Mashura aitika Muchinhoyi Asati Akamboitika Zvashamisa Weruzhinji

  Рет қаралды 40,804

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

10 ай бұрын

Пікірлер: 105
@sarahmufundenisarahmufunde8965
@sarahmufundenisarahmufunde8965 10 ай бұрын
Vanhu vane nungo vanonyomba nyika yavo zvirikupinda papi zve politics dzidzai kushanda zvirikuitwa na munya brown.nyange munangagwa akabva pakauya mum we anongobawo munotadza kungomuti munya brown anogona makutaura politics muri madofo.job Well done Mr Munya brown
@lydiat7636
@lydiat7636 10 ай бұрын
Very creative thi reminds me of tha man you introduced taisek and earoplane Daniel chingoma
@mberikwazvomachisa2656
@mberikwazvomachisa2656 10 ай бұрын
*_Munya Brown. Chimira. Chimira tazvinzwa. Chimira. Chimira Munya Brown. Wati unoda space. Chimira!_*❤
@felistasmuchekeza
@felistasmuchekeza 9 ай бұрын
Kkkkkkkk president
@sevaseva836
@sevaseva836 10 ай бұрын
Itai kuti mhaaa amai Brown. Keep on doung good work with your husband.May god bless your hustles and territories.
@nkonie7177
@nkonie7177 10 ай бұрын
Love the energy, he’s proud & confident in himself. With God he can only go places.
@goodluckwacheni2598
@goodluckwacheni2598 10 ай бұрын
😂😂😂 ndozvisingadiwe nehurumende hanzi munozopandukira nyika
@lindakaringa735
@lindakaringa735 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂kana nuclear vanogadzira baba ava
@ktm9853
@ktm9853 10 ай бұрын
Keep it up my guy.Innovation you'll go far man.
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 10 ай бұрын
Mucup umo ndo mune mastatement ese😂
@martha4637
@martha4637 9 ай бұрын
you are blessed bro may all might God continue bless the work of yr hands ❤❤
@user-km8wr2xi6i
@user-km8wr2xi6i 10 ай бұрын
😂😂😂😂 haaaa Baba vanechipo mwari ngaavakomborere
@vhuranjero
@vhuranjero 10 ай бұрын
Ndovanhu vacho vanotoda kunamatirwa kuti mwari avachengete vagone kuparuzivo kuvana vezimbabwe
@gracematsika7304
@gracematsika7304 8 ай бұрын
Whaaal very Talented
@martha4637
@martha4637 9 ай бұрын
ndokunonzvi kubarwa wakafumbata chipo uku aiwa ❤❤zvinokudzwa
@victormuhwati-ni3zf
@victormuhwati-ni3zf 10 ай бұрын
You are doing great job asi siyana ne Zanu pf inokuwisira pasi..uchanzwa vakuti vakuda ma shares pa 4 vanhu vaukushanda navo ivavo..ask Daniel Chingoma..my advice buda mu Zim yu will go far
@easterdhlomo-fg6il
@easterdhlomo-fg6il 10 ай бұрын
May the Lord bless the work of your hands
@MiriamMushaninga
@MiriamMushaninga 10 ай бұрын
Wow god bless you baba
@rolitarmoyana4521
@rolitarmoyana4521 10 ай бұрын
Yaa he is very intelligent
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 10 ай бұрын
Nyorai heading makadzikama
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 10 ай бұрын
Uye chitengerai vashandi ma worksuit kuitira vanhu vashande zviri safe
@alcatelthree
@alcatelthree 10 ай бұрын
Very impressive
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 10 ай бұрын
