kuurawa kweNjuzu paChivhu

  Рет қаралды 440,795

Drewmas Media

Drewmas Media

3 жыл бұрын

Drewmas Media crew mahwekwe neNjuzu.

Пікірлер: 733
@annahmudzengerere6038
@annahmudzengerere6038 3 жыл бұрын
Kutaura shuwa vadzimu vedu variko kungoti taakuda kubatira chirungu pamusoro,,,thank you mkoma Andrew necrew👏👏
@nomatter2502
@nomatter2502 3 жыл бұрын
Chokwadi dear
@sizilachakwenya399
@sizilachakwenya399 3 жыл бұрын
vakomana vema camera ava kaaa. panoyera panoyera hapa svike camera or mota
@sizilachakwenya399
@sizilachakwenya399 3 жыл бұрын
first tym kunzwa nyaya dzaka dai
@annahmudzengerere6038
@annahmudzengerere6038 3 жыл бұрын
Vechinyakare vaiva nemunamatiro wavo darling saka ngatisazvishora zvebhaibheri zvakauya nevarungu izvi
@mainevimbo
@mainevimbo 3 жыл бұрын
@@annahmudzengerere6038 Chokwadi chaicho. Ini handisati ndamboona varungu vachiita zvekuti vanoti takusiya zvedu takuita zvechi vanhu.
@alicemteta3586
@alicemteta3586 2 жыл бұрын
I hate to be reminded about this. My classmate was taken kwaRukweza kuNyazura tiri ma grade 3 tichitora dongo murwizi rekuumba mombe nemidhori yamadhaks. Chokwadi mwana kubuda 4th day achitopisa mwiri ropa richibuda mumhuno. The boy was called Tendai i can remember him well after 36 years. Zvine utsinya zvinhu izvi ini handidi nekunzwa nezvazvo. Itai mega ini ndakaziva Jesu handidi zvekurenedzwa.
@chengenimza6905
@chengenimza6905 3 ай бұрын
Akazorarama here
@honestmachirori4484
@honestmachirori4484 6 күн бұрын
Ropa mumhuno kutoreva kuti akaurawa musi waaburitswa.😢
@eliahtimba7414
@eliahtimba7414 3 жыл бұрын
lets respect or culture , njuzu dziriko vadzimu variko. im happy to watch this video
@brightjudah8807
@brightjudah8807 3 жыл бұрын
They are there but from where do they get their powerz
@Ruetendom
@Ruetendom 2 жыл бұрын
@@joyrue8314 dai ndaigona ku liker ma statements ako kakawanda. Wapedza hama yangu 👏🏾👏🏾
@priviledgevunyungwi3279
@priviledgevunyungwi3279 Жыл бұрын
Uyu ndiyo n'anga chaiyo
@Zimaestro
@Zimaestro 3 жыл бұрын
Kule ve dread avo chibaba ndava salute vanosasa zvinonzisisika
@adonisjandura8375
@adonisjandura8375 3 жыл бұрын
🙌🙌🙌 rasta
@ladykudzievenge8833
@ladykudzievenge8833 3 жыл бұрын
@ Prayer sekuru hungwe vataura chokwadi , asi svikiro isvikiro njuzu injuzu two diferent things
@agnellachingwaro8246
@agnellachingwaro8246 3 жыл бұрын
Sekuru Hungwe 👌🏾☝️ ndosvikiro chairo. Tsananguro dzavo dzandibatabata.
@user-rd4xn6jf8e
@user-rd4xn6jf8e 5 ай бұрын
Sekuru ava vanowanikwepi
@MwenjeWenyika
@MwenjeWenyika 3 ай бұрын
@@ladykudzievenge8833 Neither of the two exists.
@pertuniabanda9140
@pertuniabanda9140 3 жыл бұрын
Njuzu dziriko i have seen a lot and experienced a lot i respect chivhanu chedu.
@kudakwashesimoyi5217
@kudakwashesimoyi5217 2 жыл бұрын
makadzionepii ndizonodzitsvagawo nhai 😂
@oliviamudawarima8924
@oliviamudawarima8924 Жыл бұрын
THIS IS A TRUE STORY .ZVAKATOITIKA UYE NDAKATOENDA KURUFU RWEMUNHU IYEYU YAIVE NEXT DOOR YEKWAKABEREKWA MBUYA VANGU MAI VABABA .SEKURU GORA AVO NDOTOVAZIVA VESE VARIPO HAVO I KNOW THEM ALL .KUNJANJA NDOKUMUSHA KUMUFUDZI WAKANAKA 💞💞💞💞👌🏻👌🏻✨✨✨✨
@massieemmanuel4643
@massieemmanuel4643 Жыл бұрын
Umm Edison dhiki akafa last year dea ini ndakaroorwa mashe munyoro zvangu but sekuru gora akafa
@aibraaheem
@aibraaheem Жыл бұрын
Mm
@jenetmariki1070
@jenetmariki1070 3 жыл бұрын
Wow now l understand why my country is called the great Zimbabwe
@pamelachengetaimugabe2505
@pamelachengetaimugabe2505 3 жыл бұрын
Saviour Soda was my brother, nyaya iyi ndeye chokwadi kasi zvinonzi kuteurwa kwakaitwa ropa rembudzi padziva ndipopakakanisika
@bella357
@bella357 3 жыл бұрын
Heyi, zvakaoma
@mercydenga8816
@mercydenga8816 3 жыл бұрын
Saka ichokwadi here kuti njuzu yakavatwa iri muramba, then changed to be a human?
