Mashura Nhumbu YeMhandara Yozvarwa Ne5months

  Рет қаралды 26,041

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 218
@lydiat7636
@lydiat7636 2 жыл бұрын
Mambo Pavo vagonesa kitonga wazvionawo kuti kasikana ndi marujata,
@immaculategumunyu1485
@immaculategumunyu1485 2 жыл бұрын
Well done 👏 chief Nyamaropa ,tamirira DNA.
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 2 жыл бұрын
4 rounds day rekubviswa humhandara kkkkkkkk chiii chakadaro chinenge ngozi 🤣🤣
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 2 жыл бұрын
Kanonyepa hanzi kana neni zvajandushamisawi kuita mwana wemunana here
@makonidanies7851
@makonidanies7851 2 жыл бұрын
🤩🤩🤩🤩
@namataichatyora9500
@namataichatyora9500 2 жыл бұрын
It's impossible ufunge hakuna zvakadaro
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 2 жыл бұрын
Lol 4 dzingasvika urimhandara here hanzi tadiiko🤣
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 2 жыл бұрын
Tiri ku grade 1 wainzi 1-5 woti it can't 🤣
@calleenmkwezura6112
@calleenmkwezura6112 2 жыл бұрын
Part2 toda DNA pliz pliz
@lilianmaburutse9432
@lilianmaburutse9432 2 жыл бұрын
I feel sorry for the parents ndarwadziwa hangu kudzosera pfuma apa mwana wacho akanyenama baba vebenzi Havana mufaro
@mirriamdube5162
@mirriamdube5162 2 жыл бұрын
Baba vebenzi havana mufaro chokwadi
@mirriamdube5162
@mirriamdube5162 2 жыл бұрын
Baba vebenzi havana mufaro chokwadi
@tmuparadzi5967
@tmuparadzi5967 Жыл бұрын
Well done Chief Nyamaropa. Ny ika ino dai ikawana vanhu vakadai pakugadzirisa zvose tinokunda kana huchi nemkaka tingadye tikaguta
@sdshippers9332
@sdshippers9332 2 жыл бұрын
Mashura paDunhu musikana akababauka uyo yoweee
@annagarwe1621
@annagarwe1621 2 жыл бұрын
Skiri rekwa tindo ndandiri virgin ndiye akandi breaker🤣
@evelynchihuri6480
@evelynchihuri6480 2 жыл бұрын
Kkkkkk apa pozouya mumwe
@mirriamdube5162
@mirriamdube5162 2 жыл бұрын
Exactly ma1 ka ayo
@chengetairuziwa4126
@chengetairuziwa4126 Жыл бұрын
Wow that's great....voice rine authority
@kapfidzepatricia
@kapfidzepatricia 2 жыл бұрын
Wisdom wisdom Mambo yakazara pamuri munotonga zvinehunyanzvi
@natashahweru9479
@natashahweru9479 8 ай бұрын
Apa pakatongwa nyaya manje haaa chief Nyamaropa murikumberi 🎉🎉🎉🎉🎉
@richardjakarasi1912
@richardjakarasi1912 2 жыл бұрын
I am learning from the Chief
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 жыл бұрын
Kudzidza kwakakosha😅 kapenzi kemskana kakarimisa munda kudhara ikoko
@nandimzanzi
@nandimzanzi 2 жыл бұрын
He is not better than Bushu never.
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 2 жыл бұрын
Akarimiswa gura. Kutenga mhou inezamu rayo kare wahwina
@normanbasso6745
@normanbasso6745 2 жыл бұрын
This is my chief i like him bcz anotongera pachena
@nancysibiya2826
@nancysibiya2826 2 жыл бұрын
Thanks mambo
@evanzzumbani3008
@evanzzumbani3008 Жыл бұрын
Kkkkkk
@mckinleylee6341
@mckinleylee6341 2 жыл бұрын
BigUp King Nyamaropa you now far ahead than Bushu
@patiencekawondera8783
@patiencekawondera8783 2 жыл бұрын
Vanogona zvokuti
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 2 жыл бұрын
Yeah
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 2 жыл бұрын
Chief. Nyamaropa ndizvo pamberi nemi
@tobs7968
@tobs7968 2 жыл бұрын
Haaa kava kugona these days
@thulanimutonga7415
@thulanimutonga7415 2 жыл бұрын
Zvekuzoti ahead than Bushu manje hmmm ityai Mwari
@normanbasso6745
@normanbasso6745 2 жыл бұрын
Dai waenda kuna tinashe mugabe ka1 mfana wangu unochengeteswa gora ririsiri rako unokuvara senge iwe unotogara cap town unofana kutoziva bcz copt town ndoinemahure ese epazim anoriva nechidhura che love ye feki
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 2 жыл бұрын
2000 never disappoint us , ummmm kanonyeba aka , kakangwarisa
@heartmoyo
@heartmoyo 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkk kanoda shamhu
@natashachibanda8767
@natashachibanda8767 2 жыл бұрын
Kadofo aka kunyepa kwemunhu asinadzakakwana vakashandi,a midzi kutisnzi mhandara
@merlinbingudza2804
@merlinbingudza2804 2 жыл бұрын
Kanhubu kakadzi aka kaitova kumwedzi aka, vamwe vanoenda kumwedzi Chero vane mimba.
