Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare

  Рет қаралды 371,129

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 747
@ElesiMagwidi
@ElesiMagwidi Жыл бұрын
Musati musope that's so bad musope munhu uye ane zita😢
@deangb8651
@deangb8651 Жыл бұрын
Was hurt also with his words
@shebs2207
@shebs2207 Жыл бұрын
Vandi bhowa baba vepabarika avo
@penlopchitambo3885
@penlopchitambo3885 Жыл бұрын
Pandibata ipapo
@nevermushamba-oi3yf
@nevermushamba-oi3yf Жыл бұрын
Chinobhohwa kunzi murungu kana kuti mutema chii imi munotirwisa imi?
@crimsoneagle2020
@crimsoneagle2020 5 ай бұрын
Munotaura chokwadi. Chidzidzo ichochi. As a society we need emotional intelligence. Kutodzidzisa vana kubva vari vadiki kuti stigma haina kunaka
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 Жыл бұрын
Kuchiri kuwanikwa mastand hre kwachigodora tiuyewo konakidza uku 😢😢😢😢
@innocentmusaengana-nv6jg
@innocentmusaengana-nv6jg Жыл бұрын
😹😹😹😹
@olindamachiya7812
@olindamachiya7812 Жыл бұрын
😂😂😂
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Kkkk ariko uyai tiwande guys ini ndirimubook masabhuku Matika 😂😂😂😂
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Uyai guys mari dzenyu chete
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone Жыл бұрын
Ariko
@gainmoyo1618
@gainmoyo1618 Жыл бұрын
I blame media if someone says handide kuburitswa PA camera it's his or her rights musamanikidzire munhu kuisa PA camera
@ConnieMapendere
@ConnieMapendere Жыл бұрын
Zirume ziguru rachembera risina musha nxaa kuputsa musha yevamwe Rinoda kurohwa zvakasimba rakajaidzwa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Жыл бұрын
Taura hako apa kuzode akadzi iwe uri Razaro imbwa iya ndakaimaka zvekurevesa
@cacacac-hv8fo
@cacacac-hv8fo 5 ай бұрын
Zibenzi iro rinorongerwa zvese nemumwe murume apa une mhuri
@constancemlambo7349
@constancemlambo7349 Жыл бұрын
Thank you tete makamira mira kurwira hanzvadzi yenyu
@K2024_TECH
@K2024_TECH Жыл бұрын
Heardman is not suppossed to use beliefs when dealing with issues like these. Also the punishment is severe considering that there's no evidence to whatever this guy is being accused of doing. Vanhu ava vaparadza musha wavo vega murume aifanirwa kuudza mukadzi wake kuti handidi kukuona uchitamba kana kuwirirana nanhingi
@kawinamusa4288
@kawinamusa4288 Жыл бұрын
Hamusi mu court mamajaira kungoda evidence chete chete,iri imba yako yapwanyika unoti yakonzerwa nani,
@nomsasitsha7779
@nomsasitsha7779 Жыл бұрын
Ngondonga awondonga imba yemumwe
@K2024_TECH
@K2024_TECH Жыл бұрын
@@nomsasitsha7779 🤣🤣🤣
@asanibhawa8690
@asanibhawa8690 Жыл бұрын
Siyana na headman vedu
@K2024_TECH
@K2024_TECH Жыл бұрын
@@asanibhawa8690 Heardman ndevedu tese. Kuwonesana chete
@KONANIMPALA
@KONANIMPALA Жыл бұрын
Maroja mangani vakawachirwa hembe na Landlord bigup magiraz
@oliviazhanje1582
@oliviazhanje1582 4 ай бұрын
Finish 😁😁😁
@tawandamoyana2596
@tawandamoyana2596 Жыл бұрын
Baba Taps ndipewo numbar dzemurume anemagrazi uyo ane bhachi anoziva kubuditsa nyaya sezviri mudare
@thembachikwanha6380
@thembachikwanha6380 7 ай бұрын
Kkkkk chigodora haa unotonga haa ndasarenda hakuna imwe minda hre tiuyevo🎉😅😊
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Vachikomba vanodherera havo shem nemukadzi wemurume uyu akaoma moyo kugara nechikomba pamba pemurume hr
@sevaseva836
@sevaseva836 Жыл бұрын
VaNgondonga vaoondonga musha wevanhu.Shame very sorry.