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
So sekuru Gora vakabata nzuzu chokwadi here
@VimbainasheMugadza-zp9oy
@VimbainasheMugadza-zp9oy 19 күн бұрын
​@@mercydenga8816meaning kuti njuzu Is a shape shifter
@jb8609
@jb8609 3 жыл бұрын
Baba well done with your team, kuyera kwenzvimbo dzedu dzeZimbabwe zivisai Nyika
@amurozvi6269
@amurozvi6269 3 жыл бұрын
I come from Chivhu around this area i know Mudzimundateura... Interesting
@mikachiwa8617
@mikachiwa8617 3 жыл бұрын
Njuzu dzakanga dzisingaurayi asi mazuvaano varoyi vakatora advantage yekuisa zvinhu zvavo mumvura kuti zvichiuraya vanhu then vanhu vofunga kuti munhu atorwa neNjuzu ..
@rosemarymangezi3311
@rosemarymangezi3311 3 жыл бұрын
varidzi venyaya vadini kutiratidza mufananidzo wakabuda Mumford avo
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 3 жыл бұрын
Eee sekuru rasta vataura chokwadi mbuya vekusvikirwa ava pane mubvunzo
@mayonissemhlanga4214
@mayonissemhlanga4214 3 жыл бұрын
Suree
@anitachikami229
@anitachikami229 2 жыл бұрын
@@florencedzinodya2757 i agreeeeee
@aibraaheem
@aibraaheem Жыл бұрын
Hamunyepi ndichokwadi
@dezzydeliamusvevereki2099
@dezzydeliamusvevereki2099 3 жыл бұрын
Ndinotenda muchivanhu chedu nekuti ndakakura mazviri...ndine Munhu wandinotoziva akatorwa nenjuzu akaitirwa chivanhu akabuda akurapa....asi nhau yangu ndeyekuti ko avo vakauraya njuzu iyi Havana zvakavawanawo here panyama yavo nekuti handisati ndakambozvinzwa kuti njuzu inourayiwa
@tinotendamaposa9896
@tinotendamaposa9896 3 жыл бұрын
I agree with Sekuru Hungwe. Kuti Njuzu ife nenzira yekupondwa nemunhu mmmmh sounds fishy
@delainmapfumo8558
@delainmapfumo8558 3 жыл бұрын
😂😂😂😂 for a fish
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 3 жыл бұрын
@@delainmapfumo8558 😂😂😂👐
@jahmunetsi2997
@jahmunetsi2997 3 жыл бұрын
I like your documentaries,so informative n educative about the zim culture n traditions..
@ajaysmith7232
@ajaysmith7232 3 жыл бұрын
can yall pleaee put english subtitles , i would love to show my wife and kids this , i have heard about this pleace when i was a kid , i would go kumusha for holidays, kunjanja Chirasauta, so this was very fascinating . got chills all over my body.
@mamaquinton7912
@mamaquinton7912 3 жыл бұрын
Rasta vanoziva zvavari kuita vataura chokwadi pa40minutes apo And it's true manjuzu haade ropa
@elmazoni4075
@elmazoni4075 3 жыл бұрын
Vadzimu vedu variko zveshuwa ngavaremekedzwe ndatenda
@fidelisSinyoro
@fidelisSinyoro 3 жыл бұрын
Mudzimu ndateura is real and sacred. I grew up in this area. As kids and or as young cattle herders we would often go hunting in the Maringa forests, fishing or bathing in the Nyokamhete and Dzidze Rivers, but we never messed up with Mudzimundateura. We also behaved well in the Maringa Mountains.
@graciachimombe3546
@graciachimombe3546 3 жыл бұрын
Homie taura hako takakurako kuJemedza ,Cheshumba ,Mudzimundataeura we never messed with these areas .
@naumerukodzi5381
@naumerukodzi5381 2 жыл бұрын
Ini ndakakurira kumasasa but o know the story of this place but handina kumbokusvika hangu pandoziva pabako revasikana
@nomajaravaza8933
@nomajaravaza8933 2 жыл бұрын
@@graciachimombe3546 ve Chivhu takati wandei nhai
@mandy1067
@mandy1067 Жыл бұрын
Mwari mukuru uyu ..dhuma dhuma ne brother yangu Machokoto ...#Dorothy
@estherjumodube1981
@estherjumodube1981 3 жыл бұрын
Sekuru Ava vane dread locks vakutaura chokwadi njuzu haude ropa
@bridgetbenge3907
@bridgetbenge3907 3 жыл бұрын
Chokwadi ini i think this gogo vanesvikiro varikuroya vanhu vachiti vanemanjuzu um not trusting this svikiro gogo
@eddingtonpabgwaungana8385
@eddingtonpabgwaungana8385 3 жыл бұрын
Drewmas..saka ndonzvimbo yakaimbwa naJames Chimombe
@victorgotora1099
@victorgotora1099 2 күн бұрын
Siyana nembanje iwe
@mellisahblessingssadomba9522
@mellisahblessingssadomba9522 2 жыл бұрын
A beautiful episode indeed.. vanhu vandaona umu kubva kunana sekuru Gora haa vogona kutaura veduwe very fluent and interesting as well... Avo mbuya Soko Havana kunyatsoti nemo Nemo zvavo. But sekuru avo vanemukwende nejira dema vanoziva chivanhu chaicho chaicho.
