Love & Reality (Episode 19)

  Рет қаралды 12,163

Slimazpro tv

Slimazpro tv

Күн бұрын

Lesley is forced to get married after her aunt discovered that she was pregnant. She then realizes that marriage wasn't all rosy compared to when they were still dating. love and reality #love #realitytvseries #trendingshorts #drama #new #loverealityshow #realitytvseries #drama #zimdrama #comedy #film #zimrealitysparks

Пікірлер: 119
@slimazprotv
@slimazprotv 3 ай бұрын
Kana ma views akasvika pa 7k tobva tatokanda imwe episode😂 so let's share so that we watch another episode nekukasira kkk
@mimie45jay21
@mimie45jay21 3 ай бұрын
Pane kamwe kakunonokera so karikuitwa ne vanhu ava especially Misheck zveku wester time kkkk kotiwo Agatha onzi ndikuda sadza obvunza ft kuti saka mati tokubikirei aaaaaaah changamukai 😅😅
@Kyrgzstrr
@Kyrgzstrr 3 ай бұрын
Ndazvionawo😂
@Aeyateng
@Aeyateng 3 ай бұрын
Varikuti Mai chapodza vakanyanya huyau apa
@Priscillahgwenzi
@Priscillahgwenzi 3 ай бұрын
😂😂😂😂 kurwadziwa nekuona tarisai akudiwa namisheck but ndiwe waimukavawo paakauya now wakuda nezvake
@innocentmudzingiri8711
@innocentmudzingiri8711 3 ай бұрын
Varume vese batai Hana muti maex edu tomada
@Tigs24
@Tigs24 3 ай бұрын
Tarisai akurwadziwa veduwe
@selinamonalisamagondo6038
@selinamonalisamagondo6038 3 ай бұрын
For the naturally well acted scenes Keep it up guys❤❤
@evanssiringwani3705
@evanssiringwani3705 3 ай бұрын
Rovaibasa Agatha must go haana production
@munyamarufu2577
@munyamarufu2577 3 ай бұрын
haisi kuziva
@munyamarufu2577
@munyamarufu2577 3 ай бұрын
hausi kuziva
@Winnetnyashachinyadza
@Winnetnyashachinyadza 3 ай бұрын
Muroora anenge Agatha ma1.Brian gutsikana.
@ebee4215
@ebee4215 3 ай бұрын
Iwe Brian siyana nemukadzi wa Misheck 😂😂😂
@RanganaiMakozho-vj4bm
@RanganaiMakozho-vj4bm 3 ай бұрын
Ndiyan nani vanzwa agatha achivhunza kt moda kudyei iye anzi ndoda sadza 😂😂😂😂😂😂😂😂
@mairue903
@mairue903 2 ай бұрын
Handinzwisise munhu asingadi kuenda kuchipatara achirwara saTari. Une nhumbu, but woda kuzvimiririra! Vanhu tisave secretive, unoshaya pant and you’re not bothered!
@knowledgemajaya704
@knowledgemajaya704 3 ай бұрын
Agatha ane kamwe kahuroyi soo kumhanyira kuchipatara muchazvirega
@PrimeSithole
@PrimeSithole 3 ай бұрын
Aghatha kaaaaa
@markmusidye2401
@markmusidye2401 3 ай бұрын
Brian arikunyatso it's zvinoita nevanhu rume chaizvooo reality chaiyo
@Sthandwa-dk3xh
@Sthandwa-dk3xh 3 ай бұрын
Agatha wandinakidza nhasi 😂vanwene vari kukuudza kuti vanoda ka sadza iwe wovabvunza kuti vanoda kudyei kkkkk
@Priscillahgwenzi
@Priscillahgwenzi 3 ай бұрын
Brian uum ndakutadza zvaunoda hauzvizive😂😂😂
@anesuchenge3322
@anesuchenge3322 3 ай бұрын
Team Lesley ❤tiripano
@SheilaMurove
@SheilaMurove 3 ай бұрын
Agatha. iwee haubviri mukugadzira nyaya
@GiftUzande
@GiftUzande 3 ай бұрын
Brain still loves Tarisai
@marthamutimba7000
@marthamutimba7000 3 ай бұрын
😂😂
@fmk7941
@fmk7941 3 ай бұрын
Brain ndiani? Kkkkkk
@patience6069
@patience6069 3 ай бұрын
Achiri kungomuda
@EmiliaAfonso-or4qy
@EmiliaAfonso-or4qy 3 ай бұрын
True ❤
@kimberlymukondwa9320
@kimberlymukondwa9320 3 ай бұрын
Brian urichindandaruma chaicho Tarisai ukumudii
@RuvaJayz
@RuvaJayz 3 ай бұрын
Brian unobhowaaaaa
@SharonChandikidzo
@SharonChandikidzo 3 ай бұрын
Episode 18 hwf?
