MAI VAIROYA VANA VAWO PAMWE NEKUITA NAVO BONDE MANHERU VAKARARA(Sekuru Kanengo New)

  Рет қаралды 36,676

Sekuru Kanengo TV

Sekuru Kanengo TV

Жыл бұрын

Пікірлер: 166
@sekurukanengotv
@sekurukanengotv Жыл бұрын
Vazukuru amai vangakutadzire sei na sei asii tererai amai havarohwe ndapota hangu Vazukuru kuwedzera dambudziko pamusoro perimwe amai vakakutakurira 9 months havarohwe chero zviite seii
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 Жыл бұрын
Chokwadi Mai mugoti usingaseiwi,Mai ndimai Pamwe vakazvipuwawo mudzinza vasingazivi
@juniorshumba8367
@juniorshumba8367 Жыл бұрын
Ichokwadi sekuru mai vakakosha
@user-zr5mi3bl6w
@user-zr5mi3bl6w Жыл бұрын
Sekuru Mari yematare imari ndoda kuuyawo
@CarolineMike-xl2fh
@CarolineMike-xl2fh Жыл бұрын
@@user-zr5mi3bl6w tinobvunza nguva dzose apa havapinduri zvinhu zvacho zvine maoffice izvi pamwe unongononzwa wavako.
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
​@@user-zr5mi3bl6wI think zvinoda kuinbox or kutoendako.
@carolinembedzi7503
@carolinembedzi7503 Жыл бұрын
Mai ava vane nhema ,hanzi mai vemimba vakafa nebp ,vozonzi futi vakasiya mapiritsi ,uyu wekuuya kumba kwavo futi akabva achirwara ange asiya mapiritsi futi .....muroyi haana nyadzi veduwe...
@gingerwingerful
@gingerwingerful Жыл бұрын
Manyepero avanoita hmm zvakaoma
@ellykaziee8944
@ellykaziee8944 Жыл бұрын
Please musaseke naamai ava dangerous muroyi kumhuri yavo vagara varimuroyi vadyaira kudya nyama dzevanhu vakawanda
@NyaraiDhenge-qc9hr
@NyaraiDhenge-qc9hr 8 ай бұрын
Mai Ava same like amweneangu ummm devil chaiye.i wish sekuru to help my family tooo.haaa ndashaya angabatsira mumusha wandakaroorwa😢
@kapfidzepatricia
@kapfidzepatricia Жыл бұрын
Unoziva here muroora kuti mbanje dzinosungisa
@patricksean1422
@patricksean1422 Жыл бұрын
Idzi dzinotengesa mbanje team iro rinonakidza
@ppiro8084
@ppiro8084 Жыл бұрын
Ndopaunoona umwe achiramba Kti huroi hakuna
@user-vi6qc9wu4q
@user-vi6qc9wu4q 3 ай бұрын
Hanzi vana vemubhawa ummmmm mai ava
@chicaldochico7838
@chicaldochico7838 Жыл бұрын
Thank you muroora for being the center that hold the family together
@sekurukanengotv
@sekurukanengotv Жыл бұрын
Yaa anemoyo wakanaka vashoma vane moyo yakadaro
@chicaldochico7838
@chicaldochico7838 Жыл бұрын
@@sekurukanengotv ichokwadi
@olwethunyibazipho7921
@olwethunyibazipho7921 Жыл бұрын
Jhaaaa muroora bhooo but amkurungayi ndomboko chaiyo
@olwethunyibazipho7921
@olwethunyibazipho7921 Жыл бұрын
Kamhomz kanoda mboma aka
@user-xw9hr2lf3d
@user-xw9hr2lf3d 2 ай бұрын
Ummm Mai avaka.kuudza vana kuti vana vemubhawa ndakanonga mubhawa vanongofunga zvekubhawa.haaaa rega varohwe
@user-sz4vw9ls3t
@user-sz4vw9ls3t 4 ай бұрын
Muroora utosvika kutaridza vanhu chaizvo huroyi hwavo hupere
@alphamangwiro6429
@alphamangwiro6429 Жыл бұрын
Iyi mbuya inonzwisa hasha iyo ichiroya
@NyaraiDhenge-qc9hr
@NyaraiDhenge-qc9hr 8 ай бұрын
