Mhosva yaChamisa Ndeyeyi Yamunoti Ngaafe?

  Рет қаралды 26,857

Rusike TV Zimbabwe

Rusike TV Zimbabwe

2 жыл бұрын

Пікірлер: 45
@esaumike4868
@esaumike4868 Жыл бұрын
Mnangagwa is happy when he hear such,thanks brother for your words keep on telling them.
@cbridges482
@cbridges482 Жыл бұрын
Love you my Brother you say the Truth Zimbabwe let’s wake up😳
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 Жыл бұрын
🎩🧎ndokubvisirayi hat baba
@lordbailish1953
@lordbailish1953 Жыл бұрын
Dai ari munhu we opposition akataura izvi yoooh by now dai anzwa neku tochwa💥💥. The winds of change are coming soon tho. This is the beginning of the end of EDiot and Zanu-PF.. Watch the space✔️
@TheZuluman7
@TheZuluman7 2 жыл бұрын
This shocking our country is run by bunch of criminals
@Elchuku.
@Elchuku. 2 жыл бұрын
Bunch of murder bro
@evelynmutya4093
@evelynmutya4093 Жыл бұрын
Kuuua kumusha ndokunei masoko akakosha wani dai vanhu vaine tsitsi nehupenyu hwe vanhu hapana anoda kugara in a foreign land ndapedza
@simbamukandatsama6333
@simbamukandatsama6333 2 жыл бұрын
✊True ku itiswa chete taneta
@vincentmthembo4007
@vincentmthembo4007 Жыл бұрын
Let's unite and do what srilankas did
@meshmesh7371
@meshmesh7371 2 жыл бұрын
Mnangagwa think in reverse it's frightening how he head is wired tell them Mr rusike
@Mchilowamakhosikazi
@Mchilowamakhosikazi 2 жыл бұрын
Ndati ma audios nema videos arikutaura kut President mnangagwa ATI zvakati ASI hapana kana spokes person anotaura kana mnangagwa wacho meaning ndiye anenge avatuma kut vaite zvese izvozvo veduweee ngati batanei register to vote for change CCC 💛 2023
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Жыл бұрын
Akatuka.zvaipa.mufunge
@mariazim9357
@mariazim9357 Жыл бұрын
Taurai uncle tikabatana SEi vanhu vemuSouth Africa vanoti tose dzwamu kunobvisa Zanu yatiuraya.uyo ATI P*Chamisa ngauraiye imboko becouz hanabas nekutambura kunoita Vana vevhu .vachira kushandisiwane Zanu Plus ndomhondi dzacho.
@christophermukopfa6902
@christophermukopfa6902 Жыл бұрын
Where have you been mudhara Rusike
@sylvesterchirenda21
@sylvesterchirenda21 Жыл бұрын
Well said
@likethings2285
@likethings2285 2 жыл бұрын
Ndanga ndisisingakuonei mdhara murisei
@dougmnguni8998
@dougmnguni8998 2 жыл бұрын
Nyiķa hakuna kwainoenda ichitongwa nemadzakutsaku mhondi vaudze mudharavangu aiteiko Chamisa anozi ngaafe mutauri wemanzwi aya ngasungwe
@hamiltonharirari5776
@hamiltonharirari5776 2 жыл бұрын
Hakuna kaatinoenda nemachukunda Aya next year vakabirira vanhu mumigwagwa
@bessiemarange2869
@bessiemarange2869 Жыл бұрын
Munqangwa zidhodhiputseki satan
@joymugwambi3819
@joymugwambi3819 2 жыл бұрын
Yes ngatibananei tibvise vanhu ava, sezvakaitwa ku srilanka
@vincentmthembo4007
@vincentmthembo4007 Жыл бұрын
Exactly 💯 I support you
@witnessfuzane5390
@witnessfuzane5390 2 жыл бұрын
It's a true
@abelmoschusesculentus2255
@abelmoschusesculentus2255 2 жыл бұрын
Tichapera nekupondwa, nditsvagireiwo graft
@blessingmapiku9831
@blessingmapiku9831 Жыл бұрын
Pamberi na mudhara Rusike
@lordbailish1953
@lordbailish1953 Жыл бұрын
R u coming to vote uncle Rusike???
@daglassemuchayanamuchayana4372
@daglassemuchayanamuchayana4372 Жыл бұрын
Sanhodzako.mdara.rusike
