Regarding multilingualism, it is true that raising children in multilingual households can sometimes delay the onset of speech, as their brains are processing multiple linguistic systems simultaneously. This can lead to reduced exposure to Shona in daily interactions, which might be misunderstood as discouragement. Kana mwana akaita 4 years avakuenda kuchikoro asingatauri it becomes an issue here. No parent say handidi kuti mwana ataure shona. But you have to put the development of your child as a priority not to give in to societal pressure to speak both shona and English. Children are not all the same
@emazhawu437011 сағат бұрын
I have experienced this with my boys. My youngest is almost 3 but haatonyatsotaura saka my focus now is as long achitaura it's never about Shona.
@MouthwateringBudgetMeals11 сағат бұрын
@emazhawu4370 l went through the same with my kids. As long as mwana wangu achitaura vanhu vekuzimbabwe, they judge experiences that they have never experienced. English and shona are just language none of them are that superior than the other. Mwana anga avakutoendeswa ku maspeech therapy ndikati hezvo let's focus on the language inotaurwa kuday care one day akangotaura. What a relief
@emazhawu437010 сағат бұрын
@@MouthwateringBudgetMeals unoudzwa failure yese yemotherhood kuti kuda kunzi vana venyu havagone Shona. Uku unenge uchitoziva kuti I have tried. My older son anotonzwa all the instructions cz ndotaura naye neShona but haagoni kupindura in Shona.
@ChrissieThefirst10 сағат бұрын
Tbh it's not kuti tinenge tichiti ngaataure fluent shona i think that's ridiculous, people start 2 judge akura honestly having an 18 year old zimbabwean girl or boy raised wherever is ridiculous, hatisikuti ngaataure tsumo nemadimikira but these kids sometimes vanoda kuzodzoka & "they" say i wish my parents had exposed me to the culture & language more 🤷🏾♀️ so musazonyanyoita kunge tine drama zvedu
@MouthwateringBudgetMeals10 сағат бұрын
@ChrissieThefirst we understand but pavanenge vari vadiki a child can go mute kana kutaura and as a black child mwana akapuwa label kuno that's very hard to shake that stigma. Nekuti at 4 vanenge vototi mwana ngaaende kumatests because those who do those test a white the do not understand kuti mwana anevabereki vari multilingistic the have language development issues. Also they need exposure to the language but sometimes parents are working to try to pay for bills and when you relocate you can't afford to hang around ma Zimbabwean too much
Tats just link up with comic elder and frets they'll teach you the rest 😂
@leechitsungomessage10 сағат бұрын
I agree 😂
@MemoryMuchakazikwa10 сағат бұрын
😂😂😂😂😂mwana anoviringwa aaaah team riya rakanyanya kkkkk
@margaretthomas117710 сағат бұрын
Vakatomumitira ngakurumidze ayenda 😂
@lighty-coderСағат бұрын
they already met na frets
@letbeezishiri38686 сағат бұрын
Go Tats 🎉❤
@ceez53836 сағат бұрын
Ka Tatts kedu kari cute ☺️
@NenjyDambaza-q5fСағат бұрын
Ko avo varikuseri varikusekei kudaro 😂😂😂panga pachitaura Reece
@Beebee2090513 сағат бұрын
Kanongodika zhako katats
@nnyarry14 сағат бұрын
Miss Red tikwanirei nhaika amuzive gusvu
@tripleceven10 сағат бұрын
I'm around the same age as Miss Red and I also don't know gusvu
