Baba ava pain yavainayo vari kuita kunge vari kusekerera asi moyo wavo wakaremerwa zvakanyanyisa
@lourrainetshabangu150 Жыл бұрын
The miracle I'm praying for is tat this case be re-considered baba vadzokere Mumba mavo.Tats our last highest hope.
@emildahchitembwe1930 Жыл бұрын
As zimbabweans can't we hold hands to help this man . The law taking it's course and redress the situation
@gamuechitambo1692 Жыл бұрын
That will never be a solution The naked truth on thia story happens kwamakandiwa kwa passion java kwamagaya and all the self proclaimed prophets ava vanhu they give ana papa property treating them like ana mwari now hupenyu hwazooma unonzi enda unotora ukapa babe 20usd muchidanana ukazoti ndakuda mari yangu anokupa here saka be Realistic guys especially @ba ethan you are somebody who can help by educating people vasapa vanhu property otherwise vanogara panze as you can see uyooo is homeless Munhu akagara kuri nani nani firstly they find or look for a better church they start giving their own savings kuti vanzi vane mari and go down saivooo baba avoo My fellow Zimbabweans law in zimbabwe is not a joke Lets not portray nyaya yekuti he ma bribe ayewa mutemo uriko if bribes work mai titi vakasungwa sei Uyoo mdara ne rokwe rake did something ipapa he can't say it in public I am also a westlea resident my neighbor is zaoga elders who gave their house for church daily they are now complaining about imba yavo asi handiti wakati kana church ichida pekuitira vanouya now they own your place hama dzako hadzichagone kukushanyira wakugara nevana vesangano as per your will and request vakutanga kuchema chema 😅this is real vanhuwee same story ne avoo baba vamuri kuona avooo Nekuti vanhu vatiri kuti vamwari avaa some of them are charlatans and we protect them if we are benefiting kana vazo shat we start exposing but too late unenge wato nyura so ngavamame havo in my own words ukaita dodo richanhuwa rokupa flu kana wuine allergic reaction to smell unofa uchitambira uvete wakamuka chero uchifamba
@@monkeyplayvraaaaaah unomuziva mushe here Chipunza iwe😂😂😂 ukazomuziva haumuti Bishop futi😢😢
@Magicgardensservices20245 ай бұрын
We need whattsap groups and we need to involve lawyers and the government or approach the president.
@LeslienyikaRunganga Жыл бұрын
I have seen this man crying for the past 2years so touching😭😭 please let's help this man. Been there before, what life can throw in your face🙏
@marciamareya2267 Жыл бұрын
i wish i had money to help this man , i feel his pain through speaking ohhhhh Lord tibatsirei taremerwa
@sarudzaiwutete4799 Жыл бұрын
Bishop vachauraya vanhu ava nekuda kweimba vari kutumwa hadzisi mbavhandi bishop avo😢😢😢
@philiptore9967 Жыл бұрын
zimbabweans lets join hands tono demonstrator kuchurch yabishop uyu kusvika adzorera munhu imba yake hakuna church yakadaro
@marblejori3569 Жыл бұрын
Mnangagwa arikumbofungei vans veZimbwe vachitambura kudai . This man did plan his life by building that house . I'm very emotional . People are heartless out there .
@Rejoice-vu3uk Жыл бұрын
This is heart breaking and eish😢 am short of words. I just pray for God's power to prevail
@kelvinklainmazivire5214 Жыл бұрын
BIRIOTI dzimwe nyaya itawo uri srs iyi nyaya iyi ihombe but iwewe urikuita uchiseka like,u not even show yourself in pain too.Baba vedu ava vari pa situation isinga hu soft hwako ne smile face
@pettykarambwe9270 Жыл бұрын
Misodzi yangu yayerera just praying for you baba nemhuri yenyu
@Juliet-f9u Жыл бұрын
Back again my prayer to this man keep on ,God can protect you amen
@karelndhlovu5544 Жыл бұрын
Ummmm kana Mwari vandinonamata varivapenyu He will definitely do something
@howardnjanji5939 Жыл бұрын
Very sad story. Baba udzai mwari ,zvamuri kuda mukati mehupenyu. Mwari havasiyi zvakadaro Amen.
@nyaraichikumba7620 Жыл бұрын
Kwandiry vakasiya zvakadaro gogo vangu vakaburitswawo mumba saizvozvi kuchinaya vakagara panze nevamwe vazukuru vadiki vaivepo vakazorwara kusvika vafe vachingochemera imba yavo kuoedzera mari kuma lawyers up n down nothing happened gogo vangu vakapararira musango ndomashoko avo "dai zvaibvira ndafira mumba mangu ndopararira musango hre musha ndakavaka" it still hurts like zvakaitika nezuro chaiye kna nenyaradzo havasaty vaitirwa
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
@@nyaraichikumba7620😢😢😢 so sad
@nellyville234 Жыл бұрын
@Wicknell Chivayo ndopekuita assist apa
@mnashyissac9308 Жыл бұрын
Very true Sir Wicknell ngavapindire..