@memoriesmadoda
@memoriesmadoda 2 жыл бұрын
Good mambo musikana ijoki hake
@MiriamMarufu-hh3qh
@MiriamMarufu-hh3qh Жыл бұрын
Vabereki vebenzi Havana mufaro nemwana Wavo,well done chief Nyamaropa
@noshallmutero
@noshallmutero 2 жыл бұрын
Welldone chief munotanga justice
@jacquelinevotanincube8099
@jacquelinevotanincube8099 Жыл бұрын
Great job mambo wangu
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 2 жыл бұрын
Zviriko here izvi 💔 mwanangu usadaro taura chokwadi ubatsirike pane kuti mwana we 5 months akabudiswa muchipatara the following day hanty ipremature ayifanira kunge akaiswa muglass kusvika asvika ma months ake
@namataichatyora9500
@namataichatyora9500 2 жыл бұрын
True premature baby haibude muchipatara that fast worse atone 5months hmmmm it's kinda tricky
@gracemupita1801
@gracemupita1801 2 жыл бұрын
Ichoooo Mambooooooopppp
@varaidzomarygracechatikobo213
@varaidzomarygracechatikobo213 2 жыл бұрын
Ahhhh court idzi dzino nakidza ahhhh ini ndika enda ndofunga ndofa nekuseka. Uyu musikana iguruhwa uyu
@evanzzumbani3008
@evanzzumbani3008 Жыл бұрын
Ayas
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 2 жыл бұрын
Ndivo chief vanonditongera zvakanaka ava
@noahnoah9295
@noahnoah9295 Жыл бұрын
Good judgment mambo. Overtime ndochaizvo
@dassymasango8922
@dassymasango8922 2 жыл бұрын
Welldone mambo
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 2 жыл бұрын
Kkkk ndozvinoita humhandara hwekugadzira kwanai mainin dzungu muite shoma
@liviemusampa640
@liviemusampa640 Жыл бұрын
Well done mambo
@alcatelthree
@alcatelthree 2 жыл бұрын
Dna needed
@samanthakane9986
@samanthakane9986 2 жыл бұрын
5 months kuzvarwa akakwana?? Sisi tipeio ma serious😂😂ndo type dzinozonoti ma DNA results ari wrong
@petronellamagaramombe9483
@petronellamagaramombe9483 2 жыл бұрын
Mambo ummmmm mave kugonesa kutonga🤞
@ceciliachishanu8681
@ceciliachishanu8681 2 жыл бұрын
Hahahahahah yohwe mwana wangu musikana uyu kamharapatsetse hey
@tendaikunganya7514
@tendaikunganya7514 Жыл бұрын
Part 2
@Nkomazi
@Nkomazi 2 жыл бұрын
Kutozoita 4 rounds 🤣🤣🤣🤣 Bota family
@melulekindluvu3548
@melulekindluvu3548 Жыл бұрын
Goood chief
@petronellamagaramombe9483
@petronellamagaramombe9483 2 жыл бұрын
Mambo nyamaropa sando dzenyu mave kumberi sando dzenyu big up
@stellahmvurume3273
@stellahmvurume3273 2 жыл бұрын
Haasi Nyamarapa uyu ndiBushu
@theozaruby
@theozaruby 2 жыл бұрын
Ma feelings chii🙄🤣🤣🤣🥱
@faithmoyo7924
@faithmoyo7924 Жыл бұрын
I wonder yakazopera seyi nyaya iyi? ,especially panyaya yemaDNA test apa.
