MHONDORO............SABHUKU MADZIVA VOTIZA DARE

  Рет қаралды 37,340

Drewmas Media

Drewmas Media

5 ай бұрын

SABHUKU MADZIVA NEMHURI YAVO VOTIZA DARE
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 338
@user-gf8yg8lk5w
@user-gf8yg8lk5w 5 ай бұрын
Vabereki vedu vaona nhamo chokwadi, ini hangu ndatadza kuzvinzwisisa
@Mamaangie2024
@Mamaangie2024 5 ай бұрын
🎉kudhaivhira vachitonoisa chinhu matsotsi
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 5 ай бұрын
Kkkkk ndazvionavo ndeyavo nyanga iyo
@Chidhuwa
@Chidhuwa 5 ай бұрын
😂😂😂😂 imbavha idzi kunyepera nekubira vanhu
@agieagie558
@agieagie558 3 ай бұрын
Vakadzungaira vanhu vese varipo
@chirambacreations
@chirambacreations 5 ай бұрын
Ummm I'm in doubt ne diving yakaitwa nevarume ava vachiyenda pamagumbeze. Nyanga idzi vanenge vanadzo mumadress avo ayo ava kapfeka saka nguva yavakawira pamagumbeze ndonguva inokandwa nyanga kkkk. Tsikamutanda style. Ko sei gona racho risini kuvhurwa rese roiswa pajekerere munhu wese ovona zvariri. Instead vakamhanyira kukanda musaga. Nyanga iyoyo ndiyo ichashandiswa zvekare Panext operation yechitsotsi.
@chingombedaries
@chingombedaries 5 ай бұрын
Matsotsi ayo
@josephmusara9163
@josephmusara9163 5 ай бұрын
Drumas ndiye dambudziko guru
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 5 ай бұрын
💯
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 5 ай бұрын
Imi musipo panzvimbo munoti I fake asi varipo vachiti it's genuine saka tonzwa zvipi.
@chingombedaries
@chingombedaries 5 ай бұрын
@@godwinchiutsi9183 fake is fake
@joemunyanyiwa-pz5xu
@joemunyanyiwa-pz5xu 5 ай бұрын
Handingambo gwadamiswi ndichitambirwa zvima dance zvehumbavha izvo mberi kwangu ndozvibhutsura zvisekuru zvenhema izvo mnxxxx
@user-oz1ox1xt3o
@user-oz1ox1xt3o 5 ай бұрын
Making money make sence😂
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 5 ай бұрын
Nhai 3awazi neeling
@user-go9hd9nq5y
@user-go9hd9nq5y 5 ай бұрын
Kuzvidira boiling water kani.fake fake
@neriya3514
@neriya3514 5 ай бұрын
Mmmmm ndiye aisa munhu uyu guys vanhu ava ngavasadaro
@user-mz8ql9rc7e
@user-mz8ql9rc7e 5 ай бұрын
Imi veDrewmas baba.avo havaroi N'anga iyo ndiyo yava kutovapa huroi sezvo ahushaya pavari bvunzi ravo inoridii Isu tozivakuti.varoi ndivo vanogera mabvudzi Ivo vanemudzimu wavo asi hauchina vanoita zvaunoda Iye anoti umwe muroi akaudzwa Nani kuti.haaro I Masaramusi ayo Vatoroiwa baba Ava.
@user-vs5rv7tv6t
@user-vs5rv7tv6t 5 ай бұрын
Murikuwanza music imi muchinnoka bsa hatizooni kushanda kwenyu munati gaga tkupeiwo bsa taona
@gracejaya
@gracejaya 5 ай бұрын
Taura hako to much time uu
@darlingto-np1hk
@darlingto-np1hk 5 ай бұрын
Totoida music iyoyo
@abemaf
@abemaf 5 ай бұрын
Masaramusi chaiwo, kana Hapurakatapura aizvigona n'anga dzinozotadza sei mastayera acho ese aya...!! Vabereki vari munhamo chokwadi!!
@user-vc6vl3jf1f
@user-vc6vl3jf1f 5 ай бұрын
kutambisirwa nguva...
