Kushandiswa Ne Mbinga Yakaromba My Confession

  Рет қаралды 8,601

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 67
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 28 күн бұрын
cheers to us tinoliker tisati tanzwa nyaya🎉🎉.gd mrng fam
@TinasheMbeure
@TinasheMbeure 27 күн бұрын
Ende ndozvandinoita 😅
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza 27 күн бұрын
Haaa kudzidza chete tiri kudzidza zvakawanda hama... I really appreciate this channel 🙏🙏🙏 a lot
@paidamoyokondwelani392
@paidamoyokondwelani392 28 күн бұрын
Zvakaoma..mmainini ityai Mwari musazvitsvagire Ngozi mumusha itotendai Mwari Kuti vanhu Havana kufa
@tafadzwadzimati
@tafadzwadzimati 10 күн бұрын
Mai imi musabvunza zvisina basa . Enda unorara nazvo madzimababa . Hezvooo
@123suppliesShirt
@123suppliesShirt 28 күн бұрын
Aah aah mukoma Nashe this is an LP (long play) confession episode..Happy Holiday everyone..
@jacquelinearumando1661
@jacquelinearumando1661 23 күн бұрын
Mainini avo vekutsvaga mwana siyanai nekuenda kumasowe uko muchamitiswa namadzibaba
@yunamasarara9790
@yunamasarara9790 14 күн бұрын
Vanhu vakutengesa vanhu ,unofamba usingatozive kuti uripa makert place
@Lizzy-c5z
@Lizzy-c5z 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 haaaa zvakaoma kani
@lilianchakabva8711
@lilianchakabva8711 28 күн бұрын
I think you are spot on mkoma about ‘mubvunzo nhando’uyo wemukadzi ari kutsvaga mbereko. Zviri kutaurwa namadzibaba izvo hakuna zvakadaro- uno mitiswa in style wakatemba hako se matemba anodyiwa akatarisa
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 27 күн бұрын
Shamwari idzi itai mega especially kana Uri kune imwe nyika uuumm zvakaoma hazvo
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 26 күн бұрын
Mai vekuiisira muvakidzani wenyu mushonga wema konzo it's very simple mugodhi unoramba uchibuda mvura Saka the more mvura ichiwanda the more mushonga uchi neutralizer na mwari vakashanda futi ipapo.😂😂😂😂
@lilianchakabva8711
@lilianchakabva8711 28 күн бұрын
Ummm nyaya dzehurombwa idzi ma one chaiwo. You think you have heard it all then boom- someone else comes with something else. What a strange world we are living in……
@lloydmapuranga3826
@lloydmapuranga3826 28 күн бұрын
Taura hako tiri kudzidza zvakawanda apa with the number of people in Harare vane higher lifestyles you start wondering after hearing these confessions kuti vangani vakaromba
@maitrevor
@maitrevor 28 күн бұрын
Totaura seiko nhai Mwari imi kuti vanhu venyu vanzwe concerning associating with these Naijas. Aah ende futi, kuenda kumall, kutengerwa pampers, kuenda kumba nekuita bonde zvese pafirst day ipapo. Desperation yacho is on another scary level 🙌
@Journ_eywithbrenda
@Journ_eywithbrenda Күн бұрын
Yooo unenge uchizviti wawana ane mari uye ari faithful haaya
@roypasipanodyapedzisai9454
@roypasipanodyapedzisai9454 23 күн бұрын
Mushonga wemakonzo wakashaya simba sezvataurwa nemukoma Nashie.
