Apostle Paul in Galatians 3v1..'O foolish Galatians, who hath bewitched you, that you should not obey the truth, before whose eye Jesus Christ hath been evidently set forth, crucified among you?' verse 3..'Are ye so foolish? having begun in the Spirit, are ye now made perfect by the flesh?'...so Apostle Chiwenga is 100% correct
@kudzanaimushandu685210 ай бұрын
Vanhu vemuximbabwe madutururu 😅
@atimutanner19557 жыл бұрын
Hapana jelous apa,vanhu tagara hatidi chokwadi .
@teem56427 жыл бұрын
lol iv known zimboz and africans in general to be easily manipulated. Infact everyone in this world takarara, be it even from politicians
@hardlifesithole15787 жыл бұрын
truth shall set us free
@blargonz95497 жыл бұрын
yaah I shoko iroro paster vanhu vakavata ava
@tapiwangongoni4928 Жыл бұрын
Magaya anotopenga
@priscillamatika36687 жыл бұрын
Imi Baba ndimi makadzungaira chaizvo.ku Israel kune inonzi wailing wall paunonyora zvaunoda kuti Mwari vakuitire then woisa ipapo.Nyaya iripo ndeyekuti vakawanda havakwanisi kukuenda saka vaida vakaunza ma paper avo akanyorwa ma problems avo.Magaya haana kutakura problems evanhu mubag rake but he carried mapapers akanyorwa zvinetso zvevanhu.Baba imi Iri ndiro rinonzi godo. endai ikoko kwaMagaya for deliverance muudze vanhu chokwadi chekuuya kwaJesu nekuudza vanhu kuva nerudo kwete godo renyu iro
@leonmuwodzeri72857 жыл бұрын
Thank u pastor people are blind we need to be educated those prophets must not sell Gods powe how foolish are we to buy God's power so if i can not buy that $20 wrist band how am i going to get God's power huh............i think kana zvechurch zvichinetsa gara mumba unamate wega uchiverenga bible rako wega God wil guide you himself
@handsomemarenyenya21497 жыл бұрын
Matt 5:22 KJV ....... but whosoever shall say, Thou fool, shall be in danger of hell fire.
@handsomemarenyenya21497 жыл бұрын
You may say the whole bible talks about Christ...but NEVER EVER FORGET that the bible talks about Prophets, Apostles and generals in faith who spoke and wrote about JESUS CHRIST. Him JESUS chose them. JESUS FINISHED everything but still there is need for us to exercise our faith in Him. But for your on information I cannot stay away from the bible neither should you and just remember not to insult any brother just because of differences we have in they way we follow CHRIST.....Paul healed with handkerchiefs and his shadow but was he a Sangoma, Prophet Elisha threw salt in water to heal it was he a Sangoma 2 Kings 2:21. Moses put up a snake for people to look at it and get healed is it Sangoma business. John the baptist came to bear witness of the light that was about to come (JESUS CHRIST), and he used to stay in the wilderness wearing only camel skin and eating honey was he a Sangoma.......LET LOVE LEAD, LET LOVE LEAD.. LOVE IS THE GREATEST.
@handsomemarenyenya21497 жыл бұрын
The verse for you, or for Prophet Magaya or Apostle Chiwenga or you John 1:12 King James Version But as many as received him, to them gave he power to become the sons of God, even to them that believe on his name:
@handsomemarenyenya21497 жыл бұрын
Proverbs 11:12 He that is void of wisdom despiseth his neighbour: but a man of understanding holdeth his peace. James Chapter 4 11 Speak not evil one of another, brethren. He that speaketh evil of [his] brother, and judgeth his brother, speaketh evil of the law, and judgeth the law: but if thou judge the law, thou art not a doer of the law, but a judge. 12 There is one lawgiver, who is able to save and to destroy: who art thou that judgest another?
@chipmunks_zw5 жыл бұрын
@@handsomemarenyenya2149 and for how much were all those sold for...... mungware mukuru
@anywherechimurudze9777 Жыл бұрын
Ndoo pandakatanga kunzwa vhangeri rechokwadi apa
@tawandamthembo2837 жыл бұрын
y pple muchitya nhamo ivo Mwari vakat kutambudzika kucahavapo pamazuva ekupedzisira nd God said look shiri dzedenga hadzina munda wadzinorima asi Mwari anodzipa.let us trust in the LORD. pple not on thiz fack prophets.