@UnicaMarufu-sk9pd
@UnicaMarufu-sk9pd 5 ай бұрын
Ko sei n'anga dzirikugotaura Chimalawi hakunawo dzerudzi rwedu here vanotaura Shona
@godwingwatidzo3980
@godwingwatidzo3980 5 ай бұрын
Ndakambobvunzavo sekuru kanengo kufacebook pagi ravo Havana kupindura
@simplex8065
@simplex8065 5 ай бұрын
kwedu kuchishona hakuna n'nga kune svikiriro rotaura shona 😂
@UnicaMarufu-sk9pd
@UnicaMarufu-sk9pd 5 ай бұрын
@@simplex8065 isu takakura tichiziva kuti n'anga dziriko masvikiro ariko mudzimu wemusha ndiro svikiro n'anga ndiye anorapa svikiro mudzimu unochegeta mhwere dzemumusha muhondo nematambudziko ini ndakatomboenda kun'anga nababa vangu ndakanzwa ichitaura shona
@user-rh8mz5xn8h
@user-rh8mz5xn8h 5 ай бұрын
Kupedzerwa nguva handisati ndamboona n'anga inotamba jiti kkk
@user-sk1tx7kn6o
@user-sk1tx7kn6o 4 ай бұрын
Kutipedzera data nhai
@gilbertmagondo2284
@gilbertmagondo2284 5 ай бұрын
Matsotsi aya diving ndoo paiswa nyanga
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 5 ай бұрын
Andrew Neshamba Shumba taking us to another level always
@francisfarirai4208
@francisfarirai4208 5 ай бұрын
Vaneshamba munoisa vaimbi sei n'anga ichitaura tinenge tichida kunzwa zvirikutaurwa munenge muchinzvengesei
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 5 ай бұрын
There was too much wind hapana zvainzwika maizongotitukazve
@fungaimurasiki4989
@fungaimurasiki4989 5 ай бұрын
😂
@stonemuk
@stonemuk 5 ай бұрын
You could buy a microphone windshield, it'd greatly improve your sound when there's too much wind noise 😊
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 5 ай бұрын
Watching from Botswana. Sabhuku mufiti kkkkkk
@ElvisMawele
@ElvisMawele 12 күн бұрын
Izvi zvimatsotsi i knew it from the start.This is magic chitsotsi chega.Huroyi hwasara mumusha matsotsi atakura chinhu chavaisa vega
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 5 ай бұрын
Hhhh sabhuku vanezvavanazvo asi handina kugutsikana nekudaivhira kwavaita pamachira ipapo vanezvavasvika vakaadyara nyanga yavo kwaSekuru Tasvu unobuditsa wega tunhu twako twese
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 5 ай бұрын
Pls Mr Neshamba kana basa rave kuitwa chimbobvisai music or kuridzira pasi pasi. Noise yacho yanyanya hazvichina order hapana chatinonzwa kana kuona.
@musashoko1389
@musashoko1389 5 ай бұрын
Unovanyararisa sei vanhu vari kuimba 😢
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 5 ай бұрын
Chokwadi
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 5 ай бұрын
​@@musashoko1389zvinonetsei kuvaudza, tinoda zvinhu zvine proof yemanzwi kwete actions kuitira mangwana
@davisontshimiti6714
@davisontshimiti6714 5 ай бұрын
Idzi ndidzo nhema chaidzo
@babratakundwa6369
@babratakundwa6369 5 ай бұрын
matsotsi aya
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 5 ай бұрын
Zvakwana zvekuimba izvo
@user-zb2zi8re5m
@user-zb2zi8re5m 5 ай бұрын
Ini hangu kunyange munhu atadza zvakaita sei ndinobatikana kuona munhu mukuru achichema,sekuru avo ndaona sevachema pavazobva voenda kunogerwa
@tendaimususa
@tendaimususa 5 ай бұрын
Ndozvandaonawo futi
@chiporejoicechikomba57
@chiporejoicechikomba57 4 ай бұрын
Aaah taneta na tonderai song yakusvota iyi asi hapana dzimwe
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 5 ай бұрын
Another level of intertainment thank you Drewmas
@chingombedaries
@chingombedaries 5 ай бұрын
Zvinhu zvekuisira izvo chembere neharambwa zvaona moto in Zimbabwe
@nelliamute15
@nelliamute15 5 ай бұрын
Vakapusa vanhu avo. Nyanga inebasa rei. Mbwa dzevanhu
@chingombedaries