Chinhoyi University of Technology should develop this guy's talent we are paying levies towards Technological advancement
@user-ie8ut3qv4m
@user-ie8ut3qv4m 10 ай бұрын
Musiyei Mudara aende akanyanya masponser wonaio brown aite success
@godfrey6079
@godfrey6079 10 ай бұрын
Kugadzira mawire ayo kushupika wangu kupererwa uku nezanu pf inokuitisai
@user-il6gb4qg9p
@user-il6gb4qg9p 10 ай бұрын
Mwari akusvitsei kure baba zvinotendwa izvi
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 10 ай бұрын
Aah Munya Brown
@user-tj1nj7pj5b
@user-tj1nj7pj5b 9 ай бұрын
Number 1
@user-yc7ty6gz8z
@user-yc7ty6gz8z 10 ай бұрын
Zvikasashamisa haazi mwari
@ruwadzanomugwenhi5427
@ruwadzanomugwenhi5427 10 ай бұрын
This is amazing
@aginelah6387
@aginelah6387 10 ай бұрын
Dzungu riripo
@sibongilenyoni1178
@sibongilenyoni1178 10 ай бұрын
Baba mish ka hands up
@JosephKatsotso-lh4kl
@JosephKatsotso-lh4kl 9 ай бұрын
Yes
@patricianyamutswa5077
@patricianyamutswa5077 10 ай бұрын
Hoo munobve KwaMutare diii
@user-qh1lb2uo9t
@user-qh1lb2uo9t 10 ай бұрын
❤❤❤
@poncianamkanuki4779
@poncianamkanuki4779 10 ай бұрын
Zvinokudzwa izvi vaita matraings here ekuti vangotora vamwe vanhu
@brucemutayiwa
@brucemutayiwa 10 ай бұрын
I want a ride😂😂😂
@judamugomba7817
@judamugomba7817 10 ай бұрын
Wich area is this
@brucemutayiwa
@brucemutayiwa 10 ай бұрын
Ndirikuuyako Munya Brown😅😅😅😅
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 10 ай бұрын
Mwari vanopa zvipo veduwee kuti urarame ndopaunoona munhu asina kuremara achiba
@sibongilenyoni1178
@sibongilenyoni1178 10 ай бұрын
Kkkkkkkkkk munya ka kumberi ramba makashinga
@gracematsika7304
@gracematsika7304 8 ай бұрын
Welldone guys 😂😂😂😂
@adonismutsvangwa3687
@adonismutsvangwa3687 10 ай бұрын
basa munobata but remember zim aina President
@AquilineiTapfumanei
@AquilineiTapfumanei 10 ай бұрын
Mwari ndavawedzere ipapo
@rufarotsenzere-3456
@rufarotsenzere-3456 10 ай бұрын
Ikapendiwa inoita sharp uye ihombe chose
@ChakanetsaMuzuva
@ChakanetsaMuzuva 10 ай бұрын
Njere inopa sadza
@mberikwazvomachisa2656
@mberikwazvomachisa2656 10 ай бұрын
*_Tumagwenjere twesimbi tunonetsa kuti Public vaitwe exposed to the things and gadgets nekuda kwema insurance covers. Vanhu vanogona kukuvara, chero kufa chaiko ari accidents. Remember the recent deaths of the 4 pple in explorations to Titanic by using a submersible Oceanic, USA_* 😮😮
@user-gi9wj9vg9g
@user-gi9wj9vg9g 6 ай бұрын
Musanhombe vamwe mudhara mafungiro anosiana
@user-rv8db6el4v
@user-rv8db6el4v 10 ай бұрын
Anogona madam vanenge vari pa mother siter
@reubenmazambani2334
@reubenmazambani2334 10 ай бұрын
Homie wangu iyeye🎉
@VhonaniMasevhe-om3rp
@VhonaniMasevhe-om3rp 10 ай бұрын
Munya Brown
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 10 ай бұрын
Heiii; kwahii moita iyo yatoperera zvekuti nhasi chaiye yaitogona kufamba dai pasina muridzi wemotobhaiki? Kuti pane angatosununguka kupinda mumota iyo nechimiro chayo icho nhaii??