@innocentmusaengana-nv6jg
@innocentmusaengana-nv6jg Жыл бұрын
Kwasadza uko kunzvimbo ino ibva kuno gara kuri kunyoro kunogara kuchi verera mvura nzvimbo inoera 💃💃💃
@sonton9059
@sonton9059 3 жыл бұрын
If you put subtitles you will make a lot of money, this is an interesting topic that can attract viewers worldwide but there is language barrier you see
@MrSketchbass
@MrSketchbass 3 жыл бұрын
It doesn't need subtitles. It needs people that need to understand to understand
@sonton9059
@sonton9059 3 жыл бұрын
@@MrSketchbass I am sure Drew medias is intelligent enough to understand this message that I directed to them not you
@nyaradzo-
@nyaradzo- 3 жыл бұрын
@@MrSketchbassyou are shallow-minded sir
@chenayimapara6857
@chenayimapara6857 3 жыл бұрын
Its not a money making scheme. This is important to our culture and very sensitive to those that understand.
@sonton9059
@sonton9059 3 жыл бұрын
@@chenayimapara6857 how do you know to them it’s not a money making project which helps them somewhere
@drfriskychiremba8089
@drfriskychiremba8089 3 жыл бұрын
I grew up in this place.... Nzvimbo iyi inototyisa kutopfuura nepo
@slindilevilakazi2409
@slindilevilakazi2409 3 жыл бұрын
Can y giv me directions l don't know zim much
@dcool1592
@dcool1592 3 жыл бұрын
Vafana vanopadhigidha iwe. Ndo areas yangu
@antid3m71
@antid3m71 3 жыл бұрын
Panosvutirwa mbanje apo majahman achi tamba mangoma
@Magumbo58
@Magumbo58 3 жыл бұрын
simply because u were told stories about it so the mind will automatically form a perceived fear of the place or anxiety when yu pass thru
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 жыл бұрын
Njuzu the nguwo tsvuku😂😂 chikaranga chakaoma
@tintomoyo1786
@tintomoyo1786 3 жыл бұрын
Keep our culture, we are Africans not westerns
@maigirls6665
@maigirls6665 3 жыл бұрын
Sekuru vane rasta avo vanenge vanoziva zvavanoita
@tanishavimbikaichakawuya1194
@tanishavimbikaichakawuya1194 3 жыл бұрын
vanhu namatai mwari fullstop hapana zvimwe zvinodiwa
@jossiagmailnevanji1240
@jossiagmailnevanji1240 3 жыл бұрын
Chokwadi
@sheillahwasie9977
@sheillahwasie9977 3 жыл бұрын
Hapana nzizi dzisingaere but isu nenyaya yemachechi haticharemekedze chivanhu chedu takusvibisa nzvimbo idzodzo
@covid19aids5
@covid19aids5 3 жыл бұрын
Wagona iwe vanhu vakunzvenga nyora zvakarehwa naMacheso kkkkk
@Boomslang1
@Boomslang1 2 жыл бұрын
Those are nothing but demonic entities. Ndosaka vamwe marudzi abudirira to the extent of flying shuttles into space and inventing jets and ships whilst we're busy wasting time paying homage to demons.
@matibisachatyoka
@matibisachatyoka 3 жыл бұрын
Sekuru avo vataura chokwadi hapana munhu njee angaone njuzi usina shave renjuzi
@kgotsomambulu6860
@kgotsomambulu6860 3 жыл бұрын
Ini ndakaiona some yrs back.. but handina shavi.. But payaigara panoyeraa zve chokwadi
@zodwamhlanga8797
@zodwamhlanga8797 3 жыл бұрын
@@kgotsomambulu6860 rimwe gore ichakutora
@Lucas-se6in
@Lucas-se6in 2 жыл бұрын
This vedio is interesting you caught a lot of things which can be explained by people who do paranormal activities including the white ball which was following you when you were coming out of water pakaipa
@shayzgamz2692
@shayzgamz2692 2 жыл бұрын
Maita basa drewmas media. Pakumhanyiswa pemachina apo dai varamba vachimhanyiswa kwose. Musambovakumbiriraba. Ngatichengetei nyika yedu isatorwe nemachina Ava. Big up to chivanhu chedu
@qbeebee5886
@qbeebee5886 2 жыл бұрын
🎶🎶🎶🎶🎶ngava mhanyiswe everywhere in Zim. They want to destroy our country and culture. Kumusha kwangu ikoko.
