Madzibaba Ishmael: Vakarasika pachinamato chedu che Masoe: Nyabira Update

  Рет қаралды 11,801

JCTV Africa

JCTV Africa

Күн бұрын

Пікірлер: 131
@Tarie-z6l
@Tarie-z6l 6 ай бұрын
Avo baba vane setchel ibenzii zvekuti
@lpmahlaba7577
@lpmahlaba7577 6 ай бұрын
Amen madzibaba ndidzo tsananguro dzechishanu chaidzo kwete Ishmael akabuda muchishanu vakusvibisa zita rechinamato chedu kana une mukadzi umwe iyeye hautori umwe kwete upombwe urikuitwa pasowe raIshmael avasiri vatendi avo
@mandy8080
@mandy8080 6 ай бұрын
Thank you baba pa7.30. Nyika yakufunga kuti mapostori ese akafanana nana Ishu nendururani dzake
@MelindaMelindaJones
@MelindaMelindaJones 6 ай бұрын
Thank you, JCTV, for exposing this!
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 6 ай бұрын
Ini ndirikuona Kuti vamhu ava vanotora ma parts or panezvavaitora sei vaiviga Bangu pasina amai na baba vevana vasipo makambozviinepi Kuti Munhu anovigwa vemhuri vasipo there is a secret which is behind
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 6 ай бұрын
True baba vebag ngavasungwe vachasara kunze vachiuraya kodzero dzevana
@ManyaraKamushonga
@ManyaraKamushonga 6 ай бұрын
Hakuna kunamata kwakadaro madzibaba lshamel ngavafire mujeri
@musakhumalo8444
@musakhumalo8444 6 ай бұрын
Baba ava vesetchel ngavasugwe please
@doug5378
@doug5378 6 ай бұрын
Vanonyepa iye Madzibaba ndiye akabvurikidza Chinamato akazvikudza ,akatanga kutonga vana vesangano.
@takundagomoemmanuel7840
@takundagomoemmanuel7840 6 ай бұрын
Musanyepere johane masowe ngavatsvage razvo zita vakarasika pachinamato hatirambe vabereki
@teclarmusanzika
@teclarmusanzika 6 ай бұрын
Ishu ishu ka urikutozviziva iwe wega kti uripama1 wakashandisa vanhu hope unofiramo.
@constantinechachoka5491
@constantinechachoka5491 6 ай бұрын
Hasha dzinababa ava vanokwanisa kuuraya munhu ukasvika varikwavo ukada kuvapikisa
@MarryChiwanza-ie8ij
@MarryChiwanza-ie8ij 6 ай бұрын
Vakamwiswa mvura dzezvitunha zvavanoviga usiku madzenga
@DRRZOE
@DRRZOE 6 ай бұрын
Hayiiiiwawooooo ukuita ruzha rusina maturo brain dzakatorwa karekare.mtemo unoto kutonga iwewe mpositori
@Nyasha-16z
@Nyasha-16z 6 ай бұрын
Tiite get link nevanhu ivavo
@linazava4550
@linazava4550 6 ай бұрын
Kusaziva jwakafanana nokufaaa!
