Juicy ropedza basa varume. Mwana uyu ane magetsi mwiri wese
@TheophilusSithole-g9xАй бұрын
Dare iri raida Franco chete
@VictorRusere-j6k29 күн бұрын
Kariba ngabvise zvakazadza homwe
@LogicSigaukeАй бұрын
Hanzi husiku hurefu Kariba
@jessinadziro408224 күн бұрын
Majuicy anogona manje
@amazinggracem1030Ай бұрын
Juicy iyo
@TinasheMagabzАй бұрын
Majucy . Alberto. Kariba
@JohnMarimbire-me4doАй бұрын
Juzzi waitamba apa
@MasimbaChiwaАй бұрын
Majuicy hamusi kumuziva
@EvelynMutusvaАй бұрын
MaJuzi
@BraKhaloАй бұрын
Akanyanya
@felixmurambi5118Ай бұрын
Majuice ma1
@felixmurambi5118Ай бұрын
Kana uchida kuona kuti Jusi kumberi ngapaitwe show asipo uone hazvinakidze zvachose
@LuisjaimeJaime-lj6oc28 күн бұрын
É verdade
@TenMupaАй бұрын
Iriband hatina zera naroo
@sweet-cookie569Ай бұрын
😂😂😂😂
@kudachikuvadze9010Ай бұрын
Hokoyo nejuzi kkkkkkk majuzi kkkkkmq juicy
@undie93885 күн бұрын
Iro rinonzi majuice risiyei rakadaro ropedza
@munasheprospermuchenje4903Ай бұрын
Majucy akutora mamovies a franko hazviko izvo
@LawrenceRuvinga-l7oАй бұрын
Oregererei kana zvichinakidza vanhu
@ShepherdRakabopaMusic28 күн бұрын
Majucy woyee
@adamkawere6799Ай бұрын
Majuicy Manake chopedza ndima
@kevinmoyo703319 күн бұрын
Franco anovakunda vese
@kalablowkingentertainment2077Ай бұрын
These are better than Franco
@ceesqd24 күн бұрын
Franco hausi kumusiziva hakoo
@princenapulu18723 күн бұрын
Ukutaura uyu Franco here@@ceesqd
@TheZuluman7Ай бұрын
Majuicy is more flexible
@MasimbaChiwaАй бұрын
Majuicy isimbi inopisa
@VongaiMaupa26 күн бұрын
Ribber Juicy 😂😅
@NagiechrisMoyoАй бұрын
Majuicy
@fulgencioseda9069Ай бұрын
Majuice
@darlingtonmachingauta625725 күн бұрын
ASI kariba anotamba hake
@knowledgetaruvinga-x9u12 күн бұрын
kariba achakasara kuma 1997 ,achirikutsava uyo
@KudakwasheBanda-g9zАй бұрын
Guys, just take a look nicely. Majuice is the only dancer, akaiswa pa suspension namudhara ende akadzoswa koz anonakidza band ana peter, forward, etc vakango baya
@zacheusmwanunure772129 күн бұрын
Macheso hatori matofo anotora vafana vanogona
@Jaricha-34Ай бұрын
Chale atova kugona gitare
@kelvinmagaya3657Ай бұрын
Chatove chibaba Chale
@PedzisaiHoveАй бұрын
Charlie pakona apo
@GabrielPavariАй бұрын
Kariba is the best, Majuzi wara too much
@sweet-cookie569Ай бұрын
😅😅😅😅😅
@JaroMbakaАй бұрын
Franco silomo is the best, all these people they are copying to fronco to be honest with you all 👌💫
@tendainhukarume924227 күн бұрын
Agoramba ari best here wangu ,vafan wanogona ava😊
@tendainhukarume924227 күн бұрын
Agoramba ari best here wangu ,vafan wanogona ava😊
@knowledgetaruvinga-x9u12 күн бұрын
off topic
@WashingtonMareve9 күн бұрын
Dofo risingagoni kupindura mubvunzo
@WellingtonMazivisa-nn2dx9 күн бұрын
Unorwara
@SabastianManyengavana-lh8jgАй бұрын
Kariba hydro-power❤
@BaldwinChimandaАй бұрын
Kariba ma1 next beto ,,, why makapa majuce time hombe haagone uyo dai avo makavapawo time yavo vakaratidzawo zvishandwa zvavo chimwe ma juice une mishonga iwe haugo kutamba ndoshaya why uchinzi best dancer
@felixmurambi5118Ай бұрын
Majusi haungomude but anoziva mamoves manje
@PasiChaparadzaАй бұрын
Taura hako ichochikudaidzira ndochasakisa kuti majuice atambe ma moves ese.