Saka kubereka kunebasarei Mai avo ngavasavharaa nyayadzavo, imagine vanavese varikungoona huyipihwavo,Ivo varoora vanozoona kunaka kwamaii
@abigailnyakonda2332
@abigailnyakonda2332 Жыл бұрын
Inini hangu mai vangu kana zvikanzi varoyi ndovabvisisa huroyi but i love my mom
@blessingmbofana9004
@blessingmbofana9004 Жыл бұрын
Me too
@blessingmbofana9004
@blessingmbofana9004 Жыл бұрын
Muroora ane moyo hugging hangu makoti
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 9 ай бұрын
Amai havarohwe asi the way she bhave huh ndosaka vana vachiramba vabereki vavo varikuona sokuti varikunyadzisa vana asi varikuzvifumura vega
@user-he7ld1yh4b
@user-he7ld1yh4b 9 ай бұрын
Kkkk Mai avha
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 Жыл бұрын
Ava vri amai vangu ndowarowa mukanwa wawo wakaumburukwa nechidembo
@daviddiver-go5ym
@daviddiver-go5ym Жыл бұрын
Murora tinokutenda wakachenjera zvako batirira zvako pamurume wako
@tanamunyengwa6844
@tanamunyengwa6844 Жыл бұрын
Baba Nyasha ngavabatisise mukadzi wake mudhafu dhafu uyu.
@priscamusvovi2841
@priscamusvovi2841 Жыл бұрын
haaa mai avo havana hanya nevana vavo
@Talentmacheza-xm7qh
@Talentmacheza-xm7qh Жыл бұрын
Zvakaoma zveupenyu sekuru bastirai vana avo
@kimberlymusaliva2637
@kimberlymusaliva2637 Жыл бұрын
Sekuru kanengo to the fullest💃💃💃💃
@felyjakazy2977
@felyjakazy2977 Жыл бұрын
Mai ava vanonzwisa hasha ..vanonyepera kudzungaira hakuna mai vakadai
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 4 ай бұрын
Musavasekerera mbuya avo nxaa
@user-vi6qc9wu4q
@user-vi6qc9wu4q 3 ай бұрын
Mai ava ndosaka vaizorohw nevana vakangwarisa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@cuthrenematava2633
@cuthrenematava2633 Жыл бұрын
Zvinoshamisa here kuti ndakavanonga kubhawa,zviriko izvi zvekuti unenge usina murume,vakaresva vana ava kurova Mai,mungaonererwa henyu asi makatora ngozi,makavaroverei imi vakakurerai as a single parent,munofarisa vana imi
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 4 ай бұрын
Vanoita majokes mbuya ava
@gellynyambira3599
@gellynyambira3599 Жыл бұрын
😅😅 ka Mai iyi yoti nharo yoti nhema 😅😅🤗
@chikamburerobson9872
@chikamburerobson9872 11 ай бұрын
Mai havarohwi chero vachiroya
@NyaraiDhenge-qc9hr
@NyaraiDhenge-qc9hr 8 ай бұрын
Vanodzionasei Mai avo nxaaa ihurevo futi
@patricksean1422
@patricksean1422 Жыл бұрын
Imarii kuona sekuru and vanowanikwa kupi
@NyaraiDhenge-qc9hr
@NyaraiDhenge-qc9hr 8 ай бұрын
Mroora mudiki unotsigirana naMai coz ndivovakatomuisa paneumwe,haaa madzimwene I shitty.mkuruuyo ukurwadziwa shem
@priscamusvovi2841
@priscamusvovi2841 Жыл бұрын
amai ava vanorwadza sechironda chemumhino ugoona varoyi havafe
@alphamangwiro6429
@alphamangwiro6429 Жыл бұрын
😂😂😂haaa taurai henyu .ukaroya vana vakatanga kutambura unozochengetwa nani
@kasikana5403
@kasikana5403 Жыл бұрын
Gogo vakaita zvese, bhawa,,magemu aiyaa
@user-nd8tk7ou3k
@user-nd8tk7ou3k 2 ай бұрын
Amai awakana NDA surrender 😂😂😂
@alphamangwiro6429