@patricianyamutswa5077
@patricianyamutswa5077 10 ай бұрын
Kkkk kuendesa ku garden ,hameno kuti mu highway chingatenderwa here chawanda masimbi aripachena but vane chipo zvavo vanhu ivava
@mberikwazvomachisa2656
@mberikwazvomachisa2656 10 ай бұрын
Exactly the pertinent concern: Licencing and insurances. Nicoz Diamond will not cover losses incurred while using the gadgets. High risk😮
@wattonmugadza2618
@wattonmugadza2618 10 ай бұрын
Zvinovengwa ne hurumende izvi
@gracemupita1801
@gracemupita1801 10 ай бұрын
Tich waenda nenyika iweeeeeee
@trusttmavhika376
@trusttmavhika376 10 ай бұрын
kkkkkk phone zvaichazara nekutumirwa mapiki
@calvinmaposa9492
@calvinmaposa9492 10 ай бұрын
Usapinda muCompany utori company hombe
@timozivuchi3612
@timozivuchi3612 10 ай бұрын
U can meet another young man name wellington Chikumbutso
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 10 ай бұрын
Kushanda hakuna kuipa asi munofanirwa kuita development youpenyu hwenyu kuitira mukazochembera munowana chamunacho vazhinji vanokwanisa kushanda asi pasina zviri kubuda
@tichatongavareta3677
@tichatongavareta3677 10 ай бұрын
Ndiko kushanda kwacho
@godfrey6079
@godfrey6079 10 ай бұрын
Mota dzako dzinofambira kudondo namunangagwa
@vhuranjero
@vhuranjero 10 ай бұрын
Munya
@iressemerson7468
@iressemerson7468 10 ай бұрын
Chii chinonzi mashara?
@user-cn7zz5ty5f
@user-cn7zz5ty5f 10 ай бұрын
Yah kune vanhu vanegodo sarenda zvangu😂😂😂
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 10 ай бұрын
Arikuda munangarwe
@gracemupita1801
@gracemupita1801 10 ай бұрын
Chishamiso sure chakanaka
@cyrilmangwana9713
@cyrilmangwana9713 10 ай бұрын
Chogona ichi
@user-vq3mp2qv8x
@user-vq3mp2qv8x 10 ай бұрын
Vakasangana naChingoma panobuda huchi
@ttv1805
@ttv1805 10 ай бұрын
Kkkkk
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 10 ай бұрын
Zvakaoma hazvo asi
@alfredmufuka
@alfredmufuka 10 ай бұрын
kkkkkkk dzofara bho manj
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 10 ай бұрын
Munhu bho manje... Dzodiwa muchinhoi manje.
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 10 ай бұрын
Yahweer paSinoia apo ndopandakazvarirwa ndikakurira
@catherinechakamanga7428
@catherinechakamanga7428 10 ай бұрын
Paita chipo apo mmmm
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 10 ай бұрын
Zvipo zviri matiri sure
@aginelah6387
@aginelah6387 10 ай бұрын
President vapi😂😂😂
@Jahlady
@Jahlady 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@Mr-lz5ob
@Mr-lz5ob 10 ай бұрын
Chamiswa
@mimiemmanuel3006
@mimiemmanuel3006 10 ай бұрын
Bhoni initerijendi
@mberikwazvomachisa2656
@mberikwazvomachisa2656 10 ай бұрын
😂 kkkk. Asi unogara dhuze neku Buhera, kwa Chinotimba?😮
@iressemerson7468
@iressemerson7468 10 ай бұрын
Muchinho???mukumhanyirepi?
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 10 ай бұрын
Kupenga kune stail
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 10 ай бұрын
Apenga papi?