@g.karodza
@g.karodza 3 ай бұрын
Brain wakundimakisa mfanha vangu😂
@netsietumu7767
@netsietumu7767 3 ай бұрын
Haaa gotwe ramai chapodza iri harizii zvaroda
@RovaiNyamhunga-nc6yg
@RovaiNyamhunga-nc6yg 3 ай бұрын
Mishek kutora nguva uchi tadza kundo tenga mspiritsi zviriko ere izvi uri kunonokera
@nancygae2304
@nancygae2304 3 ай бұрын
😂😂😂Brian akuda kutsotsa tarisai haa men soo😂
@TrymoreAMlambo
@TrymoreAMlambo 3 ай бұрын
Agatha nzvimbo yako hapasisina basa pamuromo chete ibvapo hapasi pako
@markmusidye2401
@markmusidye2401 3 ай бұрын
Agatha muroi chaiye zvakaoma
@ThamiMats
@ThamiMats 3 ай бұрын
Misheck iti changamu changamu mhani mukadzi anofa sekutamba Agatha Agatha urinyasire chaiyo wanzwa
@KikieTanaka
@KikieTanaka 3 ай бұрын
Brain akubhowa ahazive zvaanoda
@TamaryNasheMlambo
@TamaryNasheMlambo 2 ай бұрын
❤❤❤❤
@InnocentChindima
@InnocentChindima 3 ай бұрын
🎉❤
@dzingaisikululukile5676
@dzingaisikululukile5676 3 ай бұрын
Brain ndi gwekwerere 1
@markmusidye2401
@markmusidye2401 3 ай бұрын
Slimas kumberi ndinokudai kubva Ku hakata zvinhu zvenyu zvinonwisa mvura
@slimazprotv
@slimazprotv 3 ай бұрын
Thanks wena
@kimberlymukondwa9320
@kimberlymukondwa9320 3 ай бұрын
Agatha must go chiii chakadaro basa rehutsinyeee 😢
@GabrielNechaziva
@GabrielNechaziva 3 ай бұрын
Haaaa ini zvangu ndoita kutapirirwa na slimaz, rambai makadaro
@markishentaibu9184
@markishentaibu9184 3 ай бұрын
Looking forward to that surprise
@CarolineMagorimbo
@CarolineMagorimbo 3 ай бұрын
Part yamai chapodxa vachishamisika haipo wani asi papic iripo😂😂
@Winnetnyashachinyadza
@Winnetnyashachinyadza 3 ай бұрын
Wamwene munochena zvenyu uye munogona keep it up.
@ruthhozheri9377
@ruthhozheri9377 3 ай бұрын
Agatha haumire kufambida nhemma dzawagadzira iwe
@stembenichandiramba6179
@stembenichandiramba6179 3 ай бұрын
Brain une dzungu
@TafaRalphGaraz
@TafaRalphGaraz 3 ай бұрын
Happy father's day 💙
@englotv
@englotv 11 күн бұрын
Aaaa uyu anonzi brain akubhowa nekusanzwisisa aaaa
@englotv
@englotv 11 күн бұрын
Nekusanzwisisika
@CharityMutukudzi
@CharityMutukudzi 3 ай бұрын
Mutigonera rambai makadaro ❤❤❤
@RhosheenTembo
@RhosheenTembo 3 ай бұрын
Kutotadza kurara chifunga love and reality 😂
@slimazprotv
@slimazprotv 3 ай бұрын
,😂
@TraceyMaphosa-jr8mq
@TraceyMaphosa-jr8mq 3 ай бұрын
Ukutaura hako chokwadi 😅😅
@munyamarufu2577
@munyamarufu2577 3 ай бұрын
Tomasvitsa
@robertkasenza9764
@robertkasenza9764 3 ай бұрын
I think the story is now dragging. 😢
@bovernhwezva7224
@bovernhwezva7224 3 ай бұрын
What do you mean sir
@cephasjoka8526
@cephasjoka8526 3 ай бұрын
Actor zvako tionewo
@ShirleyChingore
@ShirleyChingore 3 ай бұрын
Agatha ndiye aneplan iyoyo
@TTDTV22