@alphamangwiro6429 Жыл бұрын
Haa zvorwadza asi kutambudzwa namai vako .isu tinayo hondo iyoyi yamai yekutitambudza zvakangooma
@shillahmuswe5713
@shillahmuswe5713 Жыл бұрын
Mai iyi inonzvenga nzvenga pane chokwadi
@memorymumvura8283
@memorymumvura8283 Жыл бұрын
🙌🙌🙌 Zvakaoma
@aginelah6387
@aginelah6387 Жыл бұрын
Shurugwe yanetsa
@user-sz4vw9ls3t
@user-sz4vw9ls3t 4 ай бұрын
Kkkkkk kuroya vana hr
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 Жыл бұрын
Haaaaa kkkkk chondimisa kuroora kubobewa
@queenvee7204
@queenvee7204 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 roora iwe
@user-vi6qc9wu4q
@user-vi6qc9wu4q 3 ай бұрын
Hanzi panenge pavatwa😂😂😂😂😂😂😂😂
@madamboss7216
@madamboss7216 Жыл бұрын
Ndanzwa tsitsi kuvana ava
@terrencemuzah2082
@terrencemuzah2082 5 ай бұрын
Kkk muroora usafambisa ma videos 😅avamwene
@patricksean1422
@patricksean1422 Жыл бұрын
Bhawa rapedza ma sports kkkk hanzi ndakavanonga
@juniorshumba8367
@juniorshumba8367 Жыл бұрын
Vanopenga mai ava
@kasikana5403
@kasikana5403 Жыл бұрын
Muroyi kugona kutaura ,,zvakaoma veduwee,,,havasi kubvuma zvekumhanya...mbuya vanga vatopedza mhuri kurwarisa...zvakaoma
@user-yn3od2ym2h
@user-yn3od2ym2h 11 ай бұрын
tiudzei veduwe anogona
@evelynekamutasa-mq6em
@evelynekamutasa-mq6em 8 ай бұрын
Nhy Slymedia nyaya iyi handina kuzoona kuguma kwayo
@kuzivakwashekereke3000
@kuzivakwashekereke3000 Жыл бұрын
Mai inonyepa iyi yooo
@preemacnyandoro4811
@preemacnyandoro4811 Жыл бұрын
Ichokwadi ichocho sekuru mai havarohwe
@kasikana5403
@kasikana5403 Жыл бұрын
Vana ukavateedzera havavaki nekuti vana vekubhawa
@TsitsiNyathi
@TsitsiNyathi Жыл бұрын
Muroora akabva kuvanhu . Sekuru batsirai mhuri iyi
@LizzieChijena-rl3bj
@LizzieChijena-rl3bj Жыл бұрын
Chokwadi muroora vakapirwa pafare 🤞
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 11 ай бұрын
Hanzi gate rakaita misteria pamusha 😂😂😂
@wkapere
@wkapere Жыл бұрын
Gogo ava vakagarwa nemweya wechihure vanoda shamhu
@user-it2vn4yk8g
@user-it2vn4yk8g Жыл бұрын
Zvakawoma
@netsaitrishchikukwa1964
@netsaitrishchikukwa1964 Жыл бұрын
Ummm Mai iyi surrender 🖐️🖐️
@kasikana5403
@kasikana5403 Жыл бұрын
NDAKAVANUNGA MUBHAWA..hanzvadzi yavo yakaoma
@juniorshumba8367
@juniorshumba8367 Жыл бұрын
Inorowa chose iyi Ende nhema chaidzi inodzigona
@queenvee7204
@queenvee7204 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 inorowa nhai
@queenvee7204
@queenvee7204 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ndakavawana kuma Bhawa imagine vana vanonzwisa tsitsi shuwa kuudzwa kuti ndakakunonga mubhawa
@juniorshumba8367
@juniorshumba8367 Жыл бұрын
Haaa mbuya ava vamboti mwana uya akafira pamba pavo akafa akarega mapiritsi apa votizvee mukadzi wekufa nenhumbu akaregazve mapiritsi haaa mbuya iyika yakangwarisa
@tstausibanda2020
@tstausibanda2020 Жыл бұрын
Muroora fr m
@ShamieGoto-hy1yf
@ShamieGoto-hy1yf Жыл бұрын
Muchembere asi akarohwa nebhawa kkkkkk
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 Жыл бұрын