@libertychitanganya79947 жыл бұрын
DO NOT JUDGE FOR U SHALL BE JUDGED. CHRISTIANITY IS LOVE SO WEN PEOPLE BLASPHEM THE HOLY SPIRIT THATS THE GREATEST OFFENCE TO BE COMMITED....ON EARTH. KANA USINGATENDI MAARI NYARA
@nyashachikunda Жыл бұрын
Kkkkkk
@wiseking72753 жыл бұрын
Magaya murwere wepfungwa uyo
@shailetmtetwa38087 жыл бұрын
Murume mukuru akadzungaira atozviona iye kudzungaira kwake kusotwa nezvavamwe iwe unei wakaitei u need deliverances
@euniceppanken6837 жыл бұрын
kkkklkkkkk ichokwadi takazungaira
@stanleydube31245 жыл бұрын
Baba musazungaira muchitadza kuverenga shoko siyanai nezvamusinga nzwisisi
Power of agreement if you dont believe it stay off, very far from pwm
@simonkureva90817 жыл бұрын
anebhora ndiye anomakwa iwe unotaura unomakwa uneyi
@monalisachikove3077 жыл бұрын
true dat
@silencetagara6887 жыл бұрын
(LUke 9:50) But Jesus said to him, “Do not stop him, for the one who is not against you is for you.” kana achikwanisa kuudza vanhu kuna Jesu then whats all this plus ichiri Church here ino paridzwa vanhu after all vanhu vacho vano paridzirwa they are not more than 100 y are u soo wicked
@edinamugari76685 жыл бұрын
Putseki ukarwadziwa naProphet Magaya haupore uri mbwa yemunhu we a proud of our prophet akatikurira matambudziko edu
@onwardmuchabaiwa21747 жыл бұрын
haaa iwe uri imbwa chaiyo unoparidzirei vanhu siyana na prophet magaya iwe uri stupid unoteverera church dzevamwe yako wasiya nani satan
@maxwellchimedza55767 жыл бұрын
kkkkkk chokwadi chinorwadza
@ivynhongo96837 жыл бұрын
Onward Muchabaiwa you can say that again brother zvemuchechi yake haagoni nangananga ne chechi dzavamwe
@shadreckvegani33657 жыл бұрын
Was this evangelism or it was just a meeting. What people are being helped for by these words. You are giving reference from the Bible, what you are doing is it not one of the things which are contrary to the word of God. For God is so against judging others. Brethren Let's be mature spiritual. I think that it's all because this man can't afford a plane to Israel otherwise he could also have gone with his bags also. This is a true indication of jealously indeed. Have you ever heard Prophet Magaya speaking bad abt another man of God. If you can't beat them just join them apostle.
He had a history in life iwe unei vanhu vafambe vachiratidza zvavakaitirwa namwari, who are u chikwari chopedzesera nyamawo chidaera sweure
@royeagleeagle2217 жыл бұрын
get away chiwenga. u want to be known Iwe .teach us about christ not abt magaya .u gospel nderekuparidza vanhu,
@tutsiraimaravire37177 жыл бұрын
Pwm he is a man of God
@pathiaschinhoi67073 жыл бұрын
Which god do you mean
@edwickmadzimure93637 жыл бұрын
l strongly feel kut this pastor is wrong kune inonzi freedom of worship vakamboinzwawo here,ivo ngavaparidzire sangano ravo FULL STOP ko nguva yekuteerera zvikuitwa kuchurch dzevamwe vakuiwanepi?ini lm neutral in terms of religion and handitendeutswi nemufundisi anotuka dzimwe church munhu ngaangoparidza shoko sezvariri bhaibheri racho rinoti regai zvikurirane wani plus bible racho rinoti mwari rudo m...ida hama yako yaunoona ugoda mwari saka kana munhu wemufundisi achidaidza umwe mutenderi wekunerimwe sangano kuti stupid zvorevei.mogwadzisa mufundisi as a man of God u must build a culture of peace not conflict apa makutoita kut wese aonekwa ane wrist band anyimwe salt kurokesheni
@shadreckvegani33657 жыл бұрын
Was this evangelism or it was just a meeting. What people are being helped for by these mop words. You are giving reference from the Bible, what you are doing is it not one of the things which are contrary to the word of God. For God is so against judging others. Brethren Let's be mature spiritual. I think that it's all because this man can't afford a plane to Israel otherwise he could also have gone with his bags also. This is a true indication of jealously indeed. Have you ever heard Prophet Magaya speaking bad abt another man of God. If you can't beat them just join them apostle.
@marygwavava58107 жыл бұрын
God says do not judge someone baba majaja munhu itai zvekuchurch kwenyu siyana namagaya ,magaya ashandura hupenyu hwevakawanda ini handiende kuchurch yake BT ndikamunzwa kana paanotaura ndinoteerera ,magaya he is a man of God.Mbiri kuna Jesu
@DJTinashe7 жыл бұрын
Mary Gwavava Verangai Bible futi Mwari vakupei chizaruro Che verse ramataura iro.handitaure zvakawanda.