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 23 күн бұрын
Hey kuuraya mwana nekuda mari, how do you live with yourself everyday
@SamanthaLernad
@SamanthaLernad 28 күн бұрын
Morning mkoma nevedare
@TshilidziRamovha-e3e
@TshilidziRamovha-e3e 4 күн бұрын
Nemiwo amai murikutaura zve mbereko musapusiswa namadzibaba avo nxa imwe mubvunzo so amai kwanai kana mbereko yaramba madii kungosiya nemurume zvaasiri kukizvarisai nkti moyo wenyu urikuda kuzvariswa namadzibaba avo
@TshilidziRamovha-e3e
@TshilidziRamovha-e3e 4 күн бұрын
Ini ndoziva kuti kana riri dare ranga rakavhurwa kare kuripedzisa November hazvina basa
@isabelleisabelle7182
@isabelleisabelle7182 28 күн бұрын
Shamwari hadziudzwe chinhu, ndidzo mharadzi uye godo shanje ruvengo
@YvonneMatira
@YvonneMatira 19 күн бұрын
Mai vekunzi hurume huno boastwa hakuna zvadaro murikuda kuhura nemi
@Lizzy95-v4g
@Lizzy95-v4g 7 күн бұрын
Kunzima kanti alifundi ngani lina bantu elifuna kubulala abantu benza ryt bengafi ngabe kathesivsubuya su confess kuthi izipoko zabo zyakuhlupha .igazi lomuntu liyakhuluma ake liyeke umoya omubi
@agneskadewela6872
@agneskadewela6872 27 күн бұрын
😂😂😂😂😂 ku booster chiii veduwee musatisekese
@saramoyo4807
@saramoyo4807 27 күн бұрын
😂😂😂😂
@Felistasmtomba
@Felistasmtomba 24 күн бұрын
Dont follow your friend's steps , you will always regret your actions, be patient hupenyu ivhiri
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 3 күн бұрын
Madini kudzokera Kuna sekuru vakapinda nemi mumatare Muna November .kwete isu zvedu
@ndiniuyawuya2644
@ndiniuyawuya2644 24 күн бұрын
Avo vari kurarwa namadzibaba vave kutoitiswa chihure. Hapa science dzekusimbisa hurume hwemumwe murume through kurara neumwe murume 😂
@isabelleisabelle7182
@isabelleisabelle7182 28 күн бұрын
Avo vekurara nen’anga nembinga do you think it’s normal Zvinokonzerwa nekuda zvakapfava sehonye Ko kutiza , wakasungwa makumbo here
@sibonilendlovu5463
@sibonilendlovu5463 28 күн бұрын
Morng every one
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 3 күн бұрын
Rubatsiro rwamunoda nderweiko kuda kuhura hre Siya murume uve single then wopinda pachihure kwete uri pamurume .
@gloriaberger515
@gloriaberger515 28 күн бұрын
Kunyeba kwenyu madzibaba munongorara netype dzenyu chete ,isu even tasvika pasowe renyu hatirare netsvina isu
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 23 күн бұрын
Pachivano November its not a month for anything, unongozvotakurisawo minyama nezcisina basa. Vanobatsira hazvirevi kuti havabatsiri zvachose.
@nutchbuzzworl
@nutchbuzzworl 20 күн бұрын
Nyaya dzemari dzinotonetsa nyaya idzi 😢
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 23 күн бұрын
Ende amai vzko sooka, aiwa zvakoma
@MercyMadondo-n4z
@MercyMadondo-n4z 25 күн бұрын
Namba 1 rega kudaro mai vako mai vako vakazokubata nemoyo vakangofa vakadaro ingozi iyoyo
@123suppliesShirt
@123suppliesShirt 28 күн бұрын
Asi sei vanhu vachida kushandiswa zvakapusa kudaro...hurume hwakambo simbiswa in that way WHEN???
@MercyMadondo-n4z
@MercyMadondo-n4z 24 күн бұрын
Asi awuzivi kuti time rinoyera ere apana munu angafe nekuti rinoyera
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 28 күн бұрын
Asi iwewe unoda kupihwa mari yemusana waani siyai kusada kukundwa please gutsikanai
@isabelleisabelle7182
@isabelleisabelle7182 28 күн бұрын
Vanhu vari kuchando munodeiko mudzin’anga
@allenkchidora8705
@allenkchidora8705 18 күн бұрын
Ita zvirikuita shamwari Yako kubvunza zvoreva kuti ndoo zvauri kuda chingoita hako
@nomsaprosper6385
@nomsaprosper6385 26 күн бұрын
Vekutsvaga mbereko avo musanyeperwe, garai mava blocker nesweet tongue yavo iyoyo mukunyeperwa tizai
@nancymachemedze4855
@nancymachemedze4855 21 күн бұрын
Vanhu vave extreme, Satan akatakura..
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 23 күн бұрын
I pray l will never have a crazy neighbour like you. Vaida kuvauraya ndowe vakavasika. Huroi husina mugano. Unasvoda
@ConstanceChihwiza
@ConstanceChihwiza 28 күн бұрын
Haa mainini wari kuda kunzi namadzibaba varare wese yooo ndozvawanoita regayi zvenyu hakuna zvakadaro
@BensonSharara-rx1hu
@BensonSharara-rx1hu 12 күн бұрын
What people do for money haayas mune basa
@Mai2diaries
@Mai2diaries 28 күн бұрын
Ipai mukoma avo # dzangu ndoda hangu kuita second Wife.lm willing kuenda kwaskru
@BensonSharara-rx1hu
@BensonSharara-rx1hu 12 күн бұрын
The love of money is the root of all evil😅😅😅
@dredwardgombae3303
@dredwardgombae3303 22 күн бұрын
Imhosva yako because wakabira munhu , uchimbozviitirei ko .