@TTDTV22 3 ай бұрын
Guys matiomesera apa so we have to wait until June 17th and June 19th. Anyway we can't wait
@TanyaradzwaMairosi
@TanyaradzwaMairosi 3 ай бұрын
KO iye misheki KO kuenda nemukadzi kunoyereswa kna kuhospital unofirwa nemwana vnhu remember akashaya chipfeko chemukaty😅
@LawrenceMaphosa
@LawrenceMaphosa 3 ай бұрын
Takamira ngaiuye 😅❤
@graciousmudadi2400
@graciousmudadi2400 3 ай бұрын
Can't wait 😊
@mukanwaevans3648
@mukanwaevans3648 3 ай бұрын
Mmm Lesley dzorera pant remunhu tsek wakazviparira ndiwe
@AliceGurure
@AliceGurure 3 ай бұрын
Brian dai uripadhuze ndakurova
@Priscillahgwenzi
@Priscillahgwenzi 3 ай бұрын
Taura hakoo
@silvermdluli2991
@silvermdluli2991 3 ай бұрын
Agatha,s character doesn't suit her
@Grace-gn6mu
@Grace-gn6mu 3 ай бұрын
Agatha ma 1
@MONICA-x7z
@MONICA-x7z 3 ай бұрын
Agatha must go 😂😂😂😂😂😂
@natashamukamba3000
@natashamukamba3000 3 ай бұрын
Agatha maplans ako achakuchemedza futi😅
@sophiamaboke2801
@sophiamaboke2801 3 ай бұрын
Hesaya makanyanya
@moyochirandu
@moyochirandu 3 ай бұрын
Brain vakudaro ukasvukirwa nevahosi unotopakwapaidzwa
@TsitsiHwanya
@TsitsiHwanya 3 ай бұрын
Agutha imhunza musha
@MoudyNicoleChinhengo
@MoudyNicoleChinhengo 3 ай бұрын
Agatha achafa nemakuhwa
@dylantakawira-wh8gq
@dylantakawira-wh8gq 3 ай бұрын
Apa achinyepa neGodo futiiii
@evangelitykaumburukwe4851
@evangelitykaumburukwe4851 3 ай бұрын
Agatha mkuhwa kkkkk
@marcia92
@marcia92 3 ай бұрын
Brian weduwe problem yako ndeyeiko na tarisai
@NaumeMushaninga
@NaumeMushaninga 3 ай бұрын
Chinenge chabvondoka kuti Agatha ndiye akaronga deal
@lalagwibird8386
@lalagwibird8386 3 ай бұрын
Brian uri dofo
@MoudyNicoleChinhengo
@MoudyNicoleChinhengo 3 ай бұрын
Ko Brian akuita cy natarisai
@brightmunyikwa5474
@brightmunyikwa5474 3 ай бұрын
😂 akumuda futi
@madclaps263
@madclaps263 3 ай бұрын
Niceeee 😍 😍 😍 😍
@ChimunhuMiriam
@ChimunhuMiriam 3 ай бұрын
Tarisai itarisai chayo zvachanzwa nekuchinjaniswa
@PeeMaganda
@PeeMaganda 3 ай бұрын
Kkkk tarisai ukasvikirwa naAgathar uri muroom make kkk
@kudakwashetsvanhu2521
@kudakwashetsvanhu2521 3 ай бұрын
Haaa apo pataurwa zvashamisa gogo Chapodza kkkchingava chiii😅
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 3 ай бұрын
Eagerly waiting 😊
@Guildfordguards6256
@Guildfordguards6256 3 ай бұрын
Chabvondoka vamwene vaziva dhiri rose apo
@FreddyHaparimwi
@FreddyHaparimwi 3 ай бұрын
Slimaz huchi munonaka gyz rambai makadaro
@nancygae2304
@nancygae2304 3 ай бұрын
😂😂😂Brian akuda kutsotsa tarisai haa men soo😂
@nhamomauwa9585
@nhamomauwa9585 3 ай бұрын
😂😂😂😂Brian gutsikana ieeee
@dylantakawira-wh8gq
@dylantakawira-wh8gq 3 ай бұрын
Agatha anegodo nemakuhwa🤔
@emilliamadimutsa-pp4ys
