Mudzimai Akaroorwa Ounza Sahwira Wake weChirume kuBasa Achiti Akagadzira Mwanasikana Wake neHuku

  Рет қаралды 6,979

Nhimbe TV

Nhimbe TV

Күн бұрын

Ama vouya kuDare vachimhan'arira sahwira wavo kuti akaita chivanhu pamwanasikana wavo achishandisa huku. Izvezvi urwere hauchaperi.

Пікірлер
@shepherdmanzira993
@shepherdmanzira993 2 сағат бұрын
Baba Christian vakatopfeka kunge biker 😂😂😂
@siphidube9811
@siphidube9811 Сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@Rebhara
@Rebhara 12 сағат бұрын
Saka mungasiya Gire ane munhurume panze manheru muchienda kunorara?Zviiko izvi
@nhimbetv
@nhimbetv 12 сағат бұрын
Zvakaoma
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 18 сағат бұрын
Vanhu vanotaura vachibvunza mubvunzo vachizvipindura vanoti bhowe kuteerera. Yakambobvepiko tsika iyoyi?
@emelykapita4181
@emelykapita4181 17 сағат бұрын
Taura hako ndinasekuru vangu vaitaura vachidato
@TheChekas
@TheChekas 17 сағат бұрын
Nyaya yake inotora double the time
@nhimbetv
@nhimbetv 12 сағат бұрын
🤭🥺
@SmilingGamingHeadset-ep2ww
@SmilingGamingHeadset-ep2ww Сағат бұрын
Ko ivo mai ve mwana pavakaona baba ava vane huku mumba mavo vakaitei?
@tendayimuserere8223
@tendayimuserere8223 6 сағат бұрын
endai kwa Miracle Paul
@AllanChatindo
@AllanChatindo 16 сағат бұрын
Mahindra iripi baba Christian asangana nenyaya yerape
@nhimbetv
@nhimbetv 12 сағат бұрын
Haha yange isipo
@Pasipatorwa
@Pasipatorwa 19 сағат бұрын
Ko Duke iro kusunga rudziiko kkkkk😂😂
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 18 сағат бұрын
Zvakatoita soo. Kkkkk
@mrsmunaks
@mrsmunaks 18 сағат бұрын
Mother vatambudzika everything is upside down 😂
@nhimbetv
@nhimbetv 12 сағат бұрын
🤭
@mc_martie
@mc_martie 20 сағат бұрын
First
@nhimbetv
@nhimbetv 20 сағат бұрын
Makatikoshera
@ROGUE406
@ROGUE406 19 сағат бұрын
Amai vane doek reblue...harireme here?
@nhimbetv
@nhimbetv 12 сағат бұрын
Haha harireme iri
@mc_martie
@mc_martie 20 сағат бұрын
Baba Christian kuzvikakata😂😂😂
@nhimbetv
@nhimbetv 10 сағат бұрын
🤣🤣🤣
@markmax3112
@markmax3112 5 сағат бұрын
Anenge munhu we fighting
@MathewMusarurwa-pp6dt
@MathewMusarurwa-pp6dt 19 сағат бұрын
Mambo mune basa. Mwari ngavarambe vachikuchengetai.
@nhimbetv
@nhimbetv 11 сағат бұрын
🙏
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika 11 сағат бұрын
Imi mungasiye mwana nemunhu rume panze monorara zvinorewei sure
@nhimbetv
@nhimbetv 10 сағат бұрын
Zvakaoma
@mrsmunaks
@mrsmunaks 18 сағат бұрын
Baba Christian hapamihwe mihwe apa
@nhimbetv
@nhimbetv 12 сағат бұрын
Hahahaha
@ephraitmwitha9999
@ephraitmwitha9999 11 сағат бұрын
😅😅😅😂hapa mihwe mihwe chokwadi
@mercymupandanyama2518
@mercymupandanyama2518 6 сағат бұрын
😂😂😂😂unochowa chowa
@TadiwaManjere
@TadiwaManjere 5 сағат бұрын
😅😅😅😅mambo mutasa bodo hanzi enda unofembwa iwe
@DescentShala
@DescentShala 18 сағат бұрын
Hall yapera
@nhimbetv
@nhimbetv 12 сағат бұрын
Yapera sure
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 7 сағат бұрын
Mahindra ngaitakure munhu tisati taenda kure
@nhimbetv
@nhimbetv 7 сағат бұрын
🤣🤣🤣🤣 aikaka
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika 11 сағат бұрын
😂😂😂😂baba va Christian vanozvikakata kani😂😂😂😂
@nhimbetv
@nhimbetv 10 сағат бұрын
🤣🤣🤣🤣
@portiamzezewa216
@portiamzezewa216 2 сағат бұрын
😂😂😂😂vanozvihwa ginger neRed belt
@JaamessyWilliam
@JaamessyWilliam 20 сағат бұрын
I'm the first
@nhimbetv
@nhimbetv 20 сағат бұрын
Thank you🙏
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 18 сағат бұрын
First kudini?
@shingirainyadore2397
@shingirainyadore2397 10 сағат бұрын
Murume arip iwe unotaura baba vemusha varipo
@nhimbetv
@nhimbetv 9 сағат бұрын
😃😃😃😃 haana kuuya
@MaryManyunga
@MaryManyunga 5 сағат бұрын
Kkkkkkkkkll murume akapusa kkk
@amosshoko7710
@amosshoko7710 5 сағат бұрын
anechipo chokutaura mumumhuri ndiye anotaura
@Endenegmanjira
@Endenegmanjira 9 сағат бұрын
😅😅😅😅😅😅😅
@nhimbetv
@nhimbetv 9 сағат бұрын
🤭🤭🤭
NDAINYENGA WAKADZI NEMUBOBOBO Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
1:02:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 9 М.
Help Me Celebrate! 😍🙏
00:35
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 82 МЛН
Миллионер | 2 - серия
16:04
Million Show
Рет қаралды 964 М.
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 55 МЛН
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 21 М.
MUNDAWANETSA UYU .DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
1:26:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 3,8 М.
A TANGLE OF TRUTHS DNA DOCUMENTARY: TINASHE MUGABE DNA SHOW #tinashemugabe #dnaman
1:04:25
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
Drewmas Media
Рет қаралды 13 М.
VARI KUNDITI NDAKAPONDA (best latest matsanga zim comedy 2024)
8:50
MATSANGA COMEDY -TEAM PAGHETTO FILMS
Рет қаралды 1 М.
Help Me Celebrate! 😍🙏
00:35
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 82 МЛН