@chingombedaries 5 ай бұрын
Kudzungaira ati high level
@tolazizi4891
@tolazizi4891 5 ай бұрын
Sei vaisa ma blanket ndonhema idzo
@chingombedaries
@chingombedaries 5 ай бұрын
@@tolazizi4891 hameno kuti vanhu vekumamisha vanombofungaseyi chitsotsi chiripachena icho
@loicechikoho9943
@loicechikoho9943 5 ай бұрын
Magic yacho vanoinyanya zvavo
@joedzepasi6778
@joedzepasi6778 5 ай бұрын
Thank you Drew Drewmas Media, muturikiri wasekuru vacho achirikuda malessons kuti anyatsotaura nevanhu zvakanaka plus he's absent minded pabasa
@agieagie558
@agieagie558 3 ай бұрын
Imagine diving yaitwa apo kogumbeze nderei ndiye aisa chinhu pedzo anoti baba svipirai apo kuda kt vazobvuma zvese zvataura musha wemadofo
@alvinmatongo6112
@alvinmatongo6112 4 ай бұрын
Vanonyepa n'anga idzo dzirikutengwa nevanezvikwambo zvacho.vakabva vasina avakaponesa
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 5 ай бұрын
Mkadzi akuimba uyu pamusha pa sabhuku DAI anyarara coz akutaura 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 5 ай бұрын
Kķkkkk
@mancue4149
@mancue4149 5 ай бұрын
Saka vanogerwa musoro kuti bvudzi ndiro rinoroya here
@user-gy5ds4bk5b
@user-gy5ds4bk5b 5 ай бұрын
Haaa abatwa apo at last pamwe Paya sabhuku vaito dherera APA Vaona hapana kwokuenda good work sekuru
@maxwellguvava1709
@maxwellguvava1709 5 ай бұрын
And you believe zvimasaramusi izvo
@mollybabe
@mollybabe 5 ай бұрын
Sabhuku akabata asi n'ang ndedzenhema idzo toda sekuru Tasvu apo ndovanopedz masports
@MrMUNASHE01
@MrMUNASHE01 5 ай бұрын
First of all great appreciation to you and your team. You are opening our eyes into things that were thought to be myths. Please help us by providing links to those videos that have reoccurring episodes so it can be a bit easier for us if we want to binge watch. Also the music bangs is there anywhere I can find it .
@brightonchibanda632
@brightonchibanda632 5 ай бұрын
Ndorinonzi drama iri mmm kkkkk
@georgemabvita3559
@georgemabvita3559 5 ай бұрын
Ndanzwa kunge uyo ainzi ndewe tanzania ataura fluent shona plus regalia bho here iyo mapfichukiro aita kablaz keregalia ako kachitamba jiti mmmm
@Blessingblessing-tv1zs
@Blessingblessing-tv1zs 5 ай бұрын
Tonderai💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻dzoka nehari
@claitosverengera117
@claitosverengera117 5 ай бұрын
Ko ngavaite mvura inaye chibage chimuke
@shupikaicharlesmwashusha6471
@shupikaicharlesmwashusha6471 5 ай бұрын
Only God the mighty King of the universe has the power to give rains to tge earth not n'anga idzi
@claitosverengera117
@claitosverengera117 5 ай бұрын
@@shupikaicharlesmwashusha6471 mazviita amen 🙏
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 5 ай бұрын
Music iri kutouya zvekudaro ,Tonderai woyee dzoka kkkkkk
@NgonidzasheNyamadyo
@NgonidzasheNyamadyo 5 ай бұрын
Kasong aka kuserii tonderai
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 5 ай бұрын
@@NgonidzasheNyamadyo u know wat ? Inini ndakakura ndisinga farire masongs echivanhu like jiti ,but this tonderai pawatanga kuiimba yandinakira 🙏🙏🙏
@user-ov9tl8dl9l
@user-ov9tl8dl9l 5 ай бұрын
Tonde wacho haanzwi mwana iyeye
@johangreat5922
@johangreat5922 5 ай бұрын
Ifake n'anga idzi kunyepa ku itai meso anoona
@user-oz1ox1xt3o
@user-oz1ox1xt3o 5 ай бұрын
Izvo zvima Channel zvacho dzangova n'anga cz vanoona kt vanhu hatione chaizvo izvo
@user-dw2zm4wv8o
@user-dw2zm4wv8o 5 ай бұрын
Ngamanga udlala ngabantu... just thy like dance
@batsirainyabadza3570
@batsirainyabadza3570 5 ай бұрын
Vaneshamba vanhu Ava vari kutambisa nguva Havasi kuita chaizvo .