@liviemusampa640
@liviemusampa640 Жыл бұрын
Hushamwari hwekupenga.hunoitwa nevarume vasina njere.its obvious mukadzi uyu akadyiwa bota nemurume uyu.
@sherphardmashonganyika6447
@sherphardmashonganyika6447 Жыл бұрын
Dare iri rinotsutsa nyaya kusvika kumagumo keep it up chief Chigodora
@tmatz6467
@tmatz6467 Жыл бұрын
Teramirai, nzvimbo iyi inechihure chakafumuka kunge ngozi.
@AnnieChiedzaKunjani
@AnnieChiedzaKunjani Жыл бұрын
Chipfambi chamai ava hachina boundary. Tese tinotadza. But ko kubuda henyu mosiya mwana wevanhu Ari safe.
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 4 ай бұрын
Mai ihure mhani, imi vanhu vanoda hushamwari muchiri kupusa, dzimba zhinji dzaparara, shamwari for what mukore uno, focus ne life
@gailwind2057
@gailwind2057 Жыл бұрын
Chiteni cheated mai tuu Ngondonga akangondoga imba yaMasakure Pack & go chiteni wire yangu
@BosskedhaBashalo
@BosskedhaBashalo Жыл бұрын
😂😂😂😂Dare renyu rinendururani headman chigodora
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@oldschoolmusicmakwarimba2455
@oldschoolmusicmakwarimba2455 Жыл бұрын
Kwa headman chigonodora kunovhurwa hombe every day bt handifunge kuti kune ichapfuura yachabodo namatutsa vekumanika ngemabhakiti Ruru😂😂😂
@veronicamarowa6584
@veronicamarowa6584 Жыл бұрын
😅😅😅😅
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Жыл бұрын
😅😅😅😅
@bantu_queen
@bantu_queen 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂dead
@cacacac-hv8fo
@cacacac-hv8fo 5 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅😅 akatundiremo
@PatriciaMuhwira
@PatriciaMuhwira 4 ай бұрын
😅kkkkkk hakuna sure hanzi ndakuda matutsa iya ikumberi
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
Yakakura seiko nyika yaHeadman ava kunogara kune nyaya hobho hobho. Karikufa nemari kaHeadman
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 5 ай бұрын
Havasi vese vanotongwa naHeadman Chigodora anogara ikweyo vamwe vanotobva mitunhu yavo kutsvaga Kuna Chief vanotonga zviri fair like Headman Chigodora
@EliasNdlovu-mx6qz
@EliasNdlovu-mx6qz 4 ай бұрын
Kunzima lokhu bakwethu laba abantu bayazana
@Mayabhewemoy1
@Mayabhewemoy1 Жыл бұрын
Inii ndrimundawuu ndinobva dzasiii😂😂😂 mandawu let's gether here
@josiemadziwa
@josiemadziwa Жыл бұрын
Ini ndiri samanyika😊
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 Жыл бұрын
Ini ndobve dera
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 Жыл бұрын
Ini ndinobve Jindwi
@LilianLilian-fi1br
@LilianLilian-fi1br 7 ай бұрын
Inindobve zasi kana dzasi nenyasi 😂😂😂😊
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Жыл бұрын
Makatanga madyisa munhu kuti muwane Kugara mese
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 Жыл бұрын
I like the part ndodekutaura chokwadi pamberi paheardman Chigodora😂😂🇿🇼🇿🇼
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 vachizonyepa zvawo kumberi uko
@MableSande
@MableSande Жыл бұрын
kwete manyepo
@momoza2985
@momoza2985 Жыл бұрын
Mwari ngaanditungamirire
@wesleyzaranyika5516
@wesleyzaranyika5516 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@progressgwenzi1083
@progressgwenzi1083 Жыл бұрын
Mwari ngaanditungamirire
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Ko chaimboita kuti chikomba icho chisvike zera iroro achitenderera nevana chii? Ng'anga yenhema ine error iyo. Ko paibaya injection is he a trained health professional. Akadherera murume wemunhu kusvika pakutoda kumudzinga pampa pake nxa.
