Mambo dhuterere visited sowe ramadzibaba magirazi (a must watch video)

  Рет қаралды 39,405

Dj Sparks Zw

Dj Sparks Zw

Күн бұрын

Пікірлер: 66
@muchengetimashiri4219
@muchengetimashiri4219 3 жыл бұрын
Murume ane chipo mhan uyo zvirimuropa izvi zvekuimba anakirwa siya like
@frankjera
@frankjera 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/sHKXcneKh6xqfJI
@tsistichiveso
@tsistichiveso Жыл бұрын
Madzibaba ndiri kukumbira kubatsirwa ,nyaya yemwana komana wangu
@njinai
@njinai 11 ай бұрын
Ndi ambassador we ndaza re makekepe St John
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 3 жыл бұрын
Mambo Dhuterere kana mukahotsira ndinongoti Hameni
@clientithinktafireyizvakay5768
@clientithinktafireyizvakay5768 3 жыл бұрын
Dhuterere kkk big up
@edwardmatsiwira4582
@edwardmatsiwira4582 3 жыл бұрын
Ndere kare bt dhuterere anoimba chokwadi than tumafake prophets twatakuona
@nobiasmhofu
@nobiasmhofu Жыл бұрын
Muporofita here munhu here
@marimbaingoma1294
@marimbaingoma1294 3 жыл бұрын
Chokwadi Mambo usavimbe nemunhu nokuti hauzive zvaanokufungira saka vimba naMwari chete
@margretnyika-zh2go
@margretnyika-zh2go Жыл бұрын
Amen mashoko.makukutu Baba
@muchengetimashiri4219
@muchengetimashiri4219 3 жыл бұрын
DHUTERERE aparidza chokwadi
@kilasaene2933
@kilasaene2933 3 жыл бұрын
Uyo murume anonzi Dhuterere uyo musazomujairira anechipo munhu uyo musamuenzanise nevamwe vanhu
@reginaldmutero846
@reginaldmutero846 3 жыл бұрын
Ndini ndega hr ndaona Mabla 10
@samuelkoromora6632
@samuelkoromora6632 3 жыл бұрын
Ndamuonawo pakati pa mambo na baba magirazi
@oikosstudio2056
@oikosstudio2056 Жыл бұрын
Madzibaba Magirazi kwakuseri
@leeannemimi4637
@leeannemimi4637 3 жыл бұрын
Mask up and maintain social distance
@tsistichiveso
@tsistichiveso Жыл бұрын
Muno wanikwa kupi kuzimbambwek
@primrosechikadaya297
@primrosechikadaya297 Жыл бұрын
Amen Amen
@jamesmtenje8645
@jamesmtenje8645 Жыл бұрын
Rambai makabata pamakapihwa nashe
@slytheog9346
@slytheog9346 3 жыл бұрын
Mamboooo kaziwaiii
@taperamateus3390
@taperamateus3390 Жыл бұрын
I miss you
@locadiangwerume4013
@locadiangwerume4013 3 жыл бұрын
Shoko sezvariri Mambo
@monicanjaikira9602
@monicanjaikira9602 3 жыл бұрын
Asi Zimbabwe corona yapera Kai zvavasina mask vanhu vose avo
@memorygoche2574
@memorygoche2574 3 жыл бұрын
Ichipera kupi zvadziri ignorance idzo
@rumbidzaikafurama7128
@rumbidzaikafurama7128 3 жыл бұрын
Nhai zvenyu imi all these cases kana kutomnonzwa mapenzi evanhu nxaa
@frankjera
@frankjera 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/sHKXcneKh6xqfJI
@agnesshunye962
@agnesshunye962 3 жыл бұрын
Haa inenge yakare iyi
@shupikaivhinga5656
@shupikaivhinga5656 3 жыл бұрын
Ichokwadi ichocho dhuterere
@frankjera
@frankjera 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/sHKXcneKh6xqfJI
@rutendomanjengwa7303
@rutendomanjengwa7303 3 жыл бұрын
Mambo chipo chirimuropa
@agnesshunye962
@agnesshunye962 3 жыл бұрын
Mablaa 10 ndibadzibaba here
@rutendomanjengwa7303
@rutendomanjengwa7303 3 жыл бұрын
Mwari kudzwai
@tinotendasunhwa5242
@tinotendasunhwa5242 3 жыл бұрын
Amen Gold bless you
@ashieashie8652
@ashieashie8652 3 жыл бұрын
Dhuts kumberi zvake
@roeneljansenvanvuuren6551
@roeneljansenvanvuuren6551 2 жыл бұрын
Amen and amen
@francismugandiwa1907
@francismugandiwa1907 3 жыл бұрын
Kuti azvisi zvekare here then zvozoiswa pamhepo resent