@nathanmuyengwa8475
@nathanmuyengwa8475 2 жыл бұрын
Vanonaisa mvura ndi Mwari pliz tendeukai mutsvage Jesu
@greymamela4313
@greymamela4313 Жыл бұрын
Even ukapira kumidzimu zvinongosvika futi kuna mwari
@kvngteniola8020
@kvngteniola8020 Ай бұрын
Amen
@letwinchiremba4242
@letwinchiremba4242 2 жыл бұрын
I'm very happy ndaona my xool ST LUKES JEMEDZA sure nzvimbo iyi inoera
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 3 жыл бұрын
Kudzidza hakuperi.. This was amazing.. Neshamba n team keep the fire burning 👏💞👏🙌
@belindavimbayi8949
@belindavimbayi8949 3 жыл бұрын
Life is so full of surprises. Reason Chimina is my uncle. Sekuru Mukanya
@ruthbwanauzi2542
@ruthbwanauzi2542 2 жыл бұрын
this is amazing mukoma Andrew pamaive mumvura apo there was a ball of mist following u from behind 😍😍😍
@nikazskits
@nikazskits 2 жыл бұрын
Itsvina ye camera
@dee4061
@dee4061 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣
@PoliteNancy32
@PoliteNancy32 2 ай бұрын
I like sekuru rasta he is asking the quesion i wantent to no well done rasta salute
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 Жыл бұрын
Rasta avo ndafarira kutsanangura kwavo vataura chokwadi chaicho mai vekuti mbudzi iuraiwe ummmmmmm shuwa vanenyaya avo
@user-cl9mu2dj2u
@user-cl9mu2dj2u 2 ай бұрын
Chokwadi ndechekuti njuzu yakaonekwa ,imimi mune zvekwenyu zviripo tateguru or muchembere hausi mudzimu wese unobata munhu unotaura umwe mudzimu unongouya kuchengeta vakanyarara ini ndakaiona njuzu nyaya iyi ndeye chokwadi,njuzu inoonekwa nemutowo vakasiyana siyana
@AndyColHa
@AndyColHa 3 жыл бұрын
My father used to work at the Rest Camp, i know this place well
@tafarapaul
@tafarapaul 3 жыл бұрын
After watching this an O Level student can write Rondedzero😃😃😃
@MsMondey
@MsMondey 3 жыл бұрын
Ahhhhh you my day 😂😂😂😂👍🏼
@njabulogaba
@njabulogaba 3 жыл бұрын
chamurikuti mufananidzo wenjuzu is the reflection of the sun pa dombo iro ,there is nothing strange about that.
@charitysibanda3769
@charitysibanda3769 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🙌
@simisongwenya6495
@simisongwenya6495 Жыл бұрын
Sekuru Raster vataura chaizvo , Njuzu haiurayike zvekumhanya sekutaurwa kwazvaitwa kana kubatika so easy umm
@oliviamudawarima8924
@oliviamudawarima8924 Жыл бұрын
JEMEDZA INOYERA ,DZIDZE HAKUSVIKIKE ZVEKUMHANYA🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾
@Ladypradaful
@Ladypradaful 3 жыл бұрын
Baba ava zvimwe zvavarikutaura hazvitaurwi like zvishandiswa zvakaitwa nambuya vemanjuzu...iwo mapostori anowedzera masimbs kubva kumanjuzu vava kumasowe votukirira zvechivanhu
@memorygoche2574
@memorygoche2574 3 жыл бұрын
Haa mapositori ayo zvitori pachena kut vanoshanda nenjuzu dzacho
@sharonkandawasvika2919
@sharonkandawasvika2919 3 жыл бұрын
Dai vasina kuuraya njuzu aizobuda ave murapi..kuuraya kwavakaita vakabva vaurayisawo munhu
@muvirimig
@muvirimig 2 жыл бұрын
Good research, keep the ball rolling guys,we are learning a lot
@altopatraogee6630
@altopatraogee6630 2 жыл бұрын
Njuzu yaitodawo selfie 🤭😅
@thelmamangwiro7824
@thelmamangwiro7824 3 жыл бұрын
Ini nditori ne phobia yemvura hangu apo l was getting beta mzvano then boom nekuda nyaya kwangu dhuma dhuma nenyaya dzemumvura☹️🇿🇼zimbabwe igoridhe maiweee # singing comrade ching's hangu 😎
@StaMa4973
@StaMa4973 3 жыл бұрын
Thow shall not worship any other gods
@dolftech
@dolftech 3 жыл бұрын
@@joyrue8314 If you were born in India, what religion would you have followed? Hindu maybe? Your religion may have nothing to do with God. It probably just has to do with Geography.
