Makorokoto Mama Vee mwana wekumusha,,mutare woye ❤❤❤❤❤watidadisa
@EvelynTapfumaneyiАй бұрын
Thanks MB for being there for Mama Vee maskits asiri ekutuka vanhu
@OliviaNgwerumeАй бұрын
Waal that's very Nice makorokoto MaMa Vee, Change the gears😅🎉🎉🎉
@VimbainasheCharehwatendaАй бұрын
Makorokoto Mr Admire zvinodadisa izvi keep on going musagumira ipapa thank you Madam Boss naMai Junior nevabereki vakabereka Mwa Admire God bless everyone 👏🏾🇿🇼🙏🏾
@maggiema6654Ай бұрын
🎉🎉🎉💥 zvakanaka zvinongovengwa nevaroyi. Congratulations mama vee.
@Bridgette-nf7kfАй бұрын
Tyra u are blessed hauna godo KO kuzoita Mota yekudzingirira uchitevera Haayaa😂😂😂 unondigonera shame that's why u are blessed u don't compete u always support ❤
@TarisaiDzidzisaiАй бұрын
Very true
@KadzaMukuruvaАй бұрын
Madama boss haana godo❤❤❤❤
@margaretmatias1228Ай бұрын
Makorokoto mama Vee ❤❤❤🎉🎉
@Bridgette-nf7kfАй бұрын
Makorokoto mama vee zvakanakisa izvi.zvinovengwa nemuroyi mwari vakuchengetedze nguva dzese paunenge uchishandisa motokari yako pray for protection on the road
@siphathisiwemswela1549Ай бұрын
We thank God for the support. We rise by lifting other Madam Boss you are living the word iroro. You definitely shall always rise.❤️❣️
@SimbisoRuraniАй бұрын
Makorokoto makuru mama vee keep on going🎉🎉🎉🎉🎉
@suendlovu8128Ай бұрын
Congratulations makorokoto amhlophe mama Vee❤
@PhionaMasawiАй бұрын
Congratulations Admire ,am happy for you this is awesome
@siphathisiwemswela1549Ай бұрын
Signature Dance emuntwini❤😂😂
@stellasibanda8039Ай бұрын
Makorokoto mama vee rambai muchiyenda mberimberi❤❤
@heatherheather-dh4irАй бұрын
It’s nice kusaita zvikeweti nevanhu.. zva Mai Tt kikiki
@ThandiweMangena-g3uАй бұрын
Zvakarambiwa nevaroyi izvi well done mama veee🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 musatiurayira varoyi tokuzivai 😂😂
@MagretChishanga-tw9klАй бұрын
That's good mai vee.madam boss ndafara kukuonai muchimira weshamwari yenyu❤❤❤
@RickyChikomoАй бұрын
Idzo bleaching idzi ummm musadaro kkkk
@joysinosi1224Ай бұрын
Love Mama Vee
@OlineshoveАй бұрын
Woow this is beautiful ❤
@Annita.MChaniАй бұрын
Kkkkkkk ndazvifarira izvi makorokoto mama Vee thank you madam boss vangu nekutsigira mama Vee
@emilymugadzaАй бұрын
Kuva nevabereki chidadiso hama dzangu ❤❤
@PaulineKawonzaАй бұрын
Congrats mama vee❤
@chipompeke4469Ай бұрын
Dai maita vapfeke samai Vee. Because that car is for Mama Vee not Mhosva.❤
@MemoryChibatamotoАй бұрын
Congratulations mama Vee
@HappyMzayaАй бұрын
Guyz pane asipo kni mbuya piyasoni❤❤❤❤❤
@sharonchihumbe9132Ай бұрын
Wooow congratulations mhamha veee
@AliceBangabaАй бұрын
Madam boss Haana go do hake ndozvandinomudira hangu
@tsitsimrisina7953Ай бұрын
Congrats mama Vee🎉🎉🎉
@TafadzwaSidhunaАй бұрын
Congratulations mama veee 🎉🎉
@ruthkunyongana2756Ай бұрын
Mai salt❤❤❤❤❤❤😂😂
@sithembilechacha2338Ай бұрын
Im happy fr you Mai Sauti
@masciemudumoАй бұрын
Mama Vee uri mukono yako zvako yekuzvishandira not yekupiwa na Chivhayo 🎉
@annabiliyati2104Ай бұрын
Congrats mama Vee
@PunchuMaphosa-e5iАй бұрын
Wagona mam vee nemi madam boss madadisa hmuna godo shuwa
@TendaiBanga-w4nАй бұрын
❤
@EchoesofthePast477Ай бұрын
Makorokoto mama Vee❤
@NyarrieeАй бұрын
Congratulations dear
@melentadhliwayo2155Ай бұрын
Congratulations Admire
@Olivia-f1pАй бұрын
Congratulations
@talentkache-is9liАй бұрын
Congrats
@dhereckmherekumombe1945Ай бұрын
Hope these socialites are building houses as well
@EustineNyandoroАй бұрын
Taura nyaya yako usatipedzere data
@LindaMuzendaАй бұрын
Komukadzi waAdimire uripiko
@MutsaMataureАй бұрын
Makorokoto mama vee
@Olivia-f1pАй бұрын
Mama Vee
@nokutendachiremba7343Ай бұрын
Makorokoto mama Vee
@MaryKhumalo-gk5ouАй бұрын
Makorokoto Mama Vee
@memorymkwanazi6385Ай бұрын
Makorokoto
@LilyMangwendeАй бұрын
Ndiyaniko uyo akaita white ari Pedyo namadam boss namama Vee..she is too white lol
@sharonbuzuzi223Ай бұрын
Makorokoto🎉🎉🎉
@GladysGeziАй бұрын
Makorikoto mhosva
@MalvernMlamboАй бұрын
Shamwari yemamai mama Vee ,unongoita madiro.
@MitchellMadzibaАй бұрын
Chandafarira mai Vee ndichiona mai vako varipo mai Sauti