Motokari yehurombwa Yobaka Moto Pa Bindura zvizere muVideo

  Рет қаралды 21,624

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 51
@WitnessGobvu
@WitnessGobvu 3 күн бұрын
I like the way you do Tichkach. U respectful uchidzidzisazve kuti vanhu vabatane after maproblems
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 3 күн бұрын
Ndiro Dambudziko requick money unozodemba pamberi apo
@tanyairene3225
@tanyairene3225 2 күн бұрын
I finally found your page☺️☺️ iiiiiiiiiii quick money yakaoma nhamo irinani
@patrickmakausi4164
@patrickmakausi4164 2 күн бұрын
Marketing 😥😥😥
@gladysmundembe7886
@gladysmundembe7886 2 күн бұрын
Chokwadi akaromba haapi munhu mari yake asi kukutengera number 1 unodya nekudya ukaputika
@WadzanaiRuthMashonganyika
@WadzanaiRuthMashonganyika 9 сағат бұрын
Unoda kupihwa Mari yausina kushandira what kind of black entitlement is that? Shanda yako tione kuti unongopa munhu Mari just because vanhu vakuonakuti wazviitira tumari twako😂. Plus vatanga marketing ya sekuru Musundagore😂
@miltonsikono1513
@miltonsikono1513 6 сағат бұрын
& it only works on funerals
@NyaradzaiNyakunika
@NyaradzaiNyakunika 3 күн бұрын
Aaa. Vanhu warikuromba wena 😢
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 3 күн бұрын
Nxaa achinyepera rudo parufu iye achiziva kuti zvake zvafaya ummmm zvakaoma chokwadi
@Maitanyamasvosva
@Maitanyamasvosva 3 күн бұрын
Sekuru musundagore vanogona asi havana zvavo noise sevamwe vatinoziva. No muzepete no kutengwa matare aripachokwadi. Ndidzo n'anga dzatinoda muzimbabwe idzi kwete dzinotungamidza mari kutengwa and vachisiya mhuri dzapesana
@bothwellgondora6502
@bothwellgondora6502 3 күн бұрын
Ko pamari vanopondawo zvakadii bcz n'anga dzemuzimbabwe dzakuda mari kudarika kubatsira dambudziko remunhu.vazhinji vanotaura mari dzekupenga
@berthamadeu6633
@berthamadeu6633 3 күн бұрын
Marketing ye Na’nga manje. Pakaipa
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 күн бұрын
Ye spar and ok haina problem zvayoka?
@claud329
@claud329 2 күн бұрын
Ibasa revamwe ka.renyu ndereyi paitwe marketing
@Janemacelyn
@Janemacelyn 2 күн бұрын
Do see anything wrong with that.
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 2 күн бұрын
Zvinorwadza hazvooo
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 3 күн бұрын
Hooo vanobetsera nai,tinongonzwa 🙏
@IdahRugara
@IdahRugara 3 күн бұрын
Mari dzekuromba idzi dzonetsa
@SophiaTsuro
@SophiaTsuro 3 күн бұрын
Veshirt ye blue na t one asi murima Brothers kufanana
@BarbrahTawabarira-ic4op
@BarbrahTawabarira-ic4op 3 күн бұрын
ngavaende Kuma DNA vakafanana zvisingaite
@kushiite1147
@kushiite1147 3 күн бұрын
Hiíi Sophie daidzai VaMugabe
@ConstanceNjobo
@ConstanceNjobo 3 күн бұрын
So painful
@TapiwaJonga-c2o
@TapiwaJonga-c2o 2 күн бұрын
Advert yako tickkach TV yange yabuda but vanhu wavashandisa Havana confident tete vechidiki avo uriwe ungatora here uchiisa mumba kuti mike taison woisa mumba tete vechikuru avo vanendarira dzakazara mumaoko vanogona vaka stroker masikati husiku vachimhanya marathon chaiyo toendawo pana budhi avo nungo dzekushanda ungada kupihwa Mari mumaoko wotaura vision yedoro man like ndosaka wanyimwa Mari kumbira yekutanga business sekuru avo mangova kwekweretsawo zvavo kutaura makutovanetsa kkkkk
@TshepangJones-xx5qe
@TshepangJones-xx5qe 3 күн бұрын
Yaaaaa zvakaipa
@WadzanaiRuthMashonganyika
@WadzanaiRuthMashonganyika 9 сағат бұрын
Abatsira PA rufu atadza futi arega kukupai Mari atadza futi munhu mutema haumugone 😂
@miltonsikono1513
@miltonsikono1513 6 сағат бұрын
Rituals money only works on funerals only no matter how or what, even if one get sick it's not allowed to help but when one dies
@afronews7034
@afronews7034 3 күн бұрын
Yaif nomoney anemushonga😮
@majurychadzamira3032
@majurychadzamira3032 3 күн бұрын
Ende zvinotsamwisa shuwa brother,kuda zvakapfava se honye uku
@trustmorechingozho8545
@trustmorechingozho8545 3 күн бұрын
Kumashure wakambofambira amai vekubata munhu aiva avabira mumunda mavo achitenderera arimo, asi akavapa mushonga wacho ndivo sekuru vamwe chete neava Musundagore. Sorryi zvenyu vasiri kuzviona, ndapedza
@PrinsHouse
@PrinsHouse 2 күн бұрын
Vanhu havasa kumira kuromba wena
@arnoldsigauke6687
@arnoldsigauke6687 3 күн бұрын
Mazuvano kungonzwa or kuona pachingonzi takamboenda kun'anga ngana ngana ndobva ndatomira kuona especially tichkach anozama kuvasunda sekuru ivavo
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 күн бұрын
Saka unoda n'anga isina zita?