@russellchimusewo8879
@russellchimusewo8879 3 жыл бұрын
Fallen angels hapana Chakachena
@tawandaandrew5204
@tawandaandrew5204 3 жыл бұрын
Wakarashika iwe
@nyaraisvova7639
@nyaraisvova7639 5 ай бұрын
Sekuru Hungwe ndatenda zvangu mataura chokwad chaicho chinonzwisisika pane nyaya apa l Handifunge kuti pamuramba uri kunzi mjuzu uyo ndizvo chinogona chiri chikwambo
@nomajaravaza8933
@nomajaravaza8933 2 жыл бұрын
Ana chinjanja tisu pano
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r Жыл бұрын
Ko sei makubvunza Sekuru Rasta avo murikuzvifambisa sei Vanobvepi vaRasata avo
@chikashatinotenda8571
@chikashatinotenda8571 3 жыл бұрын
I know the place Ndiko kumusha 😊😊😊😊
@authergarautsva2949
@authergarautsva2949 3 жыл бұрын
Hahaha kkkk Edison Diki and Reason Chimina and sabhuku Mudawarima...this is my roots and i always travelled these places, but nyaya yaSavy Soda its true akandirwadza mface iyeye was a good guy... l just remember these days paakatorwa nenjuzu. Morgiza looks a bit older wena
@synthiamangena8810
@synthiamangena8810 8 ай бұрын
😂😂😂 iwe munhu kumusha makuvaonera painternet
@wadzanaivictoriabususu7574
@wadzanaivictoriabususu7574 3 жыл бұрын
I find it very sad when people divorce their culture and be so quick to demonize their heritage. Don't be so eager to please your colonizers by divorcing your culture!!
@Boomslang1
@Boomslang1 2 жыл бұрын
That's your opinion based on your perspective reality, you haven't lived other people's lives to authoritatively claim people are "pleasing" their colonisers, your statement doesn't make any sense.😒
@NyaraiMutata
@NyaraiMutata 3 ай бұрын
That is true my dear,we left our culture,and respect some others culture,pasi chegare chedu tsvee,but varungu vakangwara,till now tingori mukuvharwa,toti,tine rusunguko,ngatizivei kwatakabva,tikangoziva izvozvi chete,tinovhurika meso
@faithcharewa1974
@faithcharewa1974 3 жыл бұрын
Sekuru awa vanotaura zvinonzwisisika vanoziva zvavanoita
@shalombabie9452
@shalombabie9452 3 жыл бұрын
Chokwadi...havasi kuda kubvuma kt yaive njuzu..neniwo hangu..handitendi kt ndiyo...you can't capture a spirit
@spiwemabge2769
@spiwemabge2769 3 жыл бұрын
Goromonzi is another sacred place around MaJuru growth
@ruvimboevemungoni5433
@ruvimboevemungoni5433 3 жыл бұрын
Papi pacho
@ruvimboevemungoni5433
@ruvimboevemungoni5433 3 жыл бұрын
Chikwaka here
@debracharuka2240
@debracharuka2240 3 жыл бұрын
Njuzu mweya yemademon yakaurayirei munhu nxaa. Ndine sister yangu akaurayiwa nenjuzi
@antid3m71
@antid3m71 3 жыл бұрын
Narate please
@accuratepatrickspartricia7907
@accuratepatrickspartricia7907 3 жыл бұрын
Njuzu ingirozi dziya dzakakandirwa pasi nasatan dzikawira pasi pemvura dzitori pamission
@methiliamharadze8924
@methiliamharadze8924 3 жыл бұрын
Yaa sekuru Hungwe mataura chokwadi chaicho
@prevykays1949
@prevykays1949 2 жыл бұрын
Njuzu inoda wine mazai mukaka rice zveropa izvo hmmm
@ronniemasamba4801
@ronniemasamba4801 3 жыл бұрын
Njunzu ndi Sahwira anodedzwa ne dzinza rako,uye inotaura nehomwe kuhope chete .Mudzimu wese haufambe wega .Sahwira uyu anofamba arimberi always. Njuzu haina mutupo kudeketera kunonetsa kuneve nzinza vanenge vachida kushereketa ne mudzimu. Kana uchinzi une mudzimu usanyepwere nana Papa kunzi unobviswa .Ukada kudaro "homwe inofa "nekuti mudzimu idzinza rako iwe. Musafurirane zvamusinga zive vana vana Papa pano.
@carolinemujuru4180
@carolinemujuru4180 3 жыл бұрын
Makuma
@reginamurimi5
@reginamurimi5 3 жыл бұрын
Ko kana uchiziva kuti une shavi renjuzu ukariramba uchirituka kuti risiyane newe wobva wazorota chamupupuri chichiuya chichitora mari ma car keys zvese hupfumi zvoyenda zvinoreva kuti yatoyenda zvamuchose here
@ronniemasamba4801
@ronniemasamba4801 3 жыл бұрын
@@reginamurimi5 Njunzu inobata pane Mudzimu, ende hausi Mudzimu wese unofamba ne njuzu . Kana yave yega hurombwa wakaipa chaizvo.
