MT DARWIN........... GOGO VOTAURA VAMWE VAROYI NEMAZITA PAMBERI PEVANHU

  Рет қаралды 79,073

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

BABA VEMUSHA VORAMBA KUGEZA MUSHONGA

Пікірлер: 277
@user-hd1ri4bn5z
@user-hd1ri4bn5z 8 күн бұрын
I like the songs yedrewmas nechikara chirikudzvova well done mhukahuru
@user-hd1ri4bn5z
@user-hd1ri4bn5z 8 күн бұрын
Thank you shumba chikara nechirogwa ichi
@mollentevera4664
@mollentevera4664 Жыл бұрын
Makabva nekure vanhu Imi ,murambe muchibatsira vakaremerwa😊
@slauschannel
@slauschannel Жыл бұрын
Mudhara uyo ndiye aive number 1 kuombera Pakabuda mudzimu kuti ndimi Ani ,atamba kupfuura vamwe vese pairidzwa Ngoma dzechivanhu .zvakusvika kunopisa avekuramba . Dai aida kumira nepostori angadai akaramba kubva pekutanga .I hope zvinhu zvasotwa zvicharova iye 1st kakangwara nhema.
@user-hd1ri4bn5z
@user-hd1ri4bn5z 8 күн бұрын
Vanhu varikuhwanda nechurch
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 Жыл бұрын
Well done baba hamuudzwi kuti gezai mishonga chitendero chenyu chisingatendi.
@mariafurawu4624
@mariafurawu4624 Жыл бұрын
Muramva tsvina chaiyo varoyi vose gore rino vachapra
@joshuamakura30
@joshuamakura30 Жыл бұрын
Kuti ukageza unofa here panekufungidzirwa
@nyaraimashoko8118
@nyaraimashoko8118 Жыл бұрын
Haiwa kadhara karoyi. Ndakagezewo zvinoita vamwe. Church chaiyo inodzidzisa kugadzirisa zvemadzinza.
@godfreyrugube7419
@godfreyrugube7419 Жыл бұрын
yes mudhara uyu ari right,no one must force him he got the right to deny
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Жыл бұрын
Ndiye muroyi
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Жыл бұрын
Uroyi hunorwadza kana wabatwa kkkkkkkk.Mbuya yatambura veduwe.Neshamba thanks for taking us to another level .
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 Жыл бұрын
Vana Sekuru vakoniwa vakundiwa, panorwa mikono ngaibayane.
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
Wauya kodi usingade kugeza nofunga ndimi maisa matombo imi baba mapostori ndimi makushereketa imi face yakarema iyo baba imikkkkkk muroyi anototyawo kufa iye paidya nyama handiti wainakirwa ifaiwo
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Musamanikidza vanhu kt vaite zvemishonga,iwe Neshamba uzive pekugumira
@lisamuz1790
@lisamuz1790 Жыл бұрын
😂😂😂 rega vamanikidzwe
@tariroshonhe2268
@tariroshonhe2268 7 ай бұрын
Ko Neshamba amanikidza munhu here. Abvunza munhu akaita kuti tizive zvaarambira
@ktm9853
@ktm9853 Жыл бұрын
This is true deliverance in our bantu culture and customs ordained by Mwari the Crestor of Heaven and Earth and everything in it .
@tinashewilson8432
@tinashewilson8432 Жыл бұрын
Jehovah varamba kuti unyore creator apo usanyepere vanhu bhururu varume n'anga dzenyu dzakaromba hauna chaunoziva
@margarethnyamushonongora7522
@margarethnyamushonongora7522 11 ай бұрын
No Creator there. rima and rima exposing another.
@ktm9853
@ktm9853 11 ай бұрын
@@margarethnyamushonongora7522 twauya tungirozi twa Satani.Rima rakazvara chiedza.Namatira iwe nhamo nematambudziko zvipere pasiv rino?Son of perdition.
@margarethnyamushonongora7522
@margarethnyamushonongora7522 11 ай бұрын
@@ktm9853 May The Almighty God Creator of heaven and earth forgive you and most of all open your eyes and deliver you from the pit of darkness and lead you to Christ Jesus His Son our Redeemer.