@rudochirimuta5845
@rudochirimuta5845 6 ай бұрын
Baba avo taurai chokwadi zvakataurwa namutumwa musatsautsira munotora mhosva nekureva nhema
@dagmarjandles8875
@dagmarjandles8875 6 ай бұрын
Avo baba vebhegi chingoregayi henyu kubvunza nekuti huye bodo mhinduro dzacho
@memoryncube8391
@memoryncube8391 6 ай бұрын
Imboitai live navo nditaure navo
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 6 ай бұрын
Baba vekuti iii iiii ngavanosukwa kwaSekuru Tasvu ndivo vacho vakatorasika kupinda Ishumairi wacho vanotoda help hombe baba avo
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 6 ай бұрын
lawyer vanomudii. ngavamiririrweka nengirozi
@GetrudeMapxashike-m4f
@GetrudeMapxashike-m4f 6 ай бұрын
Chibag Chisina maturo
@thomastavarera6391
@thomastavarera6391 6 ай бұрын
avo baba vekabag avo vanofanira kuitwa zvakaitwa chidhumo namasendeke pakufa kwavo murume mukuru anotoshama muromo kutaura zvisina basa vakapusa kushandiswa neumwe murume ivo vari murume pepukai musati mafa imi inga muri dhumukwa remunhu
@Mimiemimzi3254
@Mimiemimzi3254 6 ай бұрын
Ko zva levitico na va Roma mazviwanepi musinga verengi bible, Veduweeka vanhu ava kutovaonesa kupedza nguva,vakatouraiwa brain,dai nyika yambovabata vese vonoiswa pakavanzika vodzidziswa but anyway takutongotyira vana, Ini ndinoti nharo dzinevanhu ava kana Ishmaeri akavacoloniser brain chichaita kuti avaudzire kuti varume buda munorwisa kunze chi? Ishmaeri mukamusiya uyu vanhu ava vachava ana bhokoharamu chaivo 🤞🤞
@rudochirimuta5845
@rudochirimuta5845 6 ай бұрын
Bible Haruna kurambidzwa kurivrenga , Sei tisingashandise bible 1- vanhu vakanyora bible vakanyora vachisiya zvimwe zvimwe vakawedzera . 2- ISU tinofamba nechiporofita chamangwana vemwe vanoti bible munya wakarara . 3- kubva pabible rekutanga ramakati old testament kusvika ñhasi mavenemangani uye zvimubible rekutanga ndizvo here zvirimo nunemamwe Ayo mabible . So nyaya yechinamato Ichi bvunzai vakwegura anasorojena vanokuudzai mitemo yechurch iyi nemanamatirwo Ayo . Chipostori Ichi hachina kuchipa chakaoma chinorwadza Kana wada kuchitevera zvirigo zvacho. Zvakafanana Kana wagamuchira mudzimu unokuidza zvokuita madyiro , mapfekero zvese you're controlled ndozvakafanana nechipostori . Hope you will understand me
@TawanaNyasha-j6r
@TawanaNyasha-j6r 6 ай бұрын
Inzwi inzwi kuitaseikowo hahaha bvaipo vaurayi
@rudochirimuta5845
@rudochirimuta5845 6 ай бұрын
Musatuka izwi ramwari baba even atadza anotongwa nedare redzimhosva kwe iwe wenyama , Kana Wafa mweya wako unotongwa namwari kwete nemumwe munhu nyangwe bible rakatirambidza kuva vatongi kunevanotitadzira . Munzwire tsitsi umunamatire agowanirwa nyasha ago Gina kuona hutadzi hwake nekuzvidzora Kuti asatadza
@venanciamukanda3587
@venanciamukanda3587 6 ай бұрын
Zvimbwamupengo zvaishumayeri izvi😠
@irenemurambiwa3229
@irenemurambiwa3229 6 ай бұрын
Baba avo vari kutaura twenhando vadii kuvharirwawo navo
@Charity-e5p
@Charity-e5p 6 ай бұрын
Pfutseki wenyu naIshimael wenyu duzvi kuchena msoro nezasi uchitaura zvisina basa dei vakasugwa
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 6 ай бұрын
Madzibaba vagona ku tsanangura,, Mweya wamwari chaiwo usina zvimwe zvinhu unodzvengeswa mu zvakaipa zvinenenge zvichida kukuwira,,, Mweya mutsvene unokurwira nekukuchengetedza, ishumail Dai achi shandiswa ne mweya wamwari Dai asina kupinda mujeri mweya wamwari waitomurwira kuti asasangane nematambudziko,, Zvino apo hapana mweya wamwari pana ishumail,,
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 6 ай бұрын
Yeah fully explained 👍🏿
@brownpetroscoplandmalemia1551
@brownpetroscoplandmalemia1551 6 ай бұрын
Ishmael imbwa chairs,vano mutevera zvitunha
@ronaldMuwirimi
@ronaldMuwirimi 6 ай бұрын
Rovai madhara aya anotaura zvakadhakwa imbwa dzevanhu
@PatronellaNyabeze
@PatronellaNyabeze 6 ай бұрын
Zvese mapositora kufunga kwenyu 😂😂 ishumairi ngapinde mukati Kati chaimo kuseri kumudhuri marefu refu haafaniri kuona zuva arimo ...
