MT DARWIN......[NGOZI] VAKARWIRA RUSUNUNGUKO MA WAR VETERANS VOBATSIRA KUTSVAGA MAPFUPA

  Рет қаралды 8,845

Drewmas Media

Drewmas Media

6 күн бұрын

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 58
@JessicaMukora
@JessicaMukora 5 күн бұрын
Ingozi ye chokwadi iyi ndakunzwira tsitsi mutumbi urikushanda basa iri veduwe mukadzi ndomunzwira tsitsi
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 5 күн бұрын
Haaaa zvakaoma ndaingonzwa kuti ngozi ngozi ndisingazive kuti zvii chaizvo zvinenge zvichiitika uuumm ndipo paunoona kuti ngozi haisi kidz game. Vanhu siyanai ne kuuraya vamwe
@user-di1zt1pj3t
@user-di1zt1pj3t Күн бұрын
Ko mapfupa how far nhai dear
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 5 күн бұрын
Andrew Neshamba Shumba live and direct 🎤
@sharonmagede3757
@sharonmagede3757 5 күн бұрын
Ndopaunoona kuti all things will come to an end ,nhau dzengozi idzi nemhepo dzatekeshera mazuvano zvinhu zviri kufumuka , i think God is cleaning His land👏
@FranciscaMemory
@FranciscaMemory 4 күн бұрын
Chero akava madrugs veduwee agotaura zvese Brandon akamuziba sei mbuya ava kubva pabuda nyaya iyi vane zvavarikuita kuti zviite kunge manyepo
@user-pg4yu8ej4g
@user-pg4yu8ej4g 5 күн бұрын
Iyi ingozi yechokwadi vane Shamba
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 5 күн бұрын
Yanga iri sei Sunday kwanga kurisei kumakereke
@florencemangatu499
@florencemangatu499 5 күн бұрын
Chakatanga kutora imba yemukwasha nekugara kumba kwemukwasha kwemakore izvozvo zvega zvinotaura zvakawanda zviwindi mozvionepi
@FungaiWapendama
@FungaiWapendama 5 күн бұрын
Nhasi ndatangao 😂😂.Sofa rese kuti dhesheeeeeee
@PaloSant
@PaloSant 5 күн бұрын
Spring rese😂. Ticharohwa kuunza sofa pano😂
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 4 күн бұрын
Ingozi iyi vanhu vasati ma drugs vachaparira miromo yavo vasatamba naakaurawa veduwee
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 5 күн бұрын
Maswera sei vabereki
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 5 күн бұрын
Ummmmmm kune vanoramba kuti chivanhu chiriko. Zvese zvirikuitika izvo toting inhema here?
@emmahbulazi
@emmahbulazi 5 күн бұрын
My brother Andrew murirudadiso ❤
@madamboss7216
@madamboss7216 4 күн бұрын
Kana panemasvikiro zvinofamba zvakanaka tinotenda ❤❤❤❤❤
@DorcasTambu
@DorcasTambu 4 күн бұрын
Pakaipa gore rino ndire gozi
@user-mp9bn5vl6l
@user-mp9bn5vl6l 3 күн бұрын
Neshamba unobhowa nhau dzako dzoperera muzhira iwe hazvishandi nhau ngadzipere
@Myprinceof
@Myprinceof 5 күн бұрын
Tine imwe Ngozi pachipinge apo yanetsa futi yaamai vakauraya munhu nekuda kwe TV now zvaakunetsa munhu haisi huku
@BothwellTonderayi
@BothwellTonderayi 5 күн бұрын
Nhasi ndiri number 6
@user-rm5lk1ul3f
@user-rm5lk1ul3f 10 сағат бұрын
Nyaya iya yakazopera sei
@ChipoMashonganyika
@ChipoMashonganyika 5 күн бұрын
Boe here uko
@user-zf8nn1gb9k
@user-zf8nn1gb9k 5 күн бұрын
Ndakaringa ini
@Smoyo
@Smoyo 5 күн бұрын
Saka darwin kwakapararira vanhu vakawanda nguva yehondo
@Myprinceof
@Myprinceof 5 күн бұрын
Mhosva hairovi chero ukaita çhakashata wakavanda miti neshiri dzedenga dzinokuona chete ungauraira munhu nyama shuwa
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 5 күн бұрын
Headline yenyu irikusiyana siyana why nyorai same headline part 1 zvichidaro
@knowledgemarumahoko9172
@knowledgemarumahoko9172 5 күн бұрын
Taiveko latimer manhu akashaika so Monday maWar vet vakuuya kuzochera
@maipraise
@maipraise 5 күн бұрын
Taura hako aaaa ndatofunga kuty ndeimwewo nyaya
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 5 күн бұрын
@@maipraise Nhai zvako same story monyora zvakasiyana siyana