@Sororezhou
@Sororezhou Жыл бұрын
Mdara is very correct...Usageza mishonga uchiziva kuti hausi muroyi.. Deception is another level of spiritual attack followed by manipulation and control and lastly complete possession.....What this man has done is what every Christian is supposed to do kunyangwe ukuzopihwa mhosva Osiris yako asi kana using kukanganisira mweya wako nekubata mishonga better kushinga hako kunamata
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 Жыл бұрын
I could have done the same dear ,U stand with ur God no Matt what
@tendaimahachi8817
@tendaimahachi8817 Жыл бұрын
Bute hausi mushonga kana takatarisa mishonga yaari kushandisa kubva kuzvipatara uye vazhinji vakapfeka dehwe regwai idzo dziri shumba vapedza mhuri
@zvirikunotv2443
@zvirikunotv2443 Жыл бұрын
pamupata panodzvova shumba/ machinda ehondo ndanakirwa nemasong ayo. jah prayzer must sing these songs 🎵
@rumbidzaimauye9565
@rumbidzaimauye9565 Жыл бұрын
I respect this man's decision and how he stood up for his faith and religion. In today's world we should learn to stand up for ourselves regardless of what the majority of people are doing
@Exodus1075
@Exodus1075 5 ай бұрын
Muroyi uyo
@judithmutseura8014
@judithmutseura8014 4 ай бұрын
hayaaa dai kwaiva kunamata chaiko zvaiva nani.
@amollahzw
@amollahzw Жыл бұрын
Yeah munhu haamanikidzwe kugeza mushonga cz iye mupostori
@PatriciaMushirivindi-db7oe
@PatriciaMushirivindi-db7oe Жыл бұрын
Munhu haamanikidzwe kubata nekugeza .mushonga mumwe nemumwe nechitendero chake
@blessbless904
@blessbless904 Жыл бұрын
Ini ndokugwida.Thanx Drewmas media
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
Yaa Misoro yemadzimai awo ese hey irikundishungurudza
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Жыл бұрын
Ihomwe, manyusa nembonga
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level 👏👏shumba
@vin_ney05
@vin_ney05 14 күн бұрын
ngwere ngwendeza tura mawute vangwatudze ngwindira ngwata pawuri ...... haa chinyika chotapira ichi😂😂😂
@simbisotachiona839
@simbisotachiona839 Жыл бұрын
Basa mberi 🙏🏾
@bradwellchikumbirike2727
@bradwellchikumbirike2727 Жыл бұрын
Thumps to the old man theres freedom of worship in Zimbabwe no1 shld force sm1 kunamata zvaasingade
@eularmatenga5619
@eularmatenga5619 Жыл бұрын
Vemasvikiro ngavaite zvavo vechinamato vaite zvavo Ivo vemidzimu kana vanzi vaite zvechinamato vanobvuma hr mishonga iri kunetsa nhasi iri kubva kuchivanhu , n'anga siyanai nemapostori itai zvenyu
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t Жыл бұрын
I respect the guy that stood his ground about his religion.