@emilliamadimutsa-pp4ys 3 ай бұрын
Nyc guys tinokutendai❤❤❤❤
@itaichisero1037
@itaichisero1037 3 ай бұрын
Brain vakuita sei futi
@MelodyMasunda
@MelodyMasunda 3 ай бұрын
Brian tarisai unomuda wena
@LeratoGumbato-kx3ds
@LeratoGumbato-kx3ds 3 ай бұрын
Tarisai akaroiwa na agatha
@ShielderBlueVevo
@ShielderBlueVevo 3 ай бұрын
iri rikunakidza big time
@bosssimblo2413
@bosssimblo2413 3 ай бұрын
Team irii huchiii8
@mukanwaevans3648
@mukanwaevans3648 3 ай бұрын
Ndauya woo slimaz
@riarams1839
@riarams1839 3 ай бұрын
Makuhwa aAgatha anoboora mugomho
@ShirleyChingore
@ShirleyChingore 3 ай бұрын
❤❤❤❤❤
@markishentaibu9184
@markishentaibu9184 3 ай бұрын
Kuita zvekushamisika pakaipa
@nomattermushonga6311
@nomattermushonga6311 3 ай бұрын
@LawrenceMaphosa
@LawrenceMaphosa 3 ай бұрын
Takamira ngaiuye 😅❤
@bosssimblo2413
@bosssimblo2413 3 ай бұрын
Haaa Tarisai huchii amana
@kudakwashetsvanhu2521
@kudakwashetsvanhu2521 3 ай бұрын
Slimaz the nyanyest 🎉🎉🎉🎉
@dylantakawira-wh8gq
@dylantakawira-wh8gq 3 ай бұрын
Pachabaka fire 🔥💯💯
@MusakuroRomio
@MusakuroRomio 3 ай бұрын
Timu slimaz pro TV munogona henyu ndatenda ❤❤❤❤ yuju
@shamisokuvhirimara
@shamisokuvhirimara 3 ай бұрын
Ndasvika
@ShirleyChingore
@ShirleyChingore 3 ай бұрын
Brian wakwana here unoda shamhu here
@ShirleyChingore
@ShirleyChingore 3 ай бұрын
Tipei kni
@chiedzamabhande1703
@chiedzamabhande1703 3 ай бұрын
Misheki akaneta nets so
@NyashaNcube-bm3oj
@NyashaNcube-bm3oj 3 ай бұрын
Anoto bore aaah
@munasherobert4943
@munasherobert4943 3 ай бұрын
Kana uchida ku sender that clip sesu ma fans unoita sei @slimaz
@slimazprotv
@slimazprotv 3 ай бұрын
Unotumira pa 0774422393 or 0772859212
Love & Reality (Episode 20)
21:13
Slimazpro tv
Рет қаралды 12 М.
MUFUNDISI VAZOTSAMWA
5:08
Nyarie
Рет қаралды 5 М.
ОТОМСТИЛ МАМЕ ЗА ЧИПСЫ🤯#shorts
00:44
INNA SERG
Рет қаралды 4,8 МЛН
Bike Vs Tricycle Fast Challenge
00:43
Russo
Рет қаралды 103 МЛН
Spongebob ate Patrick 😱 #meme #spongebob #gmod
00:15
Mr. LoLo
Рет қаралды 19 МЛН
Новый уровень твоей сосиски
00:33
Кушать Хочу
Рет қаралды 5 МЛН
Love & Reality (Episode 27) Season finale
27:01
Slimazpro tv
Рет қаралды 14 М.
AHADI    Episode 1 ( Love Story 💕💕💕 )
15:21
SARUNGY MOVIE
Рет қаралды 2,9 М.
Behind Bars: Luke Dzama akauraya shamwari yake
6:28
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 72 М.
SEPTEMBER 2024 COMIC AWARDS
50:33
Comic Pastor
Рет қаралды 51 М.
Love & Reality (Episode 18)
20:20
Slimazpro tv
Рет қаралды 12 М.
Love & Reality 2 E1
17:21
Slimazpro tv
Рет қаралды 4,7 М.
Happening in Bulawayo now! Zimbabwean police march!
3:57
Possibilities
Рет қаралды 19 М.
ОТОМСТИЛ МАМЕ ЗА ЧИПСЫ🤯#shorts
00:44
INNA SERG
Рет қаралды 4,8 МЛН