@walterchawandampala4656
@walterchawandampala4656 Жыл бұрын
Ko Roma yapinda papi Tuka masowe anopindira kusango
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 Жыл бұрын
Not sure if i heard it well, this guy airoja kumusha here? What a pathetic life. Zungairwa remukadzi
@Melissa-r6f
@Melissa-r6f 11 ай бұрын
Madzibaba profet ndiye benzi ndozvavanoita vanhu vekumadzidaddy ava vanoshandisa mteuro vachikwira vakadzi vevanhu vachiputsa zvimba dzevanhu mushonga yoga yavanoshandisa
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Peturo munoiziva here baba? Kukwenya matches modzima kkkkkk 😂😂😂
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Nhai zvako kana paraffin chaiyo kikkk... Vanonyepa
@jimmymuchita2971
@jimmymuchita2971 Жыл бұрын
Vakadzi kuda kushandirwa too much,hezvo nhasi uno imba yaparara. Mai avo havana ganda kumeso
@ruthmachipisa9898
@ruthmachipisa9898 Жыл бұрын
Is Zimbabwe a country or movie, nokuti zvakuiitika haaaa
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 Жыл бұрын
It's now a movie 🎥 straight I wanna go Zim and see it myself🇿🇦🇿🇦
@prosperchiringa2229
@prosperchiringa2229 Жыл бұрын
Kugona kutaura kunoita muchinda ane magirazi uyu achitadza kupa muninina wake mari yake itsotsi naiyewo
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 Жыл бұрын
Ichokwadi akangwarisa lol
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
😂😂😂😂 veduwee ka musazodaro
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
😂😂😂😂 veduwee ka musazodaro
@prosperchiringa2229
@prosperchiringa2229 Жыл бұрын
@@reginadzapasi9668 Apando panoda kutaura kudarika vanhu vese iyewo muporofita apa kumba inhubu chaiyo
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Жыл бұрын
Headman nhasi andipedza hazi simukai tiite basa ngatiite basa😂😂😂😂😂
@PatienceNatieRushwaya-xl7wx
@PatienceNatieRushwaya-xl7wx Жыл бұрын
Bamunini va Jane vanotaura sense .vakwanise mu cabinet headman
@PatienceChimhutu
@PatienceChimhutu Жыл бұрын
I will follow this my home people😂😂😂 dare rinozipa iri.big up kuna baba vemagirazi.Chiten bvuma bota wakadya zvako😂
@TM-yp6el
@TM-yp6el 9 ай бұрын
Cheating or chiten
@henrymabuya3551
@henrymabuya3551 Жыл бұрын
I feel sorry for this man. No matter how weak in bed, no matter how poor a man is sharing your woman cannot be taken lightly. It's unfortunate that all men are selfish. We assume thst our women are prepared to be shared . What a lesson to all men thst as much as we can't polyandry, we force our wives to accept polygamy
@petermbofana7409
@petermbofana7409 Жыл бұрын
I think she uses concoction.....