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Zvinokudzwa chokwadi
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Indeed; no need to force anyone. Kana vachiziva zvavanoita zvekubatsira vanhu hazvineyi kuti nhingi nanhingi aramba zvakati
@iewellnortiffa6535
@iewellnortiffa6535 Жыл бұрын
Anoda chivanhu ngaatevere anoda chipositori ngaatevere
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
@@innocenthapazari8699 ehe nekuti ukaramba unenge wakunzi pane zvaukuviga then most ppl give in
@isaacnyemba4520
@isaacnyemba4520 Жыл бұрын
Kupiko kuhwanda nekunamata varivo varoyi
@zwelidube8203
@zwelidube8203 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level
@kingqueen1063
@kingqueen1063 Жыл бұрын
Aaah ngwendeza ngwendeza soul soul chibaa
@tinashewilson8432
@tinashewilson8432 Жыл бұрын
Ma jokes chaiwo
@givenmasango806
@givenmasango806 8 ай бұрын
Life is spiritual Saka vanhu ngwarirai pamagatherings akadai aya iwe juss be there to support usaitiswe zvese zvese in the name of cleansing your family as long uchiziva hako kty hauna chawakabata hapana chekutya
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Жыл бұрын
Kwedu vakamboramba tikaita zvenharo munhugeza
@iewellnortiffa6535
@iewellnortiffa6535 Жыл бұрын
Anoda chivanhu ngaatevere anoda chipositori ngaatevere zvisina kuuraya mukati
@tinashewilson8432
@tinashewilson8432 Жыл бұрын
Stand in what u believe kwete kuitiswa zvinhu against your religion
@andrewchitombo1228
@andrewchitombo1228 Жыл бұрын
Motr nyamest iyoo
@Jahlady
@Jahlady Жыл бұрын
To those who like the video before viewing how are you
@beautymuyaka4197
@beautymuyaka4197 Жыл бұрын
We Are good
@mancue4149
@mancue4149 Жыл бұрын
Jahlady wageza here munamato 😂😂😂😂
@Jahlady
@Jahlady Жыл бұрын
@@mancue4149 tisu tichatya kugeza here cuzen kkkkkkkk
@mancue4149
@mancue4149 Жыл бұрын
@@Jahlady haaa ini munamato ndinogeza kana ndabatirwa shamhu kwete fair fair andiiti
@sandrickmazhandu7292
@sandrickmazhandu7292 Жыл бұрын
Andrew ne N'anga yako ma tanga / kana makuchidzira hondo pamusha pé vanhu. Andrew uri kushingirira nyaya ye minamato ku itira munhu anongedzwe huroyi.
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Yaaa Andrew ngaazive pekugumira
@CrispenZvawanda-uc1dv
@CrispenZvawanda-uc1dv Жыл бұрын
Ndangofarira hangu new car ye Drewmas Media iyo . Haa makorokoto Drewmas haa kaya kahonda fit kakasingachaiti anywhere tokatenda kakambotibatira basa
@user-qc4sp4xe3b
@user-qc4sp4xe3b Жыл бұрын
Well done sekuru Lord is going to save you are not going to die 🙏
@percycharumbidza3434
@percycharumbidza3434 Жыл бұрын
true ,he know what is he saying .he has the right to believe in his religion .God bless you more .
@deangb8651
@deangb8651 Жыл бұрын
Munhu kungoita turasta twake tutatu atosvikiro
@gracefarai3944
@gracefarai3944 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂taura hako
@SusanMhuka
@SusanMhuka Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@priscillandawi
@priscillandawi Жыл бұрын
Baba ava vane kodzero yavo kana vasingade havadi u don't 4c pple kuita zvamunoda ivo vasingade
@lawrencemashapa
@lawrencemashapa Жыл бұрын
But zvimwe zvacho vaita kkkkkkk
@junioralex2164
@junioralex2164 Жыл бұрын
Munhu haamanikidzwe
@tichaonashonhai9388
@tichaonashonhai9388 Жыл бұрын
Exactly
@NokuthulaMahlahla
@NokuthulaMahlahla 6 ай бұрын
Kkkkk chakachaya varikutya kufa gogo
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Жыл бұрын
Yaa akufa kunotyisa zveshuwa 😅😅😅Gogo cried like a baby chokwadi 😅😅😅
@tinashewilson8432
@tinashewilson8432 Жыл бұрын
Mubvunzo woti muteuro ndiwo wavhara huroi here or chinhu chinoshandiswa nevakuru ava chaita chidiki pamuteuro uyo
@hellendhodho4651