@furahafrancine9334
@furahafrancine9334 6 ай бұрын
Vanodashamhu mhani vanhu ava imhondi dzese dzakadaro ngavavharirwe vese varume vasina brain ava
@geraldmaranda-rs7js
@geraldmaranda-rs7js 6 ай бұрын
isvina mhani vanhu ava ngavanyure kupusisa vana soo
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 6 ай бұрын
Vanhu ava vanototora maparts evanhu that's why vachida kuti muparadzane nevehukama .vanhu ava varoyi avo masatanist makuru prof iripo yevanhu vari kuchema paruzhinji kuti vakambunyukidzwa hama dzichivigwa usingazive vanhu ava havafaniri kutingwa vanoda kuendeswa kumuti murefu vanogobora miti
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 6 ай бұрын
Mapostori aIshumael imhandu, Avo vakawanda panyika, Nyika inoparara imhandu idzo
@paulineMahureva
@paulineMahureva 6 ай бұрын
Vanorwara ava sasikamu chairo
@amzimbah
@amzimbah 6 ай бұрын
Haaaaaaa sekuru whezhaz havabe avo Vangojoiniswa zvigure haaaa ahabe mukomana uyo😔
@Afani-y8v
@Afani-y8v 6 ай бұрын
Sure ngapaongororwe ipapo masowe echishanu neaya pasiyana madzibba lshmari
@tsitsimuvunzi3070
@tsitsimuvunzi3070 6 ай бұрын
Ah vakaroyiwa ava😊
@GivenessGwinha-li8vg
@GivenessGwinha-li8vg 6 ай бұрын
Vakapiwa madzimai manganiko na Ishu baba ve bag avo coz... hey haaayaa
@EricaTobias-tw1wp
@EricaTobias-tw1wp 6 ай бұрын
baba awo ngavasunge
@Netsaimoyo-dg3cb
@Netsaimoyo-dg3cb 6 ай бұрын
Baba vane bag avooo vakadyiswa naishuuuu uuuuuuuu
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 6 ай бұрын
Ndi baba vanikoo avo vakapusa zve highest level
@gloriakapfu
@gloriakapfu 6 ай бұрын
I wonder now other countries put laws in these churches
@DanielDaniel-qo2rr
@DanielDaniel-qo2rr 6 ай бұрын
Unorwara murume uyu iye haana chitupa here uyo wechibhege
@gloriakapfu
@gloriakapfu 6 ай бұрын
Enjoying free women for free
@TrymoreGundani-s9g
@TrymoreGundani-s9g 6 ай бұрын