@pathiaschinhoi67073 жыл бұрын
Hapana munhu ane church kana kuti Vanhu vake Church imwe chete Muridzi we Church ndi Jesu then ane vashumiri vake vaakatuma vanoparidza Jesu kwete vanoparidza Mwari wavo anova matumbu avo Philip 3;19 and Romans 16;17-18
@pathiaschinhoi67073 жыл бұрын
You saying this because hauna kuponeswa uye magwaro acho hauazive Verenga 1John 4;1 Hatingotenda mweya yose yose
@tutsiraimaravire37177 жыл бұрын
I stand for my Father. I fight for him.I AM A CHILD OF PROPHET W. MAGAYA .ungandidii??
Bible haurizive imbonoverenga Mathew 23;8-10 dai mayi verengawo mega zvimwe zvamunongoti, I receive mayi fanira kuti "I dont receive"
@robertnyandoro42767 жыл бұрын
Taurai henyu zvamunotaura i know were iam from and were iam going ini yadhaa kusvika ndafa
@mugwira7 жыл бұрын
wadii kuti Jesu kusvika ndafa. it's a pity people are so indoctrinated by these bafoons who call themselves men of God. iwewe.ndiwe une problem..dai wamboverengawo Bible wega
@mugwira7 жыл бұрын
thank you baba continue preaching the truth it's the end times and surely this type must come in order for the truth to be revealed before rapture. separation of heaven seekers and miracle seekers..blinded by these bastards
@mugwira7 жыл бұрын
hehehe hanzi PhD for life...munosiririsa veduwe...and ye shall know the truth and the truth shall set ye free. Kasi hamudi chokwadi munoda magodobori akabata mabhaibheri
chinondinetsa ndechekuti kana magaya akatsoropodza imwe church imi vanomunamata munomira naye akatsoropodzwa nepamwe panenge pataurwa chokwadi munomira naye futi iyoyo ndiyo highest level yekudzungaira yamurikurakidza kunyika yose
@tichakundacharleschimuti60027 жыл бұрын
wasting time of congregants muchitaura zveumwe munhu, mashaya shoko here iro bhaibheri rakakura kudaro, nanga nanga nomuporofita
@memz51187 жыл бұрын
mufundisi muridako
@ivynhongo96837 жыл бұрын
AKADZUNGAIRA MDIMI BABA IMI KANA MASHAYA ZVOKUTAURA ENDAI MUNORIMA KUMUSHA KWETE KUVENGA MUNHU KO IMWI MANETSVA NEI IWW NDIWE UCHAZVIDZWA NEKUTI UNE GODO MERCY ON YOU
@nashxavi52117 жыл бұрын
this is not a sermon but its in an insult , how can u preach someone's name like that even if he is bad
@tutsiraimaravire37177 жыл бұрын
kutadza kurara uchifunga hw to expose Magaya nxaaaaa. think abt yr lyf shaa
shame Pitt. magaya doesn't know u. its u anoziva magaya. magaya haataure zvemunhu wasingazive.
@chamunorwanyangaswa40467 жыл бұрын
im no Magaya fan but i can see jealousy creeping through. Let those who are "misled" by Magaya be " misled". Just do your part of recruiting souls for Jesus , worry not abt Magaya or his pple
@pwmsonannointed75007 жыл бұрын
ur Jealousy won't bring PWM dwn, actually he continues to rise,after uploadnq such lies mozviti man of God nxaa msatambe naMwari
@celinamilian7 жыл бұрын
What's the definition of rise, buying himself a jet
@destinysaunyama60877 жыл бұрын
haiwa Godo iwe.yu jelousy.ndozvinokupa kusweroparidza mustreet tanga church ka tione zvako.desperate preacher,at least dzakakwana mubag zvangu zvikaita ko vaunoparidzira pastreet wakavaitirei.nyangwe ukati takanyeperwa at least he showed us love ko vaunoparidzira unovaitirei.hauna kukwana.Go start a proper church
@rodneyzhombwe60727 жыл бұрын
PWM SON READ REVELATIONS 16 PLIZ AND STOP FOLLOWING THE DEVIL
@trymorechitatayi56247 жыл бұрын
prophet w magaya is a True man of God
@walterjaydengavi8062 жыл бұрын
Lie
@lloydmukwakwami7830 Жыл бұрын
Urigava
@silencetagara6887 жыл бұрын
ko vanodii ku shora kuipa Kwakaita Satan
@maxwellchimedza55767 жыл бұрын
ndiko ka kushorwa kwa satan kwacho
@fungaimusimwa48747 жыл бұрын
Leave Prophet Magaya alone. Hapana akambosungwa tambo kuneda kuchurch. ndosaka kuine freedom of worship. Iwe tsvaga chechi inokuiitita mosiyana ne PHD and PWM. Munhu ita zvinokuiitira. Kana vashaya zvekutaura why dont you just shut up and get a life.
