Ma Zimbabweans hamuna kubatana mungarega Mnangagwa achiita like Smith Regime kudai aaaaaaaaa vakomana.
@user-em8qb1rp9n4 ай бұрын
Hanzi takasunguka munyika medu
@FrankPhiri-id5ot4 ай бұрын
Imi muri Congolese?
@samsonmachokoto-lm9ru4 ай бұрын
Tinogobatana sei ivovanhu ava vaitirova nekutinyima mbeu vaiiti tiri vee opposition Ngavapedzerane ikweyo
@OwenMapuranga-we9vq4 ай бұрын
Muchasura upfu...
@user-jd7kc6tg4w4 ай бұрын
Ndokupera kwayo zanu
@MelindaMelindaJones4 ай бұрын
Mubairo we Chicken Inn, yamakavhotera
@gracemasango44904 ай бұрын
Vanhu ngavabatane vara mberi Toda kuona kuti vanoita sei
@user-oy7oo5jt9l4 ай бұрын
Ummmm ndezvamwari HR izvi Zimbabwe ichiriyo HR iyi
@playgirl73054 ай бұрын
The problem in Zimbabwe is that our men have become too passive. I mean, how could a couple guys come to a rural village and load everybody in to lorries. No raising hands or asking questions allowed about why?
@user-cz9rd1cl9s4 ай бұрын
Mamayi nevhoti yenyu ini ndirivaChamisa hangu
@BobbieMutero4 ай бұрын
Ndivo vakavhota ED pfee vamama
@tafimuza76424 ай бұрын
MaKA. VOTERA. MHONDI .MUCHISIYA. CHAMISA. CHIOWONAYI. MODINI. MARATIDZWA. KUYIPA. KWAVO. INHOSVA YENYU. . From US 👎👎👎👎👎👎👎👎
Ko bhikita Musa chemi ,mazokanganwa zwamakaita ne guva dzema votes muchipengesana nema gold mafia muchiti ED pfeee ,yes enjoy pfeee yacho ,Chamisa mwana wamwari, voterai mkomana munhu ene hunhu nemwi ko munomurasisa muti pfeee manje azikhale