Gogo yoo abaloyi bayahlupha shuwa
@rumbidzaikawome483
@rumbidzaikawome483 Жыл бұрын
Mai vanorwadza awa nyadzi chaidzo ndoopasina
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 Жыл бұрын
Veduwee mkoma sly kuzoona Friday here yozosvika😂😂,vamwe toda Soko richikupisa
@sekurukanengotv
@sekurukanengotv Жыл бұрын
irii rikupinda mangwana makuseni
@wkapere
@wkapere Жыл бұрын
Mai ava vanoda shamhu
@takudzwanyanhira593
@takudzwanyanhira593 Жыл бұрын
The lady in blue is extremely hurt Big shout-out to Muroora❤
@juniorshumba8367
@juniorshumba8367 Жыл бұрын
Asi vana mai ngavaregevo kushandisa vana kutemba kuti havarobwi haaa robwai
@patricksean1422
@patricksean1422 Жыл бұрын
Guys mom's makapihwa kkkk
@ReginaGwitina-no7qo
@ReginaGwitina-no7qo Жыл бұрын
Inga zvakaoma
@kasikana5403
@kasikana5403 Жыл бұрын
Mukadzi unomudii wakabopewa..kkkk
@lorrainesakala3359
@lorrainesakala3359 Жыл бұрын
Mbuya iyi inoroya yoti kuda kuganza
@fareda87
@fareda87 Жыл бұрын
Mai vane nhema ava
@loicechapunza8136
@loicechapunza8136 Жыл бұрын
Hanzi imistake yakatoitika kwavari😂😂😂😂
@user-yr3ib1jm4o
@user-yr3ib1jm4o Жыл бұрын
Chokwadi amai havarohwi chero vakaroya
@tsungiriraimunengwa9586
@tsungiriraimunengwa9586 10 ай бұрын
The sons look very uncomfortable nekunzi vana vekubhawa . Mother that's very wrong hazvo . Ndatenda
@floidechaamba8699
@floidechaamba8699 Жыл бұрын
Mwana, mwana wako chete zvisinei nekuti wakamuwana kupi,kana kuti ndewekubhawa here,hatingashandise vana vedu nekuti takavawana nenzira dzisiridzo,zvinorwadza uye zvinonyadzisa
@queenvee7204
@queenvee7204 Жыл бұрын
Vana Ava shem
@queenvee7204
@queenvee7204 Жыл бұрын
Hanzi Ku party time
@aginelah6387
@aginelah6387 Жыл бұрын
Nhema yakanyanya
@preciousthenjisiwe8753
@preciousthenjisiwe8753 Жыл бұрын
Eyi nyika yashata sure uku vanhu vanonamata uku vanoroya futhi Mwari wona Satan dongorera
@gracepukayi6526
@gracepukayi6526 Жыл бұрын
Zvakawoma hazvo Mai awa
@LizzieChijena-rl3bj
@LizzieChijena-rl3bj Жыл бұрын
Vana vacho vari kunyara zvakaipisa especially mudiki wacho uyo atoshaya pekupinda chaiko apa mai ava ndeve mubhawa veduwe ka Chihure chakaoma senyika toramba tiri panzvimbo imwechete kutaura chokwadi 😅😅😅😅
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo hanzi mwana wekubhawa anepfungwa dzekubhawa
@CarolineMike-xl2fh
@CarolineMike-xl2fh Жыл бұрын
Saka toindepiko nevabereki vedu ava,zvinorwadza izvi
@edithzenda-qt2to
@edithzenda-qt2to Жыл бұрын
Taura hako unotozoona kuti zvimwe vasina vabereki varinani mwari ayitoziva kuti vachatishungurudza
@PrettyRukatya
@PrettyRukatya Жыл бұрын
Mai vanotoda real help
@madamboss7216
@madamboss7216 Жыл бұрын
Amai Ava vakachenjeresa
@queenmakamure5360
@queenmakamure5360 Жыл бұрын
Kuchurch kwedu kunemagate😂😂😂😂
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
Ko vanogorambireiko ivo vabatwa nhai,kane nharo dzisina basa kamuroyi aka.vanoroya vese nehanzvadzi yavo.
