Mukadzi arikumera nhengo yechirume // Baba vakaromba imba yavo yakazohwa nemheni kuGokwe (16 MAY 24)

  Рет қаралды 14,390

Bhozhongora (Topic)

Bhozhongora (Topic)

Күн бұрын

Пікірлер: 33
@FanwellPanaishe
@FanwellPanaishe 7 ай бұрын
Murume uyo muroi chaiye mukadzi ngaite mwana murume ngaafe
@ElizabethMusasa-rw9nf
@ElizabethMusasa-rw9nf 7 ай бұрын
Munonyepa imi
@judithmutseura8014
@judithmutseura8014 7 ай бұрын
haa uyo aimboromberei achishandisa mukadzi, ngaaipedze ndirini chikomba ndotiza. ko mwana wacho or chikomba vakafa
@VongaiKomboni
@VongaiKomboni 7 ай бұрын
Mujolo uchatipedza sure
@liniagumbo9339
@liniagumbo9339 7 ай бұрын
Ko kana chikomba chikashandisa ropa racho chobva icho charegedza kuzvara
@EmmaculateDhafana
@EmmaculateDhafana 7 ай бұрын
I wish to tag vamwe vanhu vanodanana nevarume vevanhu
@MavisgadzaidhumukwaMavisi
@MavisgadzaidhumukwaMavisi 7 ай бұрын
Nyudza gejo
@judithmutseura8014
@judithmutseura8014 7 ай бұрын
ngavaite back to sender
@MorrisMutasa
@MorrisMutasa 7 ай бұрын
Iyo igood idea sure
@DRRZOE09
@DRRZOE09 7 ай бұрын
Hapana ngozi pa chikomba
@WitnessNyamutambo-h8o
@WitnessNyamutambo-h8o 7 ай бұрын
Haa nyaya idzi dzinemahora
@ElifasSvova
@ElifasSvova 7 ай бұрын
Chikomana ngachirambe neropa pliz Ropa upenyu Nada ndaramba wekuromba ngaaafe zvake inguruve yazvikanga nemafuta Ayo Elifas svova Capetown SA
@anniehartley3264
@anniehartley3264 7 ай бұрын
Inga nyika yarema yooo😢
@RunakoTrish
@RunakoTrish 3 ай бұрын
Ramba neropa rako chikomba unogona kufa aimboromberei achiitira mkadz utsinye
@patrickmachekera4396
@patrickmachekera4396 7 ай бұрын
Bhozho tipewo number dzeGweru dziri correct. Wakatipa DzaChihoro
@LovemoreNyabakwe
@LovemoreNyabakwe 7 ай бұрын
Mabozho hihwe
@LovemoreNyabakwe
@LovemoreNyabakwe 7 ай бұрын
Wakanyanya
@TsitsiMuzembi
@TsitsiMuzembi 7 ай бұрын
Mujolo unouraya uyu
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 7 ай бұрын
Ngavauraye mwana zvee nokuti hapana anoda kufa
@EmergeGwetera
@EmergeGwetera 7 ай бұрын
Popotai henyu moto yedu yakasviba
@tarisaimzira
@tarisaimzira 7 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk haaaàaa pari kurema peropa rechikomba apa
@JanetZiyera
@JanetZiyera 7 ай бұрын
Ndaapo bhozho
@IdahMarambire
@IdahMarambire 7 ай бұрын
Mukadzi wekuhura mwana ngaasabvuma kuti mwana wake atorwe ropa murume wake nechikomba ngavapedzerane
@PopsMuzanenhamo
@PopsMuzanenhamo 5 ай бұрын
Chikomba chirikufa chakangopa ropa
@Tendaikunjairakunjaira
@Tendaikunjairakunjaira 7 ай бұрын
Iye ngaafe
@abbiegogodi5606
@abbiegogodi5606 7 ай бұрын
Nyika yakatakura The love of money is the root of all evil
@munashematasva9784
@munashematasva9784 7 ай бұрын
Ngavasaende kna achifa ngaafe chikomba anenge atendera chikwambo chidye vana vechikomba vafe
@TatendaChisunga-qt3kl
@TatendaChisunga-qt3kl 7 ай бұрын
Hazviite kutora ropa remwana kubatsira bamukuru, Ko mwana akafa
@nyaraichitatu7492
@nyaraichitatu7492 7 ай бұрын
Varume taurai chokwadi makutiuraisa manje
@josephmutsengi2990
@josephmutsengi2990 7 ай бұрын
Poooooooooh
@violanemachena-hr2lq
@violanemachena-hr2lq 7 ай бұрын
Hoy
@LainaTigere
@LainaTigere 7 ай бұрын
Chikomba ngachirege kùita moyo wakaoma
@lusizohenrymathafeni3811
@lusizohenrymathafeni3811 7 ай бұрын
Chikomba ngachirambe anozorwariswa
30 December 2024
38:20
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 2,9 М.
Сестра обхитрила!
00:17
Victoria Portfolio
Рет қаралды 958 М.
小丑教训坏蛋 #小丑 #天使 #shorts
00:49
好人小丑
Рет қаралды 54 МЛН
Quilt Challenge, No Skills, Just Luck#Funnyfamily #Partygames #Funny
00:32
Family Games Media
Рет қаралды 55 МЛН
Mukomana arikufamba nembudzi kwese kwaanoenda (8 Nov 24) repost
54:01
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 10 М.
zvakaoma
14:48
Mai WaMoyo Tv
Рет қаралды 3,8 М.
Ndakanyengerwa Mukadzi na bhururu chinzwaiwo zvaavekutaura
51:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 49 М.
Mwana akaita bofu mushure mekunge abva ku holiday kwa Gogo (7 May)
42:09
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 9 М.
Huyai Munzwe Zvakaitika Kwandiri Pandakasara Ndega Mumba Meimwe Mbinga
23:28
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 142 М.
Сестра обхитрила!
00:17
Victoria Portfolio
Рет қаралды 958 М.