MADZIMAI VOROHWA NEMOTA -- JOY PAMVURWI

  Рет қаралды 18,888

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 95
@haroldmukomberanwa2827
@haroldmukomberanwa2827 12 күн бұрын
Vazorore murugare madzimai,uye matambudziko kune mhuri yashaikirwa nehama,vacheme netariro muna Mwaru
@AbigailChisekereni
@AbigailChisekereni 11 күн бұрын
Ndopaunoona kuti life is too short. Tiri vapfuuri. Madzimai vandirwadza
@rumbidzaimunhenga974
@rumbidzaimunhenga974 12 күн бұрын
Mwari pindirai ndufu dzema accident dzawanda
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 12 күн бұрын
Eish Mwari nguva inongokwanira pese pese, veduweeee ngavazame kutsvaga imwe nzvimbo yekunamatira pasiri paroad,tinoziva rufu harutizwe zvahwo but hey pavanoitira church hapasi safe wat more vana vadiki vanodii apo
@user-bm6uu8qs4b
@user-bm6uu8qs4b 12 күн бұрын
Nematambudziko . Chikumbiro vema church swederai kure zvishoma nemigwagwa. Ko dhimoni rikabuda rakananga kuroad richimanya modii nhai
@user-xx6do2rc1h
@user-xx6do2rc1h 11 күн бұрын
Nyaya munenge maakudzishaya henyu
@itaimarega1615
@itaimarega1615 11 күн бұрын
Gamuchirai mweya yevakafa muvanzwirewo tsitsi. CATHOLIC HUYAI❤
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 12 күн бұрын
Tongoti madzimai zororai murugare inzira yedu tese maendero ndoakasiyana😭😭😭
@TinasheMaheya-v1x
@TinasheMaheya-v1x 10 күн бұрын
Zbakaoma
@naomimangazi8354
@naomimangazi8354 11 күн бұрын
Zvichiri zvekutambira Mwari here izvo
@DefasqueiaMassimbe
@DefasqueiaMassimbe 9 күн бұрын
Zororai murugare madzimai
@ThePrivy1
@ThePrivy1 12 күн бұрын
Masowe ngaabve padhuze ne road, coz paita accident mota dzinogona kubuda muroad
@user-zm8nj8zt9y
@user-zm8nj8zt9y 6 күн бұрын
Nematambudziko mhuri yezimbabwe
@Marshall-n7g
@Marshall-n7g 8 күн бұрын
Zvinorwadza chokwadi nematambudziko
@user-gn4ln5rg2y
@user-gn4ln5rg2y 8 күн бұрын
Kkkk chandangofarira ndechekuti vanamai vakutamba vakapfeka havo zvakatsiga
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 11 күн бұрын
Zvakaoma zororai murugare madzimai
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 12 күн бұрын
Regai vanhu vanamate imi zvekuti Church after Church hazvina kana basa izvo, ndizvo kt vanhu vawane kwekuponera kwakawanda
@ethananesu14
@ethananesu14 11 күн бұрын
Mvurwi my home
@massiveangellaemmanuel-vv7tu
@massiveangellaemmanuel-vv7tu 12 күн бұрын
Zvinorwadza sure
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 12 күн бұрын
Ko Mabrake akanga asipo here? Kombi drivers are known for their reckless driving.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 11 күн бұрын
Pamwe pacho haisi reckless driving instead yekuurayisa kombi yese better kufe 1 but its not easy
@SharonMoyana
@SharonMoyana 10 сағат бұрын
😭😭😭😭😭 zvakaoma mwari
@TadiwaManjere
@TadiwaManjere 12 күн бұрын
Life is too short zvinorwadza
@ShamisoPhiri-wh3xk
@ShamisoPhiri-wh3xk 11 күн бұрын
Zvinogwadza gazvo mhuri yasara zororai murugare amai
@dasilva8081
@dasilva8081 12 күн бұрын
Sad hey.kombi yaachimhanyirepiko
@augustinegotora2384
@augustinegotora2384 12 күн бұрын
Haaa zvakaoma nguva inokwan pese pauri
@bequickmutero908
@bequickmutero908 11 күн бұрын
Ihhhh zvakaoma
@beatricemagunde2492
@beatricemagunde2492 12 күн бұрын
