Ko mari iri backed ne Gold re Zanu-PF inoruza value sei.?🤣🤣🤣
@robsonmukanza2515Ай бұрын
Iye wakambozviona kupi.nyika ipi pasi rino munhu anoita finance minister mhuri yake ichigara kunze kwenyika?
@Thina552Ай бұрын
He is just a Minister of Finance by title, but he has no say in finances. He is under Mnangagwa’s Emmerson junior. So please don’t blame him, but blame your President who has no clue
@MashingeАй бұрын
@@Thina552 exactly
@evermoremarekera413Ай бұрын
He must go to chikurubhi he lost the election why does he cane back to the same position
@MashingeАй бұрын
Blame any of the three but the fact remains...the head coach is Mnangagwa.
@RumbidzaiKafuramaАй бұрын
Thank you hako hama and don't know why pple can't face Mnangagwa wacho nxaaaa
@mulouchannelАй бұрын
Madofo - kudzungaira ivo mapositori for ED
@GeorgeNamawaАй бұрын
Guys we are suffering Zimbabwean,Mr President musandaro vanhu vari kushupika imi muri pamutambara kende
@weshallovercome-dg6siАй бұрын
Shutdown Zimbabwe..😅😅😅😅 Chamisa wakati vachati EKE
@suemashy4081Ай бұрын
Tichasvinura hedu natongombeya anoda kudya enga. Anoda kusiya musisina chinhu munyika atora everything, ed marwadzo dei abva ake
@Carpediem_76Ай бұрын
That’s why the economy is a joke. Mnangagwa (and Mugabe before him), should not instruct the experts like Mthuli on how to do their jobs.
@LeonardMangwadhiАй бұрын
Mthuli Ncube anorwara pfungwa zig haisi mari takakuudza exchange rates harizivikamwi uri dako zvino uchaita seyi uchagara uri mumwena sembeva
@kennyrukovo8243Ай бұрын
The biggest culprits are ZANU PF supporters!
@TheHeartofSpearАй бұрын
Hamusati matimadii.Hakuna chakanaka kana musina kubvisa mbwende mumaMines nemumafarms muchiwedzera ma land barrons
@TafadzwaDavidMugadzaАй бұрын
These people have evil minds,God have mercy on us
@weshallovercome-dg6siАй бұрын
Mbire Mutuvi aibva Switzerland not United Kingdom(UK)
@ian1725Ай бұрын
Does Mthuli have final say on financial issues of Government? Dont think that he willingly authorised all those expenditures on infrastructure which have been going on, and also the expenditures on vehicles for chiefs. Mthuli understands the issue of public finances which is why he has been trying to introduce new ways of raising moneys for government. The majority of people do not pay taxes in Zim, yet people expect good service delivery from government
@weshallovercome-dg6siАй бұрын
MaChief akatengerwa motor nezuro uno. Pasi neZanuPF nehutungamiri wese
@Bigdhara1Ай бұрын
Tikakuudzai kuti Musangano is a cult club moita nharo,,, haubudi mu club zvekumhanya…
@conmukombero8627Ай бұрын
Ko gold racho ramaiti raka back asi rakabiwa kani munhu akaba gold rakanga raka back ZIG pliz dzosera hona rate yakuita kunge yadya masted
@emmanuelvhunga2602Ай бұрын
Wotonzwa maivako va of chibva kuchurch vachiti nhasi kuchurch kwange kuchinakidza kkkkkk
@rowlandmutede775Ай бұрын
Dr Nkosana Moyo was the Minister of Trade and Commerce and not the Minister of Finance
@EdmondNemukuyuАй бұрын
Why lying as if musi wacho hausvike dzimwe politics soo😮
@ivychigonga3366Ай бұрын
Ko akuda kutizei?? Ngekuti he has looted enough for life. He wants to go and enjoy the lootie isu tichidya nhoko dzezvironda .Shame on you Mtuli Zanupf inodya vana wayo. Wati Wadii.
@captainmukombwe4054Ай бұрын
Chii chaitika kwemari iri backed negoridhe, uye tichanyarirepi ne hype yese yakapihwa zig parakaparurwa paya
@willardhogwe4406Ай бұрын
Ma zidofo chaiiwo
@EverestSimauАй бұрын
Ka simairi ka mushayavanhu kanotaura hobho ,
@BenardMagutsaАй бұрын
Havasati vatanga 😅😅😅😅😅
@krchatiraАй бұрын
Muface uyu haasi kuda kutiza, blue print iripo. Just wear a dress onanga kuboarder reMoza, zvakashandira vamwe!
@enockdzanas2420Ай бұрын
ZIG is backed by fake gold real gold is wth sott wicknel mike and mnangagwa