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 28 күн бұрын
second confess inga matii akazviziwa hake bt chekuita hapans uchaona haco zvichaitika enda unokumbira sory
@FaythChisekula
@FaythChisekula 28 күн бұрын
Mkoma Nashie ndokumbirawo kubvunza kuty pama membership subscription how do i go about it it's my second time
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 28 күн бұрын
Hi Fayth. Please follow this link to join. kzbin.info/door/44qgwOr1cLejaBHCg1ibzAjoin Thank you for your support
@isabelleisabelle7182
@isabelleisabelle7182 28 күн бұрын
Tsvaga basa remumba usatengese muviri wako Zvechihure izvo umm you will regret at the end mozodemba kuti dai ndakangogara nenhamo yangu
@Chapo4283
@Chapo4283 22 күн бұрын
The lady vekuda mwana,makaenda kumasowe.hapana zvakadaro,musanyeperwa,hapana mweya mutsvene anoraira muprofita Kuti Aite zvakadaro.i know you must be very desperate but you will regret it if you do .akarara newe ukabata pamuviri pacho which means ka ndiye anenge akumitisa,please don't be fooled ,.munodzungaidzwa kunze uko...vanhu vanoita mashiripiti
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 23 күн бұрын
Enda unovabvunza kuti sei musina kufa
@isabelleisabelle7182
@isabelleisabelle7182 28 күн бұрын
Usarare nemuporofita uyu usashandiswe hakuna zvakadaro Hupombwe hwakarambwa And don’t talk to him Zvakare usanyepere kudzungaira zvakare usade kutinzwa and you are trying to justify yourself and deep down in your heart unozviziva kuti hupombwe chivi chakasemwa nengirozi Tambira kure nemuporofit uyo imhombwe and haana kana mweya waMwari uripaari I hope ichabatsirikana
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 23 күн бұрын
Sister it is your body, asi zvakaipa
@Chapo4283
@Chapo4283 23 күн бұрын
The lady arikuda advice on whether wotengesa muviri or not....Are you serious?...Hapana munhu anepfunhwa dzakakwana ano tsvaga advice yekuti ndohura here or not Oye achizova ega kuti aripamurume ..people be serious...there is too much jokes happening these days this is just one of them..I'm not judging,but haungauye pano kuzobvunza vanhu Kuti ndohura here or not .already you know zvaurikuda iwe,what does your normal sense tell you,well, if you still have any
@Finnix-d5n
@Finnix-d5n 28 күн бұрын
Chokwadi chaicho don't feel entitled pamari yemunhu arikutengesa muviri wake wadii waita ma peace jobs wawana start nhai.
@nancymachemedze4855
@nancymachemedze4855 21 күн бұрын
Uyo mwana ane 18..you have been deceived, get out of it.
@Tutsie05
@Tutsie05 28 күн бұрын
Kisimusi yakapora tivete mumba no plans
@mekong7529
@mekong7529 28 күн бұрын
Ngatiite plan
@Tutsie05
@Tutsie05 28 күн бұрын
@mekong7529 um in cape Town
@saramoyo4807
@saramoyo4807 27 күн бұрын
Same here
Kudanana Ne Mbinga Yakaromba My Secret
1:01:06
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 11 М.
Kuromba kwangu | Ndinonanzviwa nekiti ndiri kuma zuva emadzimai
22:10
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 58 М.
It’s all not real
00:15
V.A. show / Магика
Рет қаралды 20 МЛН
Quando eu quero Sushi (sem desperdiçar) 🍣
00:26
Los Wagners
Рет қаралды 15 МЛН
Ku Joiner Satanism Nekuda Basa Please Help Me
23:42
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,8 М.
Ndakarombeswa Nema Njuzu kuti ndive Nepower
6:28
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 9 М.
Chihure Chatinoita KuUNIVERSITY (Confession)
6:17
Zimbabwe Deep Secrets and Confessions
Рет қаралды 55
Mansion yevabereki vangu haigarikike baba vangu vakauraya amai vangu
16:31
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,6 М.
Mukadzi Uyu Akatorerwa Chibereko Chake Nembinga Yake
17:18
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,7 М.
HANZI NDIR@RE NA MAI NYAKUBEREKA KUTI NDISUNUNGURWE MBEREKO YANGU
13:47
MAMO SECRETS AND CONFESSIONS
Рет қаралды 637
KUROMBESWA KWANGU NEMUTANA WEKU MALAWI
17:45
MAMO SECRETS AND CONFESSIONS
Рет қаралды 1,1 М.
Kuromba Kwangu Kwandakaita Ndichiri Ku Uz
20:24
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 5 М.
Kuromba Kwandakaita Ndichishandisa Mu Twin Wangu I Regret
30:37
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 8 М.
My Marriage Was Worse Than Hell For Almost 20 Years - Kholeka M
1:08:33
Engineer Your Life
Рет қаралды 46 М.