@gracematsika7304
@gracematsika7304 8 ай бұрын
Chokwadi inyasha 😂😂😂
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 10 ай бұрын
Chii chinonzi nhombo
@mberikwazvomachisa2656
@mberikwazvomachisa2656 10 ай бұрын
Tumatombo twemiteuro twuya. Tunopiwa kumasowe nembiya, mvura dzemapositori!😮
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 10 ай бұрын
Vakadzi ane2 ka muface uyu
@tichatongavareta3677
@tichatongavareta3677 10 ай бұрын
Hapana kuipa avo vanozikanwa ko vane magirlfriends
@user-fx7yw3zv6l
@user-fx7yw3zv6l 10 ай бұрын
Taura zvako ane vakadzi 2 vanozikanwa aribo pane anoita ma girlfriends 4 ari murume 1
@chakupamukuruzado7347
@chakupamukuruzado7347 10 ай бұрын
Chakadhakwa icho mumwe akambogadzira chikopokopo chikaraswa
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 10 ай бұрын
Iwe wakaitei?
@purplehaze3122
@purplehaze3122 10 ай бұрын
😂😂😂 tambai mushe
@user-fx7yw3zv6l
@user-fx7yw3zv6l 10 ай бұрын
Warwadziwa iwe unenge simbe kana urimurume uri simbe uri rombe, kana uri mukadzi uri wemujolo chokwadi ungataura rubbish kudaro
@Toptrans989
@Toptrans989 10 ай бұрын
This is nonsense
@Mr-lz5ob
@Mr-lz5ob 10 ай бұрын
Just like your name....
@angelakunatsa4316
@angelakunatsa4316 10 ай бұрын
😂
@user-fx7yw3zv6l
@user-fx7yw3zv6l 10 ай бұрын
Ucharoya
@afronews7034
@afronews7034 10 ай бұрын
Ngavaende .kumaindustrial sites pliz munebor hoods hazviite for sure filthy zvimotazvakafa ngavanorasa kumadhodhibin
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 10 ай бұрын
Ndobasa kushora.. Iwe ukuitei? Wakamirira Chamisa?
@user-fx7yw3zv6l
@user-fx7yw3zv6l 10 ай бұрын
Ukarwadziwa unopedzisira waroya chete
@ruekayla
@ruekayla 10 ай бұрын
Munyah brown manyama
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 10 ай бұрын
Ndekwa Munya Brown kauku.. 😂😂😂😂😂
@manyikawellington9384
@manyikawellington9384 10 ай бұрын
Munya Brown
Nyaya Yadzoka Mudare Matsotsi Abatwa Chief  Mutasa
1:05:39
TICHKACH MTV
Рет қаралды 16 М.
Now THIS is entertainment! 🤣
00:59
America's Got Talent
Рет қаралды 38 МЛН
ТАМАЕВ УНИЧТОЖИЛ CLS ВЕНГАЛБИ! Конфликт с Ахмедом?!
25:37
Little girl's dream of a giant teddy bear is about to come true #shorts
00:32
Fabiosa Animated
Рет қаралды 4,7 МЛН
$70 Gume zvakadaro ,Dare ra Headman Chigodora
38:36
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 83 М.
chamupidigori Padare Rachief Mutasa Murora Anoti Mbuya Vakahura
16:07
Madzibaba bond  vachiita shura varipasowe
1:01
Malon Tee
Рет қаралды 26 М.
MREWA ..........AITAMBA NENYOKA NDOKUMURUMA AKAFA
23:24
Drewmas Media
Рет қаралды 34 М.
Goromonzi : Mukwasha akaroora ne $30 akauraya Tezvara
1:01:26
Destiny TV
Рет қаралды 51 М.
Headman Chigodora voteverwa nenyaya
22:50
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 206 М.
MUSAMI FIRE...................GOGO VENYOKA VORWARA
31:34
Drewmas Media
Рет қаралды 49 М.
Chabvondorwa Nasekuru Mukotsanjera Pamberi Pa Chief Mutasa
45:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 20 М.
Bota re $5 but now haachadi kubva pamba pangu
41:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 217 М.
Now THIS is entertainment! 🤣
00:59
America's Got Talent
Рет қаралды 38 МЛН