@RumbidzaiCharambiraСағат бұрын
Ndchibika matemba negogo 😂😂😂
@leratol602613 сағат бұрын
Ambuya ava kaa hanzi kunzonzi kuita sei hauzive gusvu iwee kunyebera kudzungaira bvapa😂😂😂
@Lindaperezu11307 сағат бұрын
Kkkk gaya
@Mommzy39 минут бұрын
Tats well done
@Jedmercy996 сағат бұрын
Katats kedu❤
@MakanakaNicoleMunyikwa4 сағат бұрын
KaTats ketsiye 😂😂
@Andyharrison_0019 сағат бұрын
Tats 🎉
@claramukwekwe9 сағат бұрын
Welcome home KaTats kevanhu
@AndersonMhlaka2 сағат бұрын
Ko guys ranga ririkuseri Kwa Ris Ranga richisekei paanga akutaura nhai😮
@ngulubeprincess500915 сағат бұрын
Tats redu ratotaura date rekudzokera
@ConstanceMatsika-y6p11 сағат бұрын
Welcome home Tats
@peace62964 сағат бұрын
Mustudio vanenge vakashama ana Miss red imi😂
@VictoriaKatanda-g4qСағат бұрын
Unogona shona Tats
@beautyzimbabwe10019 сағат бұрын
Matemba negogo nhaiwe in Allen's voice
@IsheMusic14089 сағат бұрын
chizviregai kusiyana kwelevel i am busy trying to speak english umwe is trying hard the shona thing
@beautyzimbabwe10019 сағат бұрын
@IsheMusic1408 kikiki pakaipa chirungu haisi kids game 🎮 kiki
@gee99618 сағат бұрын
Haaa English hatina kana zera nayo inokusiya uchiita to the nearest about turn muround about@IsheMusic1408
@mtauser863 сағат бұрын
@@IsheMusic1408🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@RhodesKalos10 сағат бұрын
Tats akuchagira Vamwe bbie iwe wariwana here
@bernardsamuriwo36287 сағат бұрын
Tats you are doing well zim flag
@tinenyashavictoria102414 сағат бұрын
Welcome 🎉🎉🎉🎉🎉home
@JosephinaMukaro-r1l4 сағат бұрын
Russy ❤
@Diditalks12 сағат бұрын
KaTats kenyika
@LindaChitiyo-j5v10 сағат бұрын
Tats matemba negogo here 😂😂
@lucykanyenze21864 сағат бұрын
Haaa tats anonakidza kkk
@malonewaini4956Сағат бұрын
Ko mfana waSulu uyo mamuona hre
@dzidzaidzinotyiweyi77034 сағат бұрын
❤
@St-G210 сағат бұрын
Misred sei wakatsvukirira bho so. Vakadzi vekuZim tsvina senge varikugara paJoza aii zvobhowa. I would like a Zim girl like you to do videos of self care
@wamz84776 сағат бұрын
Mati chii, naimi.
@NatalieChikwanda13 сағат бұрын
Hanzi musandijairira guys😂
@PatronellaDube4 сағат бұрын
Ko munomutukirei guys
@Enesco19 сағат бұрын
❤❤❤
@celistinechipangura47739 сағат бұрын
ini ndorova munhu🤣🤣🤣🤣🤣
@TatendaChari-g3x7 сағат бұрын
Ndichibika matemba negogo😅😅
@bruqshutdreadlocks279118 сағат бұрын
That's my boi ryt there
@RumbidzaiCharambiraСағат бұрын
Katats kenyika
@FayRue14 сағат бұрын
Zvamuine drama nhai Miss Dzvuku. You dont know kurova gusvu like for real😂😂😂. Hamupenge amai
@LindaChitiyo-j5v10 сағат бұрын
Kuzviitira uko nhai zvako kuda kunzi havazive chishona
@N.e.n.e.z10 сағат бұрын
@@LindaChitiyo-j5v Hauvazive here ana Samantha kuda kushamisira🙄 Apa kuzoti hanzi I'm not a Zimbabwean manje yes she originally is from Malawi but haasati akamboku svika kuMalawi kwacho akazvarirwa muZim akakurira kuMabvuku neku Warren Park 😂😂 vane drama ana MisRed ava tovaziva kuda kunzi ndeveku uptown iye arimuskana weku ghetto
@rutendosopa65507 сағат бұрын
Inga Kwai I'm not Zimbabwean 😅
@N.e.n.e.z6 сағат бұрын
@@rutendosopa6550 She is originally from Malawi hence the surname Musa but akazvarirwa muno akakurira muno akagara kuWarren Park nekuMabvuku uyu 😂 musikana wepa ghetto and kuMalawi kwacho haasati akambokuenda futi ngaasade kutinzwa