@libertychitanganya79947 жыл бұрын
KANA USINGATENDI MAARI NYARARARA AND PREACH REPENTANCE
@celinamilian7 жыл бұрын
Nyakupusa, unotenda munaJesus
@waynechingarire46177 жыл бұрын
Liberty Chitanganya wat do you mean kutenda maari do you noe wat you are sayin
@MegaSamrak7 жыл бұрын
Ndokumwe kuzungaira ikoku amana
@shazkhabo76207 жыл бұрын
instead of preaching abt e word of God,u busy preaching abt Magaya, u sound jealousy my brother
@DJTinashe7 жыл бұрын
Shaz Khabo ko ma verse akuverengwa Harisi shoko Ra Mwari tsve uterere Mharidzo iwe uri ku politics Mosunungurwa sei?
@schoolofprayer4927 жыл бұрын
You are sick. You need deliverance
@ivynhongo96837 жыл бұрын
MUKUTAMBA MWARI BABA IMI TOUCH NOT THE ANOINTED ONE
@brianmudemba69717 жыл бұрын
who anointed magaya.read matthew 24 verse 11.vanhu hauchada kuverenga word of God.
@ivynhongo96837 жыл бұрын
Brian Mudemba iwe werenga pako ini mdiverenga pangu kana musingamude me iam there for him get away mashaya zvokuparidza here basa nangananga nemunhu mhosva
@brianmudemba69717 жыл бұрын
Ivy Nhongo I'm sorry hama kana wagumbuka but my point is let's put our trust in God.i don't have any problem with Mr Magaya
@ivynhongo96837 жыл бұрын
Brian Mudemba I ALSO TRUST IN GOD AND PROPHET MAGAYA IS MY FATHER TERERA BABA AVO ZVAVARIKUTAURA KANA KUKANZI MACHECHI APERA YAVO HANDIPINDE NDOOCHII ICHOCHO CHAVARIKUTAURA INI NDAKATERERA KUDZIDZISA KUNOITA PROPHET MAGAYA HUPENYU HWANGU HUKASHANDUKA UYE HAVAFUMEVAKARARA VANOSHANDA BABAB AVO HAVASHANDI NDOSAKA VACHISWEROTEVEDZA ZVINOITWA NEVAMWE MDIANI AVAUDZA KUTI VAJAJE MUMWE MUNHU IVO BABA AVO NDIVO STUPID
@isheanesumarimbe67717 жыл бұрын
You devil zip up yo mouth pliz ,kwako ndekupi ,you r Judas ls ,warwadziwa neyi itai zvako ,kana Prophet vedu vachinyepera vanhu siyana nazvo ,ropa revese vauri kuti vari kunyeperwa richatongwa pamsoro pake ,rega chigodya mwene wacho ,ko iwe wabatwa batwa papi pacho,siya agotongwa oga ko iwe ndiwe wakamusika here unotonga ,that's being stupid ,go n show yo stupidity to where you belong .Remember there is Heaven ,concentrate nezvekubhawa kwako asi beware Gehena rakakumirira,ko ndiye oga anoda mari Iwe hauyidi here," Mind yo own biznes pliz! Magaya' s follower
@Burnflesh827 жыл бұрын
kwanai baba imi zve church yenyu mapedza, jesu mapedza kumuparidza here tibvireipo
@shadreckvegani33657 жыл бұрын
Was this evangelism or it was just a meeting. What people are being helped for by these words. You are giving reference from the Bible, what you are doing is it not one of the things which are contrary to the word of God. For God is so against judging others. Brethren Let's be mature spiritual. I think that it's all because this man can't afford a plane to Israel otherwise he could also have gone with his bags also. This is a true indication of jealously indeed. Have you ever heard Prophet Magaya speaking bad abt another man of God. If you can't beat them just join them apostle.
Was this evangelism or it was just a meeting. What people are being helped for by these mop words. You are giving reference from the Bible, what you are doing is it not one of the things which are contrary to the word of God. For God is so against judging others. Brethren Let's be mature spiritual. I think that it's all because this man can't afford a plane to Israel otherwise he could also have gone with his bags also. This is a true indication of jealously indeed. Have you ever heard Prophet Magaya speaking bad abt another man of God. If you can't beat them just join them apostle.
@maxwellchimedza55767 жыл бұрын
Magaya haatsoropodze mapostori here??kuexposa mafalse prophets is part of preaching