@geokaridza9038
@geokaridza9038 3 күн бұрын
Haasisina nguva refu yekurarama
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 3 күн бұрын
I hope vese varikuchemera kuromba varukuzviona izvi. Zvinoshatirisa zvekushandisa vamwe kuti hupenyu hwako iwewe hufaye. Shame
@Watson-tu5hd
@Watson-tu5hd 2 күн бұрын
Pakaipa APO kuromba kunoparira ko munodirei kuromba veduwee kupedza mhuri hr NHAI nekufa zvakachipa
@lillysham3395
@lillysham3395 3 күн бұрын
I think anga romba for gojd but probably he didn't know kuti akuromba. These people also are to blame they give people these things without explaining. It's a shame that people are hungry for money instead of seeking God. Imiko dzacho dzanga wudzwa kuti usape Mari awuzowana golide
@RutendoMarume
@RutendoMarume 2 күн бұрын
Munhu anoromba achievable veduwe.zvake zvichifaya haana basa nevamwe
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 3 күн бұрын
Pandangonzwa zita reN'anga ndabva ndatoziva kuti its marketing strategy even though dambudziko riripo asi pakutoshambadzwa zita reN'anga
@rebeccandarambwa
@rebeccandarambwa 3 күн бұрын
N'anga dzaku Marketa kt vawane macustomer sezvo munhu wese akungo zviita asi hurombwa huriko ende vane lucky rekucheneserwa musha zviri kutoita.nhamo ndeyedu tisina vanosimudza musoro
@GeraldMupfupi
@GeraldMupfupi 3 күн бұрын
Saka mamuchida kuzoziva n'anga iyi riini kana kuti sei
@WadzanaiRuthMashonganyika
@WadzanaiRuthMashonganyika 9 сағат бұрын
Kuroteswa nevekwangu 😂
@Mpholosisndlam8675
@Mpholosisndlam8675 2 күн бұрын
I nhema vanhu ava vari advetier n'anga yavo hamunzwe vachingoti sekuru nhingi tich kach stop kunyepera vanhu nekugadzira zvisipo
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 3 күн бұрын
Kwedu iriko shindi iyoyi muroyi mukuru chaiye tatwmbura naye
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 3 күн бұрын
Endai kwasekuru ava musati mapera
@WitnessGobvu
@WitnessGobvu 3 күн бұрын
Musapedzisira moroyawo to counter his Withcraft. Ishe varwirei.
@NomatterKabudura
@NomatterKabudura 3 күн бұрын
Ko munodii kungoti takafamba pane kuti takafamba Kwa sekuru nhingi
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 күн бұрын
Ko vamwe vane matambudxiko vachida rubatsiro vanoziva sei kwekuenda? Zvikwangwari zvezvipatara nemabhawa nemachurch zviri panze pachena wani? Zvikabviswa unoziva sei kut chivakwa uchi ndeche zvakati?
@EmilyMunyetu
@EmilyMunyetu 3 күн бұрын
Cheroo vakaty kwanhingii vanooneii ivo vakatokunda kudhara iye uyoo ndoatova rombe
@webstermatemberere
@webstermatemberere 7 сағат бұрын
This is a staged video, tich Mira kunyera vanhu iwewe, give us the evidence. Mukosho wako
@webstermatemberere
@webstermatemberere 7 сағат бұрын
Mira kunyepera vanhu iwewe
Parafini mudare ra chief Mutasa Karanganda TV
1:31:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 8 М.
Bhiza auna zero naro .dare ra chief Mutasa Karanganda TV
39:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 3,7 М.
Muzukurru ari kunyenga mbuya .dare ra Chief Mutasa Karanganda TV
22:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 6 М.
Akadzinga Mai Vakatengesa Munda Hondo Padare Ra Chief
32:45
TICHKACH MTV
Рет қаралды 1,1 М.
hanzi Motokari Yabaka Pa Pamashop Zvizere Kubva muVdio
3:36
TICHKACH MTV
Рет қаралды 2 М.
Dare ra chief Mutasa .Hama dzemurume dzopumha muroora Karanganda TV
23:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 3,7 М.
Handina Kuziva ndavingei Pa Dare
34:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 34 М.