@hellendhodho4651 Жыл бұрын
Busy kunzwira chibage icho moyo zvangu😊
@mitchelchingayi8031
@mitchelchingayi8031 Жыл бұрын
,,,,, 🙄🙄🙄
@PinkMheso-vd9zt
@PinkMheso-vd9zt 9 ай бұрын
Kamuroyi kadhara ako kanobata zvemwe zvese nefodya ozoramba kugeza sei haiwawo ndiko kamuroyi katambudza dzinza
@lookout1234
@lookout1234 Жыл бұрын
vanhu wese avo vangatemeswa musro nemnhu 1 gavamubate vomusunga makumbo nemaoko vomugezesa kana kmurova kusvika ageza😅
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Жыл бұрын
Kkkkkkkk
@monicamatambiko3710
@monicamatambiko3710 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@violetmaluleke183
@violetmaluleke183 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@amandadhlandhlara7270
@amandadhlandhlara7270 Жыл бұрын
My thoughts as well. Dai vakangovakupira mvura😂
@LiviniaJasie
@LiviniaJasie Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 haaaaa musandisetse kani
@user-ir6eu3gr8r
@user-ir6eu3gr8r 8 ай бұрын
Vanonakwa gogo
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 Жыл бұрын
Kuramba kugeza mshonga apo face yacho ine question mark 😂😂😂😂😂,ndiyo shasha yakanda mteuro iyi😂😂😂😂😂
@LiviniaJasie
@LiviniaJasie Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 imika 😂😂😂😂
@mejurychimwai6086
@mejurychimwai6086 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@shonaprincezw5141
@shonaprincezw5141 Жыл бұрын
Zvimwe zvese aita ozoramba kugeza 🤣🤣🤣🤣🤣 Zvakaoma
@batherbesurehungwe1398
@batherbesurehungwe1398 10 ай бұрын
Ndatadza kuzvidzora kuseka Gogo vanotya kufa
@usherdengu2696
@usherdengu2696 8 ай бұрын
handina mwana anoitaa rombe
@rungisaimhetu9962
@rungisaimhetu9962 11 ай бұрын
Drewmas media asi inongofambjra Nyaya dzeuroyi chete kani
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Baba avo dai vabviro Rega kuenda pane masvikiro zve coz chitendero chake achibvume. Bute aputa wani.
@mandlasbu7267
@mandlasbu7267 Жыл бұрын
Izinyembezi zezalukazi kodwa Andrew
@samukelisodube1694
@samukelisodube1694 Жыл бұрын
Kkkkkk ukesbindi sokumela into eziso😂😂😂
@vimbaijiya8409
@vimbaijiya8409 Жыл бұрын
Baba awa ndazvifarira xem munhu haafoswe
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Жыл бұрын
Mazuva ano vakuwanda nechipostori tudhara utwu twanetsa nekuroya ko ivo vana sekuru havagone here kubuditsa shayi rehuroyi
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Ko vanhu vari kuseka kuseri varibkuzviitireiko.Mmm Apa pakusimudza varoyi pakaoma mbuya vanouraiwa ava.
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Imbavha idzo dzinotoriwo varoyi futi
@percycharumbidza3434
@percycharumbidza3434 Жыл бұрын
kana idzo n'anga dzine power ,and if sekuru avo varivo vakuroya vamwe ngavatiratidzew tione ,vasavhundisira munhu .
@MrTaurayi
@MrTaurayi Жыл бұрын
Our culture is rich
@amollahzw
@amollahzw Жыл бұрын
Kana uchifa ifa mdara haufanirwe kushandisa mushonga kana usingade usaise tsvina idzo musystem mako
@misheckkakomwe5195
@misheckkakomwe5195 Жыл бұрын
Stand your ground mkuru bigup
@PatriciaMushirivindi-db7oe
@PatriciaMushirivindi-db7oe Жыл бұрын
Mbuya a Connie ndivo vaigova nyama. Vatete muroyi ane tsitsi 😂
@tanakamukono6749
@tanakamukono6749 Жыл бұрын
Ngwendezaaa 😅 vanongwitiza ava
@joachimrufasha9988
@joachimrufasha9988 Жыл бұрын
Fine and you
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 Жыл бұрын
Nhasi hakurarwi gogo
@dohmareva7343
@dohmareva7343 Жыл бұрын
Postori yeyikowo benzi rababa ndozimuroyi irori ...ur right chiiko MXM
@zvirikunotv2443
@zvirikunotv2443 Жыл бұрын
tetez vanonga vanopedza masports coz vakumbirwa ruregerero ka49
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Жыл бұрын
Kuzotya kufa kweMuroyi. Vane Shamba mune basa zvakaoma.
