Sando dzenyu sabhuku mwari vakukomborereyi, ndohutungamiri hwatinoda, may god bless u kasingapere nezvamairita mhuri iyi, this is a beautiful ending, thanks u baba taps nekutipa nyaya izere i loved the out come of it, well-done.
@getrudesowe5687 Жыл бұрын
😢caqq
@YvonneMbizvo Жыл бұрын
Uyu akarongeka not wanachabodo
@spiwenyamz1699 Жыл бұрын
Sabhuku well done. Nyaya idzi ndedze maourisa kwete kuchaja vanhu mari. Uyo ndaende ku porisi anotaura nyaya yake
@netsaimusendo8488 Жыл бұрын
Ngaende kujeri uyo.. thank you sabhuku nekuoma basa kwamaita komborerwai nashe
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Ava ndivo sahbuku vano ziva basa ravo
@tinayechigidi8931 Жыл бұрын
Innocent until proven guilty uchazoiwona kukosha kwayo wapomerwa mhoswa yausina kupara vanhu votanga kukuti muendesei kujeri.mapurisa ngaatange aita basa
@joycehandreck8356 Жыл бұрын
Inyaya inosuwisa zvikuru ndarwadziwa namdhara uyo
@faithnyatsanga6630 Жыл бұрын
This just broke me 😢😢😢, poor old man & his wife , they deserve justice.Dai zimhondi iri rikavharirwa mujere for life
@PaulineMuzanenhamo Жыл бұрын
Thank u baba tapusi iiii unehutsiye mukoma uyo yana matutsa iri nani iyi yakaoma iyi kushungurudza vanhu vakuru vakadai ngaende hake kujere uyo imhondi
@lindahpemba7898 Жыл бұрын
Musatange kumupa mhosva asati atongwa, zvanzi they will be going for tests what if he did not commit the crime
@evernicekapita7786 Жыл бұрын
@@lindahpemba7898 hanzi he confessed wani asi hamuna kuzvinzwa su
@lindahpemba7898 Жыл бұрын
@@evernicekapita7786 handinaba that was from 2 weeks back
@neverkabuku3015 Жыл бұрын
With due respect to traditional courts I think police should handle cases like this. Zvekuripisana mombe ne mbudzi izvo hazvishande
@tanakatsireti644 Жыл бұрын
Police inozopibda as a secondary source. There is a civil offence and criminal offence. 1. Civil ndoyekunyenga mukadzi wemunhu pamberi pake. Ndoine zvekuripa. 2. Criminal ndoinobata rape and inoenda kumapurisa and judiciary procedures will be taken.
@tafarapaul Жыл бұрын
@@tanakatsireti644 well explained
@eliazelfaanta5457 Жыл бұрын
@@tanakatsireti644 urikutii ko iwe so you are saying kuti iyi haisi rape
Doro harina kushata, Chawazozviitira warinwa ndochakaipa, hunhu wakaipa hunenge hwagara huri mauri, unenge watogara wasima mifungo yakaipa usati warinwa, chero munhu ane disability , munhu akafanana newe nekuti anepfungwa ane ma feelings mhani, narration yaSekuru says a lot, May this couple find peace and comfort in the Lord, they need total psychological support
Karakanda tv, how can I help somebody I have seen in your programme.
@consymuri479 Жыл бұрын
Chiiko chirikuitika kumakomoyo, from Chabodo tava kwaDo It💔💔 asi baba makuma 70s muneshuwa kutora mwana ari kuma 20s, anyway pamwe rudo
@yvonnepakura954 Жыл бұрын
Do ari kuita kunge ndiye akapara mhosva
@perpetualmarimbire176 Жыл бұрын
Ndarwadziwa varume musadaro 😢😢
@magmat3363 Жыл бұрын
These people need to be locked up and the keys thrown in a dam, how can they take advantage of people they know have mental health issues, this is what the government needs to do something for them,they need full support from the government. Vanguard ityayi Mwari chokwadi .
@violanyika3860 Жыл бұрын
Very true all these vulnerable people should be protected This rapist should be given a tight sentence.
@muchmuleya9651 Жыл бұрын
They must castrate him he's useless in the community, rotten egg 🥚 you married you go around raping, Her wife and kids will be a stigmatized in the community
@ElizabethMatanha-fv8sr Жыл бұрын
Weldone sabhuku hamuna kuda kuita hudyire
@desmondhakurekwi5872 Жыл бұрын
Testai DNA since mukadzi aka abuswa without protection
@evasnyamhere4066 Жыл бұрын
Zvakawoma apa munhu ane mukadzi kumba
@YvonneMalota-in9jh Жыл бұрын
Nxaaa uyo jeri rake zviri smart, ana Matutsa I wonder why vari kubhabhadzirwa ngavaendeswe kujeri
Do-it and you did it nxaaa mambya asina varume hobho kumakorokoza kwaanotambira takarasima nevakadzi vevanhu, kutonzwira mhuri yako tsitsi. bhuratishiti dai ukagareyo satan wemunhu nxaaaa
When l saw the guy explaining something in me told me he is the culprit
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Munodzifambira baTaps ..haa chii chapinda munyika weduwee.Chabodo naMatutsa again
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Again wena
@moseskapfudzaruwa6194 Жыл бұрын
This guy ndiye ngaende kujeri kwete kwaheadman
@jescamadondo2979 Жыл бұрын
This sabhuku is good. Kwete vekwana chabodo that chief is patronising the victims for the benefit if the criminals
@treddahkatsadzura932311 ай бұрын
attempted murder and rape plus akatora advantage yekuti vabereki avo havasi right. Life in jail, ngaachekwe chinhu chacho,arikuziva zvese zvaakaita but arikukanganwa paakarara, nhema dzake,life in jail ,ngavharirwe
Varume masave ma witness ezvamusingazive asahwira vanga vachti ayisakwanisa kuita chinhu nekudhakwa munonyarirepi. Never be a witness of something you are not sure of.
@eustinadinhiri5248 Жыл бұрын
Do akanga achinyepera kunwa doro akaita nyaya yake ari sober bcz zvese zvekumona chimonera ari kuzviziva wani hapana kudhakwa apa vamwe vake ndiwo vaitonwa doro .pfutseki vaisambogonaba kudii kwachoo unotaura nhema .push nderako inga uri kubvuma wani saka uri kurasika papi
@schumieelf3232 Жыл бұрын
Heartbreaking 💔 uyu was obviously the culprit even achitaura I could tell - he must be given the maximum sentence
@lameckmunyanyiwa5318 Жыл бұрын
dont rush to conclude my brother.dzimwe mhepo dzinongosimuka soo zvigonangana newe pasina kana chaunoziva