@eustinamharadze3693
@eustinamharadze3693 5 ай бұрын
Vana chimwene indai moita un'anga kumalawi ummm
@rumbim7460
@rumbim7460 5 ай бұрын
Vanhu vanonyepedzera so vanoda kurohwa!! Dramatics chete...diving iyo ndopaiswa zvinhu
@sizilachakwenya
@sizilachakwenya 5 ай бұрын
Neshamba noise yanyanya itai kuimba kushoma piriziiiiiii
@eunicengwenya7990
@eunicengwenya7990 5 ай бұрын
Pam beri nedrewmass❤❤❤
@GamuSixpence
@GamuSixpence 5 ай бұрын
Kungoshungurudza sabhuku kubva wn vachinzi muroyi haya😅😅😅😅
@DrKays
@DrKays 5 ай бұрын
Dry shaving😅😅 utsinye uhwo mudhara achavaviwa too bad vhudzi roomera😂😂
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 5 ай бұрын
We follow you
@cdeChirasa
@cdeChirasa 5 ай бұрын
Kana musingazive munoona senge zvinhu zvechokwadi but haaaa😅😅😅
@SarudzaiZishiri
@SarudzaiZishiri 5 ай бұрын
Sei n'anga dzese dzichibva kuMalawi . Kkkkkkkk
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 5 ай бұрын
Malawi ne Moza ,kuuya hawo kuzodya zvemarema
@talietalie5412
@talietalie5412 5 ай бұрын
My question as well..Vakaona kuti Zimbabwe kune Mari 😅😅😅😅
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 5 ай бұрын
Malawi and Moza
@lettymasibae6771
@lettymasibae6771 5 ай бұрын
Ndivo varikurombesa futi vanhu wodzoka vakudazve mari/mombe kuombonora
@DrKays
@DrKays 5 ай бұрын
Vakaona kune mapenzi ekubira pfuma. Just ask yourself Kuti varoyi vekunyika dzawo vapedza navo here. They are just going where they can lie without being known
@loveviyazhero1701
@loveviyazhero1701 4 ай бұрын
Aaaaa mhepo yacho ma1
@Ishmael4513
@Ishmael4513 5 ай бұрын
Vakadii kungoti buritsai magumbeze vasina kupinda mumba? Ndechavo ichi. Mazikumbavha kunge Zanu pf😂😂😂😂😂Izvozvi sabhuku namai sabhuku magumbeze ese atoteswa kudaro.
@MariaGono-gt8vz
@MariaGono-gt8vz 4 ай бұрын
Muchanzwa mumwe munhu anozviti Baba Harare atotora nziyo kuyiita yake
@schumieelf3232
@schumieelf3232 5 ай бұрын
I can’t help thinking there was something vibrating in that stick and then diving - ah poor people! This country is how it is because of such - sad . What abuse 😢
@AdmiringCakeSlice-jr1bf
@AdmiringCakeSlice-jr1bf 5 ай бұрын
Kkkkkkkkkk ayas
@Mabatho-ds6vd
@Mabatho-ds6vd 3 ай бұрын
Yooo chero zvikanzi vabereki vedu vakabata hatifaniri kuona misodzi yavo tisavashungurudza toziva zvorwadza😢
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 5 ай бұрын
Pa tomukira ndopachibudisa inhema anonyepa masangoma ayo ndechavo
@alvinmatongo6112
@alvinmatongo6112 Ай бұрын
Drewmus and n'anga dzenhema
@LearnmoreChifamba
@LearnmoreChifamba Ай бұрын
Magic
@GeorgeNagasaki
@GeorgeNagasaki 5 ай бұрын
Vaimbi panguva yetsananguro uumm apa mapotsa baba hatidi kunzwa ngoma isu toda kunzwa zvirikuitika
@musashoko1389
@musashoko1389 5 ай бұрын
musashandise vanhu pazvinhu zvemapipi izvo ndochii ichocho
@admiregwanzura3646
@admiregwanzura3646 5 ай бұрын
Haiwawo hapana zvaitwa apa diving iyo ndopanosimwa nyanga iyo yanga iri mubhurugwa kupusiswa vese vanongobata zvakafanana kunge matwins 😂😂😂😂
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 5 ай бұрын