@SKunetsa
@SKunetsa Жыл бұрын
Haaa pachivanhu hakuna zvakadai
@esthermabhiza
@esthermabhiza Жыл бұрын
Zvakaoma hazvoo veduwee akashandisigwa mushonga
@toribabe1000
@toribabe1000 Жыл бұрын
​@@esthermabhizahaving a man who can't do it it's sad 😢
@Lisa-q7v3l
@Lisa-q7v3l Жыл бұрын
Oh pakaipa
@williammarodza2146
@williammarodza2146 Жыл бұрын
Munotonga zvakanaka herdman asi nzvimbo yenyu ngai develop uyezve ngaive NEMA benches yekugarira
@tiko3631
@tiko3631 Жыл бұрын
Ana Wasu hoyeeeeeeee ndipeiwo stand kani 😂😂😂
@CatherineChipotereke
@CatherineChipotereke 7 ай бұрын
Tonyarirepiko vanhukadzi yowe uchamufunga murume uyu ungabva wada shamwari yemurume wako Pisa chikomba icho nemukadzi mambo asi vanhu ngavazive mwari opo iwe chikomba hauna pekugara nyara iwe
@cacacac-hv8fo
@cacacac-hv8fo 5 ай бұрын
2 moth murume usipo wasiya mumwe murume pamba aaa panenyaya apa wanhu wairowana zvinhu awa munhu ane filling ummmm kna house mad akatorwa wani aaah😅😅😅
@LorraineMokwena-u7k
@LorraineMokwena-u7k Жыл бұрын
вaвa мagada makadi
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 5 ай бұрын
Akadzima moto wepeturu nekufuridza😂dofo rerume kuparadza musha wemunhu nekuda chipfambi
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 6 ай бұрын
Haaa varume vechipostori vatyei pavakadzi vevanhu havazeze musandipikise henyu.The best way ukaona nyaya dzekushandirwa dzawanda mumba ibva wazvidimbura.
@gabrielkufakwedeke3788
@gabrielkufakwedeke3788 Жыл бұрын
"Albino musope" was it necessary?
@phumzilekanyongo637
@phumzilekanyongo637 Жыл бұрын
Not even necessary
@OnnieMoon-lf3ny
@OnnieMoon-lf3ny 5 ай бұрын
Vacbigodora chiregai kupa vanhu mastands, vanhu varikudzingwa kwavo nekuda kwemisikanzwa vouya ikoko
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Iye wekupinza gonzo mutsapi/dura ndiye benzi 😁
@teeMe999
@teeMe999 Жыл бұрын
Headman Chigodora for the President 😊 Zimbabwe needs someone like you
@eliazelfaanta5457
@eliazelfaanta5457 Жыл бұрын
President wema chief here or wema headman
@mntuli2895
@mntuli2895 Жыл бұрын
Many can do better than him, opportunities are not there
@JuliaMatobira
@JuliaMatobira 3 ай бұрын
​@@mntuli2895ģģnbɓɓɓɓɓbɓbĥqwqw
@acmfirst5481
@acmfirst5481 Жыл бұрын
Nyaya yange yakanaka chose kusvika vanhu vapinza nhema dzemishonga nokuti havanzwisisi kuti sei murume asingangatauri pazviito zvemukadzi wake. The husband is an idiot. The wife was abandoned. Zvemishonga izvo kungonyeperanawo asi murume uyu akangosiirawo hake mukadzi kune umwe murume. Pamwe ane umwe mukadzi kubasa.
@Rebhara
@Rebhara Жыл бұрын
The way he says ndaisiya zvakadaro
@liviemusampa640
@liviemusampa640 Жыл бұрын
Tichkach improve Ur cameras.its too dark
@majorymakubika9745
@majorymakubika9745 8 ай бұрын
Sisters should not destroy brothers marriages and this rampant in African family settings.Let's desist from this devlish habit.