Inga zvakaoma sure
@Dlodlo27
@Dlodlo27 11 күн бұрын
Hai ke sithi ke langehlupho ke ayy ke kubuhlungu ke rest in peace ke madzimai Ke kunzima ke
@faithbungu9136
@faithbungu9136 12 күн бұрын
Haaaa uku kwakuitisana uku hachina kunamata apa
@silousmtandavari6406
@silousmtandavari6406 11 күн бұрын
Kombi must go for fitness test
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 12 күн бұрын
Hakusi kuchekeresa here uku
@sdshippers9332
@sdshippers9332 11 күн бұрын
Accidents are claiming a lot of lives veduwe munyika medu... Mwari pindirai veduwe this is too much and hurtful 💔 😢
@yakiesigauke09
@yakiesigauke09 12 күн бұрын
Nhai ve Dremas ko gogo Shumba venyaya yana Rowai vaksindepi
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 12 күн бұрын
Mamuka sei
@PerseverenceMoyo-y4e
@PerseverenceMoyo-y4e 11 күн бұрын
Lord her kids 😢😢😢
@janetwhite7365
@janetwhite7365 11 күн бұрын
Ummmm nhayi Mwari pi ndirai
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 12 күн бұрын
Maiweee shumba
@NyashaMutema-e2q
@NyashaMutema-e2q 12 күн бұрын
My God yacho ummmm
@JessylynBvunzandiripo
@JessylynBvunzandiripo 7 күн бұрын
So sad😢
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 12 күн бұрын
Hy zvakaoma rip madzimai ndiyonzira yedu tose
@Fungisaiwenhamo-mx7sk
@Fungisaiwenhamo-mx7sk 11 күн бұрын
Eish zororai murugare madzimai 😭
@fostertakanya5675
@fostertakanya5675 12 күн бұрын
Zvakaoma
@ManyiwaRutsava
@ManyiwaRutsava 12 күн бұрын
Pakaipa
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 12 күн бұрын
Musandiona kunonoka ndanga ndichiuya
@TheVoiceOfSeniors
@TheVoiceOfSeniors 12 күн бұрын
The driver was suppose to put emergency brakes. May her soul rest in peace 🙏
@silousmtandavari6406
@silousmtandavari6406 11 күн бұрын
Ko Hapana ma brake markings wani.?..
@rosemaryjieman9302
@rosemaryjieman9302 12 күн бұрын
Driver we combi heyo ngozi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 11 күн бұрын
Hapana ngozi kana akaenda kufuneral kwacho nekuripa zvinodiwa mhosva yacho inoita diki
@WinetchidoJemwa
@WinetchidoJemwa 7 күн бұрын
Xem RIP madzimai😢
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 9 күн бұрын
Nematambudziko
@lreneMuwodzi-jv2ey
@lreneMuwodzi-jv2ey 12 күн бұрын
Nematambudziko vapostori
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 11 күн бұрын
Vakadyiwa netsananguro 😭😭😭😭
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 12 күн бұрын
This is very sad. M.H.S.R.I.P 😢😢😢😢😢
@SophiaMasuma-dp9ym
@SophiaMasuma-dp9ym 11 күн бұрын
So sad inguva zvayo rest in peace madzimai
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 11 күн бұрын
Rip madzimai
@user-gl6go6mw6n
@user-gl6go6mw6n 5 күн бұрын
Ingazvakaoma so sad
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 12 күн бұрын
Rest in peace mama wesonto
@user-oo2bx8wb7j
@user-oo2bx8wb7j 12 күн бұрын
Mahwee😢😢
@NatashaHweru
@NatashaHweru 12 күн бұрын
Shem zvorwadza ufunge 😢
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 11 күн бұрын
Combe aifamba zvekuti taitoendawo ku church amai vakanga vakatomira
@tryphinenyamupinga1186
@tryphinenyamupinga1186 11 күн бұрын
Zvakaoma shuwa😢
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 12 күн бұрын
So sad RIP mom😢😢😢😢😢
@TendaiKanonge
@TendaiKanonge 12 күн бұрын
