Пікірлер
@user-ft9rq3tq3e
@user-ft9rq3tq3e 14 сағат бұрын
Zimbabwe inotonyadzisa kuti utaure kuti uri chizvarwa chezimbabwe haasi mapurisa arikuro vanhu vanhu vezanu varikupiwa uniform dzemapurisa
@user-sw3bd8pl5f
@user-sw3bd8pl5f 15 сағат бұрын
Hapana anorohwa apa. Uriwe zanu iwe
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 15 сағат бұрын
Kana.ndir wezanu newewo.utor wezanu
@TamegiTv
@TamegiTv 14 сағат бұрын
Leave rue alone
@wembadio6566
@wembadio6566 16 сағат бұрын
Iwe nyarara!
@memory-xc2mv
@memory-xc2mv 17 сағат бұрын
Hy Rumbie
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 16 сағат бұрын
@@memory-xc2mv whatsapp dear
@OwenMurukayi-yh4gx
@OwenMurukayi-yh4gx 17 сағат бұрын
Iwe usatyisa vanhu.Rusununguko rwagara rwunouya nemibayiro.
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 18 сағат бұрын
Mukango gocha nyama yakawandisa munozviroverwa nezanu
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 18 сағат бұрын
🤣🤣🤣
@TamegiTv
@TamegiTv 18 сағат бұрын
Hoodoo we database Timba strategy
@Shikalyatombwe
@Shikalyatombwe 18 сағат бұрын
Which college is ZINASU? Ivo ve ZANU vaita politburo meeting vapiwa clearance here?
@user-me3zr5xj3t
@user-me3zr5xj3t 18 сағат бұрын
Maone ngavasadaro 😢
@TanakaSaungweme-yw5zj
@TanakaSaungweme-yw5zj 19 сағат бұрын
Bhazi pasina pekuvata here
@TawandaRusenga
@TawandaRusenga 21 сағат бұрын
Tikango vamirira kusvika kwavo saka hino uchaita sei
@richardchange6278
@richardchange6278 Күн бұрын
Uye vanoshanda kuma farmers vanopiwa ma permit pa border anoshandiswa muma farmers chete ndiye one year chete yapera unodzoka kumusha wava kudzokera wopiwa iwe zvakatanga kudhara izvo zvava ne makore
@AshleyChikonhi
@AshleyChikonhi Күн бұрын
Side ripi ruikuitikira zvinhu vakungoti ku south hy nyatotsanangura nyaya yako
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Күн бұрын
@AshleyChikonhi Pretoria east plastic view ne House squttercam
@AnitaMazadzise-db3gk
@AnitaMazadzise-db3gk Күн бұрын
Kwakaoma kare kukatoita zvekutopisiwa. Kwedu. Saka izvozvo ndozvishoma zvacho vanhu vaitouraiwa saka kana uchingorimunyika yeutorwa hapana chekuvhunduka tajaira zvose
@user-tj3hg1qg5n
@user-tj3hg1qg5n Күн бұрын
Zinzenza wakamvomudasei unemurume
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Күн бұрын
Imagine 😂
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm Күн бұрын
Zvirikuitika kupiko nhayi isu hatisimbozviona wani asi tiriko
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Күн бұрын
Kana varume vasara pasi now chihure chakuvakadzi kuroora dzangovawo nharo veduwee
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Күн бұрын
@@beautysbongilesawana8776 zvakaoma askna
@user-jl5gu9fx7d
@user-jl5gu9fx7d Күн бұрын
Nyaya iyo yakubhowa
@user-wh3zu7ze1k
@user-wh3zu7ze1k Күн бұрын
Chokwadi chaicho,munangagwa arikuda 40yrs zvakaita former wake.ngatibatanei hama dzangu.
@rayandria2722
@rayandria2722 Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 amai ava
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Күн бұрын
@@rayandria2722 kupererwa nema words kna one chavataura chinobatika🤣🤣🤣
@Mashgwese
@Mashgwese Күн бұрын
Ndkupi ikoku
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Күн бұрын
@@Mashgwese plastic view dear
@sithulisiwendlovu1088
@sithulisiwendlovu1088 Күн бұрын
Yess pliz chokwadi zanu has failed
@jefreymazuwa8697
@jefreymazuwa8697 Күн бұрын
Ì
@FungisaiMudadi
@FungisaiMudadi Күн бұрын
Saka toindepi manje
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Күн бұрын
@@FungisaiMudadi just have your valid passport
@FungisaiMudadi
@FungisaiMudadi Күн бұрын
Thank you 👍
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Күн бұрын
My pleasure dear😍
@user-nz5ol6vh3k
@user-nz5ol6vh3k Күн бұрын
Saka vanhu vacho vano famba neyi vachi pinda mutown macho kana kusina transport
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 Күн бұрын
Musanyeperwa kungotaura uko
@user-go9hd9nq5y
@user-go9hd9nq5y Күн бұрын
Do you expect to leave at someone's place for Mahara urimusaladhi here these people are used to it and some of them have big house s in Zimbabwe
@user-go9hd9nq5y
@user-go9hd9nq5y Күн бұрын
Iwe unopenga bhero haurizivi kutanga riini nyangwe kuzim kune mpedzanhamo wanii usanyepa kusaziva
@user-heartviewimpact83
@user-heartviewimpact83 Күн бұрын
Black people we need to unite this is Africa these are our brothers, l hV never seen white people being arrested. We are tired of these white Systems. Wakeup Africa. Why hurrassing our African Brothers.
