Mudzimu Unosvika Pese Patinoda Kuita Bonde

  Рет қаралды 16,214

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 76
@iressemerson7468
@iressemerson7468 11 ай бұрын
Sisi batai hana yenyu katatu muti ndiri hure😢
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 ай бұрын
😂😂😂😂
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Ndazvityawo ini apa naiye murume ngaasiyane nedzimu iri kkk
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 11 ай бұрын
Mudzimu we chiofanbi une rusarura. Unopa bonde chikomba pa next uchinyima husband.
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Unoudza murume kuti unwe mwana haasi hako asi waro dzimu😅😅😅😅😅
@minglee4133
@minglee4133 11 ай бұрын
Midzimu isina skiri😂😅
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 11 ай бұрын
Hapana zve Madzimu apa. I gold digger iro. Vabereki varikuti mwana wavo anani ? Mukadzi wemunhu aka poya uyo full stop. Murume ngaaripwe zvisina kupokana.
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f 10 ай бұрын
Mambo l like your humbleness ❤
@michaelmhlanga9367
@michaelmhlanga9367 11 ай бұрын
Zwapanenge pa baby clinic
@juliasMapara
@juliasMapara 10 ай бұрын
Pakaipa sister muri hure ramakoko 😂😂 gutsikanai nezvamunazvo shamwari yangu mkadzi uyo rakapepeta rikasiya tsembwe hamiri panzwimbo
@MhofuShava-f2r
@MhofuShava-f2r 11 ай бұрын
Mambo you are intelligent
@chipojeks9751
@chipojeks9751 11 ай бұрын
Kuripisa mombe mbiri ne $700 munhu akabvisa $100 kwatezvara. Imii. Mahumbwe mambo.
@japhetmoyo1349
@japhetmoyo1349 11 ай бұрын
Eeeh chero kusina kuroora dzinonaya mukadzi wemunhu haatorwe kana kugara kusina kuroora unopinda bussy
@kumbiraicliffchinodya4661
@kumbiraicliffchinodya4661 11 ай бұрын
Toraizve vakadzi vevanhu
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
​@@kumbiraicliffchinodya4661Haabatwe havazvizive 😅😅😅
@tsitsikampira1011
@tsitsikampira1011 11 ай бұрын
Boyfriend iyi ngaibva yamusiya nekuti ibishu remukadzi
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 11 ай бұрын
Ngaende kum DNA test Mwana haasi wako mukadzi akaenda ndiye Ane mwana wake
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Ndazvionawo ini nwana ndewedzimu😅😅😅😅
@Laku969
@Laku969 10 ай бұрын
Umm arikutaura chokwadi ndeupi?
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f 10 ай бұрын
Madzimai muri pfambi nzenza chaiyo garaika tione naye gumbura wacho ndiye achagona mudzimu vamuinawo here plus muri benzi kunyatsobvuma kuti makadanana nemurume uyu musati marambana nemurume wenyu nxaaa
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 11 ай бұрын
Chienda kuma dna uzive kuti mwana ndewako here kkkiii
@priscillatembo6760
@priscillatembo6760 11 ай бұрын
Kkkkk mudzimu Apana hapo asi mukadzi ahachade chete
@ListonChiritsoka-b4t
@ListonChiritsoka-b4t 11 ай бұрын
Sound please
@afronews7034
@afronews7034 11 ай бұрын
Hule.sisi slimy kunyepera Kaku zungungaira nablazo avo mabasa 🤣😅🤣🤣
@Unruly_Dwayne
@Unruly_Dwayne 11 ай бұрын
Hapana nezvemudzi apa huroyi chete chete 😂😂😂😅
@chipojeks9751
@chipojeks9751 11 ай бұрын
Mukadzi ndiye tsotsi. Murume dai ataurawo chokwadi vanhu vangakisana maketeni akabhurika here chokwadi. Zvimwe zvinhu zvacho soo.
@ssam1430
@ssam1430 11 ай бұрын
Marshall 'Chigumbura' wakango zviomerawo zvako
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 11 ай бұрын
Manjuzu
@corleone230
@corleone230 11 ай бұрын
Yeah ma1 ava blaz ava so
@dennisjon9340
@dennisjon9340 10 ай бұрын
😂😂😂Mudzimu usingape kaviri wakunyima
@kwik-wind-o-kleenmallandsh2950
@kwik-wind-o-kleenmallandsh2950 11 ай бұрын
Mukadzi uyu itsotsi chairo
@itaisimbi839
@itaisimbi839 11 ай бұрын
Haaa 5 yrs risina kuroora haiwawo aida kumusungirira ngaasungwe ko kuda mwana apa usina kuroora mukadzi haachakuda
@itaisimbi839
@itaisimbi839 11 ай бұрын
Zvagara zvinosunga mukadzi kuti aigarasei havana basq nazvo kutongwa mudare marwadzo ega makutarisa pangonzi mudzimu
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 7 ай бұрын
Vana vanodeiko mudare?