@juiletmakufa1165
@juiletmakufa1165 10 ай бұрын
😂...ndafarira pekuti hazvisi normal 😅
@smileynyamugonda6770
@smileynyamugonda6770 Жыл бұрын
Mukadziwa wacho akashaya munhu wogadzikwa dare munhu akadai aah over my dead body😂😂😂😂
@TatendaMlambo-r3r
@TatendaMlambo-r3r 5 ай бұрын
The judgment is not right because this guy never go to stay to those guys place by himself vakatomuti ngaauye tigare tose tichionera pamwechete kana asingachadi mkadzi ngamurambe zvakanaka kwete kusvibisa zita reumwe
@geraldchikikori
@geraldchikikori Жыл бұрын
Headman chigodorq hamuna here imwe room pamba penyu bcz ma stand ndinoona kuti awandirwa ikko ini ndoda kugara ippo
@EmyMazarura
@EmyMazarura Жыл бұрын
Musha waive wakaputsika kare mambo venyu vari selfish mxiiii matuzvi chaiwo vano manikidza munhu kiti huya pa camera rubbish dzega dzega
@euvonnemadamombe809
@euvonnemadamombe809 5 ай бұрын
Muporofita akatanga agadzira mukadzi kuti amude, apedza ndobva agadzira murume kuti asasimudze musoro hake. And huye bodo
@kingstontmvundura1841
@kingstontmvundura1841 Жыл бұрын
SADOMA NEGOMORA PAKADUNHU KEKWACHIGODORA AKOO Headman Chigodora vane basa hama dzangu
@WilliamRanganai-l8s
@WilliamRanganai-l8s 9 күн бұрын
Haaa uyu chikomba anoda shamhu uyu ummmm musadzikisira dzimwe hama nekuti dzaka varairwa plz
@reasonchipare7949
@reasonchipare7949 Жыл бұрын
Guys muri kuzvifambisa sei ne Karanganda tanzwa nekudzikorodza ma video atinenge taona chiiiii chakadaro😢😢😢😢😢
@Mazaieshiri
@Mazaieshiri Жыл бұрын
Murume ane magirazi uyo ummm akadzidza chete anotaura zvine ungwaru
@tatendakadiki5828
@tatendakadiki5828 Жыл бұрын
Muprofita akangwarira zvekuti
@obertmhute6473
@obertmhute6473 Жыл бұрын
Ndochokwadi ichocho
@prosperchiringa2229
@prosperchiringa2229 Жыл бұрын
@@obertmhute6473 itoriwo nhubu zvayo yakangwarisa kudare kumba dololo0
@bernmubuyayi656
@bernmubuyayi656 Жыл бұрын
Ane kakuzvikudza uyo
@TerryChaonza
@TerryChaonza Жыл бұрын
😂😂😂Dzakangwarira paduri sehuku, dzinondipedza😂
@dazziechimbetete3101
@dazziechimbetete3101 Жыл бұрын
Mmm nzvimbo iyi ine mabsa sure😂
@WishesMuringi
@WishesMuringi Жыл бұрын
Kwete mashoma baa mazhinji
@MadauMphala
@MadauMphala Жыл бұрын
Dunhu iri rinenhubu weduwee😂
@tamarymlambo8854
@tamarymlambo8854 Жыл бұрын
Kune madrama chaiwo
@oldschoolmusicmakwarimba2455
@oldschoolmusicmakwarimba2455 Жыл бұрын
Chabodo na matutsa its peri urban hakusi kumusha chaiko chaiko vanhu vemutown avo
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 Жыл бұрын
Hanzi imi mbuya teramirai😂 that is why ndichiteerera Headman Chigodora
@WellingtonMuzvimbiri
@WellingtonMuzvimbiri Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 cool down
@veronicamarowa6584
@veronicamarowa6584 Жыл бұрын
😅😅😅😅
@cosmasmurinyu5747
@cosmasmurinyu5747 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@cosmasmurinyu5747
@cosmasmurinyu5747 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@KudakwasheChipunza
@KudakwasheChipunza Жыл бұрын
Wat if this man is lying guys hw cn injection iri hnzi raive rei rinouuya kumba knzi vnhu vazvibaye oky tomboti ariko bt iye murume uyu paiisirwa ma audio nefrnd nemukadzi wke vaiti varipi vachitaura nye
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Body language says it all. People don't know that they can be seen that they are lying about a story
@thembachikwanha6380
@thembachikwanha6380 7 ай бұрын
Kkkkk chigodora haa unotonga haa ndasarenda hakuna imwe minda hre tiuyevo🎉😅😊
@LovemoreDube-s2l
@LovemoreDube-s2l 4 күн бұрын
Vana dzatova nherera nepamusana pe tsisti shamwari muroyi
@PerfectSithole
@PerfectSithole 7 ай бұрын
Murume wema glass uyo akavunza muvunzo chaidzo
@OliviaMarowa
@OliviaMarowa 4 ай бұрын
How can 2 big man stay at 1 home ,machongwe maviri haariri pamutanda umwechete.