@user-oy9pf4ql4h
@user-oy9pf4ql4h Күн бұрын
Inhema idzoo taneta kunyeperwa
@user-oy9pf4ql4h
@user-oy9pf4ql4h Күн бұрын
Matanga atidi nhema plz tseek
@AndrewFaranando
@AndrewFaranando Күн бұрын
Ngaiende via WhatsApp grps audio iyoyo
@shingimanyame4157
@shingimanyame4157 Күн бұрын
Such is life
@priscillamuchena6765
@priscillamuchena6765 Күн бұрын
Pse is this true?
@Chiefchaibva9860
@Chiefchaibva9860 Күн бұрын
Demonstrations should go ahead. The Sadc which said August 2023 elections were flawed, is the same Sadc which is about to handover the chairmanship to ED, so the people of Zimbabwe are left with no other alternative, except to demonstrate
@TamegiTv
@TamegiTv Күн бұрын
Yes plz let's go
@user-sr9cp7iy2p
@user-sr9cp7iy2p Күн бұрын
Fake
@richardchange6278
@richardchange6278 Күн бұрын
Lindela pakakura pa ground ebhora mototamba bhora Zim vs Mozambique Lesotho Malawi ma shops aripo pari smart blankets hama dzinouya dzichikuona hapana itsva yambiro yenyu iri kumashure hanzvadzi tsvagai zvimwe takasungwa kawanda nhasi tiriko kuno
@richardchange6278
@richardchange6278 Күн бұрын
Wakasungwa unodzoserwa kunyika yako kwese zvamuri kutaura zvekupenga izvo hapana chinyowani apa zvimuri kuhwereketa takapfura nako kana wakasungwa mafambisirwo azvo tinozviziva weduwe wakasungwa munoendeswa ku Lindela ndiko kunoiswa ma foreigners ese kunouya embassy ye nyika yako ma Zimbabweans moshedzwa muchibvunzwa unobva kupi ku Zim kwakati then kana vapedza mutakurwa ku train station moraichwa kusvika ku masina from masina gumbakumba beitbridge Zim side kune mabhazi anokutakurai nzvimbo dzakasiyana siyana vanoda kudzoka vodzoka kune kwa mai Maria or Dite kune makombi anotakura vanhu Giyane or polokwane
@richardchange6278
@richardchange6278 Күн бұрын
Property inorwa nani usanyepe imimi hakuna zvadaro zvamuri kutaura izvo muri kumashure imi nyarara information kuno tinayo nyararai kunyepa ita kushoma apa wauya neimwe video zvakare mushure mekunge wanyadziswa pa last video nyarai iwe uri kuti bhowa vagara vanongosunga
@tanakatalent4367
@tanakatalent4367 Күн бұрын
Uyu anorwara uyu. MaGreen Beans agara arikubata wanhu. They do stop and search muchly. Where is the evidence yekusungwa kwevanhu. Tichakurovai imi
@beengambura-mm2nd
@beengambura-mm2nd 2 күн бұрын
ICHOKWADI VARI KUSUNGA IMI KUNGOTI KNA ZVISATI ZVASVIKA KWAUNENGE URI UNOTI KUNYEPA BUT ZVIRIKO!!
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 2 күн бұрын
@beengambura-mm2nd thank you for further clarification vanhu vanot ndir kunyepa but I don't post manyepo pano.zvirko banhu varikubatwa kwete mafunnies
@user-ic1jt5yc5i
@user-ic1jt5yc5i 2 күн бұрын
Tinozviziva ukuudzani iwe tane makore tirimo muno usatiudzire Ma Zimba munozvinyanya
@user-ic1jt5yc5i
@user-ic1jt5yc5i 2 күн бұрын
Kwandinogara hakuna izvozvo vakubata kupi unonyepa iwe
@user-jd7ce1fp2o
@user-jd7ce1fp2o 2 күн бұрын
Ndizvo hazvo but people are suffering out there no food our stomach are empty
@user-ij7xo3be1d
@user-ij7xo3be1d 2 күн бұрын
Yuu ndekupiko varikubata kupi pambudzi kana kwamachipisa varikubata kupiiiiiii...............
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 2 күн бұрын
Dzidza kutaura zvine humbowo nedzvimbo yazviri kuitika vedio yawakaburitsa repakanyangara ndekupi
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 2 күн бұрын
@MafiosHlaluka my dear it's Pretoria East plastic view
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 2 күн бұрын
Hapana zvaunoziva iwewe wakatumwa nezanu kuti utityityidzire tidzokere kumba
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 2 күн бұрын
@MafiosHlaluka 😂😂😂😂😂wazondisetsa remember I'm not a politician I report as it is
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 2 күн бұрын
Rumbidzai ndewe kunyepa uyo
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 2 күн бұрын
@@MafiosHlaluka I don't post fake news here!!!!