Ava mambo hapana chozikanwa calling yekutonga haisi pavari ndanzwa shungu
@patpateey24145 ай бұрын
VaNeshamba mutiitire serious nevamwe vana mambo vamotipa avo ndobva kuMasvingo bt apo matidzvanyirira apo
@patpateey24145 ай бұрын
Mambo itai pabude mari immediately haana zvipfuwo here atengese vaende vane something
@GugulethuSibanda-ze8uc5 ай бұрын
Heartbroken. Nezvaitwa na mambo izvo vanhu vabva kure kudaro motaura kunge ngano kudaro Manyadzisa nyika matadza kitonga apo imbotarisai zvin9itwa nemamwe ma Dzimambo mambo Sanyamaripa mambo nyamaropa chigodora na mambo mutasa kutonga kwavanotita vanhuhava bude vasina chavakabata .uye munhu anopihwa mutongo na mambo kwetekuti zvipe 7 months dzese idxo .onaiwo zvinoitwa nevamwe vachitonga