Eish😢
@romeokarombe7065
@romeokarombe7065 12 күн бұрын
Nedzinoparadza madzimai
@BusisiweMandlasi
@BusisiweMandlasi 12 күн бұрын
Zwakaoma
@BusisiweMandlasi
@BusisiweMandlasi 12 күн бұрын
Sorry mutendi, rest in peace
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 12 күн бұрын
There begins the amber month
@RoseFombe
@RoseFombe 12 күн бұрын
MHSRIP zvakaoma
@StellaPaul-do4ii
@StellaPaul-do4ii 12 күн бұрын
Aaah
@TamaryManyika
@TamaryManyika 12 күн бұрын
Shame may your soul rest in peace madzimai so sad
@PrimmyMaps
@PrimmyMaps 12 күн бұрын
Inga zvakaoma veduwe😢
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 12 күн бұрын
Tavepo hedu
@sdshippers9332
@sdshippers9332 11 күн бұрын
Sorry zvavo Madzimai nguva yavo yakwana vachienda kunorumbidza Mwari wavo... MHSRIP 🙏
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 12 күн бұрын
Nyaya yama accident anyanya everyday kurikuita accident mwari pindirai vanhu varikupera
@GladysMbweya
@GladysMbweya 11 күн бұрын
RIP amai vedu
@miriammusiyiwa1834
@miriammusiyiwa1834 12 күн бұрын
Zvakaoma mazuva ano
@yakiesigauke09
@yakiesigauke09 12 күн бұрын
Ko combi haina ma brake here
@Rebhara
@Rebhara 12 күн бұрын
Data rangu mhaiii
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 12 күн бұрын
Huya kwangu kune wifi
@Rebhara
@Rebhara 12 күн бұрын
@@JamesMandizvidza-yw8cm
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 11 күн бұрын
So sad
@FraaChitauro
@FraaChitauro 12 күн бұрын
Yooooo😢
@lolinyruzvidzo6283
@lolinyruzvidzo6283 12 күн бұрын
Shame 💔
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 12 күн бұрын
💔😭
@lindamagadu9685
@lindamagadu9685 12 күн бұрын
Rip
@EvidenceChikoto
@EvidenceChikoto 11 күн бұрын
Shame
@faithdadumalikongwa6006
@faithdadumalikongwa6006 12 күн бұрын
𝑲𝒊𝒌𝒊𝒌𝒊 𝒎𝒚 𝑮𝒐𝒅
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 12 күн бұрын
Very sorry madzimai zororai murugare
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 12 күн бұрын
R.I.P
@fariikarikoga1381
@fariikarikoga1381 11 күн бұрын
Zororai murugare madzimai
@PATIENCESYMON-u8d
@PATIENCESYMON-u8d 12 күн бұрын
Zvakaoma
@IreenVambe
@IreenVambe 12 күн бұрын
RIP madzimài
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 11 күн бұрын
So sad 😭
CHAKARI.......VOTENGESERWA NYAMA YEDHONGI VACHINZI IBHARABHARA
31:58
CHEGUTU.......MADZIMAI VOURAWA NEDEMO KUHUNI
25:10
Drewmas Media
Рет қаралды 3,3 М.
WILL IT BURST?
00:31
Natan por Aí
Рет қаралды 47 МЛН
Je peux le faire
00:13
Daniil le Russe
Рет қаралды 18 МЛН
Blue Food VS Red Food Emoji Mukbang
00:33
MOOMOO STUDIO [무무 스튜디오]
Рет қаралды 37 МЛН
Touching Act of Kindness Brings Hope to the Homeless #shorts
00:18
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 18 МЛН
P4 Marangwanda egandanga Munyanga #Karanganda TV
1:12:50
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
NYANGA........SEKURU MUKOTSANJERA VOTAMBIRA DREWMAS MEDIA NEBUTE
37:09
Putin has broken almost every red line he’s put down
8:04
Times Radio
Рет қаралды 32 М.
Christians and the 2024 Election
10:21
CBN News
Рет қаралды 20 М.
P1 Misoro ye anhu 2 na MUKOTSANJERA KARANGADA TV CHISUKO FAMILY
42:38
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 31 М.
WILL IT BURST?
00:31
Natan por Aí
Рет қаралды 47 МЛН