@jenniphertembo5288
@jenniphertembo5288 Жыл бұрын
Hanzi mwana wemubhawa anenge ane mweya we mubhawa zvakaoma
@shillahmuswe5713
@shillahmuswe5713 Жыл бұрын
Kusaona kuti varikuzvifumurawi ivo pachavo
@NyaradzoMugwambani-yt7rr
@NyaradzoMugwambani-yt7rr Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 vanhu varoyi shuwa
@lawrencemotsi4882
@lawrencemotsi4882 Жыл бұрын
Mai havarohwe chero vachiroya coz dai vakakudya urimucheche
@andrewww9210
@andrewww9210 Жыл бұрын
Zvakasiyanei coz varikutambudza vana zvakafanana nekuuraya,hausati wamboroyiwa naamai
@ronaldpfumbidzai7479
@ronaldpfumbidzai7479 Жыл бұрын
Mai avo useless Havana mukanwa kana kufa Havana basa nxaaa
@lisampofu3030
@lisampofu3030 Жыл бұрын
Same like my mother sorry guys
@tendaimurwisi6170
@tendaimurwisi6170 Жыл бұрын
Sly tv irikutsvagei pa Sekuru Kanengo TV?Sekuru slymedia ngavasaite mapurisa kuvanhu vachitipedzera nguva vachibvunza sekunge ndivo varapi.Hatisikuda kunzwa ivo asi imi vevarapwi...Ngavazive zvekutora ma video chete.
@priscillatembo6760
@priscillatembo6760 Жыл бұрын
Zvakaoma
@mamoyopee8246
@mamoyopee8246 Жыл бұрын
Zvakaoma ndopaunotowona tumbuya twakadai tuchinzi ndotumbuya murai or tumasadare
@eunicenyandoro8009
@eunicenyandoro8009 Жыл бұрын
Zvinorwadza veduwe vna kutambura nekuda kwaamai
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 Жыл бұрын
Kkkkkk ndotengesa mbanje sekuru?
@mandlenkosihlazo977
@mandlenkosihlazo977 6 ай бұрын
Futi dzotengwa..
@Teach-to4pv
@Teach-to4pv Жыл бұрын
Mai avo vachiri Kuda uroyi and varikunyepa itsotsi chairo
@mellisandlovu1575
@mellisandlovu1575 Жыл бұрын
handina munhu wandicha truster
@normantakura6613
@normantakura6613 Жыл бұрын
Mangwana parikuuya new song ya Sekuru Kanengo
TAUYA NEMUROI WEDU ARIKUTITAMBUDZA SEKURU KANENGO TIBATSIREIWO
29:49
Sekuru Kanengo TV
Рет қаралды 23 М.
Alex hid in the closet #shorts
00:14
Mihdens
Рет қаралды 10 МЛН
🤔Какой Орган самый длинный ? #shorts
00:42
ОСКАР vs БАДАБУМЧИК БОЙ!  УВЕЗЛИ на СКОРОЙ!
13:45
Бадабумчик
Рет қаралды 6 МЛН
BABA VANOIITA BONDE NE MWANA WAVOO HAVADI KT AROORWE VANONZWA SHANJE
40:35
VARIKUFAMBA VACHINDITI MUROI NDIRIMUROI  HRE SEKURU KANENGO
57:01
Sekuru Kanengo TV
Рет қаралды 22 М.
CHEMBERE YEKUDYA VANA 9 YOTORERWA ZVINHU NA SEKURU KANENGO KWAMUTARE
32:33
ADMIRE WEKUROYA NA RUMBI PASI PEMVURA OFUMURWA KWA SEKURU KANENGO
47:44
Sekuru Kanengo TV
Рет қаралды 29 М.
CHIKWAMBO MUCHIBAGE MASHURA KWA SEKURU KANENGO
13:30
Sekuru Kanengo TV
Рет қаралды 32 М.
SEKURU KANENGO VOBATA NYOKA PAMUSHA PANA TAMBU KWARUSAPE KU TANDA
52:02
Sekuru Kanengo TV
Рет қаралды 65 М.
Alex hid in the closet #shorts
00:14
Mihdens
Рет қаралды 10 МЛН