@racheljakarasi3149
@racheljakarasi3149 2 жыл бұрын
I can't stop watching this hanzi ndoda kuyenda kuma DNA cy zvakayitika kwandiri excuse u miss makanganwa here kuti murihure endesayi mwana kumuridzi not drama renyu ramurikuda kushuta iri Pa thaaaawa here mukomana opiwa 3wire mambo dai mati 5wire mari irikunetsa kuwana kuno joni
@rhodamunatsi195
@rhodamunatsi195 2 жыл бұрын
🫢 ndashaya mashoko
@melodymapfumo582
@melodymapfumo582 Жыл бұрын
waiting for part 2. DNA results
@mehlulimwale4492
@mehlulimwale4492 2 жыл бұрын
Thought may be lobola is not refunded
@samoranyaru3862
@samoranyaru3862 2 жыл бұрын
a certain amount is refundable. Exactly how the chief put it. imwe inonzi waimbodyawo bota saka inosara. kkkkk
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 2 жыл бұрын
Ah iyi ipfimbi aifanirwa kupona muna May..anenge ari kumwedzi
@enocentmusakura8294
@enocentmusakura8294 2 жыл бұрын
Zvine ka fairness izvi.
@auxiliachiranda8305
@auxiliachiranda8305 2 жыл бұрын
Kwedu zvakauyawo zvichinzi nhumbu ine 3 months yasvika pa 7 mwana akazvarwa kkkkk musikna nekungwarisa zvikanzi i premature kkkkkkkk asi card rakanzi nguva yakakwana kkkkkkkkk aaaaaa Vana Ava they disappointe us kkkkkk
@violetamel1414
@violetamel1414 2 жыл бұрын
Chief nyamaropa,tambai makadaro munogona
@MeslineChitsiga-d5r
@MeslineChitsiga-d5r Жыл бұрын
Ini hancu ndanyarira young sis iiiii dai atorega hake kuuya kudare anonyadzisa aaaa nay mwanaskana wakadzidzepi
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 2 жыл бұрын
DNA needed
@shyleenngwarai8134
@shyleenngwarai8134 2 жыл бұрын
Tinashe hero basa 😂😂😂
@nya974
@nya974 Жыл бұрын
Kasikana ako ibasa ndati 😅😅😅😅 mutyatya chaiwo
@andrewjena6349
@andrewjena6349 2 жыл бұрын
Tinashe Mugabe hero basa. kkkkkk
@maudenyamandi6239
@maudenyamandi6239 2 жыл бұрын
Musikana akangwarisa uyo. Kusanyara nhema dziri pachena ichi.
@brightonsansola1678
@brightonsansola1678 2 жыл бұрын
Mukuru wema chief nyamaropa
@safeguardsecurity2351
@safeguardsecurity2351 2 жыл бұрын
Mupei makorokoto chief kkkkk kumusikana ako hey kungwarisa
@paulmusisinyan8466
@paulmusisinyan8466 2 жыл бұрын
Kasikana aka kapenzi
@crispendzvene6711
@crispendzvene6711 2 жыл бұрын
Kana ini ndaiitongawo iripachena iyi
@mucherorichard4670
@mucherorichard4670 2 жыл бұрын
Ndokunonzi kungwarira paduri ..hudofo vasikana vemazuva ano vazhinji vakangwara not this one kutaurisa kuzhangandira sure sure nhumbu ingazvarwe ne 5 months
@albertmhembwe1618
@albertmhembwe1618 2 жыл бұрын
Aaaah ana tindo vakawanda kubuda musaga
@EsnathNyakwangwa
@EsnathNyakwangwa Жыл бұрын
Kkkk haaa yaaa vasikana vemazuva avoo munovaitei hiii changamire keep it up
@marjoriekasiyapfumbi5362
@marjoriekasiyapfumbi5362 2 жыл бұрын
Uuuuummm vana vedu ava zvinyadzi zvakadaro kuzongwarangwanduka mukanwa
@gladysmagada28
@gladysmagada28 Жыл бұрын
Kkkk taura hako hakuna zvakadaro , kkkk takabvawo nako veduwe kunyepa kwacho kunonyadzisa
@stellammarowa4177
@stellammarowa4177 2 жыл бұрын
Mukomana ahazive mandara. Did he not feel that the girl was not a virgin!!
