KUROORWA NEMURUNGU

  Рет қаралды 44,465

Comic Pastor

Comic Pastor

6 ай бұрын

Пікірлер: 108
@tinashe.nopeya7769
@tinashe.nopeya7769 6 ай бұрын
Comela ka ndakati mucharohwa nemurungu handina kuti mucharoorwa kkkk😂hamutere madzimai
@user-se2ji7si8o
@user-se2ji7si8o 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂..kurohwa nemurungu 😅😂😂😂
@hillaryjavangwe5600
@hillaryjavangwe5600 6 ай бұрын
Hanzi ndenge ndiri ndega ndichikaka dhende hahaha
@milcentmabwe4165
@milcentmabwe4165 6 ай бұрын
Saka zvamunogona ndezvipi😅😅😅😅 nhai madzibaba
@nyashadoroba9808
@nyashadoroba9808 6 ай бұрын
Comic : Atta fire bon Dem Gamu : Ehe Inini : 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Mitchtosolutions
@Mitchtosolutions 6 ай бұрын
Hezvo ko itori advert 😂😂😂😂 Mari ikutsvagwa mkati umu
@lautahove8552
@lautahove8552 6 ай бұрын
Saka hapana chamunogona madzibaba mungori veku refer chete😂
@simbamagaya5314
@simbamagaya5314 6 ай бұрын
Madzibaba safe here pasowe apo
@ktanki1
@ktanki1 6 ай бұрын
A good combination...
@user-mp9eb6gb7x
@user-mp9eb6gb7x 6 ай бұрын
Madzibaba ichiri tsvimbo hr or yave shamhu😂😂😂😂😂 saka zvekuroorwa nekurohwa nemurungu ndozvamunogona 😅😅yuwiii zvangu ndaseka
@makwarimba
@makwarimba 6 ай бұрын
Madzibaba vari pahasha lol😂😂😂 kupopota kwega kweg
@priscamazoe694
@priscamazoe694 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 apa Havana chavanogona
@auntiechihera8665
@auntiechihera8665 6 ай бұрын
madzimai teererai ndaona madashurwa netsvimbo iyoo kkk huchi ndaona watoendeswa kwamai Mutombeni
@TNMT-uw5ho
@TNMT-uw5ho 6 ай бұрын
Ko tinomborara here 😂😂
@innocentmash6787
@innocentmash6787 6 ай бұрын
Saka imi munogoei madzibaba comic😂😂😂😂
@thabanipmlilo
@thabanipmlilo 6 ай бұрын
😂😂 Comic mawani hanzi zvine gwapa 😂😅
@thabanipmlilo
@thabanipmlilo 6 ай бұрын
😂😂 Madzibaba vakuimba zvavo Master H 😅😂
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 5 ай бұрын
Aaaaaa iwe comic ndakati mucharohww nemurungu😂😂😂😂
@emmanuelnzombe2774
@emmanuelnzombe2774 6 ай бұрын
Saka Madzibaba imwi munogona zvipi manje😂😂😂😂
@goldenrufarokamba4263
@goldenrufarokamba4263 6 ай бұрын
reminds me of the skit vhunzai magaffa
@tayyygee6938
@tayyygee6938 6 ай бұрын
Not in the name of Judas 😂😂😂
@tendaibushu7759
@tendaibushu7759 6 ай бұрын
Ko zvenyu ndezvipiko 😂😂😂😂😂😂madzibaba manyama 😂😂😂
@mazvitamabs3665
@mazvitamabs3665 6 ай бұрын
Ko saka madzibaba ava vanoita zveii if zvese is for madz masango😂😂😂
@enginachikwanha4036
@enginachikwanha4036 6 ай бұрын
Ahhh😂😂😂😂😂 KU RO HWAA
@simbom8765
@simbom8765 6 ай бұрын
Hotta fire burn dem rukaz😂😂😂
@Kudzymutema
@Kudzymutema 6 ай бұрын
MaAdverts manyama🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@ruramaimunogara383
@ruramaimunogara383 6 ай бұрын
😂😂😂😂madzibaba veduwee
@nyashamandisodza8578
@nyashamandisodza8578 6 ай бұрын
Vana madzibaba vanoitisa havo😂😂😂
@sithulisilemoyo9131
@sithulisilemoyo9131 6 ай бұрын
Kuroorwa nemuvet 2022 still not fulfilled😂😂😂😂
@milcentmabwe4165
@milcentmabwe4165 6 ай бұрын
😂😂😂ndokuyambuka kwacho😅
@darlingtongorogodo
@darlingtongorogodo 6 ай бұрын
Ndichikaka dhende 😂😂😂
@tiddschari
@tiddschari 6 ай бұрын
Comic musadaro. Madzimai arikuda rubatsiro imi makumupa muface wenyu
@melissangandini6186
@melissangandini6186 6 ай бұрын
Madzibaba futy kana, anzi paa paka mangaa mota 🤣🤣🤣, happy to see you team
@lloydkingzhuwau4999
@lloydkingzhuwau4999 6 ай бұрын
Atar dem fire rukaz 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Comic huchi kikikikikikikiki
@nqobilenyathi7699
@nqobilenyathi7699 6 ай бұрын
😂😅😂😂😂😂
@MATHEW-wekwa-SAKUPWANYA
@MATHEW-wekwa-SAKUPWANYA 6 ай бұрын
Rugare mujuma 😂😂😂 Rugare kwamuri
@user-bb5qm1yn9u
@user-bb5qm1yn9u 6 ай бұрын