Zvekuchikoro nechipatara achisi chivi Kuna MWARI WEDU asi kunyika kutadzira nyika nevarimo nekuti nyika inezvainodawo zvinofadza pfungwa dzevanhu nekuti kunatsira MWARI akusi kuenda kuchikoro kana kuenda kuchipatara verengai nyaya yaJOSEPHA kana JESU CHRISTU chaiye nyaya dzavo ndedzekuita kuda kwamwari chete kwete kuda KWEVANHU nekuti DAYI NYIKA YAITONGA ZVAKARURAMA YAIBVISA VAROYI KANA N'ANGA CHAIDZO NEKUTI NDIRO DAMBUDZIKO HOMBE KUDARIKA AVO VAMURI KUNETSANA NAVO MUCHITI AVAENDESI VANA KUCHIKORO KANA KUCHIPATARA KO NHERERA IDZO DZISINA ANODZIENDESA KUCHIKORO SEYI DZISINGAWANI ANODZIENDESA KUCHIKORO KANA NYIKA ICHITI CHAKAKOSHA IZVOZVI VAZHINJI VARIKUGUMIRA CHIKORO PANZIRA KUCHINZI ASHAYARWA MARI SEYI VASINGAVAITIRI PLAN YEKUTI VAENDE KUCHIKORO KANA CHAKAKOSHA IZVOZVI VANA VANODHURISIRWA MASCHOOL FEES VODZINGWA VODZOKERA KUDZIMBA SAKA NDOKUKOSHA KWECHIKORO KANA MUCHIDZOSERA VANA KUTI VASWERE KUMBA ZVOREVA KUTI AMUNA BASA NEKUBATSIRA VANA KUTI VADZIDZE ASI MUNEBASA NEMARI DZAVARIKUSHAYA ZVOTI MATEACHER ACHO ZVAKARE ANOTI KUNYANGWE WAKABHADHARIRWA SCHOOL FEES ATIKUDZIDZISI KANA USINA KUBVISA MARI YEMA EXTRA LEASONS SAKA WAUYIRA MAHARA ZVAKARE IPAPO MOTI NYIKA INOZIVA KUKOSHA KWECHIKORO...KOTI KUCHIPATARA KWACHO KUNODIWA MARI DZISINA VANHU KUTI VAGONE KURAPWA KANA USINA KUDZIBVISA AHURAPWE UYE NGUVA ZHINJI AVATORINA MISHONGA YACHO KUNGONYORERWA KUTI ENDA UNOTENGA MUSHONGA WAKATI.APO WABHADHARIRA MARI KUTI VAKUUDZE CHETE ZITA REMUSHONGA SAKA UNONGOWONA KUTI NYIKA APANA CHAYAKAKOSHESA "KUNZE KWEMARI KWETE VANHU"
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 6 ай бұрын
Hooo
@njabulobhebhe7145
@njabulobhebhe7145 6 ай бұрын
Masowe we don't trust you
@bothwellmoyo2971
@bothwellmoyo2971 6 ай бұрын
Baba avo anonyadzisa chaiko
@rudomusami6508
@rudomusami6508 6 ай бұрын
Baba avo vane bheke kumusana vanotoita kunge njere dzisimo
@EricaTobias-tw1wp
@EricaTobias-tw1wp 6 ай бұрын
ngavasunge wese
@giftmandaraguta-8881
@giftmandaraguta-8881 6 ай бұрын
Madzibaba Ismael wakarasika pachinamato chedu ,kwababa Johanne hatiiti madzimai akawana ,Baba wakapanduka
@charitysaira6757
@charitysaira6757 6 ай бұрын
Madhara.aya.anoda.shamhu.chaiyo.idzo.nharo
@ThePrivy1
@ThePrivy1 6 ай бұрын
Ava mupositori vakangosiyana na Ishmael asi vanomborasikawo
@DavidDlamini-vz4jr
@DavidDlamini-vz4jr 6 ай бұрын
Ishmael arikufamba mugwara
@rudochirimuta5845
@rudochirimuta5845 6 ай бұрын
Mitemo yakadzika nebaba Johani muvambi weJohani masowe chishanu .