Eeeeeee gaya bbe rako rouya rakagerwa zuda nezvatirikuona izvi😂😂😂😂😂😂
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 5 ай бұрын
Kkkk
@Varaidzo83
@Varaidzo83 5 ай бұрын
Yooh zvariri basa unosara uchipinda busy kuwacha😂😂😂😂😂
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 5 ай бұрын
Iwewe naTonderai wako muchatibhowa, hatichanzwa zviri kutaurwa muchingoisa nziyo dzenyu
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 5 ай бұрын
Ngavaende kwa Tasvu, Bunzamukombe, Nyangatayani, Achipola, Chamunorwa or Amadu ndovanoziva basa ravo
@elphigiochitombo-qr2ci
@elphigiochitombo-qr2ci 5 ай бұрын
Kanengo
@arnoldsigauke6687
@arnoldsigauke6687 5 ай бұрын
Havasirivo here vaya vaimboramba Kuti havaroyi vanasabhuku soo
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 5 ай бұрын
Ndivo
@arnoldsigauke6687
@arnoldsigauke6687 5 ай бұрын
@@pearlmambinge451 thanks
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 5 ай бұрын
Vana Sekuru muri kupedzera nguva pakutamba mese zvenyu kna muine shungu dzekutamba madii kuita bira monyatsotamba kusvika shungu dzenyu dzapera
@SibonokuhleNcube-yb3vu
@SibonokuhleNcube-yb3vu 4 ай бұрын
Mhuri ngavaende kwa sekuru tasvu or Kanengo please
@user-pc6wd4xj1q
@user-pc6wd4xj1q 5 ай бұрын
Uyo anoda kumamiswa aisa chinhu kuside kwakagara uku
@tarironyirenda5403
@tarironyirenda5403 5 ай бұрын
Kubirwa mari nechinyanja 😂😂😂
@dykenyamhunga9867
@dykenyamhunga9867 5 ай бұрын
Salute pangoma apo🙏
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 4 ай бұрын
Mukuwadza bvunyongera imi hapana kana chatirikuona
@blessbless904
@blessbless904 5 ай бұрын
Thank you Drewmas tikudzidza
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 5 ай бұрын
Mzukuru apinda busy nechisaga kwaaaaaa
@hildachipashu2066
@hildachipashu2066 5 ай бұрын
Ndezvekunyepa izvo aneshamba nhema chaidzo aaa ndiri pamubaira api nikuona hangu
@user-jp2rd5ey8n
@user-jp2rd5ey8n 5 ай бұрын
Kamwana ako kanogona katopihwa uroyiso n'anga dzenhema😢😢😢😢
@lindytv3075
@lindytv3075 5 ай бұрын
Aka kan’anga kwanzi chayayi ngoma kana musingadi endai kumba kudherera vanhu chaiko
@user-fo7fu5bz1b
@user-fo7fu5bz1b 4 ай бұрын
Vamwe vacho vakapfeka kunge mamoslem anakirwa nesuper
@benmushoni1318
@benmushoni1318 5 ай бұрын
Kkkkkkkkkkk ndazoseka
@kingjamesZW
@kingjamesZW 5 ай бұрын
Kana pasina akatsikisa dziyo iyi please vanhu waiimba apa ngawapihwe mukana wekuitsikisa
@scary1977
@scary1977 5 ай бұрын
Search Diana samkange akaimba song iyi pane albulm raakapedzisira kuita rinonzi gungwa
@zvazvazva1270
@zvazvazva1270 5 ай бұрын
Andrew you are helping vana tsika mutanda to abuse people. Nganga dzako idzo ndedzefake . Usadaro iwe!
@edwardchimedza3072
@edwardchimedza3072 5 ай бұрын
Rambai netsvimbo dzemisha idzi N'anga svinu dzikukutorerai zvipo zvenzinza through kushereketera tsvimbo dzemisha idzi. Hukuna n'anga yechokwadi inobvunza kuti tsika dzani. In'anga yerudzii inobvunza kuti tsika dzani, haazive tsika dzevatema. Mhuri yakaita big mistake kurega tsvimbo yemusha ichimboenda nen'anga yaienda nayo koitei?