Not in the name of Judah's but in the name of Jesus😅😅😅😅😅😅😅😅😅u killed me oooooj😂😂😂😂
@patieshutu8130
@patieshutu8130 5 ай бұрын
Saka munogoneyi madzibaba ma problems ese hamuagone kkkk
@manukadau8228
@manukadau8228 6 ай бұрын
Ambassador waMasango 😅😅
@lastborn6652
@lastborn6652 6 ай бұрын
Mucharoorwa nemurungu kkkk
@tanakachoga4118
@tanakachoga4118 6 ай бұрын
Gamu wapotsa warohwa nemunhu mutema nhasi😂
@jahmunetsi2997
@jahmunetsi2997 6 ай бұрын
Hotter fire bun dem lol....
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 6 ай бұрын
Ndinenge ndiri ndega ndichikaka dhende
@user-ss1dt8yu9b
@user-ss1dt8yu9b 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂kurohwa nemurungu
@user-pq2rt9ce1j
@user-pq2rt9ce1j 6 ай бұрын
Comic comic comicka😂😂😂
@jonathanmapiye3185
@jonathanmapiye3185 6 ай бұрын
Hamubvumirwi kubata ma fon ko mangoma amasvikirwa muchirova pasowe😂😂😂😂😂😂😂
@doctorprimash6197
@doctorprimash6197 6 ай бұрын
😂😂😂😂imagine
@tafimutekwe2855
@tafimutekwe2855 6 ай бұрын
Saka zvamunogona pa Sowe renyu ndezvipi? kkkkkkkkkkkkkkk
@user-sh1lq5bt3e
@user-sh1lq5bt3e 6 ай бұрын
Shone is a problem ukasaterera kwaaaaaa
@melissangandini6186
@melissangandini6186 6 ай бұрын
Ska mota dzozarirei nhy, yowe yowe, muporofita musaita drama ndimi idzi chitiregai Ska imi mogona chiii madzibaba
@talenttaczora4184
@talenttaczora4184 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂 first one to comment
@delmarchikerema5081
@delmarchikerema5081 6 ай бұрын
Kkkk aiwa huchi makudyirei
@ruvaparr7823
@ruvaparr7823 6 ай бұрын
Comic ndangandakusuwai kkkkk
@arnoldtbhero9742
@arnoldtbhero9742 6 ай бұрын
Mucharohwa nemurungu😂😂😂
@isabelmuchineuta9879
@isabelmuchineuta9879 6 ай бұрын
Saka chamunogona chiii nhai madzibaba😂😂😂
@markforex8660
@markforex8660 6 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣madzibaba varikutonzwa rugare mujoma
@ernestmutero6155
@ernestmutero6155 6 ай бұрын
Masango futi ndaseka hangu.
@ronaldmanenga6085
@ronaldmanenga6085 6 ай бұрын
Saka vanogonei 😂
@promisechiverengo4902
@promisechiverengo4902 6 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 comic kwanai
@eddietheafrican1102
@eddietheafrican1102 6 ай бұрын
Vakomana marketing kushandira where do they get this power
@lifewithhopechannel
@lifewithhopechannel 6 ай бұрын
vanhu vanoshinha🤣🤣
@maitivabvemushamba8604
@maitivabvemushamba8604 6 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣saka zvenyu zvamunogona ndezvipi
@graciousmkondwa746
@graciousmkondwa746 6 ай бұрын
😂😂😂
@anotidaishengozo8722
@anotidaishengozo8722 6 ай бұрын
Kkkkk😂
@nqobilenyathi7699
@nqobilenyathi7699 6 ай бұрын
Kunamatira uchi guys😂😂
@ishmaelmudare2487
@ishmaelmudare2487 6 ай бұрын
Referral system kumapositori manje , zvakaoma 🤣🤣😂
@lazieharsh
@lazieharsh 6 ай бұрын
Ko imi manje munogona zvipi kana zvese zvichiitwa namadzibaba Masango??? Kkkkkkkk
@devinefunctions579
@devinefunctions579 6 ай бұрын
🤣🤣🤣
@brianmunatsi
@brianmunatsi 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@munyanyibrian
@munyanyibrian 6 ай бұрын
Comic usandityora mbabvu soon
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck 6 ай бұрын
Kkkkk
@notionmaremudze
@notionmaremudze 6 ай бұрын
Hahahah vachikaka dhende
@takudzwamapungwana4753
@takudzwamapungwana4753 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@Mitchtosolutions
@Mitchtosolutions 6 ай бұрын
Passports for what 😂😂😂
@blondiemhuka485
@blondiemhuka485 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@user-oo8tt1zh4d
@user-oo8tt1zh4d 6 ай бұрын
Mboko dziri kushambadza tsikamutanda
@carltonbhebhe
@carltonbhebhe 6 ай бұрын
Hahaha
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 6 ай бұрын
Advertising fo Masango
@nomudube3296