@bvarujokerromeo
@bvarujokerromeo 11 ай бұрын
Chero dai wakamukisa wangu hazvina basa hauna mhosva coz akakuti haana murume munhu uyu saka iwe mhosva yako ndeyei .Chero dai wakarova beans haasi mukadzi wemunhu ndozvaakakuudza pamha futi kurova beans 😂
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f 10 ай бұрын
k support you chikomba chakatonyeperwavo zvekuti hachaimbofanira kuripa
@tingztakstym9269
@tingztakstym9269 11 ай бұрын
Ungarwadziwe kuty watrerwa hure risina magaro haiwa, but ripwa hko
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 11 ай бұрын
Complicated
@concilliamandaza3732
@concilliamandaza3732 11 ай бұрын
Mukadzi ane dambudziko rechihure uye mishonga
@Michaelthebigguy2st
@Michaelthebigguy2st 11 ай бұрын
kadare Kane huwori hwakaipa ikaka toziva nyaya inopedzerwa pajekerere kwete kt vanhu chimbobidai panze mozodzoka menge masara muchiitei
@chichichigz
@chichichigz 11 ай бұрын
Uyu mkadzi uyu idzenga rekadzi sure romboti hatina kuenda robva rakanganwa zvarataura roti takaenda kumusha kwangu naye nxaaa dai ndripedyo ndaku dzemura nembama
@precioustafirei7394
@precioustafirei7394 11 ай бұрын
Mukadzi uyu ndogweregwere manje 🤣🤣🤣🤣
@tripodxxx1
@tripodxxx1 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂 taura hako Fake mudzimu waibuda apo..anga ari ma game ekuda kuhura ...murume akapusa uyu
@MaxwellZvarivadza
@MaxwellZvarivadza 11 ай бұрын
Saka iwe waiti mukadzi aripi for 4 months
@petervirimai8780
@petervirimai8780 10 ай бұрын
Anonyadzisa uyo anozviti Gumbura
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 11 ай бұрын
Mudzimu upi ASI chikwambo Kani 🤣🤣🤣🤣🤣🤣siyai chihure
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 11 ай бұрын
Haa murume uyu kuti dziri bho here....ummmmm
@tapiwadexter1382
@tapiwadexter1382 10 ай бұрын
Anoshandiswa nechikwambo kwete midzimu uyo.kkkk mudzimu isina skiri isingaziye kut Chii chinonzi kili kili
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Dzimu hapana apa kunyepa chaiko 😅😅😅😅😅
@RoseTshuma-e1t
@RoseTshuma-e1t 11 ай бұрын
Dare renyu noise kani tonzwei
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 11 ай бұрын
There is a lot of noise there
@franklintinei
@franklintinei 11 ай бұрын
Noise kani tonzwasei
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 11 ай бұрын
Ko murume uyu haana hama here.
@bvarujokerromeo
@bvarujokerromeo 11 ай бұрын
Idzimu renhema iro bambo anga asisakudei
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 10 ай бұрын
Mudzimu kana chikwambo kkkk imika😅
@lreneMuwodzi-jv2ey
@lreneMuwodzi-jv2ey 10 ай бұрын
Zvimudximu zvemanjuzu zvavari kuzvitsvagira vega
@SibongileThomas-le3tp
@SibongileThomas-le3tp 11 ай бұрын
Yakangopora pora hayo nyaya yake
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Chihure zvachinoita kkkk saka amai ava kutoramba murume nokuti vaane chikomba
@lreneMuwodzi-jv2ey
@lreneMuwodzi-jv2ey 10 ай бұрын
Mukadzi ane drama chairo
@TredaPomo
@TredaPomo 11 ай бұрын
Naiyewo murume ibenzi unga teere mukadzi kune umwe murume benzi
@lucymasedza4703
@lucymasedza4703 11 ай бұрын
Akatovhiringwq murume uyu nrmishonga
@kelvinmarwizi8769
@kelvinmarwizi8769 11 ай бұрын
Ulihule makadzi iwe
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 11 ай бұрын
Chikomba chanyisiwa kubvisiswa 700us apa murume akangobvisa 100 us chete
@LucySibadhlile-o4o
@LucySibadhlile-o4o 10 ай бұрын
Midzimu manyama
@Sue31013
@Sue31013 11 ай бұрын
Zvevakadzi vevanhu muchazvirega
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 11 ай бұрын
Mudzimai uyo ndiye ari kutenderedza dare achiziva hake nyaya yake. Ko mudzimu kuzopindira kundima yaVaMugabe hanzi mwana haasi wako kkkkkkk!
@ceciliachishanu8681
@ceciliachishanu8681 11 ай бұрын
Bishu manyama
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 10 ай бұрын
Kashave kekuhula hula
@StobechileGumbanjera
@StobechileGumbanjera 11 ай бұрын
Chibishu
@ROGUE406
@ROGUE406 11 ай бұрын
Hongu vakuru varipo - LOL
@JerryNcube
@JerryNcube 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@sonenigwenelo2076
@sonenigwenelo2076 11 ай бұрын
😂😂😂😂 mcee
Taingoita Rudo Rwepafoni
24:07
SlyMediaTv
Рет қаралды 6 М.
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 339 М.
黑的奸计得逞 #古风
00:24
Black and white double fury
Рет қаралды 23 МЛН
Cool Parenting Gadget Against Mosquitos! 🦟👶 #gen
00:21
TheSoul Music Family
Рет қаралды 31 МЛН
龟兔赛跑:好可爱的小乌龟#short #angel #clown
01:00
Super Beauty team
Рет қаралды 59 МЛН
Dzviii Ndakachibata Chikomba Mumba .Dare ra Chief Mutasa
28:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 64 М.
Akaenda Joni Akadzoka Asisatauri
20:51
SlyMediaTv
Рет қаралды 3,5 М.
Akadya Bota ra Sabhuku
1:05:47
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 40 М.
JURU......... AKABA AKAFA ACHICHEMA HUKU MUDUMBU
27:29
Drewmas Media
Рет қаралды 21 М.
Ndakaba Laptop Ndichida Kuregister Exam Nekutenga Mabooks
30:58
SlyMediaTv
Рет қаралды 2,2 М.
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 339 М.