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 5 ай бұрын
Vanatsikamutanda shame vanhu vanyanya kupusa zvakaita sei chaizvo
@getrudekaravina6371
@getrudekaravina6371 5 ай бұрын
Ko sei varoi vakawanda vari kubatirwa nyoka 😂😂😂
@lloydmahlareni190
@lloydmahlareni190 5 ай бұрын
Drewmas itai muchitorawo nhau dzakadai kuchipinge
@user-fw1id7lj7e
@user-fw1id7lj7e 5 ай бұрын
Kkkkkk hayas
@Babagabriel007
@Babagabriel007 5 ай бұрын
N'anga idzo ngadzirege kuita so pavanhu vacharohwa one day, ngavadzidze panobata Sekuru kanengo naSekuru tasvu nevamwe mvura all most 110liters vachidira chinhu chavo😂😂😂
@tinashetembo1628
@tinashetembo1628 5 ай бұрын
😂😂😂😂 sea diver
@colenbouyedtembo5827
@colenbouyedtembo5827 5 ай бұрын
Sabhuku muroyi kkkkkkkkkk shaking iyo bho here
@user-vy5vn2wc1f
@user-vy5vn2wc1f 5 ай бұрын
Hanzi nyararai imi makudo😅😅😅😅😅
@JacobDembedza
@JacobDembedza 5 ай бұрын
Hapana zvaitwa apa
@tapiwamungate7448
@tapiwamungate7448 5 ай бұрын
N'anga dzacho ave matsotsi
@GamuSixpence
@GamuSixpence 5 ай бұрын
Kungoimba chabuda hapana😅😅😅😅
@user-ph9wj1qt7b
@user-ph9wj1qt7b 5 ай бұрын
ko magumbeze anenge aunganidzwa.nani kudaro ummmm drama chairo sabhuku ehe muroyi but aaah zvenyanga iyi aaah ndokupera kwemashoko angu
@GilsonChidangwara
@GilsonChidangwara 5 ай бұрын
🎉
@user-nz8or3se3g
@user-nz8or3se3g 5 ай бұрын
Ngarohwe sabhuku madziva 😂😂😂😂 kunyanya vana vacho vese batai murove mamadziva Dai mune Mota dzotyisa asi m1 chaiwo
@UnicaMarufu-sk9pd
@UnicaMarufu-sk9pd 5 ай бұрын
Varikubvunda ko vamwe havasi kubvunza wani
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 5 ай бұрын
Madhara akavata aya, vakadzi ndovarikutomiramira kuti kumbirai zvigadzirwe.
MHONDORO -GUSVI PFACHAA PAMADZIWA- VOOMA MATE MUKANWA
37:21
Drewmas Media
Рет қаралды 36 М.
ZHOMBE........ PFAMBI DZIRI KUKAMA MBADA
31:20
Drewmas Media
Рет қаралды 44 М.
Now THIS is entertainment! 🤣
00:59
America's Got Talent
Рет қаралды 38 МЛН
Дарю Самокат Скейтеру !
00:42
Vlad Samokatchik
Рет қаралды 8 МЛН
MHONDORO.............GONZO NACHIN'AI ZVATOSVORANA
26:17
Drewmas Media
Рет қаралды 4 М.
Trump | Assassination Attempt Minute by Minute: ABC News Special
53:14
CHIREDZI........GOGO SHUMBAYAONDA VANOTI NJUZU DZAVA N"ANGA
54:17
Drewmas Media
Рет қаралды 15 М.
Akapukuta Chitunha chaasina ukama nacho .Ndiri we Home Based Care .Dare raChief Mutasa
43:16
MT DARWIN........... GOGO VOTAURA VAMWE VAROYI NEMAZITA PAMBERI PEVANHU
1:15:54
DO YOU HAVE PARENTS LIKE THIS?
0:19
dednahype
Рет қаралды 43 МЛН
The FAST and FURIOUS Table Hack 😱
0:29
LosWagners ENG
Рет қаралды 19 МЛН
He doesn’t like illusions
0:17
V.A. show / Магика
Рет қаралды 9 МЛН