@sirilanka1506
@sirilanka1506 Жыл бұрын
Pampata panodzova shumba zvikaoma ndopapinda😅😅😅😂😂😂😂😂handiko ku chenabbaba kunokupinzai denga kuramba kugeza mushongabma postori imbwende
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Happy Monday 🐰🐰
@rhinemupara1239
@rhinemupara1239 Жыл бұрын
Ko iye muroyi kuzotya kufa yet iye achiuraya vamwe
@mejurychimwai6086
@mejurychimwai6086 Жыл бұрын
😂😂😂😂hapana anoda kufa
@user-mk6jm1vt3m
@user-mk6jm1vt3m 7 ай бұрын
Ngawasamanikidze
@marinongundu-ls3bz
@marinongundu-ls3bz Жыл бұрын
Ko vana Vachona anongori marasta vanosvikirwa vese hre
@anymorekamuruko
@anymorekamuruko Жыл бұрын
Ngweture ngweteza vanongweteza
@user-pm2jw6vi8g
@user-pm2jw6vi8g 10 ай бұрын
Hanzi avakdzi 2 mumwe akatorera mumwe but oti ndiri imi ma church akavhara zvorema
@user-pm2jw6vi8g
@user-pm2jw6vi8g 10 ай бұрын
Ndine ku bvunza kune vanoti murume uyo ari right sei akapinda mumatare kubva pekutanga kusvika kupera ozoramba? Arume ma vanhu vari kuhwanda nema church murume uyu ane zvaatoona kuti zvakuenda nekwangu
@tinomzeni420
@tinomzeni420 Жыл бұрын
Ngwiwi kariyandanda ngwendeza kkkkk
@PaloSant
@PaloSant Жыл бұрын
Zvinorevei nhai zvaanga achitaura?
@user-ok4py5mn3r
@user-ok4py5mn3r Жыл бұрын
Pakarariwa here husiku😂😂😂😂
@averydennie
@averydennie Жыл бұрын
Ndosaka Andrew wakadzingwa kuZBC. urikufoserei munhu
@sirilanka1506
@sirilanka1506 Жыл бұрын
Sekuru anhu ngavagwidiwe 🤣🤣🤣🤣⛷️⛷️⛷️⛷️🤸🤸🤸🏋️🏋️🏋️🏋️📢📢📢📢📢
@gabrielfullcrown2356
@gabrielfullcrown2356 Жыл бұрын
Iwe neshamba ausi mutendi here usingaziye chitendero achipinze midzi mibvunzo yako iyoyo aiite
@kingqueen1063
@kingqueen1063 Жыл бұрын
Haunamate iwee uri muroyiwe
@InnocentNyazondo-pu1th
@InnocentNyazondo-pu1th 9 ай бұрын
Yaaaa zvakaoma
@ennybphiri2896
@ennybphiri2896 Жыл бұрын
Happy Easter everyone
@anoldknox8664
@anoldknox8664 Жыл бұрын
Baba ava vanga vatoona kuti mahumbwe
@LiviniaJasie
@LiviniaJasie Жыл бұрын
Haaaaaa varamba kugeza sure 😂😂😂😂😂 zviripanoka ndazvitadza kkkkkkkkk haaaaaaya mwari huyai muone asi kugeza hakumanikidzwe munhu hako
@varaidzomandaza5814
@varaidzomandaza5814 Жыл бұрын
Uri right nechitendero chako Saka wavingei ipapo dai wagara usina kuendako
@abdirahmanbashiirabdulle1925
@abdirahmanbashiirabdulle1925 Жыл бұрын
Aiwa my church zvinonzi endai munoaťtender but usapinde mumatare avo
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 Жыл бұрын
Seiko varoi vachitya kufa nhai, asi kuuraya vamwe,izvoo
@FaithNhakwi-zn8zl
@FaithNhakwi-zn8zl Жыл бұрын
Ummmm zvakaoma
@user-yr4hd6hg7b
@user-yr4hd6hg7b Жыл бұрын
Gogo yatanga kudomwa yakungoti taura vamwe😅uye don't
@patiencechinokuramba-ds7ox
@patiencechinokuramba-ds7ox Жыл бұрын
Ikati ndifumurwe ndoga
@user-ll7tj9dm8g
@user-ll7tj9dm8g 7 ай бұрын
