Motooo🔥🔥🔥Thanks sparks kuita interview umwe wedu amotigonera mwana iyeye kkkkkk😂🙌Mishero but Mishie une masimi nasiyoyo are u related kuseri kwaive nani sparks interview yacho toda kuionawo pawakabva kwamitchy wakaendepi
@ronniemaroeveronicamarodza72687 ай бұрын
Care giver ndoifarira manje ,all episodes. Big up Mitchell 😊
@EdmoreSigauke-f5h6 ай бұрын
Mitchell u are a good actor and zvaunodzidzisa zvinoitika mudzimba umu put more
@caviedzino27 ай бұрын
Mitchell unogona acting but magariroi paInterview
@FelistasJairos-f7k7 ай бұрын
Mitchell ndokufarira dear unogona actor hako💗💗💗💗💗
@SimbahChiezah7 ай бұрын
Uyu ndomuda zvekutomuda zvemoyo l love you
@phineasmasori35406 ай бұрын
Usadaro shamwari neni ndomudawo😢😢
@BlessingMuronzi7 ай бұрын
You are so nice becoz unochengetedza muviri wako here comes about acting ziva zvekuactor kwete kuzofamba uchiti akandigarira and munosangana nezvinirwadza nemiyedzo kusvikira zvinhu zvaita zvakanaka
@paulinedaka58126 ай бұрын
Mitchell unogona my lovely cc keep on shinning
@phineasmasori35406 ай бұрын
Ini ndida kuti umbondigarira sezvawaita dj sparks ❤❤❤
@CharlesMsipha6 ай бұрын
Mitchell unogona zvako iwe and your acting is also very educative. Keep it up.
@RichmanMukahiwa6 ай бұрын
Keep up Mitchell unogona ndinokufarira but ndinoshuvira kukuona Live kana zve 2 minutes hazvo sharp
@LoreenJembere-pq3up7 ай бұрын
I love you zvekutodaro unoziva l wish ndirikuZim ndaiunza CV rangu
@Simblex-sh3hw7 ай бұрын
I like this actor. Ndikutodawo collaboration Mitchell or work together
Nhasi mazogarirwa murimi DJ kkkk haaa masangana nazvo
@ShortCircuit054455 ай бұрын
Apo pekuti Mitchell ndiye writer,editor and other roles,I don't see anything wrong with that coz I believe mkoma Michael Machiona a.k.a Naiza Boom does exactly the same he writes,shoots,directs and edits as well😊.
@TakundaJerome7 ай бұрын
Rusape woyee
@trustzvikomborero2226 ай бұрын
Home girl and loved Mitchell Magaya all the way from Zambia
@mikemapfumo30787 ай бұрын
Michelle you are the best
@TatendaMuranganwa7 ай бұрын
❤vana homie vangu Rusape woyeee ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@SalomeChigwida7 ай бұрын
My favorite 😍 Mitchell
@gracematsika73047 ай бұрын
You're welcome dear sister keep going tiripo waiting for more episodes ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
@beautymaunga83096 ай бұрын
Haa Mitchell u are my home girl
@trustsibanda42307 ай бұрын
Musikana you're the best keep on love you
@gohang80723 ай бұрын
Mitchell she my favourite ❤❤❤
@gidchelseangengeza7 ай бұрын
uyu anogona🤝🤝
@tinotenda58316 ай бұрын
Keep up the good work ❤
@loreenchitubura73566 ай бұрын
Mitchell kkkkk dj Sparks vanopabuda mushe here.Magariro ayo bhoo here
@PamelaMutsata7 ай бұрын
Skiri rawaita rekugarira dj Sparks vedu usiyane naro next time 😂 ndataura pachikuru 😅🙈
@thediaryofadisabledman7 ай бұрын
That's my sister there, great actress i once acted a no of movie naye
@princemushayi88367 ай бұрын
So brave my sister don't stop
@melverchawasema49057 ай бұрын
Love you mishi
@ObviousMunyoro5 ай бұрын
Unogona wangu
@karenrutsito7256 ай бұрын
Sparks uri wekwa rusape here mkoma wangu
@T._INOTENDA7 ай бұрын
😅Dj sparks mogerwa kupii, makasortwa nice
@lenahmahupete9767 ай бұрын
My munhu ❤❤❤Mitchell
@gracematsika73047 ай бұрын
Well done manyama chipo ichi keep it up ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
@gracematsika73047 ай бұрын
❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
@gracematsika73047 ай бұрын
Dzidziso yakakosha chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
@gracematsika73047 ай бұрын
Baba dee chokwadi mesw bhozvekuti ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
@gracematsika73047 ай бұрын
Imboisai tuma Topic twe English for change please ❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@gracematsika73047 ай бұрын
Usage zvekuzoti munhu are sure l wish l can join in welldon ❤❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
@patiencemudyiwa37117 ай бұрын
Tisu wanhu wacho pamaUngwe beyond those mountains Manica Valley
@MAVISTHOMPSON-j8h6 ай бұрын
Pamaungwe shuva tiripo
@ShellaChipetu6 ай бұрын
Gara kwazvo unoda kuseducer dj spaks hre
@amariamudzindiko91387 ай бұрын
Rusape woyee...love you homiee
@JuniorGilbertMhonde427 ай бұрын
Woyee
@Plaxedes-to1lh5 ай бұрын
Mitchell anogona ❤🎉
@VurayaiMaposa6 ай бұрын
Ndokuda Mishy
@gracematsika73047 ай бұрын
Chokwadii ndiMwari inyasha chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
@SaselamaniMax-rm6nw7 ай бұрын
Everything bhoo but skirt ne magariro totarisepi veduwee 😢
@jbsupervisor996 ай бұрын
How can we link up naye. Am interested in acting
@anesumotsi096 ай бұрын
WAITA HAKO SPARKS , INI MITCHELL MAGAYA NDAISAMUZIVA NDATOTANGA WO NHASI NDAZOMUTSVAGA AFTER INTERVIEW
@MAVISTHOMPSON-j8h6 ай бұрын
Ndinodawo kuactor newe homie
@simbaiwara36427 ай бұрын
hanzi sparks waita hwe jongwe!......🤣🤣🤣😆😆😆
@tinashekamhapa48037 ай бұрын
Sparks ziso rako riripakati pemakumbo
@djsparkszw7 ай бұрын
Mukundipomera kkkk
@tinashekamhapa48037 ай бұрын
@@djsparkszw kkkk sry
@T._INOTENDA7 ай бұрын
😂😂😂handigone kukunda miedzo in Bagga's voice
@Adorationmoyo7 ай бұрын
Kkkkk ayita hweJongwe hre
@MolleenGomo7 ай бұрын
Enda mberi ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@FanisoChikatsa-bk3vt7 ай бұрын
Manyama I love you zvangu ❤❤❤❤❤❤❤🎉
@sasha.i.jrufasha51227 ай бұрын
Home girl...❤❤
@Chagwesha_media7 ай бұрын
Pagumbo apo ndachema zvangu hameno kana dj vakunda miedzo