@frankjera
@frankjera 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/sHKXcneKh6xqfJI
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 3 жыл бұрын
Ndaona senge vakabata mask muruoko
@yvonnemadzivanzira1791
@yvonnemadzivanzira1791 3 жыл бұрын
Kumasowe mamask kashoma kupfeka
@blessmorechokera2933
@blessmorechokera2933 2 жыл бұрын
Nice
@pitahk5022
@pitahk5022 3 жыл бұрын
Mambo
@thewoldisacircle8817
@thewoldisacircle8817 3 жыл бұрын
Cde Dhuterere copied Cde Chinx style nice
@michealmokoaqo2121
@michealmokoaqo2121 2 жыл бұрын
Aamen amen amen
@netsaimushayandebvu3170
@netsaimushayandebvu3170 2 жыл бұрын
Nice amen
@nancymatibini1350
@nancymatibini1350 2 жыл бұрын
Amen 🙏
@lucaspetermapale2383
@lucaspetermapale2383 3 жыл бұрын
covid ingapera sei nhaiwe dhuterere
@codewithWilsonm
@codewithWilsonm 3 жыл бұрын
ahhh iwe, dhuterere ndiye ashamisira?, mimi kumabhawa nekumarounds kwamoswera mobvunzwa nani?
@lucaspetermapale2383
@lucaspetermapale2383 3 жыл бұрын
@@codewithWilsonm uridofo urikundipindura ndiwe duterere here? karomo kako... wakandiona ku bhawa stupid
@mbingaldomunemolity5036
@mbingaldomunemolity5036 3 жыл бұрын
Social distance please and mamask
@rumbidzaikafurama7128
@rumbidzaikafurama7128 3 жыл бұрын
Why gathering imi mazivanhu ini kwenyu kuda Mwari stereki here Covid dzino kwanai imi mapostori
@takuramutonhori8709
@takuramutonhori8709 3 жыл бұрын
Iiiiii Covid is everywhere u aren't alive today because wakangwara.
@rumbidzaikafurama7128
@rumbidzaikafurama7128 3 жыл бұрын
@@takuramutonhori8709 yes but kwete zvekutoita magatherings mheni
@adoniordonaldmasita7116
@adoniordonaldmasita7116 3 жыл бұрын
Siyana nevanhu vanamate Mwari, mune problem yekutya Covid kudarika Mwari, regai kupusiswa mhani nasatan.....mungatosekerera kurambidzwa kunamata neagenda yasatan, shame,,,
@rumbidzaikafurama7128
@rumbidzaikafurama7128 3 жыл бұрын
@@adoniordonaldmasita7116 Heyaaaa aahhh bva namatai sitereki vakuru vedenga
@adoniordonaldmasita7116
@adoniordonaldmasita7116 3 жыл бұрын
@@rumbidzaikafurama7128 No, newe namata,,,who is greater covid naMwari nhy, tsvakai Mwari coz ndiye mukuru kune zvese
@leegirl1675
@leegirl1675 Жыл бұрын
Amen
@margretnyika-zh2go
@margretnyika-zh2go Жыл бұрын
Amen amen
@shupikaivhinga5656
@shupikaivhinga5656 3 жыл бұрын
Ichokwadi ichocho dhuterere
@frankjera
@frankjera 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/sHKXcneKh6xqfJI
@getrdemhofu136
@getrdemhofu136 Жыл бұрын
Amen
@freddyfilky7011
@freddyfilky7011 3 жыл бұрын
Amen
@hamunyarimubaiwa5029
@hamunyarimubaiwa5029 2 жыл бұрын
Amen
@preciousmahuni9972
@preciousmahuni9972 3 жыл бұрын
Amen amen
@moreblessingrwazireni2237
@moreblessingrwazireni2237 3 жыл бұрын
Amen amen
Ouch.. 🤕⚽️
00:25
Celine Dept
Рет қаралды 20 МЛН
She's very CREATIVE💡💦 #camping #survival #bushcraft #outdoors #lifehack
00:26
This dad wins Halloween! 🎃💀
01:00
Justin Flom
Рет қаралды 11 МЛН
😜 #aminkavitaminka #aminokka #аминкавитаминка
00:14
Аминка Витаминка
Рет қаралды 1,8 МЛН
Dhafu Naiza boom Pasowe ra Mutumwa baba Magirazi
6:21
Dj Sparks Zw
Рет қаралды 62 М.
Dare rakaoma iri. Prophecy & Testimonies # BabaMagirazi +263772143143
1:09:17
Mai Dhuterere feat Mambo Dhuterere - Mwari mutinzwire ngoni
4:51
MAMBO DHUTERERE
Рет қаралды 2,6 МЛН
Ouch.. 🤕⚽️
00:25
Celine Dept
Рет қаралды 20 МЛН