Ende uyo anotaura unodya muZanu zvimwe vanhu fungaiwo
@HazvineiMacherenga23 күн бұрын
Vakawanda vanhu vskutsva rubstsiro ngavasiye zvekupa mota izvo vabatsire vskushupika
@GraciousTambudzayi24 күн бұрын
Shay ukukugadzirirwa nhamo chaiyo pakashata
@TavongaARuvingo-ti3zi24 күн бұрын
Siya vanokumbira bakumbire mufana wanzwa bhaibheri rakati kumbirai munopiwa kkkkkkkk atinakudzwa kuti kumbirai kuzanu or Chamisa kana chivhayo ndokuti Mwari achiropafadza munhu anotova nechinangwa chekuti uropafadze vamwe like what he told Abraham
@ChristinaLingiweMateta24 күн бұрын
Toremekedza mwari zvemhando yepamusoro soro not munhu nje
@ForgetKamuriwo23 күн бұрын
iwe mufanha siyana ne zanupf
@RosemaryMahosi24 күн бұрын
Sir wicknell vagona .
@MavhimaMugova24 күн бұрын
Taso nava Hosiah Chipanga dai vakapuwavo mota sekupiwa kunoitwa vamwe vaimbi nokuti vakaita mukurumbira mukuru kufadza vana ve Zimbabwe. Saka iyo Reserve bank vanova va Wicknell Chivhayo ngavavaisevo mu system.
@wonderfulcreated210422 күн бұрын
Haisi mare yekuromba here kuda wakaudzwa kuti mare unowana shandiswa uchipa vanhu ndiko kuti chikwambo chacho chisamumukira ivo vanhu havana matyira kutadza kufungawo kuti seyi
@jennychirongwe61423 сағат бұрын
Hama ma elections anoitwa after every five years ndozviri kutaurwa kwete kuti hakuchaitwi zvemaelections Usaparidzira zvisina kutaurwa