@talentchinzara8044
@talentchinzara8044 6 ай бұрын
Tseeeeeeeeerek
@fadzanaikaterere9172
@fadzanaikaterere9172 6 ай бұрын
Ndaitoda kutoita audio chaiyo ko vakutsvagirei lawyer if kana muchigona kuzvimiririra varume newe wacho urimunzira kupinda muchiurongo mirai muone
@taliaxoxo8458
@taliaxoxo8458 6 ай бұрын
I second that, ko lawyer hanty rakaenda kuchikoro? ASi Ivo vanombunyikidza vana vasaenda kuchikoro kkkk ndavamirirwe na dhaikoro😅
@P.Sango7879
@P.Sango7879 6 ай бұрын
Madhara ekwa ishumairi akafonyorwa brain kare...hatichatovagoni
@oliviajemwa3673
@oliviajemwa3673 6 ай бұрын
Handifunge vachine pfungwa madhara aya
@TapiwaKuture
@TapiwaKuture 6 ай бұрын
Vanhu ava vakaromba
@fadzanaikaterere9172
@fadzanaikaterere9172 6 ай бұрын
Baba jowani wenyu mukuva nyepera mamwe mapotsori vanoverenga bhaibheri so wenyu ndewapi
@rudochirimuta5845
@rudochirimuta5845 6 ай бұрын
Ummmm ndeye nhoredzerwa iyoyo inoverenga bible Hakuna zvakadaro , Johanne masowe chishanu ipi iyoyo nyangwe vejerusalem , nguwo tsvuku , marange , ye Saturday , nynyedzi hazviko zvamurikutaura Izvi even Muno mujoni hazviko tirikunamata ISU tirikufamba mumarenje hazviko
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 6 ай бұрын
Ngatitaurei chokwadi mitemo ye mapostori mungonyeperwa kunzi inzwi Rati oye arimunhu anenge azvifungira Kuti ndinoda Kuti vanhu mi church mangu ndinoda Kuti vadai hakuna zvakadaro Kuti inzwi Rati , murikutevera Munhu akaromba ended makambozviinepi Kuti Munhu anoti siyanayi néhama , kutyaka Kuti vanozonzi nehama siyana nechurch yako iyo , kkkkk hanzi hatichanamata kare hatichanamata uuuu zvakaoma chokwadi vane hama fambirai hamadzibembenuke dzibve ikoko
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 6 ай бұрын
Taura hako
@Nyasha-16z
@Nyasha-16z 6 ай бұрын
Common ground hapana btwn vasiri vegroup iri nevasingatende zvavanotenda
@StellaMteme
@StellaMteme 6 ай бұрын
Aaaah veduweka vanhu ityai Mwari why are yu miscoating shoko raMwari uuuum
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 6 ай бұрын
Voti vana vanenge vachikudzwa nevanhu vakadaro vanoita vana chaiwo
@rudochirimuta5845
@rudochirimuta5845 6 ай бұрын
Makamboona mapostori esaturday here vanodii Vana vavo vamoshoreka Chii ndovamhu vakatamga kuenda Botswana Vana vavo vokoma migoro etc so masatuke vanhu
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 6 ай бұрын
Akazoenda nepi mapositori aya havachanyanye kuoneka vakamboshupika hei kusvika pakuita deal rekuyambuka nebox paboader yaa mapositori anombotuma vanhu humbavha hei vamwe ndovakachonera kuKenya vaka zopihwa citizen yekuKenya after long time,Vange vakunyara kudzoka kumusha.