@nomudube3296 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@holywaterzentertainments238
@holywaterzentertainments238 6 ай бұрын
2024😂😂
@rejoicepotojoe7405
@rejoicepotojoe7405 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂 kurohwa nemurungu
@dorothykudai5182
@dorothykudai5182 6 ай бұрын
Ko hasha ndedzeiko madzibaba 😅😅
@tanakachoga4118
@tanakachoga4118 6 ай бұрын
He is being consulted of issues he can't handle
@eddiemudzingwa9532
@eddiemudzingwa9532 6 ай бұрын
Not in the name of Judas😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@thembelanimgutshini9
@thembelanimgutshini9 6 ай бұрын
Madzibaba killed me lol 😂😂😂😂anzi ndakamira.sani kupedza maproblems akadai hotta burn fire rukat not in the name of Judas 😂😂😂
@phyllismudekwa6333
@phyllismudekwa6333 6 ай бұрын
Ko hasha dzamadzibaba ?
@hoto31
@hoto31 6 ай бұрын
motor dzipi dzaive dzakazara madzibaba vadzva ava vakutoshandisa simba remuromo
@GeraldoChikaraChikara
@GeraldoChikaraChikara 6 ай бұрын
😂😂but madzibaba musadaro
@doctorprimash6197
@doctorprimash6197 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 ko huchi hwakaora mahutorereiko?Mota dzange dzakazara dzaideiko pasowe penyu musina chamogona?
@kudakwashemakuva4703
@kudakwashemakuva4703 6 ай бұрын
Hanzi panga pari tii i think its a statement used by all these called prophets hapna anoda kunzi haana vanhu lol
@rhodamunatsi195
@rhodamunatsi195 6 ай бұрын
Ummmmm kuita seucharohwa namadzibaba. Hanzi hamuteereri kana ndichitaura 😂😂
@user-iq7wx5ee2q
@user-iq7wx5ee2q 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 6 ай бұрын
😂😂😂
@priscamazoe694
@priscamazoe694 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@cosmasmbezo8151
@cosmasmbezo8151 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 6 ай бұрын
Hanzi ndakati MUCHAROHWA nemurungu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@vitalismusapingura870
@vitalismusapingura870 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@ceciliagutu4368
@ceciliagutu4368 6 ай бұрын
😂😂😂
@hildamatambanadzo5521
@hildamatambanadzo5521 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@johnsonkitchens685
@johnsonkitchens685 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@rashiwenhiwatiwa2393
@rashiwenhiwatiwa2393 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@mazvie
@mazvie 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@lautahove8552
@lautahove8552 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@nyashamandisodza8578
@nyashamandisodza8578 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
Landlord Comic
8:12
Comic Pastor
Рет қаралды 39 М.
Hezvo! Apostle TF Chiwenga on Sir Wicknell, nevese wakatengerwa mota
12:57
Scary Teacher 3D Nick Troll Squid Game in Brush Teeth White or Black Challenge #shorts
00:47
Cat Corn?! 🙀 #cat #cute #catlover
00:54
Stocat
Рет қаралды 16 МЛН
A clash of kindness and indifference #shorts
00:17
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 111 МЛН
Tytie na Kiki vasungiswa Manyemwe nemunyama Zvinofambidzana
2:31
Teefay files TV
Рет қаралды 100
The Mtombenis
8:20
Comic Pastor
Рет қаралды 16 М.
Bhozhongora latest || Baba vanochinja kuita gudo
14:03
Bhozhongora Fan Account
Рет қаралды 9 М.
MAININI @Floskie  UK LIFE PART 1
4:53
Comic Pastor
Рет қаралды 16 М.
Evangelist Trymore Muparinga--Ziva zvekuita zvinodenha ropafadzo
58:44
Janso Gospel TV
Рет қаралды 21 М.
Giga Chad locks in 🔒🗿 #gigachad #comedy
0:19
The Logan Chitwood
Рет қаралды 2,9 МЛН
I Parking My Car 😂 #shorts #funny #viral
0:11
Funny Club TV
Рет қаралды 4,8 МЛН
Ну как вам ответ, а?
0:50
QorabogTV
Рет қаралды 2,9 МЛН
Отомстили ведьме😱
0:53
Следы времени
Рет қаралды 1,9 МЛН
Must watch new special comedy wait for end 😆🤣
0:49
Athar Hussan
Рет қаралды 17 МЛН