@BelindaKachito Жыл бұрын
@ Fadzai Mahere please cant you assist
@antoniamazvionabehane7676 Жыл бұрын
Haaaa ndinoona kuti tirikutamba nemunamato , ngatinyatsovaudza Mwari semunhu arikutaura na baba vake kuti , nhayi baba kana vanhu vachidavidza zita renyu nokuzvirova dundundu vachiti ndiri Bishop ndiri mufundisi asi vachiita huori wakadaro ku chisikwa chenyu 😢munonzwaseyi mu hana menyu imi Mwari tateterera musatione sevatadzi tiregerereyi sezvamakaitira mhondi dziya pamuchinjikwa mugotiitirawo nyasha mutinzwewo tichidembera mwanakomana wenyu uyo arikutambura nemhuri aripanze tirikuchemera kuti mumudzosere muimba yaakavaka Tenzi tinzweyiwo😢
@fikilesilombe7242 Жыл бұрын
Holy spirit cover this family my prayer point to this family
@kelvinbirioti Жыл бұрын
Amen
@DanielChinyemba-x2y Жыл бұрын
God help this man...chipunza imbavha
@fikilesilombe7242 Жыл бұрын
@@DanielChinyemba-x2y true my other wish is dai vaenda kuRadio chaiko nyaya iya yavazivikanwa nenyika yose Zimbabwe will stand up together and fight this...Mwari irwai nevanorwa nemhuri iyi
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
Nhai Baba Ethan Birioti haukwanisewo here kuendesa nyaya iyii kune vema GNO kuti vaitewo something nekuti zvinotambudza moyo asi tichishaya chwkuita nazvo ..most of us don't t have resources we can buy they a loaf of bread here and there but wjat they really need is shelter not izvii ...please help! anyone with something that can lift their lives right now please help ...i pray to God ro come to our rescue starting with this family 😢😢
@shyleenmatode2544 Жыл бұрын
Ndinodimbosangana nenyaya dzinorwadza this is too much,don’t give up my king you’re a worrier I salute you daddy 🙏🙏🙏
That girl-child who's 5months pregnant is another crime scene. Who impregnated her? That's a serious issue that needs to be dealt with urgently wo futi. Zimbabwe inorwadza hayo. Baba ava vatambura veduwe. How he manages to be remain calm and civil, I don't know 😢
@elijahmukokota7293 Жыл бұрын
Brother mwana sikana kana achigara pakadai the chances of getting pregnant are very high, i noticed that panguva ye muramba tsvina
Haaa vanokwanisa kumiririra baba ava please vabatsireiwo ndarwadziwa ini
@angelinejeriwa9886 Жыл бұрын
Kudenga kure vanhu vaMwari mumachurch ndimo munevanhu vanehutsinye asi Mwari vandinoziva havadhakwi wat goes around comes around
@BrightonChakabvapasi-z5j3 ай бұрын
Hakuna pastor vadaro vane moyo une hutsinye ndine hurombo kune vangu vanoteerera zvamunotaura muri pamberi of which hazvisi zvamunorarama mucharohwa neshamhu inorwadza
@netsaikaja-sn9vv Жыл бұрын
Veduwee mai venyika varipi vabatsire mhuri iyi veduweee
@ErinorahReza-qu4mb Жыл бұрын
Ndarwadziwa 😢😢😢 andina chandinacho hangu asi kunamata kuna mwari imba yenyu idzoke mumaoko enyu
@nellyville234 Жыл бұрын
Pastor Chipunza itayi tsitsi and find a resolution out of court with the family.
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
I don't think parikuda tsitsi dza Pastor chipunza ..parikuda Pastor vanamate mumweya nemuzvikwadi vashaira senge muhedheni Ivo vachinzi pastor ...they need repentance these people who removed this man and his family from their home ...
@carohamandishe9798 Жыл бұрын
Takataura kare kuti mapastor enyu mazhinji vakazvibikirwa mun’anga vari pakutsvaga mari. Ivo vanobvisa chegumi vakudziya moto wembavha bcz Jesu haana bank account.
