Yes i depression munhu arikuda help yakasimba akatora nguva asina kusheya dambudziko raarikisangana naro mumba make
@rubyboshanhengu760410 ай бұрын
How far nhasi hanzi Mai vake ne mufana wake vakupenga vese it's depression???????
@EmidaMutenure10 ай бұрын
@@rubyboshanhengu7604 🙉🙉🙉
@MrTambeyi9 ай бұрын
Mist my primary school classmates
@MichaelFisher-xl6nh10 ай бұрын
Drewmas media taking us to another high level Andrew Neshamba and masibanda special
@esnathmaguduru34939 ай бұрын
yaah maprofita unoudzwa zvinhu 15 shuwa baba ipapo vaudzei.
@robertmakesha493710 ай бұрын
Thanks very much mukoma neshamba
@painosmukanga30795 ай бұрын
Kkkkk hamusi murikutaura mega here apa 😂😂😂hanty murikuona kudai kudaiwo chii chakadero
@aleckchiriro95110 ай бұрын
Ma beers aya
@tendaikoofa849710 ай бұрын
Maoko kwanuri Shumba nehanda dzenyu. You are such a humble man. We met just after Zindoga ndika louda mukamira and we exchanged mafembo and greetings..Keep up the good works ndimi masara ne unparralled, undilluted news broadcasting. Kidos!
@margiendlela835610 ай бұрын
Tiri musango 💃💃💃💃💃💃🕺🕺🕺🕺🕺🕺
@Nightgamer5_139 ай бұрын
Happened munhu uyu imi benzi chairo haridai
@NicholasChitau-xv6zz10 ай бұрын
Haapengi
@HanaPhiri10 ай бұрын
Mkoma ava avapenge plus ane stress ye sick yaapihwanemukadzi ihure
@Pekaima9 ай бұрын
Yuuuwiii kani mai vake nemunin'ina varikupenga vakapiwa sick nemukadzi wake futi hre
Mental health issues are real these days. He sounds totally sane to me. He needs counselling pane zvikuitika mubusiness and love life yake. He is resorting to alcoholism fo solace.
Ngaarapwe sick iyoooooo achaita bhoo nemaridzake ngavamudzosere anohodha starf yake
@LadyPillarOfficialLadyPillarOf10 ай бұрын
Ma1
@mollybabe10 ай бұрын
Mazuvano Guruve ne Mt Darwin yazorora mhondoro iriku leader pakuzarura huru
@ngonidzasheguta10 ай бұрын
Vane shamba ku DNA haasati abuda hre amai vemurara nemuporofita
@GeraldMupfupi10 ай бұрын
Uyu hapengi mukadzi ari kutora mari , business raparara
@kinboychizema251210 ай бұрын
Ummm nyaya iri tricky iyi vanhu vanomhanya Kuti kuromba but parikuratidza Kuti pane kubatirana mushonga
@lastchapinduka372710 ай бұрын
Haasi kupenga munhu uyu inga ari kutaura vani he is go through a lot.Pane kubatirana mushonga apa mkdzi haasi right.Anogona kunge ange ave kutora madrugs nenyaya yestress
@babratakundwa636910 ай бұрын
ava blazy ava nyaya yavo yakadhakwà
@tabethmukombe9 ай бұрын
Endai kwa Tasvu
@ruvachazika122310 ай бұрын
Apa panotoda kuti mukoma vabatsirwe chokwadi zvakaoma
@WalterMakona10 ай бұрын
Mist hanzi wakupenga but handisi kuzviona hangu
@moreblessingnhetepo10 ай бұрын
Kune akambosangana ne problem mumerrage zvirikunzwisisika zvaarikutaura inogona kuva depression maonero angu akashaya wekusheya naye nguva yakareba
@WalterMakona10 ай бұрын
@@moreblessingnhetepo that's what I think too, because the way he is explaining there is something behind
@PamelaMakombe-i9i10 ай бұрын
But vanhu kudara vakambozviti taurei kuti akaromba asi
@ktm985310 ай бұрын
Zvikwambo zvemumusha.Mdara wake anozviziva seyi akatiza chivanhu ano hwanda kuchechi.
@HumphreyGweshengu10 ай бұрын
Aaaaah munhu uyu ndomuziya akambopengesa my classmate
@SarudzaiMangava10 ай бұрын
But ari kutsanangura zvinonzwisisika wani chero akambopenga musadaro vanhu
@AbelGwenzi-t2w10 ай бұрын
Kwandaka kurira
@JosephVhirizhi10 ай бұрын
Mukadzi ndiye Ari kupengesa murume nenyaya yeshop,... Achihura nemapurisa ....achidya Mari nehanzvadzi yake.
Sekuru Kanengo vanyarara nyarara hindava Basa ravo ravakudzikira here
@juniorfreedom877510 ай бұрын
Kunenge kusina journalist aendako
@restonemtandavari534810 ай бұрын
Vari ku fire 🔥
@SarudzaiZishiri10 ай бұрын
Mhondoro ma1 kune ngozi
@EverlineManyati10 ай бұрын
Andrew dingindira renyaya haripo.dololo imwe dambu
@makandioneipasipanodya46010 ай бұрын
This looks like a stress induced mental health , paakuda psychiatrist apa, anenge akanetsena nemukadzi, mukadzi anenge akamubira mari and he went mental......
@EmidaMutenure10 ай бұрын
True ndomaonerowo angu and aslo arikushungurudzwa ne hama dzumukadzi vanowe maiguru natsano. Munhu uyu aripakaoma. Ati anorara mushop kana zvanetsa. Kune vakadzi vanoshungurudza imi vanotonetsa. Mukadzi anogona atoriye akabatira murume mushonga sei arikutiza.