Mukadzi akabatwa nechikomba irimo

  Рет қаралды 6,766

Manass chibanda

Manass chibanda

Күн бұрын

Пікірлер: 30
@Samanyanga3022
@Samanyanga3022 4 күн бұрын
Mface uyo udatawindi chairo. Ungaone mkadzi akabviswa brugwa wototi handei kumba huya tirare, hee bika. Akadyiswa uyo.
@TariroEmelda-yv5jq
@TariroEmelda-yv5jq 3 күн бұрын
Mukuru itii ziiii mwiro you were never in that situation ask me.That time brain dzinenge dzakanzvenga ukatamba unouraya munhu.Akatogona
@welshmanwellyrichardmaredz3827
@welshmanwellyrichardmaredz3827 Күн бұрын
⁠taura hako
@godfreychanza3275
@godfreychanza3275 4 күн бұрын
Chipo haana moyo wekurera 😢😢😢😢😢😢
@tambumatara6332
@tambumatara6332 Күн бұрын
Vakadzi vasina Basa nemarriage nemarriage ndovanodiwa nevarume. Kubatwa uchiita chihure wotonzi hande kumba 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@TinasheMugwede
@TinasheMugwede 4 күн бұрын
Manhanga anowira kusina hari sure
@MadzudzoChihwa
@MadzudzoChihwa 6 сағат бұрын
Chipo Kapepe akagumbuka because she was disturbed nechikomba chake. Blaz ava was supposed to let chikomba finish first kwete kungovhiringidza
@sandratabethchiutsi9052
@sandratabethchiutsi9052 3 күн бұрын
Shame mdara Giga 😢
@ssam1430
@ssam1430 Күн бұрын
Waifunga kuti munhu anonzi Kapepe anorooreka 😢
@DescentShala
@DescentShala 4 күн бұрын
Musadaro vakadzi why muchidaro varume vakanyarara
@Anotid
@Anotid 4 күн бұрын
Chipo ihure remandorokwati.Nxaaaaaa
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 күн бұрын
Murume uyo dzakanatsokwana here? Pfungwa dzake dziri right right here?
@NonhlanhlaVundhla
@NonhlanhlaVundhla 3 күн бұрын
Ariku UK kuAmerica😮😮
@Richie-zu2bo
@Richie-zu2bo 4 күн бұрын
Hanzvadzi yake iri kuUK America,ndokupi ikoko kkkkk
@makonidanies7851
@makonidanies7851 3 күн бұрын
Ane stress munhu uyo😊
@MadzudzoChihwa
@MadzudzoChihwa 6 сағат бұрын
Kunze kunoendwa nendege kuchando
@MollenMutanga
@MollenMutanga 4 күн бұрын
Zvakaoma hazvo mapudzi anovira kusina hari sure
@wilsonlambika9149
@wilsonlambika9149 2 күн бұрын
KuUK kuAmerica, TV 7 inches?
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 3 күн бұрын
Chipo ihure remandiriri this is bad hey
@St-G2
@St-G2 4 күн бұрын
Kubata mukadzi wako akuda kuiswa is worse than kusvika achitoiswa. Zvakafana nekusvikira chikomba chichishevha mukadzi wako or chichiita dhodho mu ensuite
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
😅😅😅😂
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 2 күн бұрын
7 inch tv yatove cell phone iyi
@samsonmadzivanyika7435
@samsonmadzivanyika7435 4 күн бұрын
Akazungaira murume uyu
@Netsaimhaka
@Netsaimhaka 4 күн бұрын
Pakaipa
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 4 күн бұрын
Its so sad how people take advantage of other people.
@geec5386
@geec5386 23 сағат бұрын
Child Abuse mambo report her
@JohannMcFarlane
@JohannMcFarlane 4 күн бұрын
Aripiko murume uyo andiroore hangu
@Richie-zu2bo
@Richie-zu2bo 4 күн бұрын
Unoridii dununu rakadai kkk
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
​@Richie-zu2bo why the cockblocking asi 😅😂
@samanthakane9986
@samanthakane9986 3 күн бұрын
He’s a good man
«Жат бауыр» телехикаясы І 30 - бөлім | Соңғы бөлім
52:59
Qazaqstan TV / Қазақстан Ұлттық Арнасы
Рет қаралды 340 М.
Jaidarman TOP / Жоғары лига-2023 / Жекпе-жек 1-ТУР / 1-топ
1:30:54
Ambuya Vakandituka Kuti Nhengo Yangu NdeyeGold!!!!
11:16
SlyMediaTv
Рет қаралды 6 М.
Ndakanyengerwa Mukadzi na bhururu chinzwaiwo zvaavekutaura
51:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 38 М.
Musha wose wofa zvisina tsarukano
31:50
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 8 М.