@pedzisainyamayaro Жыл бұрын
Bishop avaka mwoyo wavo wakaoma 😢😢😢😢😢😢
@fanwelmutare8662 Жыл бұрын
NaGuti wachofuti hanzi uyu akunetsa ndiye spiritual son waGuti Exodus 1 inotaurakuti and they wrose up a Pharaoh ndiye akazonetsa akuraya vaHeberu nebasa uyo spiritual son uyo honayi manje a new Pharaoh
@Loraine887 Жыл бұрын
Vadii kuenda kwaTete Tilda nyaya iyi ndakaiona kare ,Bishop zivai kt Mwari wamuri kunamata ndiye ari kunamatwawo naBaba avo
@EvengelistaMverecha Жыл бұрын
Bishop matirwadzisa moyo
@lindsaykaridozo9811 Жыл бұрын
Tete Tildah ngavaite step inn apo
@lililevias-3781 Жыл бұрын
Zvaakuda mkuru wenyika apindire so touching.ndarwadziwa .
@R-mv3ul Жыл бұрын
Ndaradziwa baba pavati one day muchauya muchitora mabox angu,😭
@ShingiraiEverGomani-o5x Жыл бұрын
Batsiraiwo vanhu ava veduwee time yareba veduwee zvino movatorera imba moda kuvauraya futi
@nomatternkomo6413 Жыл бұрын
Ngavayende kwasekuru kanengo zvopera izvi
@phinnyndhlovu8543 Жыл бұрын
Bishop vakaona munhu uyu akafa neshungu haaa pamba apa hapagarike..Muchaona zvisingaonekwe mu life menyu
@Zivisaimanyida Жыл бұрын
Kuna.mwari and famba netsoka uye achirekodha each time one day oooh God where are you ndarwadziwa zvisingaite
@MemoryMundoita Жыл бұрын
Mamadii mambosvitsawo nyaya yenyu kwatete tilder
@SyllvesterMasimo Жыл бұрын
Hakuna chinozi church ndiko kwazara hutsinye mbavha varoyi
@violamatambo9185 Жыл бұрын
This where you can see kuti all these churches they are shrines. Those people attending that church surely what are they doing. This is so painful. Zimbabwe we are far away from God. We can't help each other. Its not money needed apa, its all people coming together so that this family can get their house back. Honestly this sad.
@SamaFit26 Жыл бұрын
Sure baba ngavapihwe imba yawo, hapadi mari apa
@anastasiechigama9101 Жыл бұрын
Bishop vanonamata chaiko ngavarege kudaro veduwe Ideas President Munangagwa vapindire
@yenzaninyoni3419 Жыл бұрын
Ngavaende kwa Tete Tilda
@sibusisiwemangwawu7735 Жыл бұрын
Nhy baba Ethan,vadii kumboenda kuChitungwiza unit L kwaprophet Miracle Paul, pana Mai vakatorerwawo imba seizvi vakabatsirwa ikoko vakadzirerwa imba yavo. Kufunga kwanguwo even though vari kurwisana nemaBishop zvogona kuendawo nepamwe
@bettybetty9569 Жыл бұрын
Ndarwadziwa mufunge Mwari pindirai mhuri yashungurudzwa iyi kuvaka kunorwadza bishop chipunza kurwadziwa kwababa ava ishamhu inguva chete ,hamunamati imi zvese nesangano renyu vana satan sangano rese,baba vanorwadziwa ava even kutaura kushinga shungu vanadzo sure kana une vana Mwari vachakurangira pavana vako
@mkmbet-oj3dx Жыл бұрын
Story yababa avo inondirwadza zvakanyanya kubvira pavakatorerwa imba yavo.
Zvinorwadza chokwadi asi munhu akavaka imba yake hre ummm baba chipunza musadaro imi. Inzwai tsitsi plz
@sheckiemolai9529 Жыл бұрын
Ngapagadzirwe gofundme Amana
@maitakubenhura7656 Жыл бұрын
Ba Ethan hanzvadzi please ndikumbirawo .uvaendese kuchitungwiza kuL kuchurch vasaregedze .kave kechi2 kuona nyaya yavo . zvinorwadza 😢😢
@evemurungwenevenlyrudo1240 Жыл бұрын
Ngavamboenda kwa Prophet Miracle Paul ku L chitungwiza
@mnashyissac9308 Жыл бұрын
Sir Wicknell Chivayo uyo munhu dai mamubatsirawo plz plz
@fanwelmutare8662 Жыл бұрын
My last comment iyi mubatisise nekuti ichokwadi munyikamedu hatichina a spirit of heart towards one another kubvakuna president kusvika kuna Bishop chipunza mukuzviona kunyika zvakadzvanya ukati chiregayi ndiyende hangu kuchurch unosvika kunana chipunza unonyatsowonakuti yaaa pakaipa ipapa akatozonzi ndewe CCC maiwee sorry