Iii haaa zvakaoma veduwee nyika yakatakura kurema
@vhuranjero
@vhuranjero Жыл бұрын
Ivo ana sekuru ngava taresise kuti akachena here chero asina kugeza nekuti panezvitendero zvisinga bate mishonga saka ngavamu ongororese kuti aka chena here
@janetziva6021
@janetziva6021 Жыл бұрын
😊
@mandlasbu7267
@mandlasbu7267 Жыл бұрын
Andrew you mke gogo cry 😢 are u sho 😂 p
@priscamadusise5061
@priscamadusise5061 Жыл бұрын
Anotora side sometimes he should be neutral as a journalist
@hazelferemba5332
@hazelferemba5332 Жыл бұрын
I respect gogo nekuramba nevana vavo uye kufumura huroyi dzimwe chembere dzoramba nehuroyi kupedza vana vose
@wellimuganhu7610
@wellimuganhu7610 Жыл бұрын
Ko update yeku Mudzi zvakamirasy Drewmas media
@kubeshangovender4244
@kubeshangovender4244 Жыл бұрын
Gogo vachema chema kududza vamwe vake mudzoke mkoma neshamba🎉
@faithbungu9136
@faithbungu9136 Жыл бұрын
Siyayi munhu anamate kwete kuda kuchinja munhu kumuisa kunyika munhu ndiye anochinja nyika
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 Жыл бұрын
😂😂😂😂haa mafunnies aya dai tsvimbo yaishanda zvinoita yaTasvu vashatirwa kudhara zvino kumboda kopisa tsvimbo haaa😂😂😂😂
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 Жыл бұрын
Magona kuramba mishonga baba
@florencemasenhu7352
@florencemasenhu7352 Жыл бұрын
Kutonzwa hangu ndimi dzaJava
@tracyfurarukeni5546
@tracyfurarukeni5546 Жыл бұрын
Kuvhara nyadzineku chema apamuroyi anochyakufa
@pamelamupungayi
@pamelamupungayi Жыл бұрын
Zvakaoma
RUSHINGA ........ MUTEYO WOITISA VAROYI TSVINA
46:01
Drewmas Media
Рет қаралды 68 М.
RUSAMBO......SEKURU GUSVI PFACHA PAMUSHA PAIRIMA MOMBE DZEGA
55:15
Drewmas Media
Рет қаралды 50 М.
🌊Насколько Глубокий Океан ? #shorts
00:42
路飞被小孩吓到了#海贼王#路飞
00:41
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 33 МЛН
아이스크림으로 체감되는 요즘 물가
00:16
진영민yeongmin
Рет қаралды 23 МЛН
MWANA WEKU MELFORT WE 2 YEARS WEKUSHAIKWA AWANIKWA
34:48
Drewmas Media
Рет қаралды 78 М.
NYAMAROPA..........ANOSHANDUKA KUITA BERE
49:44
Drewmas Media
Рет қаралды 80 М.
AKATYORA MHIKO NDOKUTANGA KUPENGA
1:21:33
Drewmas Media
Рет қаралды 50 М.
Dare ra Chief Mutasa
25:28
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 44 М.
THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 19 (UNODA VANGANI) #theclosurednashow #tinashemugabe
1:01:00
RUSHINGA......    GUVA REMWANA WECHIKORO WEKURUMWA NENYOKA RAKAFUKUNURWA
49:41
One Two Buckle My Shoes ! #spongebobexe #shorts
0:17
ANA Craft
Рет қаралды 43 МЛН
i respect girl #respectshorts #respect
0:32
Movie Copy
Рет қаралды 25 МЛН
Sigma Kid Hair  #funny #viral #comedy
0:17
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 5 МЛН
Оказался НЕНУЖНЫМ и Его БРОСИЛИ🐶💀
0:38
ИССЛЕДОВАТЕЛЬ
Рет қаралды 2 МЛН
1❤️ #shorts
0:24
Saito
Рет қаралды 61 МЛН