@MelindaMelindaJones
@MelindaMelindaJones 6 ай бұрын
MUSORO WACHO WAKAOMA 😢😢😢
@talithadube6468
@talithadube6468 6 ай бұрын
Haiwawo macult echipostori awa ngaabhanwe ese zvavo then after that macult ana papa futi
@ellykaziee8944
@ellykaziee8944 6 ай бұрын
İmi vanhu makaurairwa endai kwaTateguru Tasvu vatasvurwe mapostori satanistAwa
@stewartabraham8802
@stewartabraham8802 6 ай бұрын
Mapostori ekumasowe makangofanana hamuiti zvaMwari chaivo kungoti Madzibaba Ishmael went too far
@rudochirimuta5845
@rudochirimuta5845 6 ай бұрын
Chinamato or kunamata hakumanikidzwe vangani vaksiya uye Mangani machurch awanamata kusvika nhasi . Munhu unonamata panokuitira . You have your choice they have their own choice so tisatukana Kana kushorana . Mukadzi wako or murume wako akatosiyana newemumwe chawamudira ndiwe unochiziva or chawamudambira ndiwe unochiziva period
@stewartabraham8802
@stewartabraham8802 6 ай бұрын
@@rudochirimuta5845 Pasina kuvandirana hedu church dzechipostori is for people who are not serious about seeking God/ knowing Christ. Zvinoitwa ikoko neBible hazviwirirani zvachose
@patienceoswald5955
@patienceoswald5955 6 ай бұрын
Mapostori nharo
@upenyumachaka-fh1zv
@upenyumachaka-fh1zv 6 ай бұрын
Get link kkkkk
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 6 ай бұрын
Chirungu chacho 😁😁😁
@gloriakapfu
@gloriakapfu 6 ай бұрын
Young Virginia for free
@siziweshiri3656
@siziweshiri3656 6 ай бұрын
Izwi harichinje
@Magaja-q8o
@Magaja-q8o 6 ай бұрын
Murimapenzi imi mwari wenyu unoti chiramba vabereki hr vakakubereka
@oliviajemwa3673
@oliviajemwa3673 6 ай бұрын
Kushota shamhu chaiko
@CanisiosMukanga
@CanisiosMukanga 6 ай бұрын
Hanzi mapurisa vakanzi vusapinda mushrine neboots vakaramba hence the altercation
@luckazcateu7452
@luckazcateu7452 6 ай бұрын
It's when you are a fool and you don't know. Varume avahapana chozikanwa kana mweya vavanotaura havauziwe kuti unoshanda sei zvenyama vanongozviti mweya kana kuroora chaiko to them it's spiritual
@ROGUE406
@ROGUE406 6 ай бұрын
Problem is they are so convinced that they are right, and that you are wrong, apa none of you has any proof to confirm or deny your assertions.
@luckazcateu7452
@luckazcateu7452 6 ай бұрын
@@ROGUE406 so many things to prove them they are in court now and they brought a lawyer to defend. It's hi Time for them to convince us. And show us the works of prophet Eria as they claim to be there middle man. So many things to prove this guys are totally in darkness
@ROGUE406
@ROGUE406 6 ай бұрын
@luckazcateu7452 that they are in court proves nothing for or against chitendero chavo. As far as they are concerned, they are being persecuted.
@luckazcateu7452
@luckazcateu7452 6 ай бұрын
@@ROGUE406 it seems as if you are the one of those who are being questioned.
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 6 ай бұрын
Uyo anekabag ketende ummm
@fadzanaikaterere9172
@fadzanaikaterere9172 6 ай бұрын
But vatsana ngura zvandanzwa handizi hangu mupotsori
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 6 ай бұрын
Mwari anovafonera ovaudza zvekuita kkkkk
@Nyasha-16z
@Nyasha-16z 6 ай бұрын
Zvine kakungwaru mukati asi zvozorasa hazvo pamberi
@marymutizwa1771
@marymutizwa1771 6 ай бұрын
Baba vebag ngavasungwe
@gogoatanaka
@gogoatanaka 6 ай бұрын
Ngavasungwe vekabag avo neuyo ane blue
@Madzibabaeddie
@Madzibabaeddie 6 ай бұрын
Kunamata kuJohane masowe chishanhu Rudo miko nemirawo pakashata chimwe chete kureva haasi pachishanu
@albertshangwa3209
@albertshangwa3209 6 ай бұрын
Baba vekaBag avo vakatopuwawo kavo kamhandara/Virgin vakati Hemeni madzibaba lshu.Zvekuti vanogona kunge vari HIV+ or not hazvina basa izvo.
