My Chief, I always watch your court proceedings but I'm now fed up with that old man sitting on your immediate right. He's always dozing off which is being disrespectful. Please warm him or kick him out he's waste of space. Thanks
@plaxyworldwide3 күн бұрын
😂😂😂 respect madzishe.
@TafadzwaManzvidza2 күн бұрын
😂😂😂true
@BrightonNdlovu-x2i2 күн бұрын
Mai vanoda kurapisirwa Nani murume wavo
@honestrufu53542 күн бұрын
Kana uchimboonawo Parliament sessions unotoona chirwere
@afronews70343 күн бұрын
Vanhu vekumakomboniaya😂😂😂
@SenzeniGanyani2 күн бұрын
Baba vari kurara mudare vari padhuze namambo vapevo nguva yekuti vataure hope dzipere kkkk
@TapiwaKateena3 күн бұрын
Aaaa nhai saka kudanana kwacho kuri papi
@nomsanyika1512 күн бұрын
Kurimubrugwa wena but hazviite hazvo
@pabloshoko3955Күн бұрын
But Mai avo vari right 100% vanoda pekugara panoti pavo naBaba
@travormagwenzi27302 күн бұрын
Mumba kana iwe murume iune dollar and mukadzi ane dollar munenge muine marii mumba🤔🤔?? Dollar 💪💪
@nomsanyika1512 күн бұрын
But amai ava vakaoma moyo hazviko izvi kudemander mari yawakarapisa murume wako haiwa ndosaka vachinzi muroyi hatisati ndambozviona kana kuzvinzwa ndosaka zvichinzi for better for worse,for sickness and in health but apa zvaita vise versa for worse &for worsen for in sickness and in sicknesses until death do us apart. But rimwe side amai vari correct pakuti vaneshungu yekutengawo pavo pekukagara than kugara dzimba dzevanhu nezera ravo iroro nevazukuru hazvibude vana ngavaite plan
@stanleymadanha570816 сағат бұрын
Mushamukadzi ndozvamunoreva now she is fighting for Musha then ashata futi
@gidionmushonga3 күн бұрын
Please warn him or kick him out.
@geec53862 күн бұрын
Please wake that man up chief Please
@frankmoyo72673 күн бұрын
But paya patinoti munhamo nemurugare tiri tose munenge muchimborevei chaizvo? Saka ini ndikarwara mkadzi ane masenzi ake mumba akandibhadharira doctor kuti ndipore, zvinganzi ndinofanirwa kuvaripa hre? This is not gud, mangwana mhamha mucharwarawo muchada rubatsiro kuna baba ava.
@nomsanyika1512 күн бұрын
Kkkkk aaah ndivo vega amai ava hazviko izvi ndatanga kunzwa namai ava or mab yava revenge.