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Жыл бұрын
Chokwadi.kusungwa.chaiko.satani
@dianahmandizvidza9682
@dianahmandizvidza9682 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkkk
@welliewellazy9604
@welliewellazy9604 2 жыл бұрын
Munhu weZanu haasungwe tiri kutongwa nemaDzvinyangwe mdara
@ellisonmadenyika4239
@ellisonmadenyika4239 Жыл бұрын
COUPE YA KAITIKA CHII CHAKAITIKA ? HAPANA... TAURA KUTI "CHIMUKWEMBE NDICHO" KUTYA TOO MUCH RUSIKE KUWAWATA CHETE. MAKORE ESE AYA.
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 2 жыл бұрын
Hanzi police inosunga sei kana pasina report by Prof Madhuku, a report has to be made
@TheZuluman7
@TheZuluman7 2 жыл бұрын
Msoro bhangu anorwara was there any report on Sikhala or he was crudely picked immediately after his speech
@connieboak6527
@connieboak6527 Жыл бұрын
Even if they report no one will be arrested because dambudzo has declared so many times that police belongs to zanu
@canisiomuzvazva2584
@canisiomuzvazva2584 2 жыл бұрын
Huya kumusha iwe kwete kungo wawata urikure apa wachembera futi
@playgirl7305
@playgirl7305 Жыл бұрын
@ Canisio Muzvaza ,you deserve the first price for the 'Dofo' of the nation in all primary schools in Zimbabwe. For not understanding what Rusike was saying.
@andrewmudzava3228
@andrewmudzava3228 Жыл бұрын
Aaa iwe ita kunge munhu akadzidza nhai kana zvichinzi pasi naye hazvina kunzi kuuraya vakuru vaiti kandapasi imbwa dzinonge vangavasinga penge kana kuuraya imbwa bt kureva kt Siya zvinhu zvakashata sewe unotaura uri kunze ndimi munoti kanganisira nyika imi
@gershommakanyanga
@gershommakanyanga Жыл бұрын
Makaona video racho hre vakuru pakanzi vanhu ngavafe
@auditortandi6455
@auditortandi6455 Жыл бұрын
Anozvigona ndiyani ,Caz iye chamisa ndiye akudzimgisa nekuirayisa ma Zbabweans SA vazovhota ,bt kukuudza chokwadi iwe ukutaura Ziva Kuti chamisa will never be the leader of Zimbabwe nekuda kwe hutsinye hwaakaita Kuti ma Zimba apondwe nekudzingwa Ku SA Nekuda hukuru kwake,kana akakwanisa kupinda mu power musafunge Kuti nyika asi Kuti Ichanakira iye chete ne vatevedzeri vake pepukai imi zvamunoiviita semakadzidza Wani asi hufuza hwakazara mamuri
@canisiomuzvazva2584
@canisiomuzvazva2584 2 жыл бұрын
Vabvise iwe kwete kuda kuti shandisa futseke,furira vanhu kushandira mhuri dzavo not kupandukira hurumende pasi newe futi
@mariazim9357
@mariazim9357 Жыл бұрын
Mudhara Uyo bhoo Manjee kana achinda kubvisa mipurwa yezanu 💯 precent iyoyo.zanu rakovazita chete🙈🙈
KUKUMBUKILA LUCIUS BANDA MU COMEDY
6:43
CHE MANDOTA COMEDIES
Рет қаралды 12 М.
LOVE LETTER - POPPY PLAYTIME CHAPTER 3 | GH'S ANIMATION
00:15
Increíble final 😱
00:37
Juan De Dios Pantoja 2
Рет қаралды 114 МЛН
Muhondo Maishugurudza Vabereki Mumapungwe Nanhasi Muchinavovo Chete!
14:24
What now for MK Party & EFF? Opposition in the 'GNU' era
27:40
Magumo Avo KuJeri Chete MuZimbavwe Itsva
17:11
Rusike TV Zimbabwe
Рет қаралды 1,3 М.
NYAMBO SE BASA NA COMIC ELDER PA MAI CHISAMBA SHOW
24:29
MAI CHISAMBA SHOW
Рет қаралды 497
Johnny Banda kuimba pa Maliro a bambo ake Lucius banda ku balaka
4:48
Bhima Ndalama Official
Рет қаралды 34 М.
Overcoming Mountains
31:06
Mensa Otabil
Рет қаралды 73 М.
LOVE LETTER - POPPY PLAYTIME CHAPTER 3 | GH'S ANIMATION
00:15