Kanengo kana uri wematare chaiye pinda dare uronde dare iri kwakavana mai ava huroyi mayorero avano ita. Ko kana achi shandiswa asinga zive? Ko kana vakatambira chikwambo vachiti mudzimu? N’anga dzemazuvano dziri kubikisa pwere madoro ivo vaka pfekedzwa mbereka. So Musa munyikidza pindai dare moronda mhepo yacho pasina mibvunzo iyi. She is actually challenging you to do go back to sender meaning she doesn’t know or she didn’t do it knowingly. Chenesai dare iri.
Sekuru has failed this issue , He failed to heal Kunashe and he died. Mbuya vaKunashe is denying everything and he cant proove her wrong. This is nw a talk show with no solution
@trustchokuda20232 ай бұрын
Musambunyikidze munhu truly pamwe haana mhosva ..sekuru should help this family mashiripiti acho if its true mumhuri munehondo
@PreciousMurambasvinaАй бұрын
You can say that again
@BrendaChinheya-f5n2 ай бұрын
Haa manyoni akapima sekuru ava kuti avana power
@ShellarOteng2 ай бұрын
Akauraya ngaazvimbiswewo dumbu zvoper
@DeliweRukuni2 ай бұрын
Ini ndaitoti gogo vakunashe vatokura ini nxaaa sekuru mukunonoka takuda part 2
@trymorepfumbirai62312 ай бұрын
Kanengo rapa Vana, Kanengo rapa Vana,Kanengo rapa Vana 🎉🎉🎉🎉
Dont force this women , If she is refusing then she maybe right . These back to senders and the victim or perpetrator does not confess , it means you are just straight outright murdering people for no apparent reason. The only proof I take is if someone confesses otherwise I regard that person innocent. It wll be Godobori's word and Godobori murdering someone . Thus just it.
@patiencemashura89422 ай бұрын
Zvakaoma veduwee 😢
@marciamutune6502 ай бұрын
Why kudzokorora
@esterndoro92912 ай бұрын
Kanengo itsotsi iro endai kuna mukotsanjera shumba yengozi