mai Nomusa umm
@sheronchari1522Ай бұрын
Same what's up group
@PetinaKuriritiraMaiCassieАй бұрын
Mai nomsa ibasa haaaaaa😂😂😂😂😂😂😂
@magretshaibu139Ай бұрын
Mai nomsa ndevapi vakandikuta
@ruechiranduАй бұрын
Which episode is Mai Nomsa 😅
@PriviledgeZaranyikaАй бұрын
Mai Nomsa ndovapi zviye
@MbshumbaАй бұрын
Marry Xmas in advance Our bundle to mbekhe ya mushumo dna show Tinashe Mugabe forever uyai kuno ku Rutenga kumamisha uko vanhu vakuchengeteswa zvina karadhi ivo vari vatema vese mumusha
@leemut04Ай бұрын
Welldone chelsea ❤mai Ranga vane murume hre f vasina haa zemo ndiro rikuporofita apo😂
@RueMukАй бұрын
I thought mai Dicki was the only wotch but no namai Ranga thank God chele is cool Mai Ranga murimbwa katatu na 3 dzeusiku everyday 😢
@febbyparadzai3724Ай бұрын
Exactly ndo ma episodes andoda aya 😂😂😂 ane hondo nehovhiyo mukati....Aya evanhu vanenge vachiwirirana handioni ini😂
@leechen1995Ай бұрын
😂😂😂 mwana wangu wakazonamata hanzi more episodes ekurwa they are interesting. After yeuya wekurova vamwene vakadonha pachair
@MichaelSaunyama-e9cАй бұрын
Handisati ndaona maprofita achitaura chokwadi pa dna ese Saka toti vanonamata here?
@brightmavedzenge4664Ай бұрын
Beef up your security Mr Mugabe, this is getting more interesting! That guy alone is now being overwhelmed. People are bitter out there
@arnoh0457Ай бұрын
Yeah shuwa, ndirkuda basa ikoko 😂😂😂😂😂😂 kunonakidza uku
@PacienciaErnestoCofe-gw1dqАй бұрын
Part 2 please
@Kelly-hp7tx29 күн бұрын
I pray for a family that will fight for me like this
@SheStoicForLife77Ай бұрын
Ko nhai ma’Chelsea matadza kupfeka T-shirt yakachena here knowing kuti you’re gonna be on air nhandi? Or wear something not white. Ma1😅
@ThabisoGandariАй бұрын
So that’s all you saw?unnecessary comments
@SheStoicForLife77Ай бұрын
@@ThabisoGandarithat time, yes cos I’m working and I watched to that point. So it is very necessary to point out and I did. What’s your point? Saka totadza kutsiura hutsvina cos some of you want us to talk about something else that’s not seen yet? 😅Very funny!
But that girl should desist from drugs. Her future is bright
@daphnenyasha7296Ай бұрын
Thank you… her face yatodonha clearly showing drugs 😢😢
@teeliving4Ай бұрын
I think stress yakamubata apa shame
@AneeChiweraАй бұрын
Ana mai Ranga ndimi maporofita eenhema aitaura, nyika yakuguma ummmmm. Thank you my sister Chelsea you stood by your word sisterhood is happy. Ranga ngabvise maintainance chaiyo nekuripwa, because of what you went through with.