@reginamurimi5
@reginamurimi5 3 жыл бұрын
@@ronniemasamba4801 okey but ini nezvandairota ayas ndichiratidzwa mishonga ndichiratidzwa ma problems evanhu kuhope ndikatomuka ndovhunza munhu aitoti eh ndozviri kuitika .... ini hangu kwandaifamba ndainzi ndinemudzimu shavi renjuzu
@MARIAFATIMA-bu4lr
@MARIAFATIMA-bu4lr 3 жыл бұрын
@@reginamurimi5 that's your destiny/ glory taken.
@chervoughanmars141
@chervoughanmars141 2 жыл бұрын
AHungwe vaiparura nemazvo mubvunzo ndiwowo ropa rakadeurwa iro mmmm pane nyaya
@danmoredzere1152
@danmoredzere1152 2 жыл бұрын
I love this channel. To be honest.
@brightjudah8807
@brightjudah8807 3 жыл бұрын
The introduction is too long
@everjoyjonga7767
@everjoyjonga7767 3 жыл бұрын
True, he was just repeating the same words
@dexterlloydduriee121
@dexterlloydduriee121 3 жыл бұрын
nhai zvako tongoramba tongonzwa kuti wat wat wat wat wat wat wat nxaaaaaaaaaaaaaaaaaaa
@joelmangwende6924
@joelmangwende6924 3 жыл бұрын
Zvinoera zvinoera chokwadi
@charlesmadura5379
@charlesmadura5379 2 жыл бұрын
So camera ineshavi renjuzu
@blackhorseentertainment2340
@blackhorseentertainment2340 3 жыл бұрын
Drewmas Media mune zvivindi amana
@shingimanyame4157
@shingimanyame4157 3 жыл бұрын
Aiwa kuyera kwechiiko mhepo dzoga dzoga,kuda kutityisa zvisina basa nxaa
@ishmaelarab6153
@ishmaelarab6153 2 жыл бұрын
Ndaona sepanehushereketwa apo kubata njuzu woiuraya🤔 ini yakandishanyira iine mutumbi wemunhu asi unotoona kuti munhu akasiyana nevanhu
@elizabethtazarurwa7016
@elizabethtazarurwa7016 3 жыл бұрын
Neshangwe high my school, home sweet home
@faithndou461
@faithndou461 3 жыл бұрын
Ndabva ndafungisisa kumusha ufunge kkkkkk ari kwedu chaiko
@tendaimtizva6404
@tendaimtizva6404 3 жыл бұрын
Also me.1996- 99
@TheMissTsi
@TheMissTsi 3 жыл бұрын
I have cousins vekwa Jarzin who went to Neshangwe
@andiletadiwa
@andiletadiwa 3 жыл бұрын
Pane muface wangu anofarira kupfeka mahat emaCowboy ndofunga ane Njuzu
@patiencechidhuza4248
@patiencechidhuza4248 3 жыл бұрын
Kkkkkkkk
@patietaibu6705
@patietaibu6705 3 жыл бұрын
Kkkkk
@ngonieaustine9796
@ngonieaustine9796 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@sandrazindere4973
@sandrazindere4973 3 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkk
@fungaizireva2335
@fungaizireva2335 3 жыл бұрын
Kkkkk ndi cownjuzu. Amheno zvako uchatorwa
@livyjoe22
@livyjoe22 3 жыл бұрын
Sekuru Gora vanogona ku explainer wena
@dexterlloydduriee121
@dexterlloydduriee121 3 жыл бұрын
kkkkkkkkkkkkkk Drewmas i personally know kuti mukuda maLikes but let me just hint you something "Njuzu team rangu haiitwe zvamuri kutaura izvo.Chimbosvikai paroots pangu tikuendesei panowanikwa Njuzu dzemashuwa.These are jokes that you are showing people im for real.Vakawanda vachati kablaz aka kanopenga but i mean it.Njuzu hadziwanikwe paKZbin team rangu kkkk
@zulugal429
@zulugal429 3 жыл бұрын
Kumusha kwako ngepi
@bella357
@bella357 3 жыл бұрын
Kikikikikikki
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
Kkkkkk kablaz aka kanopenga kkkkaaq
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk 4 ай бұрын
Sekuru ava havasikutozivawo pazvavarikutaura chiitiko icho chirikuda kuratidzawo ruzhinji rwevanhu sezvo njuzi iyoyo yaidawo kuti ruzhinji ruwone sezvo njuzu iyoyo yaizviziva kuti vanhu ivavo vatori venhau
@Ladypradaful
@Ladypradaful 3 жыл бұрын
Akaibata sei ndipo pandoda kuziva uye kana chiri chokwadi kungoiuraya shame maningivndava rwudzi rwose vachazviona havo...asi njuzu ahifi zvekumhanya
@ladykudzievenge8833
@ladykudzievenge8833 3 жыл бұрын
@ Ladypradaful hanzi muramba mukuru kuda vakaubaya or something ukazochinja kuita munhu, wabudiswa kunze so mhenowo
@caroltinashe9940
@caroltinashe9940 3 жыл бұрын
@@ladykudzievenge8833 mukomana akauraya akapinda mumvura nemushonga unouraya Hove ... that's why zvanzi panga pazozara Hove mumvura nemuramba wakazofawo yabuda mumvura yakachinja kuiita njuzu
@MARIAFATIMA-bu4lr
@MARIAFATIMA-bu4lr 3 жыл бұрын
@@ladykudzievenge8833 ambuya vakataura kuti mabata mwana wangu
@shyleendzamara1505
@shyleendzamara1505 3 жыл бұрын
I love your background song Jemedza
@taisymsengi5097
@taisymsengi5097 3 жыл бұрын
Kkkkk aaaaah njuzu are friendly then kusvika pakupa munhu gwinya kkkkkkk imi kaa imi kkkkkkk
@Magumbo58
@Magumbo58 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@PoliteNancy32
@PoliteNancy32 2 ай бұрын
Well done sekuru rasta u said well
@troynyasha1705
@troynyasha1705 2 жыл бұрын
Inini handisati ndaiona asi ask ndoirota. Ndaigaro rota shato irimumvura kubva 2001 kusvika 2019 last yr ndakazenge ndoirota arimukadzi akanakisa arimumvura asi kutangira muchiino kusvika kumusoro anenge arikunze. Through prayers this yr those dreams handichaaite but handicharotevo zvinoitika sezvandaiita made.