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 жыл бұрын
That’s why you young girls need to grow up before trying houses. Kana uchibaya mombe musi wa15 ziva kuti 5 days before the 15th ukatokonywa you will bleed cos the menses are simply pending. So that blood is not about kubviswa humhandara. Saka DNA yamunoda Amai itai henyu asi it will be confirming kuti mwana haasi wake which is a second round of your humiliation. The wise thing you can do is own up to what really happened. You know who your baby daddy is.
@nai6474
@nai6474 2 жыл бұрын
Wazonyepawo hako kutiif you have sex 5days before you will bleed😮 Anyways, that’s beside the point nekuti she was already pregnant so this whole bleeding hamenowo ndeipi yaakatamba
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 жыл бұрын
@@nai6474 iwe people are different. Some pregnant women bleed. Don’t think everybody’s body behaves like yours.
@nai6474
@nai6474 2 жыл бұрын
@@SheStoicForLife77ko hukasha manje😂😂😂😂 I’ve never been pregnant ini I’m just replying accordingly to what you wrote, ain’t nobody gonna bleed with sex 5 days before their mp being the reason KWETE! science hazvibvumirane zvachose nemashoko enyu
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 жыл бұрын
@@nai6474 yes hukasha
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 2 жыл бұрын
Katsotsi kahure endai kwa mugabe DNA hausi mhandara waukatamira murume nekuti ukanzwa kt woshanda south hana ngaidzikame hure remwana enda kuna akakupa nhumbu
@nya974
@nya974 Жыл бұрын
Good mambo munogona kutonga
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 Жыл бұрын
Iwe ISU takaroorwa at 23 takatadza kana kumuka kunotsvaira ruvanze tabvisiwa humhanda even sec day Hakuna kana round rakaitwa kwana
@loxlux8118
@loxlux8118 2 жыл бұрын
Bad gal
@patiencemubayiwa1290
@patiencemubayiwa1290 2 жыл бұрын
4 rounds , pa mhandara 🙆
@williammtisi164
@williammtisi164 2 жыл бұрын
kkkkkk
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 2 жыл бұрын
Chief basa munogona mainin makangwara nhema tsvagai mari ye dna tikuonei kwa mugabe
@buhlejeche1835
@buhlejeche1835 2 жыл бұрын
Aaah guys kkk hapana zvakadai
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 2 жыл бұрын
Ummmmmmmm chief mutongo waita kunge mushoma apa because cash chaiyo akasiya $400 plus $50 ye emergency plus preparation. Ndaifunga hangu kuti $700 was better kuti mwanasikana adzidzewo kuti mimba haupomere munhu asiye. Kurara netukomana sister vairara natwo kubva kare kare. Ropa ravakabuda sister raibva pa placenta (chavakuru) nekuti vaidya bota neushungushungu zvemutsimba chaizvo. Rimwe ropa ravakabuda pakutosvuura nhengo ya sister because 4 rounds inenge yave dry yaoma saka inosvuuka ende izvozvo zvinorwadza fani. Next time bamdiki 1. Testisayi munhu for HIV, 2 Testisayi for pregnancy musati matombonobvisa pfuma yenyu. Look now loss yamaita manje apo kanzenza kenyu hakana any remorse
@auntiechihera8665
@auntiechihera8665 Жыл бұрын
Bota father @TinasheMugabe hero basa
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 жыл бұрын
Kanzenza kemwanasikana
@leeruepeejay7968
@leeruepeejay7968 Жыл бұрын
The chief doesn't have respect, but he is clever chero dzungu riripo haro
@Zambodia
@Zambodia Жыл бұрын
Kkkkkk ane dzungu
@EddiDube
@EddiDube Жыл бұрын
Kkk ndokunonzi mbavha yabatwa ichipakura poto. Kuva nevana vakadai semusikana uyu ma1
@daychawatama8624
@daychawatama8624 2 жыл бұрын
Kamukadzi aka inhubu chaiyo
@buhlejeche1835
@buhlejeche1835 2 жыл бұрын
Apa mkomana wapakurirwa zvisiri fair
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 2 жыл бұрын
Mwana anonyepa
@tribal1546
@tribal1546 2 жыл бұрын
Mwana chipo chinobva kuna mwari🤭🥺🤣
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 2 жыл бұрын
Kkkkk mhandara maria wepano pasi uyo ndi Joseph ochigamuchira hake kkkkk,utsotsi hwakawandisa vasikana vavakupiwa mishonga yekuti nyama dzivhare,first time ka 4 here nhema kakachenjeresa
@dasilva8081
@dasilva8081 2 жыл бұрын
Geee.. kunzima
@mutututswablessed439
@mutututswablessed439 2 жыл бұрын
Capetown bhachi rako bhuti eeeish
@nandimzanzi
@nandimzanzi 2 жыл бұрын
Musadaro ko kana ari Garden boy.