@keylapatricia9883
@keylapatricia9883 2 күн бұрын
Sekuru mukotsanjera murikupi kwaita mabinya😢
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 2 күн бұрын
Mai avo ngavataurise Kani
@SirModern-k
@SirModern-k Күн бұрын
Pakuda gamba reGolongozi apa Mukotsanjera
@TeacherTendai
@TeacherTendai 5 күн бұрын
Tamirira Tuesday
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 5 күн бұрын
Nevanoswera kumabhawa maswera sei 😂😂😂😂
@T1an2tswa.123
@T1an2tswa.123 4 күн бұрын
Nevaneos
@user-di1zt1pj3t
@user-di1zt1pj3t 4 күн бұрын
Ko iripi yanhasi
@Smoyo
@Smoyo 5 күн бұрын
Yakatangira kupi nyaya iyi nhai
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 күн бұрын
Iripo pamashure apo
@FranciscaMemory
@FranciscaMemory 4 күн бұрын
Ko nhai vaNeshamba ko headline yachinja futi
@user-mp9bn5vl6l
@user-mp9bn5vl6l 3 күн бұрын
Unobhowa uyu
@sebiachidamoyo8930
@sebiachidamoyo8930 5 күн бұрын
Zvakazofamba sei
@VivianMagenga
@VivianMagenga 4 күн бұрын
Mount Darwin ndokumusha mu book rekwa murenga village ini ndina bamuunini vanku vakapondwa gore ra 1994 ndisati ndazvarwa asi mukukura vaimbobudira pane hanzvadzi yavo vachiti vakavaponda vakatsipika hembe dzavo vakacherera vakapavakira imba asi day mwari havadhakwe Mushonga yavo ichafumuka se zvaita izvi vanhu vanenge vachiuraya munhu se huku asi mwari haadakwe zvinofumuka chte
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 4 күн бұрын
Kuna Mkotsanjere kuManyikaland anoapedza ma sports iwawa
@VivianMagenga
@VivianMagenga 4 күн бұрын
@@annietakaedza7425 arikupi uye mune # dzavo hr vanogarepi
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 4 күн бұрын
@@VivianMagenga Ndongoziva kuti ndeveku Manyikaland province .Number dzinobuda pavanobetsera vanhu handina kudzitora
@VivianMagenga
@VivianMagenga 4 күн бұрын
@@annietakaedza7425 oky thanks
@Netsaimhaka
@Netsaimhaka 5 күн бұрын
Vepano 2:49
@Netsaimhaka
@Netsaimhaka 5 күн бұрын
Vepano
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 күн бұрын
Tsvakai mukotsanjera guys
@madamboss7216
@madamboss7216 4 күн бұрын
Weyko kkkkk
@NorestMupondiwa-mz4fr
@NorestMupondiwa-mz4fr 5 күн бұрын
🎉
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 4 күн бұрын
Kutanga zvaiita kunge pasina nyaya bt ndakutanga kuinzwisisa manje haaaaaa gogaz awo ngavabvume nyaya yawo zvipere
@Myprinceof
@Myprinceof 5 күн бұрын
Tine imwe Ngozi pachipinge apo yanetsa futi yaamai vakauraya munhu nekuda kwe TV now zvaakunetsa munhu haisi huku
@pamelamurambiza
@pamelamurambiza 5 күн бұрын
Ndeya tonderai here. Ngavai buditse pakaranganda
@Myprinceof
@Myprinceof 5 күн бұрын
@@pamelamurambiza exactly yaTonde yakanetsa kuchipinge uko munhu akafira TV chaiyo
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 5 күн бұрын
Ko yavepapi ndakaguma anyaradzwa namukotsanjera
@user-mt5wn4jm6k
@user-mt5wn4jm6k 2 күн бұрын
Maziso atsvuka nekuda kuziva kuti mapfupa awanika hr nhyDrewmas Media
MT DARWIN.....GUVA ROTSEMUKA VANHU VOPIWA MAZAMBIA
20:18
Drewmas Media
Рет қаралды 12 М.
THEY made a RAINBOW M&M 🤩😳 LeoNata family #shorts
00:49
LeoNata Family
Рет қаралды 16 МЛН
Inzwai Zvaakutaurwa Na Mnangagwa Futi😳😳😳😳
2:06
Nyaya Version
Рет қаралды 424
My Son Impregnated My Wife  | Chief Chinhamora |Publicsphere
22:15
MUTOKO ......... MHEPO YODA KUURAYA MUNHU PADARE RAMAMBO MUTOKO
41:26
COMIC AWARDS JUNE 2024
44:32
Comic Pastor
Рет қаралды 84 М.
Normal vs Psychopath vs Rich How to heal a cut on your finger ☝️❤️‍🩹
0:19
Я нашел кто меня пранкует!
0:51
Аришнев
Рет қаралды 3,2 МЛН
Just a joke 😂
0:11
ARGEN
Рет қаралды 1,7 МЛН
She saved others
0:20
V.A. show / Магика
Рет қаралды 3,7 МЛН