@vernonmakore9287
@vernonmakore9287 Жыл бұрын
Seek Christ more
@gertrudesoup6244
@gertrudesoup6244 2 жыл бұрын
Ichokwadi here ichi Drewmas
@PM-zu9tv
@PM-zu9tv 3 жыл бұрын
This is awesome. Ndaka funda pa Sadza Secondary school. Ndaibira Dzidze ndichienda kwaSadza. Taiita ma sports ne Neshangwe and Mudawarima schools. You took me down memory lane
@fidelisSinyoro
@fidelisSinyoro Жыл бұрын
Kwa Dandadzi here uko...
@tmb148
@tmb148 Жыл бұрын
Ahh ini ndriweka mvura uko torova netsate ndirimuera sinyoro
@MagretChishanga-tw9kl
@MagretChishanga-tw9kl Жыл бұрын
Ini ndakadzidza ipapo paMudzimundateura pacho but taiti kuenda kurwizi unotonzwa hana kurova ndakabvapo 1995.Dzidze atyisa kuyambuka vana shushine wainzwa vatambura nemukwidza uya.kuyera kunoyera zvapo.
@PM-zu9tv
@PM-zu9tv Жыл бұрын
@@MagretChishanga-tw9kl home girl 👧
@TafadzwaGarikai-tt5it
@TafadzwaGarikai-tt5it 6 ай бұрын
​@@tmb148kutsate kupi ndiko kuraini kwangu pedyo bekuheroes ndaidzidza paneshangwe
@redzed4243
@redzed4243 3 жыл бұрын
What i know is if there is media equipment with infrared lighting/filter, you can capture super natural things even ghosts. Things in a different dimension resonate in a different frequency whether it be light or sound. Some cameras have filters that can catch things of a different frequency. MY OPINION.
@tchitambira6465
@tchitambira6465 3 жыл бұрын
Couldnt have said it better!
@winmchunt3919
@winmchunt3919 3 жыл бұрын
@@tchitambira6465 hey
@ireenvimbaimanhamo3522
@ireenvimbaimanhamo3522 3 жыл бұрын
Kkkkkkk
@wadzanaithelmamasendu9694
@wadzanaithelmamasendu9694 3 жыл бұрын
Kkkk ukuwanza mamovie
@redzed4243
@redzed4243 3 жыл бұрын
@@wadzanaithelmamasendu9694 kudaro kkk
@mangomakundai6296
@mangomakundai6296 2 жыл бұрын
The last male speaker vane raster was on point
@mimichantelle966
@mimichantelle966 3 жыл бұрын
Jah haana mhosva .🤣 i cum from chief dhangwa in Mash east we used to fetch water from Dzidze river.
@amurozvi6269
@amurozvi6269 3 жыл бұрын
I'm from Chief Neshangwe(Dangwa) as well
@emmersonkudakwashechiguvar3994
@emmersonkudakwashechiguvar3994 3 жыл бұрын
Dhangwa frm gokomere
@jeydkush8732
@jeydkush8732 3 жыл бұрын
Lol, munadzidze😃
@aibraaheem
@aibraaheem Жыл бұрын
Mbuya venyu avo ndevenhema munhu akadzorwa nenzira chaiyo yechivanhu anodzoka ari mupenyu Dai iri njuzu chaiyo ayidzoka
@manuelmakore9475
@manuelmakore9475 3 жыл бұрын
Handizi hangu kuti njuzu ichinhu chinorarama hre or ispirit.saka munhu angauraya mweya hre ìiiii ngatipaongororei apa
@christinebalakasi5926
@christinebalakasi5926 2 жыл бұрын
Matendwa sekuru machembere edziva ndizvo ka vanosvaira nzira
@christinebalakasi5926
@christinebalakasi5926 2 жыл бұрын
Riri munzeve sekuru hungwe hakuna svikiro inobara Samadziva zvekare hakuna machembere edziva anotendera kudeura ropa pa Dziva mpwere ngadzidziswe
@danielmcdmusmedia5677
@danielmcdmusmedia5677 2 жыл бұрын
Njuzu yaidawo selfie kkkk
@SandraMakuvaza-nm2th
@SandraMakuvaza-nm2th 4 ай бұрын
I came from Mpatsi ndiko kumusha kwangu uko Gandachibvuva
@MemoryChronicles
@MemoryChronicles 3 жыл бұрын
So here’s my thing, I understand about our culture but what I wonder is why did our culture not save us from the colonizer?