@LeonardDube-rb2jo
@LeonardDube-rb2jo 5 ай бұрын
Mwari vekudenga vakaitira baba ava nyasha he luck to be alive it's satanism are these people married
@denniasmakebhe124
@denniasmakebhe124 Жыл бұрын
KwaChigodora tinofanirwa kukuita beach vanhu vanyasosasana
@EddieMazuru
@EddieMazuru 5 ай бұрын
Vakanaka vakadzi avo ,, vagere padivi pa changamire avo ,, manyama
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 3 ай бұрын
Zvohwisa tsitsi vaskana tipei mrume uyo zvedu 😂
@FelistasMboma
@FelistasMboma 5 ай бұрын
Ishe Chigodora Mwari ngavakuchengetei neriyananiso rwenyu neshamhu dzamunopa vachariki vemutemo nhubu mburuzhizha.Kumakurukota enyu aaaah varume vanehuchenjere ava tinoti ngazviende mberi varume matare enyu murikutonga chaizvo zvingadi kuwedzerwa kana kutapudzwa.
@LovemoreDube-s2l
@LovemoreDube-s2l 5 күн бұрын
Had varisei vachigodora vanoziya kutonga kkkk
@gladysmunyorovi5559
@gladysmunyorovi5559 Жыл бұрын
Headman Chigodora vanondiitira manje. He oozes of wisdom and confidence.
@Alice-q9p1n
@Alice-q9p1n Жыл бұрын
Gondongo nea age yako kushaya musha uritsika mutanda mbavha ,rombe tsotsi,mharadzi
@jasminemazike9800
@jasminemazike9800 Жыл бұрын
Magada fancies himself as a trial lawyer.
@josiemadziwa
@josiemadziwa Жыл бұрын
Ndiye wemagirazi hanti😅
@jasminemazike9800
@jasminemazike9800 Жыл бұрын
@@josiemadziwa yeah
@ClaraMabachi
@ClaraMabachi Жыл бұрын
😂😂😂magada
@NeliaMavhenyu
@NeliaMavhenyu Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 chabodo part 2 chaiyo kkkk munzvimbo yachief ava ine mabororo
@MaudMutata
@MaudMutata 10 ай бұрын
Vakazodii nhayi anachabodo
@liviemusampa640
@liviemusampa640 Жыл бұрын
Chigodora village pakuhura inumber 1
@carolinegozo6541
@carolinegozo6541 Жыл бұрын
Kkkkk chabodo ndiye akatanga
@Lambano
@Lambano Жыл бұрын
Kliklikli
@janetmanjemela8372
@janetmanjemela8372 Жыл бұрын
Zimbabwe kune baasaaa!😜 Watching from Zambia.
@marshalfaraisithole1154
@marshalfaraisithole1154 Жыл бұрын
Howz things there
@janetmanjemela8372
@janetmanjemela8372 Жыл бұрын
@@marshalfaraisithole1154 things are ok, how is Zimbabwe?
@Tinto4490
@Tinto4490 Жыл бұрын
Kkk usadaro cuzen
@RongedzaiMugocheki-rq3ok
@RongedzaiMugocheki-rq3ok 11 ай бұрын
VHapanabkusina zvako kana Zambia
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 Жыл бұрын
Mawet dreams😂😂😂😂haaa Chigodora
@royguta5758
@royguta5758 3 ай бұрын
Chigodora you are any oppressor, every one has a right of privacy
@emeldamamo-kb2zr
@emeldamamo-kb2zr Жыл бұрын
Ndikuda stand kwamutare language iyi inondinakidza ini 😂😂😂😂😂😂 Tichkach ndiitirei plan kkkkkk
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone Жыл бұрын
Ok kkkkk ndanzwa
@pamelasaburi9014
@pamelasaburi9014 Жыл бұрын
Kananeniwo itotsvagai dziri 2
@uniclanzw
@uniclanzw Жыл бұрын
Uruda kowona ngongoni ere lol
@loicedembo8923
@loicedembo8923 Жыл бұрын
Uya tikupe
@KingBritoMboko
@KingBritoMboko 7 ай бұрын
Avo mai vanonyadzisa dzidza rawo..akuna mkadzi wkadai hure
@tarrymudhau5639
@tarrymudhau5639 Жыл бұрын
Apa magona kutonga apana mukadzi anogara nemurume asiri hama yake
@margarethnyamushonongora7522
@margarethnyamushonongora7522 Жыл бұрын
Why refuse media? You have a problem.