@irenemudzingwa299
@irenemudzingwa299 2 жыл бұрын
Rine basa rei
@tendaimaringe4691
@tendaimaringe4691 2 жыл бұрын
Rakanaka wani
@dasilva8081
@dasilva8081 2 жыл бұрын
Ngaanopangwa mwanasikans uyu
@websterkaguda1950
@websterkaguda1950 2 жыл бұрын
sando kuna chief nyamaropa haa murume anotonga zvandinofarira uyo munozvionawo sei
@constancemazhindu9467
@constancemazhindu9467 2 жыл бұрын
Tinasha mugabe huya unzwe
@charlesmoyo4826
@charlesmoyo4826 2 жыл бұрын
Ya, Tinashe Mugabe, vanhu vako vaya vatanga zvakare! 🤣🤣🤣
@prosperchiringa2229
@prosperchiringa2229 2 жыл бұрын
Mugabe tora nyaya iyo musikana akangwarisa uyo
@kudakwasherembo3067
@kudakwasherembo3067 2 жыл бұрын
Mmmmmm 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣background yevanhu masound aah musikana uyu Ka 🤣🤣🤣🤣🤣🤣anedrama shame
@dianagwatah1101
@dianagwatah1101 2 жыл бұрын
Hanzi grocery I overtime
@margaretmagaa473
@margaretmagaa473 2 жыл бұрын
Part 2 plz todao vamugabe DNA
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 2 жыл бұрын
Uu,mwanasikana akachenjeresa takungoda hedu DNA ndiyo inopedza nyaya.
@muadmutata6481
@muadmutata6481 2 жыл бұрын
Ko kusanyara nhayi iwe Mwanasikana kuita nharo nezvisingaiti
@marymagoke5298
@marymagoke5298 2 жыл бұрын
Mazuvano kwane mishonga dzekuita mhandara kuda ndowakapiwa namai kkkk
@thembinkosimananga1455
@thembinkosimananga1455 Жыл бұрын
Haaaa ako kamukadzi kambavha katsotsi chaiko
@lorrainemudhara8140
@lorrainemudhara8140 2 жыл бұрын
Hats off for Mambo. Vanogonesa kutonga. Live long Mambo.
@tigermaps9909
@tigermaps9909 2 жыл бұрын
Zvatonzwika nevoice rasimuka namainini kuti pakangwariswa not mbichana. Isai mwana Kuna baba vake chaivo mainini
@lookoutgandanga3692
@lookoutgandanga3692 Жыл бұрын
Chief modiwa kwedu
@rumbidzaimotsi9595
@rumbidzaimotsi9595 2 жыл бұрын
Mambo ava ndovada hangu
@oliviachinembiri1907
@oliviachinembiri1907 2 жыл бұрын
Endai kwa Tinashe ndokupedza nyaya mukadzi uyo akagwarisa
@irenemudzingwa299
@irenemudzingwa299 2 жыл бұрын
Sorry sisi kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 2 жыл бұрын
Musikana uyo speed yakawandisa aah kusanyara
17 Years Murume Asingandigutse PaBonde
20:21
SlyMediaTv
Рет қаралды 35 М.
1% vs 100% #beatbox #tiktok
01:10
BeatboxJCOP
Рет қаралды 67 МЛН
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН
99.9% IMPOSSIBLE
00:24
STORROR
Рет қаралды 31 МЛН
THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 18 (BOTA RAKAOMA) #theclosurednashow #tinashemugabe
58:42
Apasi kudyiwa rinopisa pamba ipopa
1:07:10
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 107 М.
Lecturer Arikupfimba Vakadzi Vevanhu Achivanyengera NeHuku
52:28
MT. DARWIN - KUFA KWEMWANA KWAUNZA RUVENGO PAVAGARISANI
58:42
Drewmas Media
Рет қаралды 41 М.
Murume Oramba Kurambwa
19:37
SlyMediaTv
Рет қаралды 56 М.
1% vs 100% #beatbox #tiktok
01:10
BeatboxJCOP
Рет қаралды 67 МЛН