@cdechirume2979
@cdechirume2979 3 жыл бұрын
Seriously. We did fight back. But colonisers used the maxim gun and christianity
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 3 жыл бұрын
We were served but we didn't listen to them. Chaminuka predicted the coming of whites and said nehanda will lead people during the war and she did
@mdharamuddie5725
@mdharamuddie5725 3 жыл бұрын
We were colonised because we gave up chivanhu for Christianity meaning we ran away from what should have saved us.
@shingiraimboto3755
@shingiraimboto3755 3 жыл бұрын
We werr saved coz the whole war of liberation was centred on chivanhu. Not even one all nit prayer was held to help us win the war.
@MemoryChronicles
@MemoryChronicles 3 жыл бұрын
Fair points, I’m learning...thank you all.
@takudzwamusanda7517
@takudzwamusanda7517 3 жыл бұрын
mukubata basa guru kwazvo mkoma neshamba
@pricillachidhanguro443
@pricillachidhanguro443 3 жыл бұрын
Nhaimi ko zvandatoona kumusha nhai ko vanhu munotambirei nezvinoyera bvunzai isu manjuzu nhai shame inga vana vekuziva vese nhai uuuum ayaaa ,ko bakatwa how far mujemedza nhai
@ablebvunzawabaya9168
@ablebvunzawabaya9168 3 жыл бұрын
Yakaita sei
@odrymukuwisi8531
@odrymukuwisi8531 3 жыл бұрын
Ndi sekuru Hungwe vekuchitungwiza here
@georgegwazani4238
@georgegwazani4238 8 күн бұрын
Sekuru hungwe is talking sense
@washingtonmungofa246
@washingtonmungofa246 2 жыл бұрын
These places are real we grew up there
@melodytom4437
@melodytom4437 3 жыл бұрын
Tsvagai Mwari
@ronniemasamba4801
@ronniemasamba4801 3 жыл бұрын
Melody Tom : Stop trolling videos with African spirituality education. Omniscient, Omnipresent and Omnipotent this is Musikavanhu. Your premise is rubbish .
@soccerbase2368
@soccerbase2368 3 жыл бұрын
If u dn understnd ths ATR dn judge othr pple like iwe Mwari wacho ari kmba kwenyu
@bernardtagarira5628
@bernardtagarira5628 3 жыл бұрын
Usasanganisa zvinhu iwe Melody Tom apa tiripachivanhu saka kana uchida zvekunamata enda kunamufundisi munonamata isu kana tabva pano tichaendawo toita zvechurch
@malewardtindi385
@malewardtindi385 3 жыл бұрын
Tinokutendai veDrewmas nekufamba kwenyu asi musazobata mishonga yakaipa nekuti munozoenda zvachose Hubatabata kwete hapana anozotora news Ndinokutendai chose rambai makadaro
RUSHINGA.......... ZVIDHOMA ZVOURAYA MUNHU PA "BUS STOP"
1:10:31
Drewmas Media
Рет қаралды 125 М.
Playing hide and seek with my dog 🐶
00:25
Zach King
Рет қаралды 31 МЛН
Русалка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
Little girl's dream of a giant teddy bear is about to come true #shorts
00:32
Gogo finds love at 60: Dickson Speaks out to us finally
33:17
JCTV Africa
Рет қаралды 75 М.
Ndaigara nenjuzu
11:16
Zimpapers Digital
Рет қаралды 688 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
Manjuzu / Mermaid Water Spirits | Madii Mambofamba
28:36
madzimai vakatorwa neNjuzu muna Lake Chivero?
20:52
Drewmas Media
Рет қаралды 112 М.
Mukotsanjera vs Nanga yechipinge Karanganda Tv
2:46:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 77 М.
N'ANGA NEMAPOROROFITA VOTADZA KUNZWANANA NEKUDA KWEMOTO WEKWAMUSAMI
56:21
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 358 М.
как попасть в закулисье в schoolboy runaway
0:51
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
0:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,2 МЛН
Waka Waka 😁 #funnyshorts #rianashow
0:14
RianaShow
Рет қаралды 2,9 МЛН
КАЧЕЛИ ИЗ АРБУЗА #юмор #cat #топ
0:33
Лайки Like
Рет қаралды 3,8 МЛН
When an RV meets a zombie outside #rv
0:21
campingWorld
Рет қаралды 22 МЛН
Не смотрите на эту картину!
0:38
ИЗЮМЕР
Рет қаралды 2,8 МЛН