@FaraiMaveneke
@FaraiMaveneke 5 ай бұрын
Watching from Drc,headman chigodora huchii
@fortunatejeketera3763
@fortunatejeketera3763 Жыл бұрын
Headman mune basa dzvimbo iyi ine nhinhi
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 Жыл бұрын
Dunhu rachigodora rine nhubu varume nevakadzi
@ceciliachishanu8681
@ceciliachishanu8681 Жыл бұрын
Vanobikwepiko varume vakapfava ava vanobvuma kuti umwe murume agare pamba pake
@blessingchirinda
@blessingchirinda Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@pamsmurapa6696
@pamsmurapa6696 Жыл бұрын
Ndiwo mubvunzo wanguwo
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 Жыл бұрын
Vanopiwa stay soft
@patiencetarisaisantana347
@patiencetarisaisantana347 Жыл бұрын
Aah nhaka zvangu vana vemazimba matanga😂😂
@tinashemacheza4596
@tinashemacheza4596 Жыл бұрын
Headman chigodora ndivo vaofanirwa kuita mambo kwete zimunya haagoni kutonga
@philiptore9967
@philiptore9967 Жыл бұрын
Shuwa mambo zimunya hadzigoni kutonga
@tryphinenyabinde2206
@tryphinenyabinde2206 Жыл бұрын
Tinashe Mugabe anodiwa apa
@Ardleen-qw8rd
@Ardleen-qw8rd Жыл бұрын
Ndahwea hard man unoitirei hunhu hunonyadzisa kudaro kutora mukadzi wemubhu
@briankudzaimukono227
@briankudzaimukono227 Жыл бұрын
please work on your quality
@eliaschingorezeca5074
@eliaschingorezeca5074 11 ай бұрын
Este homem foi dado medicamento heee! Ate que as irmãs que lhe salvou.
@smileynyamugonda6770
@smileynyamugonda6770 Жыл бұрын
Akaramba achiita nharo ngaawedzere dzimwe mbiri 😅
@eliaschingorezeca5074
@eliaschingorezeca5074 11 ай бұрын
Zimbabwe são bons em seguir as nossas tradições. Parabéns, tem homens fortes que sabem julgar. Foi primeira vez gostei.
@PATIE-PANASIMON
@PATIE-PANASIMON Жыл бұрын
Mporofita tsk,unoda jere mfana iwe nxaaaaaaa
@smileynyamugonda6770
@smileynyamugonda6770 Жыл бұрын
Kwaheadman chigodoro kwakapenga ndirikudawo katsand ikoko 😂😂😂
Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife
1:40:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 200 М.
@HeadmanChigodora Kufoshorerwa mupfuhwira
1:46:39
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 57 М.
LIFEHACK😳 Rate our backpacks 1-10 😜🔥🎒
00:13
Diana Belitskay
Рет қаралды 3,9 МЛН
The Joker wanted to stand at the front, but unexpectedly was beaten up by Officer Rabbit
00:12
Ndoda Mukadzi Ndimbo Nye*ngewo  Dare Rachief Mutasa
51:25
TICHKACH MTV
Рет қаралды 49 М.
HONDE: Baba Vekwa Marange Vane Vakadzi 7 Nevana More Than 100 Vane Hurombwa
1:19:16
assouvir
39:58
Lassana Balayira
Рет қаралды 21 М.
KUNYENGA MUKADZI. Akaiswa bhurukwa mumusoro DARE RA CHIEF MUTASA
53:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 457 М.
la progression de l’armée Malienne sur Tinzaoutin,  le Maroc accuse l’Algérie  de terrorisme
28:50
Dare raMutape Akadyirwa bota naSahwira.
50:44
TICHKACH MTV
Рет қаралды 109 М.
Handina Kuziva ndavingei Pa Dare
34:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 31 М.
Mukadzi Oramba Murume Mudare Achiti Akuda Chikomba
47:45
SlyMediaTv
Рет қаралды 452 М.