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 6 ай бұрын
Yeah ma1
@BOSSMUREVAZVIVIL2
@BOSSMUREVAZVIVIL2 6 ай бұрын
Apa hamuoni kuti muri kutaura nevanhu vane zvikwambo mu bag hre ngaa burutse Bag iro ajoine vamwe vasungwa muri kumusiirei munhu uyo.
@EileenMaugara
@EileenMaugara 6 ай бұрын
Muri imbwa mapostori imi mwari achakutongai imi nekuvuraya vanhu kwamakaita
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 6 ай бұрын
Yeah chokwadi
@PatriciaMachikiza-r3w
@PatriciaMachikiza-r3w 6 ай бұрын
Kwete mapositori ese
@MarryChiwanza-ie8ij
@MarryChiwanza-ie8ij 6 ай бұрын
Vano drivera kupi vasina chitambi mumaprazika
@unthinQTV
@unthinQTV 6 ай бұрын
Indoctrination gallore
@Nyasha-16z
@Nyasha-16z 6 ай бұрын
Vanoda kunamatirwa chete vanhu ava
@talithadube6468
@talithadube6468 6 ай бұрын
Baptised idhiyoti iri
@GilbertChipadza
@GilbertChipadza 6 ай бұрын
Maticha ababa ava where are you. Titaurireiwo kut baba ava vanga vakadii panyaya dzemuclass umu.
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 6 ай бұрын
Raiva dofo rechikoro nedzinza
@geraldmaranda-rs7js
@geraldmaranda-rs7js 6 ай бұрын
mdara uyu ngaite mushe men asi arikudyawo namadzibqba hre
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 6 ай бұрын
I think so
@gloriakapfu
@gloriakapfu 6 ай бұрын
This is hopeless men
@LuciaMachimi
@LuciaMachimi 6 ай бұрын
Zvindebvu nxaa
@Nyasha-16z
@Nyasha-16z 6 ай бұрын
Hakuna zvakadaro ....hazviko 😂
@Nyasha-16z
@Nyasha-16z 6 ай бұрын
Mamwe masowe echishanu vanoendesa vana kuchechi ,vanotoresa mab.c and so on so iii.
@DRRZOE
@DRRZOE 6 ай бұрын
Iwe wataura hako chokwadi
@marymutizwa1771
@marymutizwa1771 6 ай бұрын
Ava baba mu rappist abductor ngavasungwe,i stupid yemurume he is not to be a father
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 6 ай бұрын
Baba ivavo idumwa raIshumairi rakapoya
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 6 ай бұрын
Baba vekuti iii iii iDUMWA raIshumairi rakapoya ngavasungwe nxaa
@MarryChiwanza-ie8ij
@MarryChiwanza-ie8ij 6 ай бұрын
Vakamwiswa mvura dzezvitunha zvavanoviga usiku madzenga
А что бы ты сделал? @LimbLossBoss
00:17
История одного вокалиста
Рет қаралды 8 МЛН
Cool Parenting Gadget Against Mosquitos! 🦟👶
00:21
TheSoul Music Family
Рет қаралды 11 МЛН
Update on madzibaba Ishmael | Update on John Zvivi and Alister Sibanda.
30:57
Inside Madzibaba Ishmael's Chokurongerwa Group
5:09
STAR FM LIVE
Рет қаралды 6 М.
MadziBaba Ishmael Hapana Chavakatadza
40:38
SlyMediaTv
Рет қаралды 28 М.
Some Comic Relief At MadziBaba Ishmael Court Hearing
3:59
SlyMediaTv
Рет қаралды 21 М.
The prisoner of Jesus Christ Apostle T.F.Chiwenga latest............
23:08
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 196 М.
Iindaba zesiXhosa @19H00 l 15 October 2024
21:52
SABC Iindaba
Рет қаралды 4,6 М.
madzimai vakatorwa neNjuzu muna Lake Chivero?
20:52
Drewmas Media
Рет қаралды 115 М.
А что бы ты сделал? @LimbLossBoss
00:17
История одного вокалиста
Рет қаралды 8 МЛН